Akawanikidza Mukadzi Wake Achiita Bonde Nemwana Wake

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 28 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 339

  • @chipashu
    @chipashu Рік тому +15

    am from the same village, and I heard about this story from my late mom some years ago, and she said it's not a true story, am related to this guy.

    • @rukudzowillingchezhara
      @rukudzowillingchezhara Рік тому +2

      hooooooooooooo ka kkkkk dzaiformer nyaya

    • @shebs2207
      @shebs2207 Рік тому +2

      Zviri kuonekwa kuti nyaya iyi inenge iri yekunyepa ngavamwe mushonga vari musango kwete pamberi pevanhu kuda kubatwa uko

    • @emeldanyamhunga887
      @emeldanyamhunga887 Рік тому +1

      Ndazviona kuti kunyepa

    • @shebs2207
      @shebs2207 Рік тому

      @@NessaMubaiwakkkkkkkk inhema dziri pachena idzo

    • @tjngorosha7236
      @tjngorosha7236 Рік тому

      Ini mai vangu vakanditi ichokwadi

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 Рік тому +31

    As a parent u can not lie to such an extent mai nevana they really know who is their father hava havasi baba vevana full stop they just want to get rid of him

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Рік тому

      You are right. Plus; iyo midhudhudhu yotengwa iyi uuuuuu; amai nemwana vari kumboita nezveyi chaizvo? Ndovona sekuti baba avo ndivo breadwinner (pane zvinobatika kana kuvonekwa. - but avo vari kutenga midhudhudhu. As i see, amai avo ihure guru; and either vakaromba-romba or vaigara vachivonekwa nemwana komana wavo (chinenge chidhakwa zvacho chazungaira futi) vachiita lulula-lulula nezvikomba. Saka vakazoita zano rekunanzvisana mwana nekumutengera midhudhudhu nemari yezvilomba kuti mufana abve anyarara zvachose.

    • @SempaiChrisMasvingo
      @SempaiChrisMasvingo Рік тому

      Jezebels wacho akagagwa nechipfambi komene mene

  • @muchanetamakosa4243
    @muchanetamakosa4243 Рік тому +15

    Viewers please! Don't judge the book by its cover. In our country there's soo many stories which are happening daily but some other people who are abused chose to remain quiet because the nation is full of judgemental, you support criminals than victims. How can an old man like him sacrificed himself for no reason, you people let us be serious if some is looking for justice.

  • @renemadi7062
    @renemadi7062 Рік тому +14

    Honestly Mr Robert Tapfumaneyi ,tangayi manzwa kuti nyaya,yacho musati mapedzerwa data nepetrol

    • @zvazvazva1270
      @zvazvazva1270 Рік тому +2

      Murume uyo ari kutaura nyaya yake. Mukadzi ndiye ari kuparadza imba apo. Kurara nemwana hakuna kunaka. Ukaitirwa zvakadai unogona kupererwa nenjere. I feel for the old man. I support him. Anoda rubatsiro. Shame.

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Рік тому +2

      @@zvazvazva1270 Anoda rubatsiro rweyi?, anonyepesa too much mudhara uyu.

    • @shanteldineo
      @shanteldineo Рік тому

      Anonyepa kani even pasina kunzwa another syd revamwe haaa crystal clear kuti baba ava kugadzira zvavo nyaya nyika yese yovavenga voda kurohwa nemunhu wese zvese nemapurisa .....sly unopedzerwa fuel mahara ukasatanga wanyatsonzvera nyaya idzi😂

    • @sibandasikhathele7753
      @sibandasikhathele7753 Рік тому

      ​@zvazvazva1270
      My Mzansi reality family even here uriko futii.

