This man is very creative; he has the characteristics of a 'mad' genius. Creativity and beer go hand in hand. Let him drink his beer. Beer just need moderation. Let's not impose our lifestyles on people.
Wake up Para, stand tall wipe up the dust and start afresh stop too much alcohol you are so intelligent and gift, you are a hero we love and support you, wake up man, we want to see you back on stage.
You can say that again, munhu kutoganza kuti ndinonwa, now he ended up in the wrong place, and to make matters worse he cannot even account for what exactly happened because of drunkenness. This is a serious challenge for the nation. Madhara acho anofanira kudzidzisa vakomana vechidiki, what can he teach them shuwa?
@@mrgunika8362 as long as muchikwanisa to regulate the way you drink muchiita progress mulife hapana kuipa manje baba Para vaporize alcohol problem that is hindering progress in his life .
I love Papa Para and his teaching thru music he is not just a singer but an intelligent agent his songs teaches life but the only problem he is supposed to STOP ALCOHOL or just drink for fun n leisure kwete zvekuparara zvaari kuita I love the guy n his band
Doro doro doro doro doro doro doro siyayi baba para because hamuziye mwero we kutora and chinodhaka hamuchina ziyayi mwero you are a star musici yenyu tinoida inonakidza asi dai masiya doro vana venyu vachadzidzei pliz pliz 50 yrs mato kura chionekwai mutsasuko nepwere pliz batsirikayi musadzoka kwamaive kuya
Mungashore Doro zvenyu becoz you're seeing this story with physical eye.If you were seeing issue yake in spiritual life you would then understand kuti harisi doro mamhepo ayo.vanhu vangani vanonwa doro ?Vanhu pepukai mweya yetsvina iriko.Every physical problem we see or encounter has a spiritual force behind
Wese aiti mudiwa akanganisa vaudze kuti imbwa bcz airakidza love nekudzidzisa kuti tibatsirane and akatobatsira kuti vaizodakubatsira futi para vawone mudiwa unodiwa god bless u
... And the owner of the church HIMSELF instructed that believers have to continue meeting/gathering (Hebrews 10:25).. It is equally very important to continue gathering as believers just as it is important to believe God in your heart.
papa vane chipo chavo asi uuum mweya yemadzinza inenge iri kuva vhima day and nt vanogona vane njere dziri smart bt uu mm something behind his back ndarwadziwa hangu ne zvaari .tingataura kt doroo bt hhhhm ...... mwari ndivo vega vane mhinduro wish him all the best!!🙏
Para u have a rare talent but alcohol has destroyed hos once blossoming carrier. Groom your sons and impart talent and legacy to them to keep shining and raise your flag high
What is the duty of a manager, if Paradzai Mesi has a manager, what are the roles of the manager. isnt it responsible to take your client for counselling or rehabilitation so that he maintains his career, hence maintaining the manager relevance as well.
zama ukwehlisa izinga lokunatha ndoda,you are a gifted man without alcohol
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
This man is a real comedian. He deserves a bell 🛎
Situation ina Baba Para inowanikwa hama. Asi zvinoda vane moyo unerudo,vanokwanisa kubatsira nemoyo wese. Saka hazvisi zvekusekana.
Ola Baba para zvimwe ndezvimwe he is the dranken master and strong man he needs support only
This man is very creative; he has the characteristics of a 'mad' genius. Creativity and beer go hand in hand. Let him drink his beer. Beer just need moderation. Let's not impose our lifestyles on people.
This man he is great man. Pasingura ndemumwe mukuru wevaimbi. One of the big 5
May God bless Paradzai Mesi for me... that's my prayer
mkoma para dai mawanirwa more Nyasha pamusoro penyasha zvinhu zvenyu zvidzokedzane pazvaiva paya
Papa Para is a legend for real...
Wake up Para, stand tall wipe up the dust and start afresh stop too much alcohol you are so intelligent and gift, you are a hero we love and support you, wake up man, we want to see you back on stage.
I am Venda person but i love this man actually i love shona music even if i don't understand language
😊
Venda and Shona is one Baba actually wena umshona
Send you Whatsapp number vhenda man
Ndaa
Ri a fana nwana wa mukalaha
Baba para mashoko makuru andiinao ndeyekuti muyimbi haanakusiyana na prophet nokuti mumhanzi yavo ini tendeutsa asi Ivo sei vasingayendiku Church
It’s high time we address ALCOHOLISM as a nation. This guy needs help with his addiction.
Vanhu vanofunga kuti mutoriro ndiko kudhakwa
Very true doro ririkumukurira and it's like ndiho hupenyu hwake
Manager haasi kugona basa munhu ngaamwe afta show or tomboti muno crankwa ne beer chiitaiwo ka vaite limit
You can say that again, munhu kutoganza kuti ndinonwa, now he ended up in the wrong place, and to make matters worse he cannot even account for what exactly happened because of drunkenness.
This is a serious challenge for the nation.
Madhara acho anofanira kudzidzisa vakomana vechidiki, what can he teach them shuwa?
