Powerful teaching especially pamaprofita enhema nen'anga vanofurira kuti siya mapiritsi ebp or hiv or sugar mavaudza prophet vanhu varikufa vachisiya mishonga yavanzi vamwe naChiremba. Thank u prophet you save many lives.
Uyu murume uyu anedzidziso shoko ngarisvike kuna baba vangu ndaita mudiki pakutsiura baba but nezita ra jesu shoko ngarifambe iri kusvika kuna baba vangu ku Honde Valley uko
Uh Prophet muno tsemura vanhu zveshuwa. Amen Prophet Miracle Paul for the best teachings ever ❤🙏
Umm Prophet vakabhowekana vanoita kufamba munhu.Dzidziso yavo yakadzama chose I wish 1 dae tichawanirwawo mukana wekutaura navo ndigotendeuka kuchurch kwavo ndizive jehova
My wish olso😢
My favourite Prophet munoudza munhu chokwadi God bls you...
Your teachings have taught me personally to have self control,think b4 l act,and opened my eyes widely ,Thank you Man of God
Powerful prophet Miracle Paul.
Good teaching and health education.
You are a good Public Health educationist.
Be blessed munhu waM😅wari
Powerful teaching especially pamaprofita enhema nen'anga vanofurira kuti siya mapiritsi ebp or hiv or sugar mavaudza prophet vanhu varikufa vachisiya mishonga yavanzi vamwe naChiremba.
Thank u prophet you save many lives.
Kwanzi mweya wechikwambo iye ari getrude thank you prophet
Vanofa rini vanhu vakadai tizorore
Kwa Amos ndizvozvo futi heyi zvakaoma
Munhu waMwari mune mune dzidziso may God bless you 🙏🙏🙏🙏 problem yedu tinozviona zvima signs kusvizvika wauraiswaaa nemunhu . Mwari tibatsireiiii
Mmmmm Prophet Miracle havasi vekudheerera. Ukafambira chiedzo unozonyara sembwa iri mu bhazi. Shuwa munhu wonotsvaga hurwa kunze uko wodzokera futi kunonombora haaa mfana uyo i shit yemunhu.
ahhh mashoko munawo anedzidziso dai Mwari vatigonera
Zvakaoma hazvo, Mwari dai atibatsira, Prophet Miracle Paul you are the best of all 🙏🙏🙏
Advicer thank you prophet dzidziso yenyu inobata vanenzeve ndinotenda
Amen baba ,matibatsira kusarudza hupenyu kudarika mafaro
Amen 🙌 thank you Prophet Miracle Paul for powerful teachings
Kkkkk mamuumbura prophet chihure unopfeka hembe dzevana vadiki uri busy kuita mujolo
Powerful teaching thank you Prophet nekubatsira tiri kudzidza 🙏🙏🙏
Hallelujah cannot be said better than this. Thank you so much for exposing the Devil
Mwari akuitirei zvakanaka Prophet vakadzi vazhinji varikusangana nazvo masevha hupenyu hwevanhu vakawanda nedzidziso yenyu
Geti ndiye chikwambo mnje kkkkkkk hoky thank you pastor
We glorify the Almighty for blessing us with you prophet 🎉. Such a wonderful teacher and advisor you are.
Both partners should be honest ,nyaya yokuzodzana chirwere muimba hachisiri chinhu chakanaka, vanenge vakaroorana ngavazvibate .
Powerful, teaching prophet ummm havanzwi vanhu ivava prophet
Imbwa yemunhu kushunvurudza mukadzi nekufa kwekusada Kuti ndakatadza , shuva kushinga kushungurudza mukadzi oshaya rugare mumba shuva anopenga iwe
Prophect one anodzidzisa zvobatika ndofunga one day ndichakuonawo ndikungoyambuka
Thanks so much for your teaching munhu waMwari 🙏
Makatumwa mutumwa Miracle Paul nekuti nyaya dzamunopiwa munorenedzwa asi munokunda nedzidziso yamakaburutsirwa kudenga munotendwa Prophet
Thank u prophet rambai muri mupenyu mutibatsire
First one to watch ❤...but this husband is comedian 😂
Two pushen Uri kunda kutsemurwa hr kana ndokutsemura 🙏🙏🙏
Prophety you are great l love your teachings God bless you more
Uyu murume uyu anedzidziso shoko ngarisvike kuna baba vangu ndaita mudiki pakutsiura baba but nezita ra jesu shoko ngarifambe iri kusvika kuna baba vangu ku Honde Valley uko
Baba ava idhodho chairo unoshungurudza mukadzi uchiziva hako chokwadi
Powerful teaching thank you Prophet ❤
Dzidziso dzenyu dzakakosha Prophet. Mwari ngavatibatsire.