    • @VhunzaiMachingauta-ji5jp
      @VhunzaiMachingauta-ji5jp 7 місяців тому

      Aaaa baba ava vanonyepesa...kwai ndakaona vanozondishayiwa ndikadzoka kumba....iwe wakatsamwa ummm

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo Рік тому +24

    Story could have been proper if the Mother and the Son were there. We also want to hear minute's from the Chiefs court. If it's one person telling the story it's easy to portray as a victim and tell lies about others. Sly please give us an episode with witnesses

  • @chamunorwagudhlani6838
    @chamunorwagudhlani6838 Рік тому +4

    The relationship between son and mom tells it all. Mom and son everywhere!!!

  • @stevechicco1158
    @stevechicco1158 Рік тому +13

    Those who are dismissing this story as fake need to consider this; No one, especially in Zimbabwe, would want to appear all over the world saying, 'my wife is sleeping with my son.' To say this publicly is an indication of pain and truthfulness of the story. This guy is mentioning names. He could get into trouble with the Chief, police, Sabuku and all the names he is mentioning if this is fake.

    • @simontumbare9240
      @simontumbare9240 Рік тому

      ivo vanhu vanomhanyira kt nyaya idzi ndedze fake vanoita sevasiri vanhu vatema ,zvinhu izvi zvirikuitika everywhere

    • @wirimayimukarakate9619
      @wirimayimukarakate9619 Рік тому +1

      The whole world inovenga murume uyu anombovengerweiko?

    • @Puchu1994
      @Puchu1994 Рік тому

      Just bcoz iwewe you can’t doesn’t mean he can’t

    • @johnslion6931
      @johnslion6931 Рік тому +3

      My brother murume uyu ma1 chaiwo. Ndirikutaura pamusoro pemunhu wandinoziva in and out. Akange ari mu Neighbour Watch pa Police paMubayira achishanda pa Rio High as a Security Guard. Ane Chigayo chake kana asiko hapana anochimutsa kwete. Aiwa ne Motor Bike, Pick -Up ne Hyundai zvese izvi haasisina uyezve zvaisabatwa nemunhu. Kunyangwe hazvo mwana mukomana uyu akaendawo kuChikoro che Mechanics paMashayamombe Vocational Training uyezve akabuda zvakanaka, motor dzake aisabvumidzwa kudzibata nyangwe idonge view mirror chairo. Chi Neighbourhood Watch akachidzingwa nemaitiro ake airatidza kusava munhu akakwana. Paakabviswa pa Rio High akaenda ku St Michaels Hospital iri pasi peKereke ye Roma kwaakabva adzingwa zvekutoti pari zvino avakungotenderera ari kunonzi kwaChipashu. Mumaraini imomo kugara aripamatare nekutukana nevanhu. Munhu uyu anotoda Mwari vamudzikamise. Ndatenda.

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Рік тому +7

    29yrs mukomana anogona kunge achitoshandiswa naamai vake.Chero ivo vasikana vacho.

  • @bape-ox3mx
    @bape-ox3mx Рік тому +2

    As we protect vakadzi lets also protect the male gender

  • @eniahwingwiri8106
    @eniahwingwiri8106 Рік тому +9

    Dewmas media dzifambirei zvizere kubva kuna mai nemwankomana toda kunzwa zvizere 😢😢😢

  • @revesayimutede3722
    @revesayimutede3722 Рік тому +5

    Too many stories jumbled up. I thought he found them in the act🤣🤣🤣

  • @maizingo39
    @maizingo39 Рік тому +4

    It's difficult to understand the real story ya baba. Nowadays no matter what age vana vanokwanisa kurara pamubhedha va Mai na baba. He is not specifying pakaona mukadzi wake achita bonde nemwana. Asi life yacho yarikurarama inorwadza😢

  • @TauyaMakopa-fh5ht
    @TauyaMakopa-fh5ht Рік тому +9

    Baba avo vane nhema why everyone in the community fighting him iye ndiye danger to the community

    • @edsonkasekera8875
      @edsonkasekera8875 Рік тому

      usatambe ne influence inobva kuvakadzi vakadaro wangu. they can turn almost everyone against you

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Рік тому +9

    Vanhu varikuti baba vanonyepa ava uummm vangafoma nyaya here😢

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 Рік тому +8

    Haaa baba ava anonyeba. Ka rombe karume aka. Karikurwadziwa nemudhudhudhu. Mai na mwana havana kana kurara vese. Kunyepa so hamunyari baba imi. I don't think he is man enough. Makadii kufa nhai mhuri wakazorora.

