Thank you Lord for cleaning the nation through your servant prophet Miracle.To Almighty God be the glory and honour.Oh Lord help and convict us titize misikanzwa in Jesus name.Amen
Thank yu man of God , idzidziso hombe iyoyo . Be blessed man of God. varume ava thay take advantage of us ladies nekuti tinenge tichitsvaka mabasa ngachive chidzidzo. Vese vanozviita ngavaore
Ndine hanzvadzi yangu akarara pasi izvezvi kubulawayo anoda vakadzi and aora private parts ese and ari kuramba kureurura and ari kuramba kuenda kuchipatara now ari kupomera mama kuti ndiri kutwariswa nekuti handizive baba vangu 😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔
Makatumwa Prophet komborerwai chaizvo nebasa ramurikuita ,irobasa rinofadza Mwari ramakatumirwa.
Thank you Lord for cleaning the nation through your servant prophet Miracle.To Almighty God be the glory and honour.Oh Lord help and convict us titize misikanzwa in Jesus name.Amen
Thank you Prophet Miracle Paul 🇿🇼❤️🕯️🕯️🕯️
Thank you man of God. God bless you.
Amen Amen makatumwa zvokwadi prophet
Thank prophet Miracle zvokwadi makatumwa mbiri yenyu ngainderere mberi
Ndibatsireiwo Prophet MIRACLE ndiri Kure nemi ASI ndokuonai hangu pa You Tube
Ropafadzwai
Haanzwe Shona kupi kwacho ,anoda kukushandisai Prophet 😂😂
Nothing is coming to happening😂 I'm here for the hapenings
Thank u Prophet....stay blessed
Mai vanotaura ndebele avagone kutaura isai mumwe wechindebele vanotokanganisa postor
Thank yu man of God , idzidziso hombe iyoyo . Be blessed man of God. varume ava thay take advantage of us ladies nekuti tinenge tichitsvaka mabasa ngachive chidzidzo. Vese vanozviita ngavaore
Yaa pakaipa zvechokwadi... Thank u Prophet makatumwa
Amen thank you Prophet
Thank you prophet munobata basa rakanaka
Thanks prophet ne bsa ramakatumwa
Be blessed man of God
Thank you Prophet maita nekuyambira ipapo
Aaaaaa makanaka jesu ameeeeen prophet ❤
Thanks prophet Miracle Paul to pray for her.
Pray for me prophet with my mame
Tinotenda Mwari vakakutuma munebasa prophet tinodavo kurapwa
Thanks so much Prophet Miracle Paul for help him
uuu prophet mwari ngakkudzwe chokwadi
Mazviita Prophet itirwai zvihombe
Amen thank you Glory
Thank you my prophet
Prophet munebasa nekutaura kwenyu kunedzidziso Bata basa rakatumwa Tinotenda Mwari nazvo chaizvo
Aikaka vatorimo vanotora vakadzi vevanhu nhai 😂😂😂😂😂😂😂😂haaa Prophet Miracle Paul kkkkkk haa
😂😂😂😂😂
Tese toda kudzidza wena kkkkkkk hey ummmmmmm murume wese anozviita
Man of GOD itirwai nyasha
Ndatenda hangu nemashoko enyu Pastor
Vakadzi vqcho havachanzwi ndiwo vanokwezva kuhura kwacho kwanyanya
Thank you prophet
Iwo vakadzi wacho prophet ma1 hawachataure kuti ndakaroorwa saka todii
Good advice too
Pliz profet Ndibatsirei ndatambura pliz....
Amen papa
Thanks you prophet
Kkk Mamurapireiko Uyo Prophet , anofanirwa kuenda kundoripa Kumukadzi ve Munhu Mhombwe iyo 👆.
Ko iye mukadzi wacho akabvumirei kuvhura makumbo
Mubairo wezvivi rufuu
I think this is Godly counsel
Eishhhhh nhai eishhhh nhai Mwari ko nyika zvayapanduka
Zvakaoma shuwa Mwari tibatsirei
Pray for me Prophet
Yowee zvakaoma runonzi runyoka
Help him man of God❤❤
Thank you Jesus
Pray for me man of God
Mubairo wezviwi ndorufu
Haa prophet makapemga uuuum
Amen
Prophet chirungu chake icho chiri next to our mothers tounge icho akutokushandisai hakuna chirungu chakadaro.
Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk pakaipa
My Prophet
Musandipfuurewo veduwe pamunoropafadza vamwe prohet
Amém Man of God
Ummh hanzwe Shona kupi uyo iye arukutaura Shonglish uyo haiwavo!
Pamwe anogona chimalawi kana ndebele chete .akudzidzirao chirungu
Kikk
Kana ati haagoni Shona hazvirevi kt murungu pamwe mundebele haisi Shona yega inotaurwa muZim
Did you help online prophet.
Prophet makatumwa
Pakaipa Pakaipa
Yoo eish very evil my goodness
Varume havanzwe ava
Mubairo wezvivi
Thank you prophet help us
Zvaitika izvi zvinopa chidzidzo kuti mukadzi wemunhu haabatwi
Yes true
Sometimes vakadzi tisu problem coz tinoti hatina varume kkk
Thank you Prophet
Ndine hanzvadzi yangu akarara pasi izvezvi kubulawayo anoda vakadzi and aora private parts ese and ari kuramba kureurura and ari kuramba kuenda kuchipatara now ari kupomera mama kuti ndiri kutwariswa nekuti handizive baba vangu 😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔
So sad
Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk akaputiridzwa Nariman veduwe mubatsirei endai kwaprophet
Nhai mwar
Did you halp on line Prophet
🙏🙏🙏🙏
So evil sure
Church yese mu toilet😂
Ko kana usingazive
Ma 1
He cant speak English well
Mubayiro wezvivi.chivi
Thank you prophet
Pray for me man of God
Mubairo wezviwi ndorufu
Amen
Amen
Amen