Part 3: Tasvu Vs ChiMutasvu, Woda Kufira Kwa Dr, Kuramba Kudzosa Tunhu Twake, Manje Tasvu Atevera

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 жов 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events

КОМЕНТАРІ • 235

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 10 місяців тому +34

    Uyo ngaafe akandibhowa kuuraya bankuru vedu

    • @tsitsichaita
      @tsitsichaita 10 місяців тому +1

      Nhai henyu imi bamkuru vaya vakandirwadza nxaa

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 10 місяців тому +1

      Ndakarwadziwa neniwo unoziva

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 10 місяців тому +4

      But ngaatenge atorerwa zvinhu zvake wozofa hake kuti zvisazosara zvichitambudza vapenyu

    • @joeykasvosve9310
      @joeykasvosve9310 6 місяців тому

      Hapana akafa. these guys are acting.

  • @saulmhoka8907
    @saulmhoka8907 10 місяців тому +17

    Sekur Tasvu vanemoyo wakanaka sure kuenda kuchipatara kunoona munh anemoyo wakaomarara kudai,,, sando dzenyu & big up to Mukoma Robert

    • @GloriousMabunda
      @GloriousMabunda 10 місяців тому

      Mabasa enyu akanaka anokuteverai Tateguru

    • @RumbidzaiDekesa
      @RumbidzaiDekesa 10 місяців тому

      Ko zvavapapi. Zvachimutasvu tangovhurira update new one

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri 8 місяців тому

      Haaaaa ndavatya zvangu

  • @CharityCassie-me5dd
    @CharityCassie-me5dd 4 місяці тому

    Sekuru tasvu Mwari akuwedzerei makomborero kunyangwe vamwe vakasvora zvamunoita mumaziso aMwari zvakanaka God bless you

  • @tonderaimushore
    @tonderaimushore 10 місяців тому +7

    Sekuru tasvu to the people ,keep up the good work you doing alongside mkoma robert

  • @eunicengwenya7990
    @eunicengwenya7990 10 місяців тому +5

    Hmmm sekuru Tasvu makamutasamura uyu muroyi ngavise zvikwambo zvake then afe achena