    • @nyaraisvova7639
      @nyaraisvova7639 Рік тому +1

      Handioni vachinyeba mukavatarisa vakadzikamira baba Ava mwana ane 27 anorarireyi pamubhedha wevabereki pahuvuri hwavo Mai or mwana pane akabata mushonga ukapanduka ndiwo wakuita kuti vasanyare

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu Рік тому +1

      Taura hako nxaaa nhema havachadi mukadzi chete baba ava vanopera kunama nama mukadzi kudai ibenzi romurume

    • @rusikeaby2313
      @rusikeaby2313 Рік тому

      ​@@nyaraisvova7639 mwanakomana anorara pamubhedha asingabvumirwi musikana anonzi unotyora musana wamai.Vanonyepa baba avo vari kutorotomoka zvavo

  • @tafadzwazimhunga4430
    @tafadzwazimhunga4430 Рік тому +8

    Vana vaisupporter mai pavaikonana nababa saka apa kungotsvaga mhosva .nhema dzega hakuna munhu anorara nemwana asina kurromba

  • @LovemoreDhliwayo-h5b
    @LovemoreDhliwayo-h5b Рік тому +2

    Kkkkkk Baba itayi mushe imi Mai vanga vari kuhuni hamuna kuwana irimo makango wana mwana akarara pa mubhedha wenyu

    • @shephardmunsaka-og5wm
      @shephardmunsaka-og5wm Рік тому

      But how come wangu 27 yrs unodeii pambhedha wababa vako pavanokwiriranaa , guys kaa

  • @LovemoreDhliwayo-h5b
    @LovemoreDhliwayo-h5b Рік тому +4

    Baba munopenga zvamurikutaura hazviko makaona mwana wenyu akarara pa pamubhedha wenyu makuti angaakarara nemukadzi wenyu munopenga kurara chete

    • @JosephVhirizhi
      @JosephVhirizhi 5 місяців тому

      Iwe ndiwe unoto penga.. anorarirayi pamubhedha wamai. .uye musikana akati Kuna baba vake ndimo maarara.

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 Рік тому +6

    Moyo wangu wanzwa kurwadziwa kuti kunevamwe varume vakatiza misa asi baba ava vakamira nemhuri yavo😢😢😢😢

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu Рік тому +1

      Munoona dzakakwwna here pfungwa dzababa ava at his age kutaura zviro zvisingararami kudaro

  • @johnslion6931
    @johnslion6931 Рік тому +19

    Vadikani I come from Mhondoro, Mubaira. Murume uyu arikunyepera mudzimai wake ukama hwake nemhuri yake hwakagara husina kumira zvakanaka nekuda kwemabasa ake. Kudai munyori akapinda muvanhu chokwadi aizotoona kuti baba ava vanorwara. Mwana akatenga Motor Bike iye nemari yake yaaiwana pakushanda kwaakange achiita naMechanic anembiri maMubaira uyezve aiita zvekutengesawo fuel pa black market. Please mhuri ye Zimbabwe baba ava vanoda minamato yedu hama dzangu.

