Thanks Drewmas for also giving the magicians and crooks chances to try their tricks on people. By doing so they become exposed so that those who follow them can get to know the truth and the fake. Gogo be blessed forever and good job by Drewmas
I support you 100% drewmas.Nd I follow you.But izvi zvamaiita zvekukata dare ragogo hazvina kundibata zvakanaka.Madii kusiya gogo vapedza zvavo.Totanga fti here kubva pakutanga.Madzibaba ava vakuwanza nhoroondo zvakubhowa manje
What has she done. Are you sure the snake will appear. She gave way because she has no confidence. I bet my last dollar. The snake won't appear even under gogo. Only Jesus Christ can destroy this evil
I pray in the name of Jesus deliver this man as he is confessing before you Oh God forgive him and set him free. Imi munozviita maporofita ityai Mwari the day of judgement is coming
Madzibaba ava vakutsvagwa mbiri kana vaine zvaanoziva ngaangoite chete isu ndidu tinomupa mbiri chete not iye kuzvipembedza,vane shamba neShamba Kani tatadzeiko tipei gogo Asi vave vose nagogo here
Panyaya dzese iyi yaita kuti ndiite subscribe. Still watching but I think madzibaba ava ndeve science. Thankyou Drewmas media! Rega tione kumagumo kwe science experiment. Ini hope yangu iri pana gogo
The “madzibaba” wanted to cause fire 🔥 using a simple chemistry 🧪 reaction of glycerin and potassium permanganate. But pa Conner ye dish ndo paiva ne nyaya yese. The hupfu was there to get ignited first and cause 🔥. Madzibaba got glycerin Mu ka small bottle vakakafumbatira and he poured on the Conner of the dish.
@@chamunorwasangoma918 yeah but you know munhu anoziva basa doesn’t need to prove themselves. Gogo wanted to give this family a choice. Which was good. Now the people know kuti who is doing a good job 👍🏾
@@gabrielmuyangana7779 yaah but kana munhu auya ndiri muground aungosvike uchipinda ini ndakatobvisa jersey rebhora ndongoti Hooo ndotombo Shanda iwe wacho kuti search those guys wauya Kuna experiment
Madzibaba vatijairira apa, those liquids dzaadira ndodza react zldzikabvira we don't even know what chemicals they were, and sei kwatanga kubvira moto pa side paadira those chemicals kwadii kutanga kupfuta pa center paasina kudira those chemicals mnxx
Hanzi vemisikanzwa endai mundoita misikanzwa yenyu kwamakadzidzira🤣🤣🤣,Drewmas ka imi,maakutitaridza zvemuTV zvama magaivha, you always take us to another level
Thank you Mr Andrew Neshamba..... For taking us to another level vanamadzibaba avo ane problem one yekuita twumoto twemasaramusi murikuona kabhodhoro kazouya ako anenge kaneimwe oil inopisa netwu powder kanopenya penya once ukasanganisa zvunhu izvozvo panoita Moto so ndineurombo nevanhu vapisirwa mbatya vamwe takatomborova vamwe vakadaro so izvo zvinoda chivanhu
madzibaba was following Drewmas on this coverage and awuya aine information yese and all he was doing is regurgitating what gogo has been doing from part one and he added his trick at the end and boom he left alive. what a drama.
Thankyou so much Drewmas taking us to another level but I'm totally disappointed you should have left Gogo to finish everything this man is just playing games and bringing confusion to the family plz plz give us more beg Gogo to come back
I have seen this trick before.... Mukatarisa pekutanga chaipo paunganidzwa hembe ndopane trick yese. Madzibaba vanga vaine ka bottle ke glicerine kavabva vadurura mu Dish pasi pe hembe. So chinoitika after a few minutes glicerine is supposed to ignite a chemical reaction when it comes in contact ne hembe ne upfu. Pazoita a delayed chemical reaction thats why mazoona Madzibaba vaakudira dira another liquid later. You can try this trick yourcelf... Panongoda glicerine as the catalist ndoibvira. Ndakazvionera first hand zvichitoitwawo neumwe muporofita. Vanhu ava ndeve fake kuda kudyira vanhu mari chete.