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 10 місяців тому +5

    Haa sekuru Tasvu makaoma shuwa ❤❤❤❤❤

  • @EmerinaMukaro-kd3uw
    @EmerinaMukaro-kd3uw 9 місяців тому

    Ndinokutendai mkoma Robbie may god bless you and your job

  • @AnnoyedFountainPen-mx7hr
    @AnnoyedFountainPen-mx7hr 9 місяців тому

    Sekuru vanerudoo shame dai arimumwe azvisiyaa .... Thank you so much Sekuru

  • @TafadzwaMarange-i6f
    @TafadzwaMarange-i6f 7 місяців тому

    Tateguru vechokwadi salute u

  • @shollenmahachi1711
    @shollenmahachi1711 10 місяців тому +3

    haaa sekuru ndakutyai sure rambai makadaro nemoyo vamunavo

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 10 місяців тому

    Ko ndanga ndichikutsvagai mkoma sly thank u takuwanai👏

  • @mataxyjoe6082
    @mataxyjoe6082 10 місяців тому +10

    Robert yr channel irikukura nezita ra jesu.amen

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 місяців тому

      Amen

    • @melissab8221
      @melissab8221 10 місяців тому

      plis balance me chii chakaitika kune imwe chanel iya

    • @davidnyabanga2862
      @davidnyabanga2862 10 місяців тому

      ​@@melissab8221Slyvester akadzoka kubva kuUk ndobva amhanyisa Robert

    • @deonchiurunge6304
      @deonchiurunge6304 10 місяців тому

      ​@@davidnyabanga2862😮😮😮😮😮😮

  • @melissab8221
    @melissab8221 10 місяців тому +1

    mukoma Robert I didn't know you have another you tube channel

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 10 місяців тому +1

    Mumiriri wasekuru Tasvu nyarara toda kunzwa nasekuru Tasvu

  • @audreymisomali9189
    @audreymisomali9189 10 місяців тому +1

    Tateguru Tasvu dai uyu mamusiya adyiwa nezvinhu zvake

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 9 місяців тому

    Hey pane murwere ari kubuda voice kubackground
    Zvakaoma

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 10 місяців тому +1

    Uve js subscribed ko Robert wakasiya Sly Media here

  • @SithembileMahusha-eq3ku
    @SithembileMahusha-eq3ku 10 місяців тому

    Tamirira part four

  • @Fchidawaya-hh8ke
    @Fchidawaya-hh8ke 10 місяців тому +4

    Ndendakaimirira 3 ngaafe uyo kuuraya bamukuru shuwa

  • @CarolineCRaradza
    @CarolineCRaradza 9 місяців тому

    Sekuru munoonerera . zvakaoma

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 10 місяців тому +1

    Kuromba kwakaipa umm sarenda , ndabvuma hangu uuu

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 10 місяців тому +1

    Ko kana mukazovaburitsa muchipatara vobva vazonofira kumba zvinozopera sei?

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 10 місяців тому +1

    Sekuru tasvu help me also you are king 👑👑👑👑👑👑👑👑👑👑👑 i salute u ,help me back to sender

  • @rosemushambahwedza765
    @rosemushambahwedza765 10 місяців тому

    Munhu mweya chokwadi, we are spirit ndabvuma hangu

  • @TendaiValentine
    @TendaiValentine 10 місяців тому

    Kkkkk ko awoo vari background vakukwenyana mukuvaignore wo here

  • @patiencebadze7338
    @patiencebadze7338 10 місяців тому

    Ndaafe haana basa uyo

  • @AnnoyedFountainPen-mx7hr
    @AnnoyedFountainPen-mx7hr 9 місяців тому +1

    Hapana chinhu chinondirwadza sekuti unonzwaa mumwe munhuu achiti inhema

  • @assanmususa7596
    @assanmususa7596 9 місяців тому

    Idzi dzinonzi Chimutasvu dzine hutsinye. Kuuraya Baba mukuru, hezvo mavara azara ivhu

  • @JabulaniMazibuko-n5m
    @JabulaniMazibuko-n5m Місяць тому

    Dr GOD bless you 😅

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 10 місяців тому +1

    Munhu unuforira mahara. Masimba aringane. Imee arowa nezvinhu zvake.Manje wona muri yotambura ma hospital bills.

  • @ElizabethSithole-y7e
    @ElizabethSithole-y7e 9 місяців тому

    Sekuru Tasvu❤ murichiremba ❤wedu

  • @chipomuyengwa2510
    @chipomuyengwa2510 10 місяців тому +1

    Don't forget to give us part 4

  • @GivenDzviti-fq7kv
    @GivenDzviti-fq7kv 10 місяців тому +1

    The tateguru tasvu to the nation

  • @MusaMakaza
    @MusaMakaza 10 місяців тому +1

    Dai valemba variko aivhunza iyeye airambawo nezvake manje akafa

  • @florencerufu1032
    @florencerufu1032 9 місяців тому +1

    Sekuru havatambirwi unofa ukaita zvokutamba vanokutasvura

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so 10 місяців тому

    Varoi muchachema muchazvirega henyu

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 10 місяців тому

    Chimutasvu aiva stubborn nehuroi but apa adzidza magina sekuru Tasvu

  • @ShingiraiKamwaza
    @ShingiraiKamwaza 10 місяців тому

    Haana basa panyika uyo kuuraya munhu asina mhosva ngaafe waakauraya vakangofanana naiye

  • @EstherMitema
    @EstherMitema 8 місяців тому

    Sekuru tasvu handina mazhinji ndichasvikawo riiniko mwariwee panzvimbo iyi itai basa ndatenda hngu

  • @EuniceChinyoka-tb5vh
    @EuniceChinyoka-tb5vh 10 місяців тому

    Waiting

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 10 місяців тому

    Ko vari kutukana kuback ground bhoo hre?