    • @tsitsimutambisi9362
      @tsitsimutambisi9362 Рік тому +6

      I support your view,mukadzi wasecurity guard kuwana mari yekutengera mwana motorbike, maths dzacho hadzisi kubuda mushe

    • @SM_Family1
      @SM_Family1 Рік тому +1

      Waita basa watsanangura

    • @denniasmakebhe124
      @denniasmakebhe124 Рік тому +1

      Uri wefake iwe Satan

    • @johnslion6931
      @johnslion6931 Рік тому +2

      Am not even related to this man. Munhu anozivikanwa nevanhu vese maMubayira zvikuru hutsinye hwaanoitira mhuri yake. Apa arikunyepera kutambudzika mufunge murume iyeyu ane motor mbiri ne motor bike zvaasingadi kuti zvibatwe nemhuri yake. Uyezve ane chigayo kumusha unonzi Mapira kana asiko hachina anochibata chigayo ichochi. Pa Rio High paaiva Guard akabva avakunetsana ne staff yepo akaenda ku St Michaels Hospital iri pasi pe Roma kwaanofanira akasiya zvekare. Ndirikutaura nezve munhu wandinoziva kwete kufingidzira. Asi chandakaona anonge avakuita sekurasika njere. Munzwimbo yaagere yekwaChipashu haana kana munhu mumwe chete waanodyidzana naye even panhamo chaipo haisviki. Dai Mwari vakapindira ave munhu anehukama nevamwe. Kana pane vanhu vekuMhondoro pano vanopupura nezva baba ava. Motor Bike mwana akazvitengera nekushanda kwake.

    • @PelagiaMasike-wv2yj
      @PelagiaMasike-wv2yj Рік тому +1

      Waita wechi two wapupura kuti baba ava hadzino .

  • @joicephiri
    @joicephiri Рік тому +4

    Sly to the people

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet Рік тому +1

      Ndipoo # dzaSly. Dear

    • @SharonIsibeke
      @SharonIsibeke Рік тому +1

      Chinyaya chacho achis kana kunzwisisika baba vane error ava

    • @angelamahlaule835
      @angelamahlaule835 Рік тому

      Mukadzi hauna kuuya nemombe unobva PANO usina chinhu.Kane ngozi kasekuru akaruchengera former teacher

  • @tshaka7
    @tshaka7 Рік тому +6

    This man is lying more than his Age 😂😂his story doesn’t sound

  • @tsitsigobakavhukatemaextre143
    @tsitsigobakavhukatemaextre143 Рік тому +1

    Mudhara anonyepa uyu 😂😂😂

  • @tafadzwazimhunga4430
    @tafadzwazimhunga4430 Рік тому +14

    Baba ava havana kana nyaya inobatika kuda kungotsvaga nyaya otherwise vagara vane dzavoo nyaya dzavaisawirirana nkt pavakarara vese chaipo hapana varikungofungira

  • @ntokozondlovu528
    @ntokozondlovu528 Рік тому +1

    Aa ini frst born is 21 second 19 hatigari tese togona kuonana kamwe dec so patinoonana mumwe anenge ari kuside mumwe kuside tichiita nyaya hope dzongozotiba tiri pakati penyaya but handina chinoera nevana vangu kana vakabuda vachingomuka kuuya kwandri kuzorova nyaya

  • @plaxedeschidzungurwa3152
    @plaxedeschidzungurwa3152 Рік тому

    Iyi nyaya yababa ava yekuti mwanakomana wavo arikurara namai nyakubereka handisi kuinzwisisa. Haisi nyaya yekuti vangangotanga nekuisa kuruzhinji. Itori mhosva yakaparwa kana kuri kuti ichokwadi. Zvino hanzi nababa ndoda nyaya yacho isvike kuruzhinji rwe Zimbabwe kuti anyare like srs 🙆🤔🤔🤔

  • @hemishgovera2620
    @hemishgovera2620 Рік тому +6

    This man has a problem, he is fighting everyone in his environment.

    • @josphinematemera5913
      @josphinematemera5913 Рік тому

      😂😂😂 hanzi kutsvaga pfuti asi matangiro ayo nyaya iyi baba ava handisi kuvachenesa hameno mberi

  • @lynglobal
    @lynglobal Рік тому +5

    This man was insecure after so many years married to his wife. That's weird. When one is getting old, his sexual organs become less effective. I think that's what he is not telling us. Mother and son relationships are always strong. This story is nullified because it's the other parties did not say their side of the story.