Thanks Drewmas for also giving the magicians and crooks chances to try their tricks on people. By doing so they become exposed so that those who follow them can get to know the truth and the fake. Gogo be blessed forever and good job by Drewmas
Kkkk😛
Madzibaba munekakusakudza vakuru imi. Zera iroro izera rababa vako chaivo - he deserves some respect too. Hazvirevi kuti kana munhu achinzi anemhosva iwe wobva watomuzvidza saizvozvo…
Ndevekupenga ava ngavagare pasi Gogo vapedza kare
Haaaa respect n,Anga maporofita ishoma chokwadi
10 mins dzatopera kare
Haaaa anamadzimai vasanganisa potassium apo negleceryn apo, matambwa apo, vhurai maziso hembe dzevapenyu hadzipiswe
Gogo vangavachiti famba nebhora kkkk drama ramaitirwa
vana madzibaba ava vabva nepiko vaivepi kuda kuvhiringidza zvinhu ndezvefeki izvi zvavarikuita izvi. Maisepi gogo vedu vanoita zvinhu zvakajeka zvisina chitsotsi l love gogo
Bvunzawo hako vaimbovep nguva yese vakuda kuzotiirira zvima magic magic zvavo nhasi
Nhy hoo vapadyage yekupedxisir naimhur yakadhakwa iyi
Vana mucheka dzafa
Kupedzera vanhu nguva havo .
Ko gogo vasiireyiko basa ravakanga vatanga. Ini got impressed na gogo handidi hangu kunyepa
MADZIBABA AVO TAKAVAMIRIRA PA COMIC PASTOR AWARD OF THE MONTH😀
You can say it again
Comic vari mhiri, vakuda kutofonerwa kkkkkk
Kkk yu can say that again
I support you 100% drewmas.Nd I follow you.But izvi zvamaiita zvekukata dare ragogo hazvina kundibata zvakanaka.Madii kusiya gogo vapedza zvavo.Totanga fti here kubva pakutanga.Madzibaba ava vakuwanza nhoroondo zvakubhowa manje
Baba ava ten minutes raita zuva rese hah ngavayende
Andrew Neshamba ndosaka masubscribers achiita mashoma,hautane kubhaiza,chii chawatiitira ipapa
Ko ndiye adii hake, inga zvanzi mhuri iyi ndiyo yati regai timbovape mukana wani, chero gogo vacho vati regai tivape mukana vaite
Data rangu raperera mahara aah . Baba ava ngavambomira mhani . 😗
Movie of the year🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk boss dzakaomo kupisira vanhu hembe dzawo
kkkkk
🤣🤣🤣🤣
🤣🤣😅
Haaa madzibaba anojairira achingoti zihembe😄😄😄😄
Kkkkk ends futi
Drewmas media you exposed fake prophets & we are learning their tricks so that viewers don’t get tricked in the future. Gogo must carry on.
Saka madzibaba vapisei kana vangavachiti vangavasati vapedza vajairira vnhu apa
Hakuna muporofita wakadai, vaiti 10 minutes tinenge tapedza but toona dzangova nhoroondo
Madzibaba vatipedzera nguva .havazvigone izvi
Madzibaba awa havana simba ava gavarege kunyepere vanhu
Gogo must carry on
Morning kø madzibaba vabva nekupi pese apa vaevepi vakuuya pekupedzesera
Gogò vanogona basa .Well done .
What has she done. Are you sure the snake will appear. She gave way because she has no confidence. I bet my last dollar. The snake won't appear even under gogo. Only Jesus Christ can destroy this evil
Shuwa gogo well done ✅ madzibaba haaai haisikooneka chokwadi dzinenge nhema dzoga
I pray in the name of Jesus deliver this man as he is confessing before you Oh God forgive him and set him free. Imi munozviita maporofita ityai Mwari the day of judgement is coming
Ko nhai gogo muripi ko madzibaba imi endai mumbonorara
Vaachomborombereiko sukuru avo ibenzi
Madzibaba ndarwadziwa chose....nekuungana kwaita mhuri iyi imi busy nedambe zvekudaro???this family really needs help...haisi nyore kuswera vanhu vakaungana kudai..ivai nomoyo musadaro
Madzibaba ava vakutsvagwa mbiri kana vaine zvaanoziva ngaangoite chete isu ndidu tinomupa mbiri chete not iye kuzvipembedza,vane shamba neShamba Kani tatadzeiko tipei gogo Asi vave vose nagogo here