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 10 місяців тому

    Chanel yenyu irikukura chenjetwai nashe mukoma Robert

  • @davidnyabanga2862
    @davidnyabanga2862 10 місяців тому

    Asi kuSMTv wakadzingwa basa naBrother wako?

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 10 місяців тому +1

    Kuromba kwako .zvidoma zvako zvinokuuraya

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 10 місяців тому

    Ko mkoma Robert musisiri ku Sky Medai kana kuti mava nema chanel 2

  • @deonchiurunge6304
    @deonchiurunge6304 10 місяців тому

    What is going on behind the scene hanzi penya penya penya

  • @StabileMangani
    @StabileMangani 10 місяців тому +2

    Ayiita kuzvida kuti ndonzi chimutasvu haaaa varoyi ngavasunungure vanhu vobva vazofa vasiya zvinhu

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm 9 місяців тому

    Hameno vachirikuita zvekinzwa or kufungidzira about tasvu ini handina mate natasvu akadzorera life yangu yakange yapara uyu murume uyu tasvu muhombe

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 10 місяців тому +3

    Zvigure zve Malawi

  • @SeyaniShoko
    @SeyaniShoko 10 місяців тому +4

    Ngasunungure avo vanorara musango obva afa hake

  • @Spiwe-n3k
    @Spiwe-n3k 10 місяців тому

    Ngaafe Uyo akauraya muzukuru

  • @DorothySimango-rz6yi
    @DorothySimango-rz6yi 3 місяці тому

    sekuru tasvu murimuhombe

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa 10 місяців тому

    Aaaaaaa ndarwadziwa ndakavaona mukoma bake uyo paakauya kumatare shemu ndarwadziwa

  • @shongaipfodora1996
    @shongaipfodora1996 10 місяців тому +6

    Mkoma Robert what's happening nema acc there is a change of late pane split yakaitika here or what

    • @BenitaNcube-t7x
      @BenitaNcube-t7x 10 місяців тому

      True also wanted to ask the same

    • @thezahraainc
      @thezahraainc 10 місяців тому +6

      Robert is no longer kusly media.he is now on his own hence this channel in particular.lets give him immense support

    • @tendayigahadzikwa1390
      @tendayigahadzikwa1390 10 місяців тому +4

      Anofanira kutaura ka tizive

    • @blessingmbofana9004
      @blessingmbofana9004 10 місяців тому

      Regai vafe vakauraya Babamukuru

  • @AronMawarire
    @AronMawarire 10 місяців тому

    Rambai makadaro Sekuru, munogona. Zvinokudzwa

  • @lovenesstshuma1298
    @lovenesstshuma1298 10 місяців тому +1

    Ngaafe zvake akauraya muzukuru futi vamwe vorararirana musango

  • @RuthMupfugami
    @RuthMupfugami 10 місяців тому

    Sekuru Tasvu isimbi inodya dzimwe simbi sando kuna Tasvu tasvurayi chimutasvi sekuru

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 10 місяців тому

    👑 Sekuru 👑 tasvu 👑 ndiitireiwo 👑 back 👑 to 👑 sender 👑 kuvavengi 👑 vangu 👑 muri 👑 king 👑👑👑👑👑👑👑👑👑

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 10 місяців тому

    Uu,Chimutasvu anofanira kufa ambotanga aburitsa zvikwambo zvake.Akauraya bamkuru Tinashe uyu,ngaafewo nxa.

  • @EnergyKaseke-ub8ri
    @EnergyKaseke-ub8ri 10 місяців тому +3

    Robert tapfumaneyi akuzvirumura kunasilvester tapfumaneyi kukura akuna kushata

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 10 місяців тому +2

    😂😂😂😂😂, kuitwa muteka teka chimutasvu ,kusada kusiya huroyi kuda kufa nawo zibenzi rechembere

