Huyai Munzwe Zvakazoitika Mushure Mekunge Ndatenga Imba Yechipoko

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

КОМЕНТАРІ • 24

  • @walterechetemu9910
    @walterechetemu9910 3 місяці тому +1

    Hatidi kumbonyeperana, ukaona washandisa zita rekuti muporofita wozotaura zvemushonga ziva kuti in'anga uye iwe kana zvawaitirwa zvaurayisa munhu huroyi. Hamusi vanamati imi nen'anga dzenyu idzo.

  • @obeydzafunwa4476
    @obeydzafunwa4476 3 місяці тому

    1st confession,,thank you so much for the advice,,avo sisi veçhi 2 vari vari kuganza nehuroyi but chokwadi chaicho ndechekuti hazvipere mushe,,garai henyu makagadzirirra mweya wemukadzi wakauraya hauna zororo saka mahwani enyu,,Muchaiona henyu ngozi yacho ichibvira moto,,muchadzoka futi pano makuda help

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 3 місяці тому

    2nd confession nxaaaa

  • @ashlinsande5962
    @ashlinsande5962 3 місяці тому

    Fighting for your own uchiuraya here

  • @rosezulu-ng6jn
    @rosezulu-ng6jn 3 місяці тому

    1st thanx mukoma for your advice dzimba dzimwe dzinotyisa

  • @TendaiMachaka
    @TendaiMachaka 3 місяці тому +1

    Eish 1st hidey.....vanhu vanogona kutogaya kuti uri weguka kah iwe wava kumarondera uchida kuenda mabvuku ha guys eish painful😢😢😢😢😢iiiii ndatya.

  • @NessaGardens
    @NessaGardens 3 місяці тому

    Mudzimba munoitwa zvakawandisa zvima rituals zvinoiswa pama gates muma properties umu mune zvikara thanks for advice

  • @PrimroseMoyo-jx3ie
    @PrimroseMoyo-jx3ie 3 місяці тому

    Hie mukoma nashy

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 3 місяці тому

    Ummm zvine nharo vanhu vanodarirei

  • @iam_innocent
    @iam_innocent 3 місяці тому

    Last confession wekuuraya madam boss vake , ingozi yawakapinza mumusha ameno zvako muchamama dzinza rese, + usatiti prophet vakakuitira munamato, akuna prophet vakadaro murivaroi makauraya munhu asi iwe ndiwe uchamama nengozi

  • @sindy308
    @sindy308 3 місяці тому

    You have blood in your hands my sister wakapara ngozi

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 3 місяці тому

    Hello mukoma Nashy

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 3 місяці тому +1

    To first Confession; zvechadzimira zvinotoitika masikati chaiyo ,kwaunosimboenda kana kwaunosimbo tambira chaiko unotorasika aa i Mhepo idzo .....👇♨️

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 3 місяці тому +1

    Ummm yooo mskana iwe Une huroi l hope mkadzi uyu achakumikira apa waparira dzinza ngozi

  • @tre642
    @tre642 3 місяці тому

    Sister vekuchurch yoo chuch yenyu yakawoma .

  • @emmanuelleeh2840
    @emmanuelleeh2840 3 місяці тому +1

    Dzimba dzakavakwa kare dzinonetsa kungotanga kuvaka yako bhoo zvekuti

  • @MarvelousMhukayesango
    @MarvelousMhukayesango 3 місяці тому

    Hakuna muporofita anokurotera hope okupa mushonga usina kukumbira ita wakaenda kunotsvaga mushonga aaaah kuda mari

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 3 місяці тому +1

    Mainini avo kana mungori nechekuita nekufa kwemuridzi wemurume hamuna piece mukati mekurarama kwenyu

  • @melodychidawanyika3155
    @melodychidawanyika3155 3 місяці тому

    Do not stay with maids in your house. Vanouya just on selected days for cleaning then vochaisa voenda kudzimba dzavo. They should not interact with your family. You will be destroyed some are evil and jealousy

  • @SibongileNdlovhu
    @SibongileNdlovhu 3 місяці тому

    Shem Kuna bhudhi vemabvuku

  • @Neeckydube
    @Neeckydube 3 місяці тому

    Tokumbirawo number yasekuru veluchitungwidza

  • @MemoryChiweshe-e6q
    @MemoryChiweshe-e6q 3 місяці тому

    Hie mukoma.Nashe

  • @Neeckydube
    @Neeckydube 3 місяці тому

    @Mukoma Nashey