Zvenuganhu handizvo changamire. Ve media kudairira xvisiri zvavo. Are they experts. What proof do they have? Facts counts in court gentlemen not assumptions
Ko sei pasingaite vanorova ,zvinhu zvakaita seizvi panoda vanorakasha first munhu obva ambobvisa mombe two for kuramba zvakadai,ozotongwa chaizvo akwana
30k SUBCRIBERS THANK YOU 😊
Our channel is growing we thank God 🎉
@@chipokambanje7044❤❤❤❤❤llll
What's the name of that mbira song..
We are here to support you mukoma and cross the bridges 😊
ngaarohwe mombe tiiende uyo marombe anoda bonde zvakanyanya apo mari hauna kkkkkk
Ndofunga Mwari kwavari vanongozvidemba chavakasikira munhu , mhuka dzirinani
Kkkkk taura hako hama
Kkkk taura hako hama
Kkkk
Kunyanya kuZimbabwe
😂 that's why vatongi venyika vakazogadzira pfuti
Madzishe Dzimwenyaya tongai makabata shamhu
Sure uyo anotoda shamhu
😂😂😂😂😂😂
yaa regai tiuye ne mboma chaiyo kujaira Dare
Kana pfut coz shamhu havavhunduke nekuti haisiye vanga 😂😂😂😂
mvuuu chaiyo
Anodheerera uyo
😂😂😂proof pachena bvuu kuramba dzangove nharowo
Hanzi vaka additer
Good handsome husband pretty lady happy for yuppipo😂❤❤❤
😂😂😂😂kuramba humbowo pachena 😅
Bt vakadzi vakaroorwa mukatinyarawozvakaipeiko ,kokungoendahako kumbq kwenyu ononyatsohura hako zvinei , heyii
Zvanyadzisaizvi
Gegegege ini zii hangu kwaaku nyara uku
In love with the introductory song❤
Nyika yaipa angova mazvake mazvake munyika umu nyaya dzacho soo🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Amendment must be done to allow kurova vanhu vanoramba nyaya pese pane humbowo
Mambo magonesa, uuuummmm anojairira this guy, anodherera zvekuti
Good questioning from the assessor kkkkk. Kwahi rakajoiniwa iro wakaritorwa uripi
uyo Mufana arikunzi sekuru anoda kunyatsodhavharadzwa,kumamiswa chaiko coz ungarambe panePROOF,yakadai
Taurai henyu
Munotoshaira chimiro nazvo izviisiyayimujolo varume nevakadziplz plz
Evidence yese pachena, kana kuramba dzangovawo nyadzi
Mhosva haitambirwe chinotambirwa iplate yesadza
Amen
Nharo dzimwe dzoda shamhu
Chief chief vekwangu dotito bvumirwai kurova vanhu vakaita sekamurume ako sure kuramba zviri pachena kuda kukutemesai musoro nezvinooneka nemunhu wese hre aaaaaa ndanzwa Hasha ini
Waiting
Aaaa ndomazuva ekumawere nyika chiiiko nzara here
Technology yephotoshop roots haisati yazara, kule vakadya havo
sabhuku vanogona kuchaja ..very good...
Kwakungorambaa
Mambo munedare thst good motonga nedare
Ko seiko kazhinji chikomba chemukadzi anenge ari munhu akanyangara than muridzi wemkadzi?
Kkkk hanzi zvinogona kueditwer nxaaa zidzoro
Yes yes ndonyaya dzinonakidza kuuya kdare uine proof inobatika seizvi
Kuita bonde kusvika wanakigwa zvokubatwa ukatogwa pic kureva kuti wakanga wazipigwa komene
Dzimwe nharo hadzidi pane humbowo huri pachena
Nhai
Haaa vakadzi basa ravo rarekuhura
Vamwe tirukuzvishandira zvechihure hazvibhadare😂😂
Kanoda kurova kamupfana ako
Kanoda kurohwa chaizvo uye kanodherera chaizvo
😂Kkkkkkkkkk pane chauchabvuma here evidence iripo 😅
Kkkkkkkkkkk hanzi technology yawandisa😂😂😂😂
Nhai chidofo apa chichihura nemuzukuru
Liar liar pants on fire 🔥😅
Nhasi ndaseka😂😂😂 evidence bvuuuuuuu
Saka mvura inonaya zvichidayi
Kamufana aka akana nyadzi
V11 yemhikicha😂👐 kutorara hangu nenyadzi🛌
Zvenuganhu handizvo changamire. Ve media kudairira xvisiri zvavo. Are they experts. What proof do they have? Facts counts in court gentlemen not assumptions
Dankoe chief
Hakana kwaana kamukono ketsambarafuta kemrume
Vakadzi vevanhu varikunyanyavo chihure ngavaripiswevo
Kkkkk varume vacho vane mhosva futi
Yes towanza mambo seke bhoo vanoripisa hure rechikadzi
Sure haa vari kunyanya
Ripisaiwo vakadzi vanotodawo kuhura k wacho plus varume vacho Havagone bonde
Haaaa uyo ngasatijayrira mhan tomumamisa ngasarambe zvinhu zvripachena
Mombe idzi dzinobviswa here kana kuti kungotaurawo coz anodziwanepi mombe shanu
Anamambo ndoona kt ipapo parikureswa ko mkadzi unobvumirei mumwe murume iwe uripanemumwe kna mkadziwo anofanira kubatwawo nemhosva
Murume uyu akanyenga mukadzi wa Sabhuku
Arikuramba chokwadi chiripo
Dai ndiripo ndakarova zveshuwa
Mkadzi wasabhuku ndomudawo amaiwee
Ko sei pasingaite vanorova ,zvinhu zvakaita seizvi panoda vanorakasha first munhu obva ambobvisa mombe two for kuramba zvakadai,ozotongwa chaizvo akwana
Haaa wabatwa pachena iwe kkkk
Kkkkkk hanzi ndine asi handizive kuti rakatorwa kupi unopenga iwe
Hanzi aka editwa how?