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi 10 місяців тому

    Varoyi ngavafe pliz

  • @netsietumu7767
    @netsietumu7767 10 місяців тому

    Kwa sekuru kunenge kune basa noise iri ku background

  • @MutenhaFam3
    @MutenhaFam3 9 місяців тому +1

    Vechipatara vakatoita mari kuti vanhu ava vaitire film ravo muchipatara

  • @melissab8221
    @melissab8221 10 місяців тому +1

    I subscribed on this chanel I hope haisi ghost

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 10 місяців тому +4

    Chimutasvu akandibhowa kuuraya bamkuru

  • @Ennie435
    @Ennie435 10 місяців тому +1

    Iwe mukomana iwe usanyepe mudare mvura haisi ye mu tape iyo yakasviba kudaro kwana😂

  • @langtonchinamasa7056
    @langtonchinamasa7056 24 дні тому

    Sekuru Tasvu munetsitsi shuwa zvakare maratidza nyikakuti malauyakuzoparadza varying rambayimakadaro

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 10 місяців тому +1

    Anofanira kufa mudhara uyu becoz the way yakauraya bamukuru vaya marwadzo

  • @pahwehwemadzimure2361
    @pahwehwemadzimure2361 9 місяців тому +1

    Tasvu moto

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 9 місяців тому

    Waturikiri wanozo nyanya wanenge wakutozviona sewave kutozowa that sekuru

  • @angelakaonza6168
    @angelakaonza6168 9 місяців тому

    Magona Sekuru Tasvu( Wagona Tasvu)

  • @phinielmoyo8808
    @phinielmoyo8808 10 місяців тому

    Uku ndokugona chaiko. Dai mamuisa mamasvosve matema atinoti kwedu masurira asitewe.

  • @machikkoz1
    @machikkoz1 10 місяців тому +10

    Robert we deserve to know what happened.
    We support you all the way.

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 місяців тому +3

      Keep following for those exclusive and entrainmentin stories

    • @mtauser86
      @mtauser86 10 місяців тому

      ​@@robertapfumaneyiwe want to know😂😂

    • @davidnyabanga2862
      @davidnyabanga2862 10 місяців тому +2

      ​@@mtauser86Anongotaura nyaya dzevamwe ngatiiudze kuti akadzingwa basa here nabrother vake Sly

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 10 місяців тому

      ​@@davidnyabanga2862haana kudzingwa brother yake yakati takamurumura

    • @movenmakumbe6093
      @movenmakumbe6093 10 місяців тому +2

      Pakaitwa announcement kuti mukoma Robert vakura vakutangao wavo musha wani

  • @josephmutsengi2990
    @josephmutsengi2990 9 місяців тому +1

    Sly Media without Robert is not lit

  • @anishaDzingirai
    @anishaDzingirai 10 місяців тому

    Sekuru tasvu for the people

  • @TongogaraMushawasha
    @TongogaraMushawasha 10 місяців тому

    Tasvu Zim 1

  • @AyollarSawadye
    @AyollarSawadye 10 місяців тому

    Makaoma kule

  • @nyashamazaninyabezi1139
    @nyashamazaninyabezi1139 10 місяців тому

    Ingomusiyai afe mudhara uyo

  • @TongogaraMushawasha
    @TongogaraMushawasha 10 місяців тому

    Rambling makadzvanya ipapo sekuru rova mbiti idzokere mumvura kkk

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 10 місяців тому

    Kuromba kwaipa vanhu we.ee siyai zvirombo

  • @EuniceChinyoka-tb5vh
    @EuniceChinyoka-tb5vh 10 місяців тому +11

    Chimutasvu ngafe akauraya bakuru uyu ane utsiye

    • @MemoriesMadoda-tl7uq
      @MemoriesMadoda-tl7uq 10 місяців тому +1

      Ehe ngaafe but ngaatange a sarenda zvitukwani zvake

    • @teresateresa6875
      @teresateresa6875 10 місяців тому +1

      😢taura hako akauraya bamukuru vaye ndakarwadziwa ngaafe muroi

    • @JamiaSamu
      @JamiaSamu 10 місяців тому +1

      Ok sekuru Tasvu vakasiirei bamkuru vachifa nhai
      Hanti ndovanoona here nhai veduwee

