Vanhu when telling bad news have wisdom especially when the victim or recipient is far away, show maturity and knowledge you can kill vamwe vane hanha nhete. Worse varikure even Diaspora please please 🙏🏽
Kumusha kwangu chaiko Dremas media thank you nekusvikawo kwangu kumusha ndaitozvitaura few days ago kti ko sei kwedu kumusha ndisati ndamboonawo kuchibuditswa nyaya
Shumba musasiye mandlovu wherever you go wamai anogona kutaura mwanauyo shame
Hazvisi zvekutombodziidzira as well, kutozvarwa chaiko.Talent
First one kubaya like
Second
Grace ndodii ko shamwari ndokuda hangu ini
Beautiful
Yu ar looking good
@@rodneystoddard2014 🤣🤣🤣
Hoyooo tapinda pangu paruzevha pfeee ❤❤
Achaiona hake ngozi yacho, kana yodzoka inenge yave ngozi yerombe inoti inoda mukadzi wayo waisina kubvisira pfuma, ngozi yemunhu anorasa njere iri worse than yeane njere dzese
Zvinoitwa sei vari vanhu vemhuri imwe chete , vasinga roorani
Ma1 ko hazvipere here maGwamura zvekupondana musiuno mwana akamboshaika akazowanikwa kumaGarden kwaNjerere now mopondana uye zveminda muchinazvo chete here,ripai ngozi mumusha uyo maGwamuro ndohunhu hwenyu anaMatemai tendeukai munamate
Zvakaoma chaiko yooo zvinhu zvacho ma1 but iye akadhirisa imba yeumwe seiko nekurwadza kunoita kuvaka
Hanzi pfungwa dzanga dzisina kuita mushe
Goromonzi kwedu chaiko
Iye aka4nera uyo kuty imba yaputswa atovao nengozi zvimwe onai mosiya ava vanga vari vana vanyamunhu vaitaurirana pachavo 😢😢😢😢
Zvakawoma hazvo kufa kwemunhu koreadza asi akatadza hake pakupaza imba sumtimes akadirwa mweya wekuti apaze imba kuti zvigonzi murwere we pfungwa asi bihind kuine akazviita since pakambowa nemutauro wekuti akawakirei ipapo
Ndatodonhedza Musodzi nyaya iyi inorwadza
Kodai akazoona kuty imba haina kupwanya iwe wangosvika kurova munhu usina kuona mamiriro azvakaita chawagona chii ipapa manje ngozi yebenzi ichakuonesa ndondo chero ukatiza
Zvakanyorwa mubible kupandukirana kwehama yoo
Unofa shuwa guys kuvaka kunorwadza bvunzai ini haaa
Ko mukoma sei kuzopazawo imba yemumwe..honai manje kwazvaenda let's control ourselves guys
Mukoma airwara nepfungwa uyu
KO zvaanonzi ibenzi ko benzi rinorwira stand kana kuti pane akarituma
Akatumiwa nevanhu vasingade kuona chakanaka
Ndofunga mumusha umu mune ngozi yavari kunzvenga saka vava kupedzana kudayi
Inga kumusha kwedu kurikitika mashura😢😢
Uri home wangu
Homie Ndeip. Ndiriwepa Dhori apo
PaNhandara apo ndopangu
Ndiri pa Tori
You could be related to my cousins. Their dad was Saverino chiyangwa
Mushakabvu aingidawo kufa
Boa noite de luz e paz pra tds vcs aí viu
The girl in blue is still camera shy shame😂😂
Masibanda and maNdlovu special taking us to another level highly
Pane mhepo iripo pamba ipapo ndosaka vairambidzwa kuvakapo mweya wakapfeka mninina Kuti auraye mukoma
Saka ngozi inoripwa ani Iwo varivanyamunhu
Hayi Mandlovu uyakhuluma shame 😅
Siyabonga sis
Yowe hanziiko kwagwamura kumusha kwedu Murape woye
Gozi yangara irimo mumusha yakaparwa nevakuru saka ndozvainoita munhu haamborohwe zvembiri nekuti panenge pagara painegozi kuzikuipedza kuiripa kwete kutitonamata
Zvino chawagona chii wauraya munhu rava jeri zvemba ndipo pazvaperera
Nguva yokufa kana yakwana inenge yatokwana chongodiwa kunamata chete ndozvasara panyika pano
Zvakaoma shuwa
Nyika yaakuguma,me im here the song🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
sabhuku kuda kurerutsa hanzi vana vakakuvadzana mwana akauraya mumwe zvakaoma.
Kkkkkkkkk kurerutsa
Dzakura idzo sabhuku
Vataura pachikuru
😮 yava ngozi
Yooo Ngozi yebenzi manje ma1
I know this place very well. I was a teacher theee and my aunty lived there. RIP my auntie . RIP mukoma
Uchitambira RTGs??