Ndiri kuona hangu ndiri S,A, haàa Drewmas taking us to another level for sho
Vandipa hasha madzibaba avo ndapotsa ndarovera phone pasi
Sorry hako Maud ndichakutengera imwe asi madzibaba vanoda shamhu
@@munyaradziusai9973 thanks kkkkkkkk
Ndadzoka futi necomment To be honest Drewmas Media zvamaita zvakashata makatanga nagogo avo muchivimba navo makupfekedzera futi mbavha idzo sei dai masiya gogo vati zvepano ndapedza mozomirira kubva kumadhara maresults kuti vacheneswa hr kana vati ngoma ndiyo ndyo mochizopinza henyu matsotsi ayo I feel for gogo kuvatambisira nguva yavo
Vagona they have exposed fake prophets
Ichokwadi dayi varega gogo vapedzisa
Panyaya dzese iyi yaita kuti ndiite subscribe. Still watching but I think madzibaba ava ndeve science. Thankyou Drewmas media! Rega tione kumagumo kwe science experiment. Ini hope yangu iri pana gogo
Me too dea
That's true
Mwari hamungatinzwirewo here tsitsi 😭 mukatipa maziso emweya kuitira kuti mumwe nemumwe agoziva chakavanzika tanzwa nekusaona😭😭😭
Ngavaende kwa Sekuru Kanengo or Nyangatayani
Nemi vanhu munopenga rovai munhu
Dai varega mbuya vapedzisa basa ravo 😃😃😃😗😃😃
Asi mbuya vaye vazvitadzawo kani
@@tatendachibira9372 havana but ana madzibaba ndivo vati vakuda kuita take over gogo vakunonoka
Regai mbuya vapedzise basa Ravi plzs
Chokwandi
Vese vakunyeba vanhu ava tsvagai mabasa, sirai mumaoko amwari please
Asi ndaresva kunzwa kani ...ndanzwa sevati vanoda 10 minutes chete
Haiwa ngawabvepo madzibaba aya kupedzera nguva ngawasiye gogo wapedze basa
The “madzibaba” wanted to cause fire 🔥 using a simple chemistry 🧪 reaction of glycerin and potassium permanganate. But pa Conner ye dish ndo paiva ne nyaya yese. The hupfu was there to get ignited first and cause 🔥. Madzibaba got glycerin Mu ka small bottle vakakafumbatira and he poured on the Conner of the dish.
Mahorror
madzibaba vanoda shamu ava kupedzera vanhu nguva.ko magemenzi arikupi
But Gogo could have stopped them kuti muri kutitambisira nguva mauya kuzonyepa pano
@@chamunorwasangoma918 yeah but you know munhu anoziva basa doesn’t need to prove themselves. Gogo wanted to give this family a choice. Which was good. Now the people know kuti who is doing a good job 👍🏾
@@gabrielmuyangana7779 yaah but kana munhu auya ndiri muground aungosvike uchipinda ini ndakatobvisa jersey rebhora ndongoti Hooo ndotombo Shanda iwe wacho kuti search those guys wauya Kuna experiment
Vakafa hapana chavakaona, Domboshava iriku fire 🔥these days yoh ♥.
Vabvepiko madzibaba iwawo,like vakanga varipi all along .ndomamwe madrama atisingade iwaeo
Kkk taura hko
Imbavha idzo wangawaripi kuda mbiri
Nhai nhai
Hapana kana minana yamboitwa apo
If you mix those liquid sprites they can turn into flams
Kuda hake kutanha dzaasingasvikire nxaaa
KKKKKKKKKKKKKK True those liquid if you mix them they course flame just in science laboratory kkkkkkkkk
Gogo please don't loose heart muri iyi inoda kuyambutswa endererai nebasa renyu ndapota
Dai fack prophet vauyawo zuva ravo vega risina gogo , muporofita wekupi anoita prayer isina kana simba iyo ,plus pane chiri mu west make
Ndikunzwa hasha mhani vanamadzibaba avo imbava ngavasungwe mhani dhemetii
Chero kuchurch hakumbozikanwi netype iyo 😂😂😂😂
Yhooo if you mix those 2 things fire comes eish mapostori 🙌🙌🙌🙌🙌
Vatibhowa madzibaba ivo ndozvavabvira kumuzarabani hre
Madzibaba garai mabata bhutsu mmaoko coz ndaona marova marata ini🤣🤣
😂😂😂
Gogo zvazvinhu thank you drewmas
Madzibabaka, thick liquid yabvepiko ko munamato unopera here weduwe unotorwep munhu abva Guruve mafunnies chaiwo musadaro weduwe.