    • @giftmakina167
      @giftmakina167 10 місяців тому

      Kutonga ndekwa mwari

    • @mtauser86
      @mtauser86 10 місяців тому

      Chimutasvu must die apa dzayi zvi bigger sei dzichi pima Tasvu 😂😂😂

  • @BeverlyJongondi
    @BeverlyJongondi 10 місяців тому +2

    Tasvu atasvura chimutatsvu hanzi wagona 😂 vabvuma makaoma sekuru Tasvu

  • @tamaremakwavarara2743
    @tamaremakwavarara2743 9 місяців тому

    Hakuna chivanhu chakadai. Hurombwa uhwu

  • @desmondmoyo5185
    @desmondmoyo5185 10 місяців тому

    Where is slymedia Silvestre

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 10 місяців тому +1

    Robert na Sylvester are brothers if I'm not mistaken..what happened guys to Slymedia??

    • @emmanuelmupamhanga6093
      @emmanuelmupamhanga6093 10 місяців тому

      I think soo

    • @My-Music0017
      @My-Music0017 10 місяців тому

      I think it's business. If you have a large following social media companies pay you money. If you listen to Sylvester's video he was encouraging subscribers to join Robert's channel.

    • @StabileMangani
      @StabileMangani 10 місяців тому

      They separate umwe neumwe akuita zvake

  • @judx34
    @judx34 10 місяців тому

    Aikaka ko hamuchazi ku Sly here mkoma Robert? What's going on?

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 9 місяців тому

    Sekuru siyai afe uyo

  • @johnamakavi3171
    @johnamakavi3171 10 місяців тому

    Basa ngariende mberi mukoma Roby
    Even naiza boom vaka splita futi, but basa harina kumira both parties.
    It's us to choose who to follow

    • @davidnyabanga2862
      @davidnyabanga2862 10 місяців тому +1

      Robert akasimudza SlyTv zvakanyanya

    • @johnamakavi3171
      @johnamakavi3171 10 місяців тому

      @@davidnyabanga2862 ndaitofungawo kuti ndiye muridzi wayo mufunge

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 10 місяців тому +1

    Kkkkk diso ngati ran'ombe

  • @alishiaskaya9423
    @alishiaskaya9423 10 місяців тому

    Sekuru haa munotasvura

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 10 місяців тому +2

    Chimutashu akaita zvokutamba anofa saWalemba😂😂😂

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 10 місяців тому

    Uuuuuuummmm huroyi huriko zveshuwa😢😢😢😢

  • @AshleyMasamba
    @AshleyMasamba 10 місяців тому

    Ndozvongoda kuitwa muroyi kuTatsurwa

  • @patyandrade9129
    @patyandrade9129 10 місяців тому

    Konhai mkoma Robert nyaya iye yekwahead to sekuru tasvu zvakazoita sei

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 місяців тому

      Which head?

    • @patyandrade9129
      @patyandrade9129 10 місяців тому +1

      @@robertapfumaneyi nyaya yekwa headman chigodora yemudzimu waiti handei kwasekuru Tasvu

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  10 місяців тому

      @@patyandrade9129 vakauya vakaenda pa girazi vakaona zvese, when they were supposed to come back, havasati vauya

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 10 місяців тому +1

    Zvakaoma woramba kuuya ne order kkkkkkk zvarema

  • @Tatenda-m6u
    @Tatenda-m6u 10 місяців тому

    lols is ibody guard here iro

  • @SnodiaMkatsano-s4v
    @SnodiaMkatsano-s4v 10 місяців тому

    Chimutasvu hugamba hwapera ,gona ana gona wakewo

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 10 місяців тому

    Ko dai afa kaa nhai dai achingofa fast akauraya vamwe wani nhaimi mupedzisei sekuru Tasvu muisei banga muhuro chaimo mugure misoro.

  • @fortuechihelele
    @fortuechihelele 10 місяців тому

    Mubairo we chivi rufu ngavafe vavakauraya nevavatambudza vakawandisa