MHONDORO-RUKUMA.......NJUGA DZOREMERA SABHUKU

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 29 січ 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 108

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 5 місяців тому +3

    Ndovadira nhoroondo sekuru ava kuti munogutsikana kuti murikuudzwa chokwadi

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 5 місяців тому +4

    Hapana chamunosunungugwa nen'anga idzi munosiyigwa mamhepo achakunetsayi mangwana

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 5 місяців тому +4

    Vana tsikamutanda havana zvavanoita chikonzero vanotorera vanhu pfuma uye vanosiya vanhu vane hurombwa. Vana sekuru dzinova n,anga varikuita basa rinobatika , rinoonekwa uye vachisiya misha yakachena

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 5 місяців тому +4

    Drewmas media Nhorovondo munozodziwanza musati mapinda munyaya.plz

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 5 місяців тому +1

      Chokwadi isu hatidi kuudzirwa navo veDrewmas toda kunzwa kuvaridzi venyaya manje heyi too much zvinyaya ini ndoskipper hangu ndoda kunzwa nyaya chete 😅😅😅

    • @joemunyanyiwa-pz5xu
      @joemunyanyiwa-pz5xu 5 місяців тому

      @@namatiraisithole6158 aaah zvinobhowa henyu vanotora 5mnits dzose vachitaura iyo topic iripo.havakoshesi kuti data rinodhura...Neshamba is the best media but nyaya dzirikuwandisa ngaangoisa topic. then kana vachida kutaura vozotaura after the story havo cz ummm kumhoresana kwavo nemitupo vozopinda futi panhorovondo zvinotidyira nguva tichida kuona nyaya

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 5 місяців тому +3

    Uuuuuuummmm 😢😢😢😢😢 madhara anoroyesa iwawa

  • @user-es1re4go1g
    @user-es1re4go1g 5 місяців тому

    Kkkkk sabhuku sabhuku sabhuku

  • @user-dv5xr8rg3d
    @user-dv5xr8rg3d 5 місяців тому +2

    N"@nga iyi inodakurohwa

  • @tarironyirenda5403
    @tarironyirenda5403 5 місяців тому

    Birwai stereki uye rambai murivarombo nekuti muri maDzukununu

  • @mavisknight4522
    @mavisknight4522 5 місяців тому +1

    how can you make Grandpa kneel for a longtime with arthritis and old age like this🤕and raise arm / hand with big chicken Grandpa has arthritis in joints man, due to old age. W doctor must Modify his healing ways man 😥

  • @websterkaguda1950
    @websterkaguda1950 5 місяців тому +1

    kana ndakaipa huku iyi ngaifeee yakabva yafa ma1 ayo

  • @TaurayiVumbunu
    @TaurayiVumbunu 5 місяців тому

    Vanhu musadaro shuva

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 5 місяців тому +3

    Yaaa chokwadi sekuru Gusvi vanoporofita asipakundiso apa ndopatisati tanyatsokuona

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 5 місяців тому

    Sekuru simba rave shoma veduwee musavanetsa

  • @marymatangetang468
    @marymatangetang468 Місяць тому

    Chibaba

  • @user-dn9qt4mp8r
    @user-dn9qt4mp8r 5 місяців тому +2

    Avasi sekuru avo.imbavha iyo

  • @juliamhurirotapera1322
    @juliamhurirotapera1322 5 місяців тому +1

    masaramusi ayo

  • @TakaSkume-tl3uz
    @TakaSkume-tl3uz 5 місяців тому

    Godobori iro, ndiro radvinya huku uyo too bad, zvekuti ife, saka hapana hapana apo anoda kumamiswa kubira vanhu zviri clear kudaro

  • @user-dn9qt4mp8r
    @user-dn9qt4mp8r 5 місяців тому +2

    Murubirwa Imbavha .ngaauye kwachigodora amame

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 5 місяців тому +2

    Huku yarema😂😂

  • @Ngatikurukurei
    @Ngatikurukurei 5 місяців тому +1

    Murikutipedzera huku

  • @clearerams825
    @clearerams825 5 місяців тому

    N'anga idzi matsotsi. They carefully practice these tricks to trick people and steal from them.

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 5 місяців тому +1

    I dnt knw y i am wasting my data Andrew titsvagirewo vangu vechokwadi kwete vemashiripiti ava

