maporofita enhema vanhu vanobvisa mari dzavo kuma church uko ivo vonotengera mahure avo dzimba vanhuwe KNOW GOD BY YOSELF.its high time vanhu ngatisvinurei chokwadi chichabuda zvacho hapana chisingaperi pasi pezuva
😢😢😢Ndahwira tsitsi murume uyu mmmm how come to u so wakapinda mu lodge n sit comfortable shaaa zvimwe zvinhu vakdzi munoita nekuda mari how come unopinda mu lodge uchifamba hako mxxxm reurura chivi chako
I support you. Ngaataure . She must also save vamwe. She is not the last . You will find out kuti more girls will come out. Anotori nevakawanda varikufunga kuti ndini ndega. Ngaaitange aone kuti maybe they are a group.
@sphiwechabata2043 think kuda kurasisa since Magaya has done so much in this lady's life through manipulation and deceit though. Inside the lady the spirit is telling her that she's living under bondage of sin ..... but the pleasure of sin is trapping her
My suggestion ndeyekudai rongai zvekubuda mu Africa you and yo husband mozviita private even family members vasinga zive .Imba iyo itori miko again. APA yadeuka yakato deuka paukuda what's next. From there oudza murume wako asi unotanga senyaya woona reaction yake mukadaro wobva wati ko kana ndirini how do u feel. IF THIS succeded wochi buritsa nyaya yako manje muri kwamuri kuzivikanwa kuti kupi.
Idi kune vamwe vanhu vakadzi vakapusa, kochikoro chinoziveyi zvacho? Saka iwe wakatengerwa imba ndokubvuma iko zvino, wakumufumura saka unoti zvichapera mushe here?
Chekutanga wati prophet asi wazoti pawakanonamatirwa akakubvunza zviri kuitika in your life kana ari prophet akadii kuporofita ...apa vanhu vane vachidyirwa mari zvichinzi 1 on 1 apa ndiwe unonomuudza nhamo dzako ..bttr iwe akakurongera mkomana vamwe vaakamitisa akavaurayisa zvakaoma kani
Muchazvirega zvekupa maporofita mari inzwai vari kutotenga dzimba kuzoti. Munamato kkkkk muri kunzwa yekunyengerwa murume kana mukadzi iyi unoitiswa kkkk
Itori ne more powerful know his spiritual father ikoko zvobvondoka ikoko Man of God vs Man of God iyi boo manje iyi.But you wil be no more staying ku shrine kwamuri imba ndiyo ine yese move out please please
You are playing a dangerous game.,...but why vanhu kadzi muchinyengedzwa zvakadaro ..this issue of yours is a time ticking bomb one day is going to explode and you will not be able to escape the distruction
I don’t want to judge you my sister. You are being manipulated zvekupemberi chaiko. Kana mave nevamwe vana ndoona sekuti kunyarara kurinani. Please, right down advantages and disadvantages yekureurura. Kwawandira mhinduro dziri positive wochooser that side. Have an introspection of life before and after wareurura. Tarisa vana, your current husband newe wacho . Kwawakaberekwa ukarerwa nyaya dzacho dzikabuda. It’s obvious prophet mhuri yavo haimbovasiye.Mafungiro angu. How much are you going to loose.
Give yourself time but taura . Buda pachena you have evidence yemwana. Hapana zvaanombokuita coz uchaona kuti hausiwe wekutanga kana wekupedzisira. Kuchatozobuda vasikana vakawanda after wataura. Iwewe just find the right and powerful platform yekuti munhu abatwe uyu. Haambokuurayi why? Anototya kuti ukafa wamuexposa anopinda pama1 . Arikutokutya so. He is just intimidating you. Sorry zvako kukanganisirwa life yako . Taura imbwa yemunhu. Muexpose . You might find out your husband is suspecting mwana uyu saka do it fast before aita mwana DNA . Mafuta achasvika pakushaya basa. First come clean kuhusband yako . Anogona kunzwisisa knowing how cunning is the man he was serving under kuti arievil. Tell your husband first how you were manipulated. This is pure manipulation. It's not your fault. You were bewitched and hypnotised. It's not normal

Kkkkk handiti ndivo vanomupa nekuti. Vanotya kutaura namwari Direct havo uye havagoni kuvhura Bible
From being a virgin to fire. You are still not delivered my sister. You are still in serious bondage.
Kukubvisa humhandara kwaakaita ndicho chaitove chinhu chaakarombera muporofita iyeye
Zvema porofita enyu ayo mmm, itai mega
😢😢😢Ndahwira tsitsi murume uyu mmmm how come to u so wakapinda mu lodge n sit comfortable shaaa zvimwe zvinhu vakdzi munoita nekuda mari how come unopinda mu lodge uchifamba hako mxxxm reurura chivi chako
Buditsa chokwadi apa.. uri benzi remukadzi ndirini ndaita find out kuti haasi mwana wangu unofa iwe zibenzi remunhu...uri schupeti chaiyo
I support you. Ngaataure . She must also save vamwe. She is not the last . You will find out kuti more girls will come out. Anotori nevakawanda varikufunga kuti ndini ndega. Ngaaitange aone kuti maybe they are a group.
