Thank you so much prophet ukati uzvitaure iwe kuvamwe unonzi watsvinya zvino takazorangarirwa naMwari our prophet of today Nemo Nemo anenzeve dzekunzwa anzwa
The most cool and powerful Prophet with his powerful teachings and educative preachings I’ve ever come across. Prophet Miracle Paul! Father! God bless you and live long for us! 💕🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Prophet Prophet 😢😢😢😢 Mufunge matibata nhasi😢 Maita zvenyu. Dai takanzwa shoko iri kare dai nhasi tiripakanaka...isu ndomakudzirwo atakaitwa ekuzoita marriage material.. Thank you for this educative sermon Ndakutodzokera kunonyorera ndikwanise maOs angu..... God bless you my Prophet ❤
Mwazvita henyu prophet komborerwai mabatsira amai awa nesu tese 🙌hanzi kusaziva kwakafanana nekufa tadzidza paidi🙏❤️
Mashoko makukutu Prophet. Dzidziso yenyu Haa ndatenda zvangu. Amen
Powerful vadzidzisei munhu waMwari ini ndiri kutodemba kuti dai husikana hwaidzokegwa ndaitangors pa gr 7
Powerful words ❤, mandipa hushingi munhu wa Mwari
Thank you so much prophet ukati uzvitaure iwe kuvamwe unonzi watsvinya zvino takazorangarirwa naMwari our prophet of today Nemo Nemo anenzeve dzekunzwa anzwa
The most cool and powerful Prophet with his powerful teachings and educative preachings I’ve ever come across. Prophet Miracle Paul! Father! God bless you and live long for us! 💕🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Vana vedu dai vainzwawo mashoko akadai anokosha. Thank you Prophet
Shuwa prophet haisi achievement kuroorwa mataura chokwadi munhu wamwari🙏
❤❤❤ sure bba
Chinonzi achievement chii? And what is marriage?
Prophet Prophet 😢😢😢😢
Mufunge matibata nhasi😢
Maita zvenyu.
Dai takanzwa shoko iri kare dai nhasi tiripakanaka...isu ndomakudzirwo atakaitwa ekuzoita marriage material..
Thank you for this educative sermon
Ndakutodzokera kunonyorera ndikwanise maOs angu.....
God bless you my Prophet ❤
Vanhukadzi tinenge tigere murima. Thank you Prophet Miracle Paul for solving the hidden problem❤🙏🙏
Thank you Prophet nemashoko akakoshesa .ndatenda zvangu .vana vedu vakuda zvakapfava mazuva ano husimbe havadi kushanda.
Amen and Amen Prophet thx you so much Prophet with the teaching pfuudzwai mberi munhu wamwari tisunungurwewo madzimai ngatishandeyi
Prophet kutaura kwenyu kunoendsa kudenga❤❤❤❤
Amen and Amen prophet munhukadzi zvishandire vanasikana dzidzai marriage imbomirai
Profound msg there.....thank you so much Prophet i wish this msg reach every women in the world
Powerful teaching prophet . Thank you for the words of wisdom🙏
Very true kune anamai vakagarira pfungwa basa kumirira kuvatiwa nekuita makuhwa,woti wakaroorwa wobvuma kuvata na tezvara bekuda kunzi Mrs
Naro basa my Prophet batsirayi henyu tinopayikira ichokwadi❤
God bless yu many of God ..powerful teachings dai takazvidzidziswa tichangokura tisina kuvira
Munodiwa prophet ❤❤❤empower yourself vanamai
thank you prophet tatodzidzawo kuti kuroorwa haisi achievement 👏
Chokwadi ichocho Prophet MP.
Words of wisdom indeed.
Yaa Mwari vatibatsire tiri kumhamyisa zvisina maturo. Powerful teaching
Amen prophet tinotenda nedzidziso yamurikutipa 🙏🙏🙏
Yoh powerful baba ,maita nedzidziso iyi kuvana wedu Prophet🙏.
Prophet you have nailed it all,girl child need to be empowered for sure.That was strong teachings
Greatest lesson.I have learnt.
Munhu wa Mwari ndine zvakawanda zvandinoda kuziva pamusoro pehupenyu hwangu...