Rovai munhu. Muteuro wakambonzi wapera rinhi kkkk. Big up Kuna madzimai
😂😂😂😂 ehe muteuro unopera 🙌🙌🙌🙌😂😂😂
Varikuchema hembe dzatsva, vamudaidzirei, vane dzunguwo vanhu ava, ambuya vakabvunza kuti mapora here afta varapwa nababa vavo vakati tapora, saka ava vange vovatsvagirei, zvinehudofowo mukati
Thank you gogo for helping this family continue gogo
Madzibaba ava varikuiteiko vakunonoka ka
Aaaaah Data rikudhura vaNeshamba mukuita sei siyai gogo vaedzese basa ravo aaaah zvinobhowa kani
Madzibaba mabvepiko muku vhiringa 😂
Nhai iwe vanombowa vanhu vakadayi
Vatiza Seiko vasina kurohwa ana musoro bhangu kujairira vanhu thank you drewmas taking us to another level
Vachida kurowa
Ko gogo mavaisepiko bisai musoro bhangu uyo arikupedzera vanhu nguva. Nxaah
😂😂😂 Zvivindi zvacho ana bhangu mumwe anoroveka zveshuwa
Toda gogo idvaipo
Madzibaba vatijairira apa, those liquids dzaadira ndodza react zldzikabvira we don't even know what chemicals they were, and sei kwatanga kubvira moto pa side paadira those chemicals kwadii kutanga kupfuta pa center paasina kudira those chemicals mnxx
Kubvumira kunoita baba ava zvesezvese ndakufunga kuti havaroyi ava. Zvavaydzwa nagogo avo hongu, zvataurwa namadzibaba hongu. Anogona ane zvaakabata but pamwe chirikupedza vanhu pamusha apa is something else, kana ngozi chaiyo.
This is drama at another level🤷♀️🤷♀️Surely how can they say “muteuro wapera “....😂😂😂😂😂😂😂😂
Taura zvako kupusisa vanhu achivapedzera nguva
They mix chemicals to make fire its a common trick woth these people
Kkkkkkkkkk fack prophet Kkkk kkk this is drama.....isantizer iyo nestick yematches .....kkkkkk muteuro wepi wakadai
Vanhu mungatorerwa hembe dzichipisiwa makatarisa kkkkkk
Gogo to th world madzibaba ibvai ipapo dhemet
Drewmas Media crew-makanyanya team good job so far
Thank you
Madzibaba Ava vanoda kurohwa zvakasimba gogo mavaisepiko l love gogo
Take us to another level Andrew tinotenda
Hanzi vemisikanzwa endai mundoita misikanzwa yenyu kwamakadzidzira🤣🤣🤣,Drewmas ka imi,maakutitaridza zvemuTV zvama magaivha, you always take us to another level
Kkkkkkkkkkk hapana muteuro apa
Saka pakutoda kuti Vakumbire Gogo ruregerero zvekare
Masaramiso aitya apo sei muteuro wanzi wapera,munoziva here kuzvikoro vanhu vaiuya vachitora mari dzedu vachiti vanodya mabhotoro nereza ndivoavo
Torai sekuru Tasvu madzibaba vanoda mboma ava
Uhmm fake yoga yoga
Andrew madzibaba vanorohwa nevanhu avo 🤣🤣🤣drewmas media taking us to another level gogo ngavapedzise basa
Ndaonawo vachirohwa nevanhu 🤣🤣🤣Regai tione
@@cleofay9346 chii chakadaro munhu kutamba nevanhu kudaro
Vatambisa nguva yakwawanda zvekuti but ndatovaona hangu kubva pekutanga kuti hapana zviripo
Nerasekuru 1 ratsvavo shame
@@brendaziyenge207 neniwo ndatowona kuti kuda kutambisira vanhu nguva apo kusatya kudeedza zita ra Jesu nezvinhu zvenhema
Topawo matendo kuvayera Shumba nekutipawo ngwara rehupenyu💪🤣🤣🤣🤣Another level indeed tadzidza zvakawanda
Haiwa zvaitwa apa zvakashata ndirini gogo kana zvikatadzwa kubviswa chero vakandisheedza handidzoke ndoramba feyaa vajaira kuitirwa mapipi iwayo nxa
Thank you Mr Andrew Neshamba..... For taking us to another level vanamadzibaba avo ane problem one yekuita twumoto twemasaramusi murikuona kabhodhoro kazouya ako anenge kaneimwe oil inopisa netwu powder kanopenya penya once ukasanganisa zvunhu izvozvo panoita Moto so ndineurombo nevanhu vapisirwa mbatya vamwe takatomborova vamwe vakadaro so izvo zvinoda chivanhu
Ko idzo ndimi dzacho madzinzwawo yere madzibaba wanoshandira wakapfeka bhutsu yere kucrema uku aruita through experience
Fac propherty dai vasiya gogo vapedza basa apa
Give us part 6 pls dreams media
Vanhu WeDomboshava rovai munhu
Atogonawo wani
Gogo is the best,matsotsi kupisira mudhara wangu dish😭
Kkk ne juzu ravo nhai kkk