  • @evanschimwadzimba2214
    @evanschimwadzimba2214 Місяць тому

    Murume ari kuona moto uyu😢. Dzimwe nguva pane akaromba mumhuri yavo. I feel sorry for this guy 😢.

  • @dorothymunemo7398
    @dorothymunemo7398 Рік тому +4

    Nyaya yacho haisi kunzwisisika 🤷🏼‍♀️inoda paina amai nevana vacho. Asi baba havana kubata zvavo mwana akarara namai saka mukoma Sly imbonyatso ongororayi futi nyaya iyi😂Hanzi ndanga ndaakutoda kutoda kunwa izvozvi😂😂

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 Рік тому +2

    😂😂😂😂 iyi nyaya yandisetsa hangu baba ava havana mental health here

  • @suzannefuramera5574
    @suzannefuramera5574 Рік тому

    Inspector aiva akudanana nemudzimai wangu. kkkk Timothy . Vanhu vako Ava Ndewe kuno ku mhondoro uyo Amboshanda pa RIO Zim high school . Chimutabwe dzinenge dzakamborasika zvishoma

  • @kayceedate4527
    @kayceedate4527 Рік тому +1

    There are a lot of inconsistencies in this whole story .A lot is not adding up

  • @MamoyoOfficialsdione3939
    @MamoyoOfficialsdione3939 Рік тому +1

    First tym kuona face yaSlay ummmmmm face yako neVoice hazvifambirane kkkkkkk I'm happy ndaona face yako ndaifunga kuti uri dhafu

    • @stevechicco1158
      @stevechicco1158 Рік тому +1

      To me, he has always sounded exactly the way he looks - his demeanor, thoughtfulness, and pleasantness. I can listen to him all day; he knows how to ask the best questions.

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Рік тому +4

    Isau topic ine zvamakaona zvichiitika zvine humbovo kwete zvekufungidzira

  • @tafadzwazimhunga4430
    @tafadzwazimhunga4430 Рік тому +7

    Haiwa makavaona vakarara hre mune nhema tibvirei uko😊

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Рік тому +6

    Another important thing is, Baba ngapaitwe maDNA kuvana vese ava, ndinoona sekuti pavana ava pakati Pavo panogona kunge paine vana vasiri vababa ava. Amai ava mabasa avo zvinogona kunge vakazvitanga kare kare chaiko

    • @dennischanengeta1575
      @dennischanengeta1575 Рік тому

      Ndomuziva mudhara zvese nemhuri yake akafanana nevana vake aive guard kuchikoro kwedu

  • @nesterchishanu7642
    @nesterchishanu7642 Рік тому +1

    Hanzi ana Jongwe Dzvuku
    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
    Zvisinei mukoma Robert mafambira mahara yenyu😮

  • @MollinNdonya-zg3zr
    @MollinNdonya-zg3zr Рік тому +8

    Baba ava vakaomq zvavo kkk.
    Hanzi foni yake inemazita echirume chete 😂😂😂😂😂

  • @ZimJoggerDownUnder
    @ZimJoggerDownUnder Рік тому +2

    Muface anoyavaya uyu😂. SlymediaTV zviri kufamba sei

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Рік тому +3

    Very sorry baba

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 6 місяців тому

    Everyone is plotting against him. It doesn’t make sense. Even vekuHarare are plotting against him.

  • @simbarashemapfumo2764
    @simbarashemapfumo2764 Рік тому +3

    Nyaya ngaitongwe zvakanaka baba vabatsirwe

  • @aggiematsambo4648
    @aggiematsambo4648 Рік тому +11

    Ummm sly usabiritse nyaya dzisina bsa sekuru avo vri krotomoka 😅

  • @arnoldtogachikaka712
    @arnoldtogachikaka712 Рік тому +1

    Mdara ane nyaya uyu community yese haingamupandukire

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Рік тому +8

    Handei kwaTasvu Sly ndokwauri kunakidza nemubvunzo kuvaroyi

  • @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy

    Murume wamai kwete baba vevana. Baba ngavasungwe varikunyepera vanhu vakawanda nemasadunhu. Sabhuku tipindurireiwo tinzwe chokwadi.