Nothing to hide akadzungaira uyu,kana ukatambwa nechokwadi zvebasa reyi but at the same time you wl gain peace
Everything reeks of Magaya's footprints
Kkkkkkkkkkk
I guess so
😂😂 Kuti kudaro here asi uyu anzi ndewemasowe kuti kurasisa 😂
@sphiwechabata2043 think kuda kurasisa since Magaya has done so much in this lady's life through manipulation and deceit though. Inside the lady the spirit is telling her that she's living under bondage of sin ..... but the pleasure of sin is trapping her
@@sphiwechabata2043teerera zvakanaka masowe havaiti maguets house. Hanzi ndaimbopota ndichienda kumasowe before azosangana neprophetic prophet ava 😂😂😂😂
My suggestion ndeyekudai rongai zvekubuda mu Africa you and yo husband mozviita private even family members vasinga zive .Imba iyo itori miko again. APA yadeuka yakato deuka paukuda what's next. From there oudza murume wako asi unotanga senyaya woona reaction yake mukadaro wobva wati ko kana ndirini how do u feel. IF THIS succeded wochi buritsa nyaya yako manje muri kwamuri kuzivikanwa kuti kupi.
Dai wakaudza murume wawakarongerwa chokwadi from the start and keep it a secret otamba achiziva chokwadi nw look wat is happening
Iiiiiiiih Sisi musatambe nemadhaka pasina mvuraa imiiiii m Porofita Aya ka veduweeeee zvakangoomwo hazvo akareva mukoma Nash
Baba Magaya munhuwooo ruregerero 🙏kunyange kare mubhaibheri zvirimo.David akaitasei pana Uria?Mukawerenga ya David munoona chokwadi
Ini zvangu ndaito ritaura zita ra prophet iyeye
Zvakaoma wena but chokwadi chichabuda pachena
Yah varume ka musadaro
Uuuumm nyarara dea unoirayiwa
Kunamatira mu Lodge yooo
Ndiani muprofita nechurch yacho?
Idi kune vamwe vanhu vakadzi vakapusa, kochikoro chinoziveyi zvacho? Saka iwe wakatengerwa imba ndokubvuma iko zvino, wakumufumura saka unoti zvichapera mushe here?
Uri kudanana here or uri kushandiswa
Chekutanga wati prophet asi wazoti pawakanonamatirwa akakubvunza zviri kuitika in your life kana ari prophet akadii kuporofita ...apa vanhu vane vachidyirwa mari zvichinzi 1 on 1 apa ndiwe unonomuudza nhamo dzako ..bttr iwe akakurongera mkomana vamwe vaakamitisa akavaurayisa zvakaoma kani
Mabasa aMagaya chete aya - hapana mumwe .... Magaya ndiyo honzeri yemadhirezi inoshandisa maguest house for sexually demonic evils!
But kwaMagaya hakupfekwi garment. Unless munyori achida kutirasisa
Zvirinani unyarare hako cz unofira mahara
Makadii ko sei mati murume wengu anenge ari kufungira kuti mwana wekutanga haasi wake asi pane zvaamoziva ere
Kna vada kufumura tsvagawo n'anga chaiyo itange yakupawo mushonga wozotaura nyaya dzako otherwise unofira mahara
Muchazvirega zvekupa maporofita mari inzwai vari kutotenga dzimba kuzoti. Munamato kkkkk muri kunzwa yekunyengerwa murume kana mukadzi iyi unoitiswa kkkk
Kkkkk profet ma one gomba harina mwana
Ndimagaya hakuna umwe
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkm
😂😂😂😂😂😂😂😂
Ummmm ndapererwa ini i think kungozvinyarara kuri nani cos Prophet ava vanemushonga
Itori ne more powerful know his spiritual father ikoko zvobvondoka ikoko Man of God vs Man of God iyi boo manje iyi.But you wil be no more staying ku shrine kwamuri imba ndiyo ine yese move out please please
Muporofit vaMwari haaiti hupombwe
Zvakaoma
You are playing a dangerous game.,...but why vanhu kadzi muchinyengedzwa zvakadaro ..this issue of yours is a time ticking bomb one day is going to explode and you will not be able to escape the distruction
Wombonzi pfeka formal then all of a sudden you wearing revealing clothes. Zvinhu zvacho
I don’t want to judge you my sister. You are being manipulated zvekupemberi chaiko. Kana mave nevamwe vana ndoona sekuti kunyarara kurinani. Please, right down advantages and disadvantages yekureurura. Kwawandira mhinduro dziri positive wochooser that side. Have an introspection of life before and after wareurura. Tarisa vana, your current husband newe wacho . Kwawakaberekwa ukarerwa nyaya dzacho dzikabuda. It’s obvious prophet mhuri yavo haimbovasiye.Mafungiro angu. How much are you going to loose.
Vanhu dzidzayi kuzvinamatira ma problem enyu hakusi safe Kunze uko maporofita enhema Aya, zvamunoti minamato mishonga yehuroyi yega yega Satan arikutamba nehupenyu hwevanhu chenjerayi shuwa😢
You didn’t lose control you were drugged.
This lady knew what was going on. At 35 you know what is going on and why they buying you revealing clothes. This. Lady is evil
Vanomboenda oversees kunoshandira madzifather mabhushes😂 uyezve he is based in SA😂