RUSAMBO..... VOPIHWA AIRTIME YEMAPIPI NASEKURU GUSVI

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 29 сер 2024
  • RUZHINJI RWOGUTSIKANA NEBASA

КОМЕНТАРІ • 102

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 8 місяців тому +11

    Sekuru rapai vanhu.Vanhu vane matudziko akapfuura airtym iyi yamuri kuisa.Mazita domai chaizvo Asi ngazvizove nezambuko zvisangoperera pamazita evanhu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 8 місяців тому +5

    Hatidi zvekupusiswa havana kufambira maeyataemu nyaya yemombe dzairima husiku uye mwana akadavira

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 8 місяців тому +4

    Drewmas Media taking us to another level 🎉🎉 Drewmas Media muri rudadiso💃🏼💃🏼💃🏼💝💝

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 8 місяців тому +3

    Drewmas dai sekuru avo vasvika kumwana uye king wekuwanikwa musango

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 8 місяців тому +2

    Nhasi rarimwe zuva 🔥🔥🔥🔥 murisei DrewMas Media taking us to another level

  • @abdullahkunganya1752
    @abdullahkunganya1752 8 місяців тому +2

    Haaaa sekuru deno maita zvkurapa chete zvemapipi airtime siyanai nazvo

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 8 місяців тому +2

    Mmmmm zvinotyisa 😮😮😮😮😮

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 8 місяців тому +2

    Uuum vanhu ngwarirayi kurombeswa uum zvotyisa izvi .Ko gadzirisayi ka zvanetsa munyika

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 8 місяців тому +4

    Zvidhoma netekinoloji zvinofambidzana🤞.

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x 8 місяців тому +2

    Vanhu nekuda zvemahara ummmm ko vaishandirwa nhamo dzakapera hr bcz vanhu vemapipi Ava havashandi dambudziko ropera ropera zvema minutes after zvimazuwa zvotangazve

  • @user-fe4ou6bu4e
    @user-fe4ou6bu4e 8 місяців тому

    Bvumai my brother you go boy ngazvigadziriswe tibudirire tinotenda nezvamakaita vana vababa vangu kwaGuti uko ndi Slyvia mwana waPhilemon dangwe raMAKURA

  • @bernarddingindawo1462
    @bernarddingindawo1462 8 місяців тому

    @Drewmas media maingoti taking you to another level musinga tiise kune rimwe level apa mazotiisa panerimwe level

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 8 місяців тому +2

    Haaaa vaneshamba paita chikomana chine chipo chekuimba dai mambopinda nacho muStudio

  • @rozt5526
    @rozt5526 8 місяців тому

    Saka musha wese ungaunganira kuisirwa airtime. Ko nyaya yacho yakaita kuti sekuru vapisirwe musha, vanhu vaunganidzwe zvaisina kutaurwa zvataona wani.
    Vana Andrew musatambisire vanhu data imi

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 8 місяців тому +1

    Kana vaporofita havazvigone izvi,,solution yevanhu vatema iri muchivanhu.

  • @chicaldochico7838
    @chicaldochico7838 8 місяців тому +2

    Doesn't Matter Zondo na Have A Look Dube takadzidza tose😂😂😂

  • @user-ds3pe2gh9f
    @user-ds3pe2gh9f 8 місяців тому +2

    Airtime ichabhadharwanei

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 8 місяців тому +1

    Vanhu mucharombeswahenyu

  • @user-mc5ke6ur2y
    @user-mc5ke6ur2y 8 місяців тому +2

    Ko pamba pairima mombe pakazonzwii ,takungoona mashiripiti aya

  • @ronaldpfumbidzai7479
    @ronaldpfumbidzai7479 8 місяців тому +3

    Kkkkkk Zim ma1

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 8 місяців тому +1

    Pakaipa kkkkkkk thanx drewmas media 😂😂😂😂

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm 8 місяців тому +2

    Izvi hazviko kuita mashiripiti mwari muripiko now mazuva ekupedzisira

  • @simbisotachiona839
    @simbisotachiona839 8 місяців тому +2

    kokumwana wekuzowanikwa musango wedhiredhiuya vanosvikako here

  • @comfortmhakayakora2212
    @comfortmhakayakora2212 5 місяців тому

    I think this is just demonstration of power since sekuru ava wauya munzvimbo munemombe dzinorima dzega.