  • @tadioustakawira
    @tadioustakawira Рік тому +5

    Guys Sly haaburitse nyaya dzekunyepa coz he is ready to take it further. Itai steady chete

    • @salimakaritawo3540
      @salimakaritawo3540 Рік тому +1

      Zvinoitika shamwari kuvengwa nemunhu wese wotoshayawo anokuda unenge watofuridzirwa

    • @PelagiaMasike-wv2yj
      @PelagiaMasike-wv2yj Рік тому

      Sly media ngavafambe naye ndiye avadenha anoda kunyadziswa

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 6 місяців тому

    Nyaya dzavo hadzisi kumaker sense. Everyone in the community is against him why? Vanoshusha baba ava.

  • @accuratepatrickspartricia7907

    Mukoma sly itai kuti muone mai nemwana munzwewo their side of story zvimwe zvikutaurwa nababa ava zvinonetsa to believe

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 Рік тому +1

    Mukoma SIy endai nabava ava kwaSekuru Tasvo mukadzi uyo muroyi chokwadi chibude nekuti mukadzi uyu muroyi baba dai matama kunogara Kure Gaurani haana chanoziva anodya mari dze vanhu

  • @NgonidzasheOliviaMupfudz-bw4oy

    Unonetsa kunzwisisa nyaya iyi. Vanhuwee pakaoma, even if man are said to have finished in the country handione zvichiitika kunze kwekunge zvine ngozi mukati nekuti ngozi inouya nenzira dzakasiyanasiyana. Chakaiti kuti baba ava vangorohwa pasina zvavaita pavakasvika padare chii apa vachipfuura zvavo. Mwana mwana veduwee, mwana uyu anogona kuva asiri wababa ava. When iam looking at my son, i don't see a boyfriend no matter how handsome he maybe. Wongororai chaita musoro items, sei vasikana vachi supporter amai vachiita makunakuna akadai. Baba vane nyaya ava. Zvinowanikwa zvazvo ehe asi baba havasikutaura zvinhu kwazvo ava.

  • @chiedzajoylinemedzani7832
    @chiedzajoylinemedzani7832 Рік тому +3

    Zvaziii baba vasina kukwana kufunga zvakadhakwa

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 Рік тому +1

    Mukoma Robert itai Baba avo vaende kwasekuru Tasvu vanobatsirwa

    • @evermoredodzo4183
      @evermoredodzo4183 Рік тому +1

      Hazviite mwana arare pamubhedha wevabereki chituko kwaari

  • @shanteldineo
    @shanteldineo Рік тому +2

    Baba vanozuwa ava 🤨nyaya dzacho manyepo aya ukada kunyatsozviongorora 😅

  • @nickywulffen552
    @nickywulffen552 Рік тому

    Number 3 nhasi I'm early

  • @NaBonganiTambo-pk8lf
    @NaBonganiTambo-pk8lf Рік тому

    Baba ava,haasi kuburitsa pachena kuti akavawanikidza vachiita bonde

  • @mudyahotograce-nh5ib
    @mudyahotograce-nh5ib Рік тому +4

    Iri Drama iri rikutobhowa zvaro 😂😂😂😂

  • @tanikaandrea4584
    @tanikaandrea4584 Рік тому +1

    Kkkk sekuru havana kukwana ava just because mwana arara pamubed akunzi adya bota kuna amai zvimwe zvinhu soo

  • @melsniks
    @melsniks Рік тому

    Wasted fuel, wasted data,wasted voice and wasted of my phone battery Sly ka usaitiswe nababa ava