Mombe was inoenda Kumhondoro…ndiko kupi ikoko🤷♀️🤷♀️🤷♀️
Akanyatsotevedzera song yakapfupi yekuti mkadzi wasabhuku ndomudawo🤣🤣🤣🤣
Ko tuma love emoji pa picture nhaimi😂😂😂😂😂
Iro rinoda chitorobho Mambo
Zimbabwe chiiko, apo hona kamunhu kacho wotarisa murume wake..
Nyadzi dzinokunda rufu
Havatambire mhosva kunge plate yesadza😂
Anoda kurowa nemuswe wemvuu chaivo..chai
Nhai vanhu munozviwana kupi zvekutorana mapiks nevakadzi evanhu
Technology yawanda kkkkkkkkkk wabatwa
Zvakaoma
Vanhu varikuhura shame 😂
Kuzopedzera dare nguva bamnn
Ko wadii waisa song yakapfupi... Chikwama.... Mukadzi waSabhuku ndemudawo mukadzi waSabhuku ndemudawo amaihwee... 😂😂😂
Mambo tumai machinda enyu aromborohwa uyo munhu uyo
Imhata mufana uyo
Munopfidza chete,,muchafira pakati pemakumbo sengoma ye ZCC
Kkkkk kuramba zviripachen anopenga
Mhosva yagara haitambirwe kunge ma jiggies
inganaye mvura izvo zvichidai ummm ma¹
Mupfana anodheerera dare uyo. Dai vaisa imwe mombe yekuwastera dare time neimwe yekuzvidza dare dzoita 7
😂😂mhombo iyi
😂😂😂 ana chamangwiza
Nyamaropa haajadze unotukwa kusvika kutsime
Uyu arikuda shamhu 😂😂😂😂
Kabenzi vakadzi vasina varume hobho
Twuma heart emoji 😂😂😂
Kkkkkk anoda bhande
😂😂😂😂 uyu mujolo wanyisa lol 😅😅😅
vanhu vanoramba zvinhu zviri pachena, chingorovai zvipere
Makunakuna saka mvura isinganaye
Haingambonayi zvedi
Haingambonayi zvedi
Mkadzi waSabhuku ndokudawo amaihwe kikkk
Pamwe hapadi kuripiswa. Panotoda kumamiswa munhu neshamhu chaiyo😂
Chinotambirwa indiro yesadza😂😂😂chief next time tongai nyaya Makabata bhande chairo cz kune team inotitambisira nguva mudare ihwo humbowo huri pachena soo😢😂
Haaa mawifey material matora mukombe kuchihure yooo. Munhu anoti murume mumba, oti ben10, oti sugar dad hayi hayi
Mkoma Robert muricei ❤❤❤
Bhoo
Kumusha kwangu
Tiratidzeiwo mapikicha 😢
Mukadzi wacho akakaradzwa here
haa vakadzi so
Chero pekunyarra unopashaya yoo
Mukadzi waSabhuku ndomudawo amaihweeeee
Chingoramba mukadzi mombe dzakawanda idzo
Kungoti haaa ndabatwa ka1 wazvirerutsira
Mu chargei mombe 20
Akutopenga uyu
Wamama 😢
Vakadzi vari mudzimba vahura plz.
Ugonzwa vachiti masingle kuhura masingle haato huri vari mudzimba vari kupfutidza moto
Mombe ishoma idzo
Kwakungoramva zvako asi mhosva unayo