  • @user-ds3pe2gh9f
    @user-ds3pe2gh9f 8 місяців тому +1

    Akunazvakadaro mucharomba

  • @SamaitaChaivo
    @SamaitaChaivo 8 місяців тому +2

    Hanzi chikomba changu gara muberere😂😂😂

  • @user-kz9kq5by3h
    @user-kz9kq5by3h 8 місяців тому +1

    Maiweee anhuwee ma airtime apera mumashop evanhu nhym

  • @bothwellgondora2179
    @bothwellgondora2179 8 місяців тому

    Ko zve airtym zvabva nepiko rapai vanhu..kkkkkk bt inindodawo kuhwina Lotto ndipeiwo number dze Lotto kule kana kundidaidzirawo team dzebhora kuBetting

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm 8 місяців тому +2

    Awa mashiripiti awa

  • @wellietangadzani2554
    @wellietangadzani2554 8 місяців тому

    Muasatambe nevanhu imwi vanhu van9dakubatsirwa

  • @ruebengwete4701
    @ruebengwete4701 8 місяців тому +1

    U.mmm ndaimbovarumbidza but pa airtime apo

  • @lookout1234
    @lookout1234 8 місяців тому +2

    Handipe number dze betway😂

  • @tova4700
    @tova4700 8 місяців тому +3

    Havasi vakuzvinyanya?

  • @julietkarongwe5173
    @julietkarongwe5173 8 місяців тому +1

    Aah sekuru gusvi ini ndipei number dzelotto ndife nemari

  • @samanthadzitiro5335
    @samanthadzitiro5335 8 місяців тому +1

    Mmm zvakaoma hazvo

  • @MemorySibongileNdlela-xo9ru
    @MemorySibongileNdlela-xo9ru Місяць тому

    Sekuru avo vafambira kupa vanhu airtime here zvimwe zvinhu soo ko zvemombe dzinorima dzega vazvisiya busy ne airtime paonei ipapo vaneshamba

  • @charlesmushayi450
    @charlesmushayi450 8 місяців тому

    Kasong ako ma1 chaiwo

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 8 місяців тому +3

    Service provider muvhu😂😂😂😂😂😂😂

  • @isaujnrmuwomolagic7451
    @isaujnrmuwomolagic7451 8 місяців тому +1

    Dambudziko sekuru ava havatauri dzavanenge vafambira why tinofnira kuona kutanga dzavanenge vadaidzirwa then vozopinda panedzimwe

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 8 місяців тому +2

    Sekuru ava vanobhowa wy zim tichitambura ivo vane technology yakadai

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 8 місяців тому

    Tamirira results ekupona kwevanhu

  • @StanleyGumbo
    @StanleyGumbo 8 місяців тому +2

    Takamirira

  • @user-wg4br2rf3p
    @user-wg4br2rf3p 8 місяців тому

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk Amanda isu today kuona panoshandirwa vanhu

  • @p.phillipthatile2015
    @p.phillipthatile2015 8 місяців тому

    Makasimba here brother Andrew Neshamba..ndokumbirawo number dzasekuru Gusvi please

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v 8 місяців тому

    Sekuru vanogona zvavo avo❤

  • @tafadzwatsiga3675
    @tafadzwatsiga3675 8 місяців тому

    Criminal kombai murowe

  • @jefreymoyane6098
    @jefreymoyane6098 8 місяців тому +2

    Sekuru vanoshandisa musoro wegora kuronda matare usina kundiso

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 8 місяців тому +1

    Thanks neupdt

  • @moyomatsinda1016
    @moyomatsinda1016 8 місяців тому +1

    good creamer

    • @comfortmhakayakora2212
      @comfortmhakayakora2212 5 місяців тому

      Haa cremeba ndomuziva, anokutaurira matare kunge anokuziva, mazita zvese mitupo, chawadya etc. Pakuzopedza dambudziko handina idea izere zvangu, ndakangopfuura nepaaiita matare

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 8 місяців тому

    Ini kuita kwevanhu ava kwakundishupa sekuru ava vakauya kuzochenesa musha wasekuru vemombe dzekurima dzega ndopamba pataifanira kuona varipo vachiita basa vachibvisa urombwa izvi zvavava kuita hatichaziva kuti chinangwa chavo chaicho ndechei chavakauyira kuzodeedza mazita evakafa nevapenyu neairtime here pangadzirisei mukoma Adrew kana mavaunza uzoita basa ngavatange vaita basa ravafambira vozopedzisira nezvimwe zvavave kuita zvisina maturo izvo

    • @teacheapmoregain
      @teacheapmoregain 8 місяців тому

      Sekuru ngavaite zvematare zvavakafambira ye airtime iyo unogona kungogara wakabata ma # hatisikuda matare ema airtime Toda kuona vachibvisa mishonga yezvavanenge vaoneswa mumatare

    • @theresaaruminyu676
      @theresaaruminyu676 8 місяців тому

      Nhai zvako ini ndaiti kuda airtime vanoda kupa kuvanhu vane hama dzisipo kuti vafonerwe vaudzwe zviri kutora nzvimbo eno yooh zvava zvemapipi tine maporofita vanogona kucremer number dzechitupa chemunhu saka hazvishamise toda kunzwa kuti KO mombe dzairima zvakazoita here zvagadziriswa here ko mwana wemuhozi hazvifanire kuitwa muchivande ezvi kune vari kupinda matare nenyaya yavo yekunzi ngana muroi iyoyi tozotadza kuona magumo ekubatsira kwavo

  • @BibianGaza-ns8gp
    @BibianGaza-ns8gp 8 місяців тому +1

    Pashata

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 8 місяців тому +1

    Iiii manje Masiiwa haazoite lose hre apa kulle

  • @patrickmazhara6879
    @patrickmazhara6879 8 місяців тому

    😂😂😂 Haaaa ichi ChiBaba ichi

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 8 місяців тому

    Maswerasei apo

  • @shasha9930
    @shasha9930 6 місяців тому

    Ko pavakataura zvaMujoni zvakazoguma nepi?