Nejuzo ravo nhai
Juzi rasekuru ratsva
@@mufaromunyaka4354 zvakashata nyepai musiyane nehembe dzevanhu Zvinhu zvikunetsa .mhuri iyi yatambura nxaa
Ko hupfu hobho kudaro vachapinza vanhu nzara
Vaneshamba Madzibaba Havana zvavaiita kutokanganisa gogo vange vachiita zvinhu kwazvo .Madzibaba ava vanoda shamhu
Parikuitwa nhema apo vakomana batai munhu . Apa Gogo vatokanganiswa nxaaaa
Gogo ngavapedze basa kwete vekupenga avo
Thank you guys for working hard for Zimbabwe's luv u big time
Hapana zvakadero mudhara haana nyoka uyu
Register to vote pane kuswera makaungana
@@trynesstryness5609 Exactly. What's wrong with Zimbabweans
the hottest story muma streets at the moment. thanx to you Drewmas Media crew
Andrew ana madzbaba awa ndewemapipi wauya kuzostoper nyoka kti is auya vonngotumira mheni yekunyeba
Hokoyo mzarabani madzbaba tsotsi
Madzbaba waisa mafuta mu dish ekuChipinge kti moto 🔥 uite se mheni kubvira wega kkkkkk
Idi. Nezuro ndaitoitsvaga
madzibaba was following Drewmas on this coverage and awuya aine information yese and all he was doing is regurgitating what gogo has been doing from part one and he added his trick at the end and boom he left alive. what a drama.
Thankyou so much Drewmas taking us to another level but I'm totally disappointed you should have left Gogo to finish everything this man is just playing games and bringing confusion to the family plz plz give us more beg Gogo to come back
I agree with you
I have seen this trick before.... Mukatarisa pekutanga chaipo paunganidzwa hembe ndopane trick yese. Madzibaba vanga vaine ka bottle ke glicerine kavabva vadurura mu Dish pasi pe hembe. So chinoitika after a few minutes glicerine is supposed to ignite a chemical reaction when it comes in contact ne hembe ne upfu.
Pazoita a delayed chemical reaction thats why mazoona Madzibaba vaakudira dira another liquid later.
You can try this trick yourcelf... Panongoda glicerine as the catalist ndoibvira.
Ndakazvionera first hand zvichitoitwawo neumwe muporofita. Vanhu ava ndeve fake kuda kudyira vanhu mari chete.
Thnx Dremas media aa gogo vanogona havo vasaore moyo nekupedzerwa tym ne team rekunyepa iri
Baba ava varikutondihwisa hope Havana zvavanoziva next
Baba ava varikutipedera nguva mhani hapana zvarikuziva uyo
Kkkkkkkkk akutadza nekutaura nekutya kurohwa 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Anhu imimi mese munopenga mati imi haana Mubarak dare rekuti sekuru avo vanemushonga bt ndimi mamuudza pekutangira mati matare makaita kare. Besides sekuru avo ngavanodzorera kumunhu akavapa Masinhi kwete Kushora shora wese arikuedza kuvabatsira, chero ivo Gogo Havana kumboti vachabata Ndoka vati ndezvemumhepo saka chero vakada kuenderera mberi vanhu Ava havambogutsikane
Maporofita ayo ngavatenge dish nehembe dzevanhu inhema dzaitwa apa aaah zvinobhowa izvi
Arikusimudzira dish kt powder yaatanga kuisa isangane nepowder kkkk
😂😂😂😂😂😂 ndosaka kumasowe kwakarohwa munhu😅😅😅
Gogo ngaadzoke madzibaba ngavabude havo
Drewmas media inedzidziso, inenhungamiri nekutipa gwara rehupenyu. Topa kumatendo kuvaera shumba
Chamunorwa anoda kurobwa uyu nxaaa 😂😂😂 shuwa kuzotsvaga mbiri pachaunga apa Sekuru vatauriswa zvekupenga
Kkkkk this episode takes me to another level
Ko mbuya vakatanga basa ndivo ngavapedzezve nhai nhai Mr and Miss Dramas
Rovai vanhu vakomana mukupedza nguva
Zvakaoma shuwa madzibaba zvaramba zvamanga muchida. Nxt time tangayi zvinhu zvenyu mega mopedza mega. Muda kukanganisa gogo vedu
Drewmas handina kufara nekupa mbavha idzi mukana kuzvidza gogo vanoita zvinhu stage by stage
Rest in peace dhishi, upfu, bhachi rasekuru nehembe dzose. Vanga vachionekwa naiyo shirt isina kubhataniwa kt ndevefeja feja. Iko kuzoremedza sekuru neruoko rwake akavahakachira. Vanoda kuripiswa zvavapisa.