Apa akatodhakwa futi hazvizopi chiremera chakanaka
Chikumbiro kuna baba para daivanamata vasiyekunwa doro ❤
ko isu tinonamata tichinwa doro toita sey
Kwaa
@@mrgunika8362 as long as muchikwanisa to regulate the way you drink muchiita progress mulife hapana kuipa manje baba Para vaporize alcohol problem that is hindering progress in his life .
@@mrgunika8362 achati siyai kunamata munwe doro
This madala is very creative and intelligent....God lead him to success...
I agree with you , he is very wise. Rehab is needed only
ZvaPara ndezve kusundirwa mweya wetsvina chete kuti asabudirire
🎉best interview ever😂😂❤❤
This talented Paradzai Messi may God have mercy on Minister of Alcohol
Akapiwa mangemba
Papa Para is Educated, hololo
Baba Para vanotoda kubatsirwa zvakasimba .Ngapatsvagwe chikonzero chiri kuita kuti hupenyu hwawo ushaiwe direction. Munhu aive nehunhu hune chiremerera saka chikumbiro changu ndechekuti ngapatsvagwe the main reason.
this guy is a genius, his only problem is abusing alcohol
He must stop ndrinking ,,l pray that God blesses him,, Amen 🙏🙏
Many thanks to Mudiwa hood same as you Ollah
One of the big 5 Paradzai Messi
Mudhara Macheso tionereio mudhara uyo usamusiya achiwa .
Papa Para , chipo
chakaiswa neMusiki pamhuri chinofadza nekuraira tese tinoteerera❤❤❤❤
Always bless this guy DJ olla 7 makanyanya elder
Zvakatokubatsira Para yaitove breakthrough yako kukandwa pabiwa kt Mudiwa akuone
Blessing in disguise zvedi
i sec u too.
Kkkkkkkkkkkkkkiest
I love Papa Para and his teaching thru music he is not just a singer but an intelligent agent his songs teaches life but the only problem he is supposed to STOP ALCOHOL or just drink for fun n leisure kwete zvekuparara zvaari kuita I love the guy n his band
Doro doro doro doro doro doro doro siyayi baba para because hamuziye mwero we kutora and chinodhaka hamuchina ziyayi mwero you are a star musici yenyu tinoida inonakidza asi dai masiya doro vana venyu vachadzidzei pliz pliz 50 yrs mato kura chionekwai mutsasuko nepwere pliz batsirikayi musadzoka kwamaive kuya
Mwari Komborerai Paradzai Mesi Ndanamata
Mungashore Doro zvenyu becoz you're seeing this story with physical eye.If you were seeing issue yake in spiritual life you would then understand kuti harisi doro mamhepo ayo.vanhu vangani vanonwa doro ?Vanhu pepukai mweya yetsvina iriko.Every physical problem we see or encounter has a spiritual force behind
I love the way you are doing mukoma Para.
Best interview ever 😂😂❤❤❤❤❤❤
Wese aiti mudiwa akanganisa vaudze kuti imbwa bcz airakidza love nekudzidzisa kuti tibatsirane and akatobatsira kuti vaizodakubatsira futi para vawone mudiwa unodiwa god bless u
Ngangikhathazekile ngoParadzai Messi, ngizwa kuthwa untshontshile esitolo
Mwari ngaakuitire Nyasha mukoma Panga
Para
Baba vangu Para zvinowanikwa .asi kana mawana mukana parizvino muushandise muvakewo
Papa Para is a very intelligent man despite the drinking habit.i love his reasoning capacity.
Munhu akaisa papa Para mu shop achiti vaba akavagonera vasimudzirwa zvino
Kkkkkkkkkkkkkkiest
Mfundisi Para,Mudiwa haasisiri munhu atove mutumwa. Chokwadi kutenda kwakanaka Boss Para
I love both these guys, the interviewer DJ Ola7 and Papa Para
P
He is great musician,,, legend indeed,,
That guy is a drunken master of sungura arikuziva zvaari kuita pa interview iyi nhai vanhu imi , listen carefully
That's true brother Para worshiping God is within the heart not in the church building😍😘
... And the owner of the church HIMSELF instructed that believers have to continue meeting/gathering (Hebrews 10:25).. It is equally very important to continue gathering as believers just as it is important to believe God in your heart.
Its true we are stealing from musicians. Piracy killed vaimbi we should support our own
this is the man with potential to compete with Macheso
Never
Potential
Macheso isimbi isinganwe doro inongorova chamba chete chete sa Mukanya
Sit down
Alcohol and undiscipline will be his biggest downfall
papa vane chipo chavo asi uuum mweya yemadzinza inenge iri kuva vhima day and nt vanogona vane njere dziri smart bt uu mm something behind his back ndarwadziwa hangu ne zvaari .tingataura kt doroo bt hhhhm ...... mwari ndivo vega vane mhinduro wish him all the best!!🙏
Tatomirira song ya messi we sungura na messi we reggae,,,winky d
God bless you baba Paradzai Messi🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Haa Papa Para ma1, ndanzwa nekuseka
*Mudiwa Hood nevamwe vese vakatambanudza maoko kubatsira mukoma Para munotendwa*
Yes yes yes
Don't drink too much,papa para you are talented.