  • @patiencemushonga6957
    @patiencemushonga6957 Рік тому

    Aaaah nyaya yacho andisikuinzwisisa ini baba ava kutsanangurabavagone avo nyaya hombe ndeye mwana namai asi nyaya dzana gaurani dzemudhudhudhu aaah.
    Nyaya yacho Aina kana musoro
    My data kuperera mahara

  • @munyaradzibiri7690
    @munyaradzibiri7690 Рік тому

    MaZimba mazhinji vakanzwa kuti mai nemwana varikukwirana they refuse to believe it even vakabatwa red handed mboro yakanyura mubeche,asi the minute yavanonzwa kuti baba varikusvira mwanasikana vawo they immediately run to the police to get the father arrested chero pasina evidence yekuti varikurara nemwana,kwanai maZimba.

  • @mildredkasaira8386
    @mildredkasaira8386 Рік тому +1

    Iyi nyaya haina musoro something fishing nababa ava . Vari kudzatsambidza zvakawanda nyaya yavo iri papi?

  • @EmmaculateDhafana
    @EmmaculateDhafana Рік тому

    Iiii moyo wangu warwadza veduwe😢

  • @Thatguywoya747
    @Thatguywoya747 Рік тому

    Haisi nhamo here ne kutambura kwezimbabwe . Ummm haisikunzwisika nyaya yavo. Hazvidi at this age kunetsama machembere. Vane maplan ekurambana vakura

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 Рік тому

    Nyaya iyi vakaita yekunzwa here or vakaita yekuona?

  • @happwellmusarandega2537
    @happwellmusarandega2537 Рік тому +1

    phone nunumber dzavana Jongwe dzvuku, vana Mugove 🤣🤣🤣🤣

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Рік тому +4

    Jongwe dzuku Aida ashevedzwa tamuuona 😂

  • @LovenessNyamuzihwa
    @LovenessNyamuzihwa Рік тому

    Mmm baba ava vanonyebesa sure kuwana mwana aripa bed kwakutofambisa kuti mai nemwana vaiita bonde mmm

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 Рік тому +2

    Sorry, Sly, nekufambiswa mahara kkkk

  • @RopafadzoFisho-uo6ey
    @RopafadzoFisho-uo6ey Рік тому +2

    mudhara ari kutotsomwa nedombo.ari kutorwara uyo.mutoriro chaiwo.police batai munhu.

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Рік тому

    Ummmmm Officer,my General tsvagai mumwe mkadzi mybe zvinogona kubatsira hasha dziite shoma,plus nyaya yacho dai tanzwawo kudivi remkadzi nevana.

  • @claytonndiridza
    @claytonndiridza Рік тому +1

    Zviriko here izvo

  • @deliwemuteerwa6874
    @deliwemuteerwa6874 Рік тому

    Baba vanoshusha ava

  • @priscillandawi
    @priscillandawi Рік тому +2

    No enaf evidence vanenge vanoshushawo baba ava today maV11

  • @cosmasnyamajenjere7587
    @cosmasnyamajenjere7587 Рік тому

    Robert munhu ngaaende kwasekuru Tasvu

  • @beautyjones9501
    @beautyjones9501 Рік тому +1

    Mhondoro mandidissapoint vanhu vekumusha kwangu musuno tatiri kurutara nekwaneuso mumhondoro immomo nhas mubaira

  • @lawrencetinacho7161
    @lawrencetinacho7161 Рік тому

    Haa this man ane problem

  • @shalommasiya7067
    @shalommasiya7067 Рік тому

    I was thinking kt vakawana vakarara vese vakashama aaaaa zvakaoma baba ava vanenge vagara vasingachadi mkadzi😂

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Рік тому

    Mm baba ava vanoda help yakanyanya then ngskuitwe ma dna chete then vo sheya xvavakadhanda nemkadzi

  • @edmorenhire5389
    @edmorenhire5389 Рік тому

    Pakaipa

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 Рік тому

    Ko kana akaenda 2016 achipedza kunyora ki pavakutsiranwa nevana nderinhi 😂😂😂 aiwa tapfumanei 1 hr here