Vana shiila munoziva here kurapa
@@chelesanimalinga6866 😂😂😂😂
😂😂😂Nhasi ndaseka zvangu hanzi kungoti hatitenderwe kurova haa avo madzibaba kana neni vatambisa nguva yangu
Mudhara uyu anoda kurohwa kuita magic dzake apa
Ko gogo vakauya vachiti nyoka iripo
Hakuna zvakadai idrama iri mahumbwe kupisa hembe dzakule here amana apa vachitotamburawo ,chiri kuparara apa dish nehembe dzakule amanaks
😂😂😂😂😂 ndokunyepa kwemurume uyu kkkkk Drumas camera man tikutotemba naye asatirasise camera hainyepi😂😂
Thank you so much
Madzibaba batsirai munhu musawanzwe kutaura itai basa tione vemhuru vaunganidza hembe batsirai Sekuru ava tioone
Madzibaba imi kaaaaa ityayi mwari mwari ave nemi
Haaaa ndatsamwa gogo dzokai
Ndarwadziwa nekusabata live.nhasi nderimwe zuva Drewmas taking us to another level
Me too
VaNeshamba taakudzorerwa mashure ah amanaka
Thank you drumas media nekuburitsa vemapipi avo pachena vanhu ngavarohwe tinemi drumas handei mberi
Hoyoòooo Gandanga Rekuhondo riye gandanga gandanga
MuZimbabwe motoda survival of the fittest chaiko kkk kuvharwa kwacho 😂😂 kuitirwa chemical reaction sure 😂😂
Team iro rapedza mombe nehuku dzeharahwa mumamisha apa vatadza coz paruzhinji makwikwi kana kutonyara vanhu
Uyu murume aiteerera gogo kkkk
Madzibaba munorohwa imi😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk taseka zvangu
Batai nyoka regai gogo vapedze basa ravo nguva yaenda
@@richardchinyoka2641 gogo vanoziwa asi vakpedzirwa tym nematsotsi
Ndamunyarira zvangu muprofita uyu ndovana T Fred ava zvosvodesa izvi kutovhiringa ange ane direction
Madzibaba boe here dai masiya gogo Magumbo vapedza basa zvaive nemhinduro
Ndarwadziwa nejuzu rasekuru vane rimwe here manje😏
INI MASHOKO YANGU NDEEKUTI MURIKUMBOTEMBEI UYE MUKUTEMBEI CHAIZVO SAKA MUCHAITA SEI 😂😂😂😂😂😂😂
Chete zvapera kkk
Nhoroondo yamadzibaba yakanyanyisa ngavabate nyoka wakuwanza kutaura vatii 10mins
Voice renyu arisi reku Saver Mwari sheeem ..endai kumacomdies
Bishop Tsveta huyai muone mwana wesangano zvarikuita atarisana nokurohwa nerudhende rwezimbabwe nenhema dzake
Gogo ndovane yese ku league kwavo, imwe team yepa slymedia havasvike level raGogaz.
Drewmas maseta pace. Hamuchadzoreka. Matora back chimuti. Kuti DZVIIIII
REGAI,,GOGO,,WABATEBASA
Haaa tambenge tine direction but now spaghetti road chaiyo
Kkkkk
Gogo haaa munobata basa
Mirai gogo timboone team iri kuti ririkuda kudii .
Haa Gogo ndivo vanogona basa ava madzibaba vanoda kurohwa ava hapana chiri kugonekwa apa chii chavanga vachidira chiri muka bottle kadiki kanenge kemushonga wechikosoro