Huyai Munzwe Kuuraya Kwandakaita MukadziWangu Ndachiva Shamwari Yake
Вставка
- Опубліковано 4 лип 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Розваги
Vanhu hamutye Mwari
Ko sei vanhu vasiya Mwari vachida mishonga nhai
Gogo, sekuru netete dzenyu dzino roya dzamunoti ma saviours enyu haa muchaziva Mwari chaiye
Zvakaoma Mwari pindirai
Haaa chokwadi vanhu hawachadi Mwari wakuda kushonga kuda zviri nyore
🎉Taurai henyu Iyezvino munhu ava kungoti chero zvangu zvaita chete
Uri muroyi iwe, ngozi iri kuya
Ummmmm wakomana zvakaoma weduwee kurayisa mombe nenzara pedze moiuraya yaa mangwana muchanzwa zvakunzi paakuda ropa remunhu
Gogo wakakupa chikwambo. Chinosenza nemweya we jinn coz ndomweya inodya nyama kunyanya mabhonzo. Kunamata zviri serious ndokunokunda zvinhu izvozvo.
Zvakaoma
Yee lm first
Good for you hun😂
The wages of sin is death bro
payback is coming to you. Uyabulala lokuthakatha futhi, ukhohlakele wena.