  • @LegOfGal001
    @LegOfGal001 7 місяців тому

    Eeeeeeem ava kule ava handione vanezambuko muvanhu coz matare avo aya are not mudzimu related but hurombwa chaihwo.

  • @forexkingmaster5680
    @forexkingmaster5680 8 місяців тому +1

    Hakuna chamahara kuN'anga kurombeswa uko

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n 8 місяців тому +2

    kkkkkkkkkkkkkkkk chibaba ichi

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 8 місяців тому

    Econet neNetone chero zvikaita lose hazvina basa, vanoba mari dzevanhu zvinopisa tsitsi

  • @JosephDomingo-pr9bm
    @JosephDomingo-pr9bm 8 місяців тому +2

    Chibba icho😂😂

  • @patriciamakoni2203
    @patriciamakoni2203 8 місяців тому

    Sekru Gusvi vanobata here or vanongopa nhoroondo

  • @paige007
    @paige007 8 місяців тому +3

    Drewmas usatipedzire nguva iwe ...

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 8 місяців тому

      😂😂😂😂😂

    • @PozohVybz
      @PozohVybz 8 місяців тому +2

      Ko Drewmas yakutadzirei? Drewmas haivasi n'anga, vatori venhau varikungokupai nyaya dzirikuitika.

    • @paige007
      @paige007 8 місяців тому +1

      @@PozohVybz asingazvizive ndiani but drewmas is responsible pane zvavanotitumira .. dzikamai

    • @PozohVybz
      @PozohVybz 8 місяців тому +1

      @@paige007 ehoi ndadzikama. Mafara here?

    • @paige007
      @paige007 8 місяців тому +1

      @@PozohVybz ehe saka muchaitasei

  • @FelistasMuori
    @FelistasMuori 8 місяців тому +1

    Dambudziko rakapera hre

  • @mandlovu-eb3gk
    @mandlovu-eb3gk 8 місяців тому

    Ummmmm boe hre iyi 😂😂😂

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 8 місяців тому +2

    Number dzemajuicecard dzakanyorwa murwuoko hamuoni varikutarisa 😂😂😂Haaa maZimba kubvuma zviri pachena

  • @JochuaCollenChinhacata-up2ou
    @JochuaCollenChinhacata-up2ou 8 місяців тому +2

    Akadzi Cramer number dzejuice card

    • @advancematoweadttocksmatto9213
      @advancematoweadttocksmatto9213 8 місяців тому +2

      Chinangwa chirichei,tinavo vasingatozivi maphone number avo ,neword rekuti mapipi ndofunga zvakajeka

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 8 місяців тому

    Ava number dzenjuga havangatadze,,

  • @precioustafirei7394
    @precioustafirei7394 8 місяців тому

    Mmmmmm😮😮😮😮

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3h 8 місяців тому

    Saka zvichireva kuti kana vakuda airtym vanongotarisa tsvimbo yavo otoona airtym inga zvavo 😅😅

  • @kilfordgomba8279
    @kilfordgomba8279 8 місяців тому +1

    .😅😅😅

  • @scary1977
    @scary1977 8 місяців тому +1

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 8 місяців тому +1

    kkkkk. Zvimwe ndezvimwe. Apa ndovona sekuti number idzi pane padziri; kana kutokirema chaiko. Ko sei kuzogona kuvona number dzemaJuice Cards achitadza kuvona phone number yacho? Aisafanira kubvunza zvekuti uri weEconet or what; ongodaidzira number dzaapiwaka nematare acho; kuzototi ngakuuye ane Netone kani - ndopane chitsotsi chazvona. Handichamuturasiti manje muchinda uyu. Ivo vakapiwa zvipo zvekubatsira vanhu vangazoita basa rekuswera vachiba airtime futi here?

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 8 місяців тому

    Ko apindirei mumba musatiite madofo kaaaa imi

    • @claitosverengera117
      @claitosverengera117 8 місяців тому

      Anga Chino loader mamwe majuice card 😂😂😂😂😂😂

    • @belindakaseke4466
      @belindakaseke4466 8 місяців тому

      @@claitosverengera117 kuda kutiiita mafuza ake nhai veduwe

  • @user-bm7xi4xd6n
    @user-bm7xi4xd6n 8 місяців тому

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 8 місяців тому

    Ndiyani anoda airtime pa comments section ? Nditange kumutumira airtime yegore rese

  • @BibianGaza-ns8gp
    @BibianGaza-ns8gp 8 місяців тому

    Ummmmm