@@norestchiranda6282pamuromo paharuna🙌
@@norestchiranda6282😂😂😂unenge uchiti nhasi handidi kiseka boom wohlangana necoment yakadai kkkkkkkkkkkk
Goromonzi Chikwaka ndokwedu,thank you Drewmas Media ❤
Ndokwedu
My mum is from this place after Chikambasha river hello fam
@@vimbaipreston6762 haiboo,Makuku village after chikambasha pedu chaipo kkkk
Vamwe vanoti akafa Mukoma, vamwe vachiti munin'ina
Hezvo zvakaoma ngozi yebenzi anoipedza sei? Kurova kunopedza nyaya here? RIP Mukoma
Kumusha kwedu 😢😢😢
Hamusi Kutaura makasuwa muri kusekerera asi muri padambudziko
Vanhu when telling bad news have wisdom especially when the victim or recipient is far away, show maturity and knowledge you can kill vamwe vane hanha nhete. Worse varikure even Diaspora please please 🙏🏽
Iyi yatove mhepo chaiyo ngozi yapinda mumusha uye yemuroora haaa chidzifambirei
Mukwambo wambiawaxe
Yatove ngozi iyo 😢😢
Ndo inonzi ngozi iyo 😢
Iyi ndoinonzii ngozi
Sabhuku havagoni kutsanangura nyaya
Ngozi aitizwe ne passport uchadzoka chete run run vitalis umboona kuti unotiza kusvika kupi
Kana kuona notification nhai ndakutoona hangu munya .Hey kumusha kwangu kwa Musiiwa zvakaoma shuwa
Hey girl .that's where I live .pamusiiwa kuseri kwe clinic.
Kwangu chaiko kumusha😢
What's happening kwa Chikwaka nhaimi, recently murder kwa Njerere village now Gwamura village.
Zvakaoma zvakutyisa ufunge
Wayepò ere
Izvi ndezve maprofessinals vana Neshamba zvemadrama ndezvekarangada nachigidora wavo..
VaNeshamba mana Councillor mashopera gombwe nhai 😅 you saw the abnormality the type of killing odd😮
MaNdlovu special
Maninji chaivo
The person who called and made a falls narrative needs a proper beating,nxa!
Well done girls 💖very sad 😢
Hapana ngozi vane ukama
Kuputsa imba imwe was very evil asi munhu anofa nekurohwa neshamhu here asi shuwa zvakaoma
Vana vaNeshamba
Yaaa I think ingozi
Zvinonzwisa tsitsi hamadzangu
Ummm vanhu vavenomweya yetsvina
Ndapera simba ini😢
❤❤
Haaa kupwanya imba sure nekurwadza kunoita kuvaka,musada kuita vafa vanaka,akatadza akatadza,may his soul rest in hell
Azvina kunzi akagona but kuzorova kusvika pakuuraya hre, imba inovakwa imwe upenyu haudzoke
Vanhu chiii nhai
Pakaipa
Zvinhu zvacho so nhy mwri makaendepiko satan ari pabsa chkwdi todini nemhondi
Ichidzika kuenda kumusoro uko😂😂😂😂😂.Ko kuzoisa vaseline mumhino, pamwe akatsindira mweya
Tapindira
Pakaipisa
Income or outcome
Sabhuku kwa kukura havagoni kutsanangura nyaya ava. Ndatozonzwisisa Pana councilor
Yaa shuwa ndafunga kuti ndininndega ndazvinzwa
😢
Hello ndandichidao kuita live chat hino kusatoziva maitiro 💪
Kumusha kwangu chaiko Dremas media thank you nekusvikawo kwangu kumusha ndaitozvitaura few days ago kti ko sei kwedu kumusha ndisati ndamboonawo kuchibuditswa nyaya
Unoroya hona mnji
Are you happy kwaita rufu
So sad
So chibdra not neshamba wife originally?
Ummmmm zvakaoma hazvo
Dai asungwa
Ngaaiswe pic rake anobatwa kana akacrosser
Ummmmm zvakaoma hama dzangu ,nematambudziko
Ndimhoreseiwo vanhu imi
DIRWA MHORO KKKK
@@drewmasmedia3856 kkkk haaa at least
@@DirwahSave Neniwo ndakukumhorosa hama yangu Dziva.
@DirwahSave hesi hama yangu
@siboneni8653 sei sei hama yangu Dziva , gandagobvu
Aidawo kufa aiputsirei imba yeumwe kunyepera hubenzi achiziva zvanoita uyu ikozvino wazofa kuparira umwe mwana basa rekutiza pamba
Murder
Shumbakadxi ngavambonodzidxa futi
I think Ari kutodzidza 😂Ano improver as tym goes
Vitalis,Vitaliy,vitalis how many times did I call that ur useless name?
Wamushevedza katatu😂😂😂
Upgrade padress code masista
Mari inenge isati yaveko kani , pamwe ndo basa ravo rekutanga iri
Kkkkkkk
Bho hre machuma
Vachachinja zvavo
Shaaa it's too much
nhasi ndapinda mu top 5 ku commenta 🤸♂️
But handisi kuzviona😅
Tsvagai mabasa 😅😅
😂😂😂😂😂
@@patpateey2414 ndatopinda mu top 5 nditori pabasa izvezvi next week ndikutambira 💃💃💃💃💃
Iyo mhepo yacho kubva vangosana vari 2 pasina vanhu kuti zvizodai zvakaoma but naiye akafona hokoyo
But nyakufa akatadza choda kufa chozviwingira agara ari murwere aisada kumuuraya airwara achifamba