Unoita muranda hatidi kuzvishandira❤
Powerful teaching Prophet dai vana vedu vateerera
AMEN rambai muchitaura saninge vakadzi ve Zimbabwe vanozvinyanya
My day of restoration by you prophet will come here in Pretoria
Amen Prophet thank you nekutidzidzisa
Thnk u prophect Mwari vakuitirei zvakana🎉🎉🎉🎉🎉
My powerful Prophet ❤❤❤
Zvakaoma.chokwadi pakaipa.dai Mwari mapindira kununurwawo
Ichokwadi Prophet vakadzi ngatiwe equipment. Marriage ngaizouye zvayo but ini ndakarongeka Powerful msg Prophet thanks
Powerful word's haaa anenzeve arikudzidza soo
Mashoko akadzama tichidzidza prophet, thank you.
Prophet thanks nedzidziso ndatodzidza so
AmenMwari wangu Ndaburuka Neshoko Batsira Mhuri iyo
Umu padzidziswa apa
Very true prophet.Powerful teachings indeed ❤that's reality
Powerful teachings Prophet Miracle Paul thank you
Very powerful Prophet words of wisdom amen and amen
Amen tinotenda nedzidziso apa anenzeve anzwa apa
Tabatsirwawo nedzidziso baba
Taurai zvenyu prophet husimbe hwekusa gona kuzvishandira
Mune dzidziso hombesa prophet mwari varambe achikupai mazwi
Thank you prophet for the powerful teaching.
Very powerful munhu wa Mwari
Good teaching my father thank you for insparation
Mashoko matsvene 🙏 thank you prophet miracle Paul
Nyika yakatakura kurema😢
Mataura chokwadi chinorwadza Munhu waMwari, kuroorwa haisi achievement, Amen and Amen Man of God 💙💜💙💜🙏🙏🙏
Amen mazvita Prophet dzidziso yepamusoro soro nyika ngaiidzidziswe ,chokwadi marriage is not an achievement
Thank you prophet for powerful teaching
God bless you prophet I like the way you adress situations I hope to meet you one day
Tiriko isu usimbe zano rakapera❤.nemeregi
Pasi pano panoitika mashiripiti zvokwadi zvamunogara muchitaura prophet dayi Mwari vatibatsira kupfurikidza nemi maporofita avo 🙏🙏🙏
Thank you prophet tadzidza
Inspiring profound words of wisdom
AMEN and AMEN powerful
😂😂😂 nhasi mapopota.. ndafarira message yenyu.
This is deep thank you bba mandisimbisa❤
Amen prophet mashoko anovaka
Powerful teaching man of God 🙏🙏🙏🙏🙏
Mazvita henyu prophet nedzidiso yakanaka
Amen Prophet ...I'm a testimony to that
True powerful sermon prophet
Amen poweful teaching
You are a true man of God be blessed
Thank you Prophet for this teaching
Thank you for your wisdom
Endai mberi neshoko prophet muchitipa chiedza
Yes good message
Very true. Powerful words. We used to be told that marriage is an achievement.
Prophet ndinamatireiwo
Amen prophet powerful words
Amém prophet ❤❤
Amen munhu waMwari🙏🙏🙏
Mazvita Apostle ndanzwa kunyara ndiri one 😅
Apa matiudza apa ,ndiro shoko iri prophet Mwari vatibatsire
Haaa taudzwa wena dzazara nzeve
May God bless our prophet for powerful teachings
Shuwa prophet uuu batata panodzimba
chokwadi besides kudadirwa anomuka akafa ,unotangira papi ,kutonanga ku bhawa bcz hapana chimwe chaunogona
Munhu wamwari munhu Ari kutitambudza nekuroya akati chero makaenda Kwa Miracle Paul munonoudzwa chokwadi dai mandibatsira ndizive chokwadi
Unopedzisira waitiswa zvese zvese, dhobha dhobha kurarama kwacho. Hey
Kana kudakuroorwa guys haa akadii kudzoka kumba kwawo
Prophet tauraiwoo neni upenyu hwangu hwakamira panzvimbo imwe
Powerful thank you prophet❤
Amen Prophet
Ndokumbirawo number dze one on one kana uriSA vanobatsira here pafoni
Powerful thank you man of God
Amen thank you prophet
Avo vanokuteerai avo ngavambo gara pasi totadza kukuonai nema security guard Ayo 😊
Yoweee nhai mwari wangu
Thank you man of God powerful teachings
Taurai zvenyu munhu vamwari
Amen prophet
Powerful thank you prophet
Kumasvingo kune divi razviri tete vangu hanzvadzi yemurune wangu ndozvavakaudzwa varoorwa pamusha wevanhu vakadaro vakaramba asi muchato wacho hauna kuzoenda kure. 😢Mwari pindirai zvirimudzimba umu zvakaoma.
I don't think kuti kumasvingo but musha inenge une urombwa