Variko havo varume vakadayi vakawandisa asi pachokwadi hapana anombotaura kuti ndakamboita njovhera ha hazviko hazvo . Ini ndakadzidza chinonzi Shamwari ha dzinokusota muchitoseka ipapo
yaa nyaya iyi yandibata chaizvo. asi chokwadi chiripo ini hangu na baba ndofunga hatina kusiyana. hazvisinyore kuti vana vagare vasina vabereki vose asi ivo vari vapenyu. nyaya dzinongoda kutaurirana chete. uye mari haitengi musha inotenga imba. mari haina rudo rudo ruri mumunhu.
Vakadzi vese ndozvavari vakashanda iwe murume usingashandi result ndiyoyo. I think zvakangonaka kuti mukadzi haafanirwe kushanda basa remukadzi nderekuchengeta vana nekubikira murume . Murume ngaashandire mukadzi nevana. Mukadzi ngaazvare vana nekuchengeta vana
Panyaya iyi chandadzidza mnhu ngaagutsikane nezvaanazvo mumba uye murume ngaaremekedzwe chero angave asina Mari mupe chigaro chake ungave Uri boss kubasa kwako respect your husband uye mnhu usatora ma problem's emumba mko uchinoudza shamwari nekuti havasi vese vanokupa good advice so be careful out there
Anzwa anzwa very good lesson
Dai ndirini murume uyu mukadzi ambobuda mumba handitambire
Good lesson to all ladies munhu haarambirwi hurombo nekut hawuzivi ramangwana mbiri kunashe 🙏🙏
Kukoshesa imba
Powerful teaching murume haarambirwe hurombo you never know zvaakarongerwa naMwari
Thanks for the lesson I know that it's not happening only to me but all around the world
Thank you. Great lesson and powerful storytelling skill
Thanks
Murombo munhu haavigwe Ari mupenyu
Great lesson I will just tell him the truth that will set me free and never repeat the same mistake again
Good lesson ini ndadzidza kut kana wadamunhu itomuda arizvari kunyangwe asina mari mude nekut mangwana anozomuka anayo
Don't reject your husband because he is poor 😭😭
No
Great lesson, and we should pray for our partners and lives.
This was a loving man who could not let his love drowning.Alesson to women outside.Dont change your attitude coz of money.
Powerful lesson❤❤❤
Thank you dear for the lessons
Great lesson and Power
Tadzidza zvakawanda sevakadzi thank you nekutipa chidzidzo chakakosha
Uye ndinoti kuvakadzi idai mnhu sezvaari nekuti mangwana hauzivi kty Mwari vakamugadzirirei
Thank you
Amen
Vanhu vakawanda havatauri kuti vanorwara vanenge vachitoda kukuzora zvinova zvinhu zvakaipa. Uyewo vanhu ngavasarara rara nevanhu nekuti chokwadi vakawanda vanorwara havatauri vanotodawo kuzodza wavo sezvo vakazodzwawo. Nzira imwe yekuchengetedza hutano kurara nemunhu maroorana matanga mamboitwa ma tests as well morega kubuda kunze kunorara nevamwe vanhu.
Educative in deed not all that glitters is gold. Mai Maya vakabhayiza . More thanx to ba Maya vane rudo rwunotapukira
Apa. Ane nzeve anzwa nyaya kazhinji pakadai iri kumadzimai anomboshinga asi madzishamwari anofurira asi mugumo zvinozongokuwanawo mbiri kunashe❤
Amen ... Mazvita 👏
Personally, I would never take her back, never ever. We get what we deserve and/or live by the choices we make.
Good lesson to all people.i learn a lot
Powerful my sister tadzidza chokwadi 😢
What a lesson?? Ndaseka ndenga zvangu, kuteedzera shamwari dzisina direction, ma1
Thanks for watching beauty
Good lesson God bless you
Wow ndadzidza zvakawanda tete kana wava mu marriege usaita shamwari isina murume uye chero inemurume best friend yako murume nekuti kune vanenge vachitorwadziwa neupenyu hwako uchifba vanokufurira wopedzisira wasvika pakadai thanks tete ne nyaya dzenyu
I love babamaya this man is goood ooooo
Great lesson and powerful
That man got a large heart.its not easy to accept it!
Yaaa tadzidza thank you,munhu aharambirwe hurombo ahuzuve ramangwana
Sometimes it's not worth a revenge you just need to swallow your pride. Plus women humble yourself before your husband 😢
Good advice
Haaah hambuya imi you are good at observing zvinhu....widsom dzakakuwandirai.....🤝🤝🤝🤝 we are learning thank u so much mamie
Dai ndaive ini baba Amaya ndakatora nguva yangu yokutsvaga imwe tsvara kadenga ndobva ndaita muchato unotyisa ndobva ndava koka Ivo Mai maya
Love your narrative capabilities, subbed already
Thank you 👏
Interesting this is a teaching story
Thanks for watching
Good lessons to all ladies mai Maya vakabvuma kufuririka neshamwari
Powerful massage
Name of movie please
Great lesson
Good one
The same thing happened to me just hatisati tazosvika pa point yekudzokerana
Would never taken her back never.
Mai Maya ummmm no no ini ndaramba zvangu ini mukadzi anonga andiramba handidzikerizve kwavari
Good lesson. Bt daii ndirini ndaisavatora back
This lady looks like Paida we Naiza Boom
Good lesson Mai maya
Well done my sister ❤❤❤❤
Ini ndinoti zano pangwa uine rako .iyi nyaya pane pa iri kutoitika izvozvi.