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 5 місяців тому +1

    Kuvhiya nguruve kupedza nguva pamwe nenyama yacho
    Hanti munopahwa😮

  • @user-gy5ds4bk5b
    @user-gy5ds4bk5b 5 місяців тому

    Thanks d media varoyi ngavabatwe avo vanhu vapera

  • @user-dn9qt4mp8r
    @user-dn9qt4mp8r 5 місяців тому +2

    Muchapera mese madofoo

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 5 місяців тому +2

    Iyo skiri ye huku ndakamboina paGuruve apo. Hapana Hapana

  • @natashanyoni2498
    @natashanyoni2498 5 місяців тому

    Gogo vaisa rufaro kkkkkkkk

  • @user-is6je6pn7q
    @user-is6je6pn7q 5 місяців тому

    Mmmmmmmmmmmmmmmmmm imwi 😊

  • @surftechengineering1687
    @surftechengineering1687 5 місяців тому +3

    😂😂😂 regai ndiseke zvangu. Trick yekuti huku inofa kana uri muroyi. I’m going to reveal the secret behind. It’s so simple but gruesome. The trick is when Sekuru Gusvi gently holds that white chicken he preserved its life. Now the on the brown chicken the trick is Sekuru Gusvi squeezed the chicken’s rib cage and vital organs. I bet my last dollar if you do an autopsy on that chicken, the rib cage and vital organ are crushed because of the squeeze. Deny the truth or perish Hapana mashura apa. Matanga emombe anopera nematsotsi aya

    • @macbethgorejena872
      @macbethgorejena872 5 місяців тому

      If it has been squeezed on the ribcage ingadai yanga isiri kupupa like it was doing. Ka

    • @surftechengineering1687
      @surftechengineering1687 5 місяців тому

      @@macbethgorejena872 I’m talking from experience that’s how the trick is done, learn or be scammed by these crooks.

    • @marcussok6469
      @marcussok6469 5 місяців тому

      Hakuna zvakadero , zvinhu zviri pachena izvo

  • @gerald1mada31
    @gerald1mada31 5 місяців тому

    Iiii matsvakiro ari kuita vanhu kumusha pakadai hapana kwatiri kuenda zvedu 🤞🤞🤞 vanhu havana tsitsi muchanzwa kubvisiswa mari yeruwando veduwe ka ngatityei Mwari

  • @tanakachirikure8112
    @tanakachirikure8112 5 місяців тому +1

    Ino crushiwa mbabvu yorohwa ne heart attack... Kkk

  • @bright1816
    @bright1816 5 місяців тому

    ❤❤

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 5 місяців тому

    Ummmm zvakaoma

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 5 місяців тому

    Haaaa Dwremas kupata kuti dziii madziva kutshena kuti Ngweee

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 5 місяців тому

    Apq unogona kutobva wane ma demon ana tsika mutanda venyu ava

  • @fhatuwanicalvin9535
    @fhatuwanicalvin9535 5 місяців тому

    Wow

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 5 місяців тому +1

    It´s the last song on this video is awesome 🥰😘😘😘

    • @bettymukuwapasi1208
      @bettymukuwapasi1208 5 місяців тому

      It is sad, this is fake. How many people have noticed that the other bird had its head upside down from the word go. Mike Madziwa wake up and be very analytic.

  • @websterkaguda1950
    @websterkaguda1950 5 місяців тому

    kkkkkkkkkk mamadziva ngwee

  • @tinashetembo1628
    @tinashetembo1628 5 місяців тому

    Ndaimbo mutrust but haaa zvadhakwa ndewekupenga gusvi wenyu

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l 5 місяців тому

    Sabhuku mapinda busy 😂😂😂😂

  • @user-ts4uw3tz5s
    @user-ts4uw3tz5s 5 місяців тому

    Drewmas yakatibata pamadziva kungwe 😂😂😂😂😂

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 5 місяців тому

    Drewmas media taking us to another level Andrew Neshamba Shumba and Mandlovu special 😂

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 5 місяців тому

    Pamberi nebasa

  • @juliamhurirotapera1322
    @juliamhurirotapera1322 5 місяців тому

    ko ruzha bho here

  • @patrickmadubeko
    @patrickmadubeko 5 місяців тому

    Drewmas media svakayi vanhu vanogona kuyambutsa vanhu nekt zvinorwadza kt vanhu vajute vanhu vachiti vanotobatsira vasina zvavanoziva honayiwo kt zvimwe zvese varikuita pachena ska zvimwe sei vachiramba kupedza madambudziko evanhu ipapo ndapota zvangu gavapedxe matambudziko edu

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 5 місяців тому

    Huku ukangoibata pasi pemapapiro apo paanotangira ukangoidzvanya inofa

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 5 місяців тому

    Ayoma tricks hapana chin'anga

  • @user-fx5pb4cb5r
    @user-fx5pb4cb5r 5 місяців тому

    Sabhuku vakabata naleft avo chete

  • @marcussok6469
    @marcussok6469 5 місяців тому

    Unowona umwe munhu achiti fake but munhu awuya nehuku yake mhenyu ikafira mumawoko make

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 5 місяців тому

    Musawanze kutaura nguva ichifamba pedzerai nguva pane zviri kuutika

  • @nyashahungwe8946
    @nyashahungwe8946 5 місяців тому

    Huku yabva kupi iyi??

