Robert Tapfumaneyi usatye zvekufayiwa basa izvo. Sly media was great because of you. We will still follow you because unokwatura basa mukoma wangu plus pakurarama unotori neconfidence plus knowledge. Usavhundutsirwe tinofara nemi mukoma Sylvester Tapfumaneyi don't underestimate yourself.
Robert ugopotawo uchiteverera vanhu vanouya kwa sekuru Tasvu tigopota tichinzwa life yavo after sekuru Tasvu sevaya vana Banda tinoda kuziva kuti vakurarama sei
Robert Tapfumaneyi usatye zvekufayiwa basa izvo. Sly media was great because of you. We will still follow you because unokwatura basa mukoma wangu plus pakurarama unotori neconfidence plus knowledge. Usavhundutsirwe tinofara nemi mukoma Sylvester Tapfumaneyi don't underestimate yourself.
Mukoma Robert basa ramaiita kuSly uko vaifanira kutokupai $1000 per month, bonus neoff ine mbambaira huru
Muzukuru wekuroyiwa ane rudo rwechokwadi. Kutakura munhu akamushereketera. Ndamutya mwana uyu. Mwari wamuitire zvakanaka nemudzimai wake.
Interesting, thanks bro Robert. You are the media ramrod
I suggested a name for your media channel Robtec Media 🎉🎉🎉🎉❤
Creative ....
😂😂😂😂
Uyu wurayai zvenyu Tateguru Tasvu
Takamirira chimutasvu vachidzoka kuzotsanangura i can't wait mr rlRobtec media chichngosvika tipeiwo
To all who like muturikisi's voice and statements lets gather here😂😂😂😂
akapenga muturikiri uyoooo
Anowedzerera uyu😅😅😅😅😅
Anenge achida kuti vanhu vanyatsonzwisisa@@lovenessmusenda4863
Muturikiri arikuwedzere mashoko ake kti zvinakidze😂
Translator vakanyanya pliz 😂😂😂
Zvinhu zvasvinwa apo zvinosemesaaa😮
It's magururuta for me ohhhh😢... zvakaomaa hazvo asii.....vanhu rume namataii imii mkuonaa kaa zvukuitikaa munyika yesu😢😢...
Mkoma Robert. Vana vake chaiwo should come mudare next tym. Vaipembedza baba maonero angu.
Sei sei apo takatoimirira thanks brother
Uyu ngaafe hake uyu haana basa uyu. I thnk dai vakangomusiya akafa paya bt then again aifanira kutanga asunungura vana avo. Zvakaoma
Mkoma Robert ndinokuteeeerai kana mukaenda kutoilet chaiko mnondigonera
Usade kusizer sekuru wangu Tasvu Magetsi unopiswa ndati kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂
Ngaafe muroyi anorramirei Tinashe waakauraya ayida hre
Mwana wevanhu ngavamupe mombe vakamushandisa sheem
Power Tasvu
Ngavaripe mwana wevanhu wavaiitisa
kp up mkoma Rob w wl follow n support Uuu
Haaaa zvakawoma zvachimutasvu, titenda Nevada ranuri kubata sekuru Na mukima Robie
Chaiganza chimdhara ichi dayi chakafa chakauraya muzukuru..
Aaah kuita saiyo direct, akomana
Interesting it reminds me of the book of Elijah the battles of the gods and God
Sekur murume uyo ngafe please chachema zvangu no mhani chimutasvu ngafeee
Chimutasvu mukono. Manja angu kwauri Chimuatsvu. Kudzova mudare remumwe mukono. Wafa umhire sahwira. Vashoma vakaita sewe vanodzova mumatare avamwe vakuru.
Haa Uyu mdara anofanira kufa uyu.
Mkadzi waGideon akarurama
Walemba akagohwa wozoti iwe chimutasvh😂😂😂
Kokatsuromudovi
@@brazhnervnix3844 😂😂😂
Vanenge vakapedzerwa chetee nakule 😂
Kkkkkk akataurwa so many times but hatina kumuona
Ngaafe mudhara uyo hey sekuru tasvu
Varoyi variko zveshuwa 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Kushoota kurohwa chaiko no man aa😭😭😭
Kakabiyasi kemunhu ncxaaaa apa kuipa pameso kuipa nemoyo sure
Part 5 pliz
Nhai mwari chi chakadai chinenge ngozi
Kkkkkk takaimirira chimutasvu achitsvaurwa😊
Haaa uyu waifana kuurayiwa
Achafa haararame
Veduweee kaaaa puuu
Haaa muturikiri ndiye Ane yese hanzi pfugama ubvise chihat chaiko icho 😂😂😂😂
Where is part 4
Dzokera kumwshure Kuma video ake unoiona iriko
Part 4 ndoyachimutasvu akazopepuka avemudare paakange avekufa
Ehe
Even me i didn't see part 4
@@MaiMoyoook
This guy Dai vakamuuraya hanzi ndiwo makururuta kuchengeta hirume hwevanhu unohwudiii huroyi
Robert ugopotawo uchiteverera vanhu vanouya kwa sekuru Tasvu tigopota tichinzwa life yavo after sekuru Tasvu sevaya vana Banda tinoda kuziva kuti vakurarama sei
True
Muturukiri wa sekuru tasvu manyama
Anozowedzera kkk zvisina kutaura sekuru kkk
Teteguru Tasvu makapenga
Robert uhmm unogona basa.ramba wakadaro.
