Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Wawoooo ndanzwa Moyo Wangu uchitambudzika neverse iri ndadzamirwa hangu chokwadi panyika kudadirana kupedza nguva
Amen monamatira kupi
Amen ndanzwa kunzamirwa neverse iri ichokwadi vatendi kufadirana kupedza nguva ndokutendai katatu madzimai nemadzibaba
Amen and amen munoimba mukabisa nyanga idzo dzinokanganisa kuimba kwenyu
Thax for the compliments
Powerful
Amen idi katatu kudadirana pasi pano kutambisa nguva panekuti tinamate nekuti nyika inoguma nguva inoti vana takamira papi😊
Kuva nepfuma yakawanda kana kuva murombo tese tichapinda muvhu, kunova ndiko kuguma kwenyika ikoko, pfuma huru isinga netse kuwana uye isingapere ndiye musiki wedu
Amen 🙏🙏
Aman & Amen 🙏
Amen amen ichokwadi
Amee amee kuimba kwakanaka
Amen Amen Amen 🙏
Amen takazvinzwa
Amen Mwari tibatsirei
amen ameniiii
Ichaguma mazvirokwazvo. Kubvuma kana kuramba. Shoko raBaba hariparidze manomano kwete. Maricho erima achazorodzwa nevanyayi vedenga pavachatikuta takavarairwa mumupasi. Mabhosvo ndizvo chaizvo. Zvinotendwa vana vaBaba. Rambai muchiaridza marimba erumbidzo muchiimba nemutauro wendudzi yemutema. Tiri vapfuuri mumupasi. Takaberekerwa kuvararamira Tenzi vanoyera nekuvarumbidza nesimba remwoyo nemweya wedu.
Aaameeen. Ndinotenda kumazwi esimbaradzo, hatineti kuparidza shoko kubudikidza nekuimba nekuridza hwamanda.🙏🙏🙏
Amen katatu🙏🙏🙏
Chokwadi kuti nyika ichanguma asi mazivirewo angu kunguma kwenyika kufa kwako ndokunguma
Ikoko kufa kwako Ndiko kunotove kuguma kwacho ikoko, sekuuya kwawakaita usina chauinacho unodzokera wakadaro. Mweya wako kana usina kuupa kudya kweminamato ine svitsa, hauna kwaunoenda mweya iyoyo
Ende ichaguma
Ameni nyika ichaguma
Ndeipi church iyi,kuimba vanoimba zvavo
Johani masowe ye nyenyedzinomwe
Hwamanda dziri kuridzwa here idzo or vakungoita bass muhwamanda cz haisiyo tune yehwamanda kana ichirira
Munhu ne munhu, dunhu ne dunhu vane maridziro avo, kana imi muine maridziro enyu chiregai kufunga kuti wese munhu ndizvo anofanira kuita.
@@preciouschanga2959 hwamanda inorira zvakafanana sound inobuda ndeimwe not zvauri kutaura zvakangofanana neguitar hakuna guitar rinorira sembira maridziro ndiwo anosiyana asi sound yeguitar ndeimwe unotonzwa kuti iri iguitar iri ibhosvo hwamanda ndoiziva saka haungandiudze kuti dzinosiyana sound nyanga yenhoro inyanga yenhoro chero ukaenda kupi dzakafanana
@@givemoremachokoto8762 mutauriro unosiyana wena nyanga, bhosvo, hwamanda kwandiri ini chinhu one.
Message mainzwisisa here iyo muchenjere kuremerwa nezvamakaimba strong msg
Hongu ndakainzwisisa chaizvo message yacho, zvichida imi munemanzwire amakaitao, asi kwandiri yakanyatsopinda chaizvo
Uuuuum I'm watching this video over and over hana yangu ikurova kuti kana ikaguma am I in the position yekuti wangu urarame ??????
Asekuru vangu zendera
Skr vangu fut
@@juniormunyama4167 usade kumditorera asekuru iwe ndini muzukuru wavo ndega🤣🤣🤣ko iwe urimwana waani pamwe utori hama ka
🙏🙏🙏
Girooo katatu
Wanonamatira kupi baba awo
Vanonamatira kuchiweshe panonzi pamadyavanhu
Mazviita ndaikumbirawo mugoisa mamwe maverse nemaridzo dzawo dzinokomborera chose
@@agneschipusire7427 zvakanakai ndichaita sekudaro
@@preciouschanga2959 mungabatsire here ne ma contact details kuitira mafambiro
@@patrickchomurove819 moda macontacts amadzibaba Aruwin here?
Ini zvemasowe andichada konyengwa vanhu uko
Muno muHarare munonammatira kupi
Kana ndiri ku harare ndonamatira pa Nylodge ku epworth
Moreveiko handina kunzwisisa zvamataura
🤣🤣🤣ah moramba kana manyengwa kwacho