Dai ndaive baba Maya handaimbotora mukadzi uyu bac coz pekutanga akarwadzisa
Thank you l learn some more
No l can't take again, and this is lesson to all women .my advice to all Man and women don't trust friend 👏.
Ndadzidza kt munhu nemunhu anekumba kwavo . Tinenge tichingo nyeperana zvedu pahushamwari wenhema nhema
Haaaa mukadzi kunyangwe ukava nemari iva pasi petsoka dzemurume wako 🎉🎉it's a big lesson kuzvininipisa uri mukadzi
I salute you
True❤️
Yes ndaimuudza chokwadi
Seni na mai Maya zvakotovharana mwana ndinochegeta(ne murume wacho angewo akatodyiswa)
Gud teaching
Ndirini baba Maya ndaivendisingavadzorii Mumba mukadzii hazvaiita kubuda pachena kikikikk
Title pls
Haa ndirini haadzokee
Ini ndirini ba maya i will never take her back
Variko havo varume vakadayi vakawandisa asi pachokwadi hapana anombotaura kuti ndakamboita njovhera ha hazviko hazvo .
Ini ndakadzidza chinonzi Shamwari ha dzinokusota muchitoseka ipapo
True
baba Maya is the true defination of kudzungaira… my wish is dai vakarohwa paper 2
Mukadzi I property yemunhu mumwe akaera amboenda gara wasiyana naye zvachose cz mukadzi anorambirwa chinhu chimwe chte chipfambi sezvakanga zvakutoitwa namai avo kuita mumwe murume
Thank you ❤ndadzidza kuti zano pangwa uyinerako uye kuterera muberi wako achikudzora
Thank ndadzidza zvakawanda kunyangwe zvake arimurombo gara naye rudo harusarure you never no ramangwana
yaa nyaya iyi yandibata chaizvo. asi chokwadi chiripo ini hangu na baba ndofunga hatina kusiyana. hazvisinyore kuti vana vagare vasina vabereki vose asi ivo vari vapenyu. nyaya dzinongoda kutaurirana chete. uye mari haitengi musha inotenga imba. mari haina rudo rudo ruri mumunhu.
Amai ava ibenzi Cairo ini handidzokerane nemunhu akadai
Chidzidzo we need to respect our husbands ladies
Uuuuum good lesson
Ini kwete handingaadzokerani nemunhu uyu
Haaaahhhh ndirini noooooo hanty anonge andisiya ega hr handidzokere
Vakadzi vese ndozvavari vakashanda iwe murume usingashandi result ndiyoyo. I think zvakangonaka kuti mukadzi haafanirwe kushanda basa remukadzi nderekuchengeta vana nekubikira murume . Murume ngaashandire mukadzi nevana. Mukadzi ngaazvare vana nekuchengeta vana
Kasi one thing. Usaramba murume wako. Nokuti. Avamurombo. First marriage is from God. Zvimwe zvinozotevra rwaa ruchiva
Munhu tamba wenga shamwari dzinege dzichirwadziwa heupenyu wemumwe aaaa
Good lesson ❤
Kana ndiri inin handitaamnire Mkadzi wakandiramba
Taziza hedu
Good lesson 👏
good lesson
Thanks ndadzidza zvikuru
Eshiii pakuti dzoka apa No mybe co parent iri healthcare
Well done 👍
Inini andi dzokeri cuna mai maia(mozanbique).mavideo awa acanaca.
munhu kana aenda ndaende kwete zvekumutora futiii zvaakaita izvoo
Ndiri in baba Maya ndaisadzokerana namai Maya sezvo vakambobatwa nechirwre vakazopora
I won't take her back never, ndokupusa manje uku kudyiswa marutsi
Vanhu vamunoisa munyaya dzenyu ava maZimbabweans here kana kuti ,chikonzero ndabvunza tinombovaona muma Hollywood movies ,asi munogona henyu
Panyaya iyi chandadzidza mnhu ngaagutsikane nezvaanazvo mumba uye murume ngaaremekedzwe chero angave asina Mari mupe chigaro chake ungave Uri boss kubasa kwako respect your husband uye mnhu usatora ma problem's emumba mko uchinoudza shamwari nekuti havasi vese vanokupa good advice so be careful out there
No handiite zvakadaro ,handitore hure kudzosera munhu ,am sure akavaendera kun'anga
Iyi yakaoma ini ndaisiya zvangu
Ndiri ini murume handaitorazve mukadzi uyu
waenda waenda ini handikutore
Handioni zvakanaka ini kuti murume achengetwe nemukadzi zvinototi zvidaro
Inini ndairoora mumwe anondida ndiri murombo
Fear God first zvimwe zvese zvozotevera
It's so painful we all made mistake and learn from there
Thanks for watching
Murume harambirwi hurovha
Urimukazi paba usafuriwenixayari kutisiyaiba iweinige yexitoxiya upeyuwako gekusaziya iweyoteba kufuriwa
Ini handaizomutora back kwete.
Never ever I won't take her back
Kufurirwa hakuite ringava Rombe nderako
Me I can't take it more it's over 💔
Ya pakaipa Ini handingamutore zvirinane nditore Mwana ndoswaga uwe mukadzi
Who wants to come back as well to Egypt from Canaan!!!!!!!?
Likewise