Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Happy to my Father baba Pauro
Munoimba zvenyu ndanakirwa zvangu❤
Sangano ririmuharare Chitungwiza
Madzimai makadiii ndiri pasangano repa talgate tichienda mazowe
Ndinofara makadinio nemutsa. Ndotenda nekuzivisa pamuri kunamata muri
Narobasa remutumwa, todakuuya kwamuri vasikana tiri ku Gweru sangano riripapi ku Chiweshe
Kuchiweshe sangano riri kunonzi kwabhobho ngarande, asi ariko akawanda chose ma sangano enyenyedzi nomwe, kwese kumativi mana enyika
Imomo mugweru ririko sangano