Its true,ndakatombomukawo ndiri muma cells without knowing ndiripi.alcoholism z real n zvoda kunamata nekudzikisa dosage
Hanzi ayewa iyi nyaya yemaintanance jairayi nditoribhoooo
Baba para simbi hombe dze sungura tinokutendai nekudzoka mumangoma baba para ❤❤❤❤
Aizve vanenge vakatorohwa nemupete ende fti anyway well come back
I like huruva from baba Para
I loove this man
Talent and intelligence is natural.
Alcohol is destroying this man's carrier he need to come out of this slumber.
He is talented but he seems addicted and needs rehabilitation
very true chibaba
Papa para zvoda Goneso i support u pamuzik yenyu dzokai mugwanza
Siyai doro mukoma para but welcome back maona vanhu vanokudai
Mukoma Para wane musoro awa hey. Musawaringire pasiba hwi🎉😊
Wakasununguka murume uyu,, ndomufarira zvokuti
This guy anofana kugara ane zvekuita zvekut panoita less tym ye drinking
Siyana nezvinobata baba para 😢😢😢😢😢
On this legend, I foresee no reform. Chakabaya chikatyokera apo!!
And zvinorwadza hama kuona munhu achitoparara nekuda kwe doro
Pakuda manager chaiye ane background ye chinamato
He used to come to banket and he can perform very well
That's you, but why quick to judge, have you tried anything on him that didn't work then and you are using that as a reference to support your opinion
@@benjaminziveyi6605 this is not his first time people vachiita intervene .Haabatsiriki he needs to stop kudhakwa look his even drunk now
Para keep on trying zvingareme cy ,zvichaita chete. U have my support
I like him such. He is so funny 😂😂😂
Mwari komborerai Para ndanamata mwari
Mapenzi mazhinji amunoona alwaiwe wanhu wane ramangwna. Uyu pachikoro chaipo ishasha. Akatoroiwa ari mudiki. Tine watoziwa wanolojera ma galfrends 10 kuma suburbs but zviri kuendeka. Zvekut wakaddzi wanopa hurombe mm unenge usitorina mari yacho.
Mukoma Para vanoimba ngavambosiyana nedoro
. .. Papa Para u r huge buh doro ririkukanganisa chipo chenyu, doro itai shoma mudhara
Tumbwa kkk memory loss
I love Para"s music, thanks for those who helped him including@Mudiwa
Para u have a rare talent but alcohol has destroyed hos once blossoming carrier. Groom your sons and impart talent and legacy to them to keep shining and raise your flag high
There is a spiritual force behind manifesting in the physical life
Inotambika baba para usawara moyo idyai kutanga uye muteerera munhu
What is the duty of a manager, if Paradzai Mesi has a manager, what are the roles of the manager. isnt it responsible to take your client for counselling or rehabilitation so that he maintains his career, hence maintaining the manager relevance as well.
kana achimwa kudai anotobirwa naiye manager wacho
Not necessarily to manage personality but to manage business, like arranging shows, logistics and also being in charge of the band
Dzakauya dzakato rohwa nahwo
Asi munin'ina waMacheso here
Siyai Doro dad Para
Para ngaadzoke muindustry
Nyasha ngadziwanzve
Amen 🙏
Ollah sha next time tipewo John M Phiri
Tinotenda DJ ola 7 nebasa ramaita kutiunzira baba paradzai messi
Aaaaaaaasiya doro rinochembedza rise up & shine une chipo iwe
mukoma para ndichakutumirayi gutuir re lead
Neniwo ndoti mudiwa mwari ngawedzera zvawakaita
Harisi doro iri its very clear kuti ma drugs
DJ olla7 turning out to be a GOAT... Much love kip tt up.. 0008
U are the best baba Para
He seem not to be ashamed of his situation and downfall and he will not stop taking alcohol.
papa para ndinokumbirawo musiye doro musambo yenyu inonaka chose doro doro papa para
Imi doro rinonaka. Uyu ngaango zive kwekunwira vekunwa navo, kamunwiro nemhando yechanwiwa
Baba para kkkk ingosiyai hwahwa muite zvamagitare muende mberi vatsigiri wenyu wanokudai
Mwari wenyasha
Para akatodhakwa zvake... Mukuru vanogona kutotadza kutosimuka zvekare chakabaya chikatyokera.. Musombodiya havasi kuzomira zvekumhanya... Zvinonzwisa tsitsi...lets hope vana vake vachamiramira kuti vaendese band mberi coz mudhara vatokonewa... Vakutoda rehab and counseling otherwise ndokupera kwenjerama
Ichokwadi
iwe mfec anonzi Ollah haugoni kuita interview. Mawara akawandisa mauri
Mwari pindirai mulife maParadzai 😢
Baba Para 🥰
Maybe vakavhara shop Paradzai akarara mushop
Dzokai baba Para pabasa renyu sepamavambo
Still love you Para Rega Doro
para na macheso vanoonana hre
Dzakatodhakwa hadzo haa doro rinodiwa wo apa haa
Goneso mdhara uuummm tarisaaa zvakooo Para chte unyarareee nyararaaa
Television ting????
This line makaribhadarira mari here?
Big up Olla