  • @AdmiringCakeSlice-jr1bf
    @AdmiringCakeSlice-jr1bf 5 місяців тому

    😂😂😂😂 dzomhanyeiko idzo dzanga dzakasungwa kkkkkkkkl

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 5 місяців тому

      Ko yewhite yamhanya wani😂😂😂

  • @brightonmadzongo4472
    @brightonmadzongo4472 5 місяців тому

    Has nguva yaperera pavanhu varikutaura,tinoda Basa please kutaura kwevanhu ngakuite kudiki

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 5 місяців тому

    MaNdlovu wethando. Panctuate comms neSiNdebele

  • @PortiaChindondondo
    @PortiaChindondondo 5 місяців тому

    Ini ndokumbirawo ka number dzemunhu uyu anobatsira fani

    • @Chidhuwa
      @Chidhuwa 5 місяців тому

      Wafunga kupera upfumi nefake vanhu ava

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 5 місяців тому

    Munhu ane musoro wegora can see the the problem and cause but can't fix it they will never give solution or provide the afflicted with solution

  • @maipraise
    @maipraise 5 місяців тому

    Huku dzabvepi idzi vanhuwee?

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 5 місяців тому

    Why vabata huku dzakasiyana colour

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k 5 місяців тому

    Why vadzisiyanisa huku dzacho handizvichenesi

  • @user-hg1qy1td2i
    @user-hg1qy1td2i 5 місяців тому +1

    😂😂😂sobhuku

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w 5 місяців тому

    Mrume wahuku jongwe achema chema ,sorry poor huku

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 5 місяців тому

    Umwe ndi crisstopha here kk

  • @user-yq7tc2tp3b
    @user-yq7tc2tp3b 5 місяців тому

    Tika mutanda

  • @joemunyanyiwa-pz5xu
    @joemunyanyiwa-pz5xu 5 місяців тому

    Kana kuri kukuza ummmm sekuru vanokuza zvavo kana dzirimombe vanotokuza dzichiri mudanga dzozongonorima dzega vakuza vakuza kare.....ndozvandaona hanku zvavanonyanya kugona chete

  • @AhmedMpunga
    @AhmedMpunga 5 місяців тому

    Kuti bviiiii

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 5 місяців тому

    Milton madziva

  • @moiladendengure3011
    @moiladendengure3011 5 місяців тому +1

    Kkkkkk fake

  • @juliamhurirotapera1322
    @juliamhurirotapera1322 5 місяців тому

    animal abuse

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in 5 місяців тому

    Nhay vanotereri zvino zvamuno ziva kuti i fake saka mune muchitari sirei kutarisa kuti muwane kutaura here vadikani daimawana nguva makwana imi zvamusiri fake mabatsirai ka

    • @tinashetembo1628
      @tinashetembo1628 5 місяців тому

      Asi ukuda munhu Wese Ave bofu sewe chero imbwa ikazvara vana havasvinure vese zuva rimwe garai nekutenda kwako iyo ndofake manje

    • @SinikiweToronga-sm5in
      @SinikiweToronga-sm5in 5 місяців тому

      @@tinashetembo1628 saka zvaunoziva kuti i feke uri kutambisirei data rako nekutarisa iwe unoona usiri bofu ndozvinozikanwa newe zvi mazimba basa ndere kushora chete iwe unogoneyi

    • @tinashetembo1628
      @tinashetembo1628 5 місяців тому

      @@SinikiweToronga-sm5in data rangu 4ne yangu ndotoona zvefake izvozvo kti muvhurukeo imi tichikuudzai

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 5 місяців тому

    Baba vasimudziswa huku neruboshwe saka ruboshwe haruna simba fake

    • @user-pe5ho3gu7h
      @user-pe5ho3gu7h 5 місяців тому

      Korudyi Havana HR iwe ukwane hausiweko nyarara

    • @gilbertguzha5373
      @gilbertguzha5373 5 місяців тому

      Ndiwe unofanira kukwana naasekuru vako vauraya huku nekutiya

    • @user-pe5ho3gu7h
      @user-pe5ho3gu7h 5 місяців тому

      @@gilbertguzha5373 kkkkkkk hausikuvziva sakani

  • @shelterkagande4798
    @shelterkagande4798 5 місяців тому

    this fake

  • @user-xx6eq5ug1t
    @user-xx6eq5ug1t 5 місяців тому

    Fake sekuru

  • @victormhonda2354
    @victormhonda2354 5 місяців тому +4

    This is fake

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 5 місяців тому +4

      Asi wabatwawo here

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 5 місяців тому +1

      ,​@@Gonawapotera1😂😂😂😂😂😂

    • @queenbee322
      @queenbee322 5 місяців тому

      @victormhonda2354 asi wabatirwa mbuya

    • @funwellmatowe1336
      @funwellmatowe1336 5 місяців тому +2

      Why you say is fake, ?? Huku yafa iyo urikuti yairwara here?

    • @kingdeedouglasnyoni2745
      @kingdeedouglasnyoni2745 5 місяців тому +1

      Chefake chacho chii nhaiwe

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k 5 місяців тому

    Tavakuda kundiso, maziso vanawo asekuru asi hatizivi kuti vanozoyambutsa vanhu here