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Рік тому

    Kumba kwamai vangu mhondoro ngezi

  • @muonekomuza7010
    @muonekomuza7010 Рік тому +1

    Mwana uyu haasi kuita marituals here

    • @EdwardSibiya-pn1qy
      @EdwardSibiya-pn1qy Рік тому

      Anopenga baba ava vaida kujairira Mai vana vakura here ,dzopenga idzi

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Рік тому

    Kkkiii vana vose ndeva Gody

  • @jingwanglai5500
    @jingwanglai5500 Рік тому

    Its jongwe dzvuku for me😂

  • @knowledgemoyo
    @knowledgemoyo Рік тому

    Vanonyepa baba ava hapana amai vangaita zvakadaro nemwana wavakabereka baba ava vanonyepesa mukanyatsoteerera nyaya yake hainzwisisike inongova ndikarohwa ndikasungiswa ndikarutsaropa zvisina rondedzero yakakwana

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Рік тому

    inyaya dzemishonga idzi ,endai kwaTasvu uko or Kanengo or Achapola zvinobuda pachena zvirikuitika

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 Рік тому

    Tanzwa 1 side tinovimba makataura na mai nemwana mukomana tinzwei baba avo havasi right

  • @AchieveGwinji
    @AchieveGwinji Рік тому

    Baba ava nyaya yavo haisi straight zvachose...

  • @sandrarusike2855
    @sandrarusike2855 Рік тому

    Pane ku fungira munhu kusvika wakuona se chokwadi, ma problem aripo but avana kuona vanhu vachita bonde vakafungira sezvo mukomana aive pamubhedha, go deep nenyaya tinzwe rimwe side revamwe

  • @blessingtamanikwa641
    @blessingtamanikwa641 Рік тому

    😂musadaro baba imi ingamuri vekwedu Kumusha. Nyaya yenyu haina direction

  • @davidnyandebvu6760
    @davidnyandebvu6760 Рік тому

    DAI Ari murume arikunzi akarara nemwana vanhu maiti varume vanozviita ... Nekuti ndiMai vaonekwa makuti vanonyepa baba ava

  • @memorymemo9959
    @memorymemo9959 Рік тому

    baba ava vakarwadziwa kuti mukadzi akavarambidza kutengesa mombe dzaakatenga ega.he feels so entitled kupfuma isiri yavo kasekuru kakaora

  • @LetwinTunhuma
    @LetwinTunhuma Рік тому

    Baba Vanonyepa ndatenda zvangu

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 Рік тому

    Nyaya iyi ndeya 2017 here nhaiwe aaahvachiri vapenyu vanhu ava

  • @tapreshprevy6627
    @tapreshprevy6627 Рік тому

    Inini ndinoti Tinashe Mugade ngapindire paoneke kuti Pana baba vanachoo chavo pavana hre
    Baba Ava vanodzoka vomhanya dai vakapfava vakabata means naamai vari vese
    Iyo yekunzi amai vanokwira chimudhudhudhu nemwana haiite funga mwana achinzwa pupisa kwenhengo yamai paaka buda napo

  • @nyashamandeyah3439
    @nyashamandeyah3439 Рік тому

    Baba Ava nyaya yavo haina direction Ane kufungira kwakanyanya haataure zvakati twasu l can't understand hameno if kana ndirini ndega ndukutadza kunzwisisa kut which z which

  • @letwinmurindagomo4158
    @letwinmurindagomo4158 Рік тому

    Baba ava havachina moto havachakwanisa kudya bota saka vakungofunga kty munhurume wese ataura nemkadzi wavo atodya bota nxaaa, vavekuitira Shanje chero mwana wavo

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 Рік тому

    Kkk mapurisa wo kkkk vanenge vachingonyudza ko why Kadoma vanhu vemubaira instead ye chegutu