Heya chikwambo ndiGeti gegeee baba itsotsi ndatenda hangu
Choosing life over enjoyment; powerful!
Amen Prophet....powerful teaching
Thank you prophet for your teachings am really learning prophet
Phophet ndinamatireiwo ndirikurwara ndibatsireiwo ndirikurwadziwa
You are healed through Jesus' stripes. Trust in the Lord, and all will be fine
Amen Amen powerful teaching
Phophet ndibatsireiwo ndoda kuuya kuchechi yenyu ndiri kuSouth Africa
Ingopotaika muchiuya munhu waShe
Powerful teaching thank you Prophet
You are a teacher,thank you Prophet of our generation
😂😂😂😂😂😂 prophet so a,b,c,d ndaseka zvangu....maita basa nedzidziso munhu wamwari
Ndatenda hangu namashoko enyu anodzora Prophet, dai Mwari vatibatsira chokwadi
Kubva apa I learnt a Lot fro you Prophet
Thank you for your teaching Prophet tell him
Veduwe please help prophet vanobatika sei uye imarii one on one session yavo ndatambura please help
Call number dzikubuda pa screen
Pray for me my powerful Prophet ❤❤❤
Mwari tokumbira wisdom yenyu nguva yatave kurarama yaoma
Yes choose life over enjoyment thank you prophet
Powerful teaching 🙏🏼🙏🏼🙏🏼
Be blessed man of God ❤
Nhasi ndaputika, kikikiki mandinakidza munhu vamwari
Great Pastor, be Blessed
Thank you man of God. You are helping us at home
Thank u papa i love your teaching
Ini ndobva ndatonopeka mabag wosara na geti wako nesick yenyu
Uuuuuu asi varume chokwandi hr kunzi tinemhepo Ivo wachiziwa chokwandi
maita bsa Prophet Miracle Paul rudo rwenyu kwakanaka
Thank you for your advice man of God
Amen great teachings prophet
Totenda nedzidziso prophet miracle Paul,rambai muchitibatsira
Haa dzidziso munayo .yechokwadi chaicho chisingade vanhu.
😂😂😂😂ndaseka hangu nhasi
Amen mwari tibatsirei nevana vedu muvape nzeve dzemweya not dzenyama
Powerful teaching from Prophet...
A b c d ndakunyaririra nekutadza kuvhara zipi chinja hunhu
Powerful teaching prophet
Good teaching Prophet ❤
Thank you for your teaching Prophet
Amen 🙏 thank you papa ndadzidzaooo papa Amen 🙏
😂😂😂😂😂 Prophet makanyanya, I sarendha😅
Prophet P ndiri kuno Ku South Africa ndoda kusvika ikoko muna January ndatambura ini
Well Said Prophet
Thank you prophet nedzidziso ❤❤
True prophet God bless you 🙏
Maita bass nedziidziso yakanaka prophet 🙏
Getrude usadero, tendeuka hako nguva ichiripo
Munedzidziso prophet vaudzei chokwadi ma demon ambotama
Chokwadi chihure chinodadzira..
Amen
Amen and amen powerful teaching
Amen ndatenda Prophet❤❤❤❤❤❤
Ummm maita basa munhu wamwari mandibatsira hangu ini , nedzidziso
Vatsemurei baba ava vanoziva nyaya dzavo
Aaaaa varume kaaaa ngavaite serious
😂😂😂😂😂 prophet vanowanza ndapota
Amen thank you prophet powerful
ABCDE 😂😂😂aiwaaa prophet. Ndaseka zvangu.
Prophet tinotenda nedzidziso yakanaka amen
Same problem like me pray for me also profet
Amen and Amen Papa
Prophet munoparidza chokwadi kuvanhu anoda kurairwa anoda zivo anovenga kurairwa ibenzi
Amen nedzidziso prophet
Amen mwari ngaindibatsire
Gegegege pwatii ndaseka zvangu sika rudzi hairware zvekudaro
Ndi batsireiwo prophet
Amen 🙏 thank you prophet
Amen and Amen Thank you prophet
Profert pray for me and my children 😊😮
😂😂😂hanzi kupfeka hembe dzevana vadiki ABCD