Ngaabvise chijira chaakamonera mhani haisi n'anga chinhu icho muroyi.
Tasvurai sekuru vanhu vakanjaira kuvaka matendere avo neminhenga yavamwe haisi nyore kurombera kushandisa umwe munhu 😭😭😭
Ndaabva agerwa Gideon
Mukoma Robert muri kuita basa zvakanyanya wena rambai makadaro.
Thanks
Misha yedu yakatakura kurema vese vanozviti vanorima vanoshandisa gondwa waturuka😢😢😢
Basa sebasa mkoma Roby🎉🎉🎉
Sekuru vanhu ava havadiwe pano pasi munotigonera sekuru rambai muchibatsira mhuri yeZimbabwe
Gedion atongwara ngwarawo
True pakatanga kuuya aive zungairwa chairo 😂😂😂😂
Vanhu vanoroya shuwa mmmm zvakaoma
Muzotipowo testimony yemukadzi uyu awakuita bonde mumba
Torutsa guys yooo
Mmm zvikusemesa
Ma sperm evanhu ndo mbanda dzachona nhai , vakadzi musazo tisvora kana takuita ma two minutes tenge tapedzwa ne mbinjiri dzemadhara
Teteguru tasvu muri muhombe shuwa
Weduwee
Zvakaoma henyu
Tasvu=1️⃣👍 ""Chimutasvu=0️⃣👎tatovamo mama terrace
Ho chiface chacho chachimutasvu kunyangara face nemoyo,kudada nehuroyi zvino wakatasvurwa ,kurimei nhamo yega yega
Ko mazino 🤣🤣🤣
Tasvu anobata haiwaaa anobata egaaa
Varoi ngavafe aaa
Chimutasvu achiri stubborn hanzi zvinhu zvangu ,kukanganwa anga afa
Zvakaoma torarama nezvikara mumisha umu 😭😭😭😭
Ummm zvakaoma mufunge nooo
Kwedu kunekamudhara kasingabvise retso muhuro ndemeti
😅😂
Anga achitya kuti.vakafa zvavharana😊
We need their testimony 😂😂....muturikiri niye ma1
Uyu ndizvauya chete
Yowe damn ah semeswq hedu maiwe
Ngaafe sekuru anodada neroihurouug 13:05 13:
Sekuru munhu uyo haana dhiri panyika pano uraya henyu anotoganza sure nekuuraya vanhu aaa
This Chimutasvu guy was very dangerous, ndatya hangu and I don't think kuti acharega hre kuita zvinhu anotooneka kuti achine nharo.
Ummmmm
Akaenderera mberi ane zvivindi .vanga vafa baba ava
Pane madzimai anoshingirira nhamo dzemumba mawo veduwee kana kufungawo kuty zvaticha tumbiwa nna tsano vachirisa mbudzi amai itirwai nyasha
Hiiiiiii ndafara kni yoooooo ndandakaitarisa nemaziso masvuku yoooo
Chivanhu kuchivanhu
Murume anozvida uyu uuuuu Chimutasvu uuuuu
Sekuru makaoma chokwadi chiranga varoyi,varoyi Vose vari kuzvionera
sekuru Tasvu to the world 🌍
Nxaaaaaa baba ava vari kutovhaira......ko vaimbonzi in'anga wan which means vane zvinhu zvakawanda
😂😂😂 kurumidzai nendiro ine hupfu,ndati kurumidzai kani kkkkkk
Uhm inga zvakaoma Sekuru momboona zvinorema sure. Vanhu vane zvinhu zvavo mukufamba umu.
Part 4 l think it's at hospital and out
Chimutasvu ungaite nharo ne Grenade Tasvu walemba akafa nenharo dzakadayi Tasvu anotasvura kwete zvemahumbwe varoi musanya
Jesus God have mercy uum zviiko izvooo
Honyooo makanyaya nekuronda zvinhu mukoma Robert
Zvakaoma shuwa
Haaaa bmkru vaýa vkafa .shemuuu
Ummmhhh kamudhara kanorwara zvedi kaSatan😅😅😅😅
Zvakaoma nyika yakatakura kurema
Kamuroyi
Muturikiri uyu akapenga kkkk
Sekuru Tasvu makapfavisa mudhara uye kudai shuwa 😂😂😂
Chimusvu anonoromba fut akangoita ryt
Zibaba iri ronzi chimutasvu rakaipq pachiso zvese nemoyo iwo mazino kunge padza evaroyi nxaa rehutsinye iri
😂😂😂chimutasvu maitimakangwara ka ...Sekuru tatsvu vanogona
kana wadenha mangwiro wotokunya
Ko iko kutyisa hako 😢😢😢
yaaaa iichi chakanyanya
Robert i love you bro but please make your pic disappear in vids at some point, dont be a narcist!
Yaa kunoroiwa zvokwadi nyika yakarema