First story worry not sis ini ndakazoita mwana tane 4yrs tiri tese. When the tym is ryt the Lord will make it happen. You really neex deliverance tho. Good luck
I am in the same situation. Keep cleansing yourself with salt and garlic and pray alot. You provoked the devil so satan haadi kutokonyiwa so usatyisidzirwe ne hope de attack, ramba uchita cleansing and pray before warara uchidzinga mhepo dzema spiritual husbands nezvikwambo in the name of Jesus Christ. God's mercy will locate you
1st confession you need to pray kumasowe ad live a secret life you don't need to tell anyone in your mother's relatives what you are going through..pray masowe ariko
Hope dzenyu mainin, you are about to be delivered but muchatadziswa netsitsi dzisina basa. Kunzwira vanhu tsitsi who are on the other side of the durawall why? Ndipo pane downfall yenyu. In practical life, cut your ties namainin venyu ivavo and continue to pray together with the salt and other spiritual elements. Salt haimbofa yakachinja kuita chikwambo kana kurombeswa musanyeperwa zvenyu. The moment yamuchangoti aaa mainin vangu vakandichengeta regai ndivanatsire or kuenda kunovaona, that’s when you will realise your downfall. Munhu ngaarege kuita tsitsi nemuroyi wake hazvina zvazvinobatsira coz unoramba uri mu bondage chete.
Those herbs haape horombwa but they provoke hurombwa. I am in the same situation. I understand her. When the devil is provoked , it attacks more ne haha chete but one must not be afraid nekuti Satan anotyisidzira chete. She needs to pray a lot while using those herbs
HAma dzakaoma veduweee mmm😢😢 zvakaoma izvo..sry hidey zvakuda kutotsanya chaiko nekunamata
Vanhu vari kushereketa veduwe ini hangu ndakutya vanhu kunyanya hama chayidzo
So true , trust Noone
Kwira pamusoro pegomo.tibatsirane kusheedzera hama ndovaroyi vakuru chero mozogara kutotamba wakachenjera chaiko
First story worry not sis ini ndakazoita mwana tane 4yrs tiri tese. When the tym is ryt the Lord will make it happen. You really neex deliverance tho. Good luck
I am in the same situation. Keep cleansing yourself with salt and garlic and pray alot. You provoked the devil so satan haadi kutokonyiwa so usatyisidzirwe ne hope de attack, ramba uchita cleansing and pray before warara uchidzinga mhepo dzema spiritual husbands nezvikwambo in the name of Jesus Christ. God's mercy will locate you
1st confession you need to pray kumasowe ad live a secret life you don't need to tell anyone in your mother's relatives what you are going through..pray masowe ariko
Mainini hamuna kubvisa nhumbu here. Mega nekuti mungazosungwa imi makambozvara zvakaoma taurai chokwadi imi zvese zvakaiitika
Ndinoziva munhu angajwanise kukubatsira kutsvaga baba vako ask mukoma Nash ndakavapa nu number dzacho
Ummm zvakaoma asi mwana muchaita sisi mwari has benzii
Mainini ava vane ruoko. Why would she say ndozvavafunga here zvekuchata.
Maybe I missed kwekutanga kuti amai venyu varipi
Udzai murume wenyu akutemei ne zai rikapwanyika mapona munhu wese akashereketerwa akatemwa nezai zvinofumuka its a big secret yandaludzai iyi
Iwe ndiwe wakatadza wakaenderei kunamainini ko hama dzako dzirikupi sure kudzokera kunemunhunaikutambudza kudaro waisva waudza murume wako zvese kubva kunhumbu iya wakakanganisa wainyengererei kunamainini iwe waigara vachikuonesa nhamo ndivo mainini vako vanezcese izvi watadzawo kuenda kuprophet uchioneswawo nekubatsirwa varikubatsira ana papa ava
1# Confession very sorry zvakaoma zvinorwadza chose.. Your problems zvine chekuita nekusatevedzera Chivanhu chiri straight kwakaita Mainini venyu pa Marriage yenyu.. Endai pa Slymedia mobata Mukoma Robert vokupa number dza Gogo Zaruramasango vatwasanudze Chivanhu henyu plus vokuudza dzinza renyu kuti ndivanani
Ummm nhumbu dziri kbata asi dzinobviswa nezvikwambo izvozvo ramba uchishandisa marecipe iwawo enda kmapositori kndobatsirwa
Please share the recipes
Vahanzvadzi endai kwasekuru tasvu vapedze masports
Hope hadzina kunaka musakupire vatete mari please Manini venyu havana kunaka vese natete
Hide apa.pamwe hapana kuroiwa chiri kukushaisa mbereko inyaya yekuti chivanhu hachina kutevedzerwa pawakaroorwa pfuma yakadyiwa kusiko umm handisati ndambozviona kuti bamunini murume wamainini munina wamai anodya pfuma yemwana wasisi vemukadzi wake manenji chaiwo enda unotaura namainini vakuudzewo kunedzinza rako pamwe ndozvirikuita usabata nhumbu pakutoda ufambe zvakasimba
Sure iyoyo
Batsirwa shamwari nokuti hakuna chauchaita tete namainini vanozivana uye vanoziva zvavakakuita ndovana vawakapiwa zvikwambo ndovanotonzi vana vako haufe wakaita vana ukasasimba kufamba udza murume wako anogona kunzwisisa unongomuudza kuti ndirikungobata mainini usamupedzera nnguva yake iwe uchiziva zviripachena salt iyo haina kuipa irikutokuratudza mhandu dzako zvakuda kusimba uzvifambire
Hope dzenyu mainin, you are about to be delivered but muchatadziswa netsitsi dzisina basa. Kunzwira vanhu tsitsi who are on the other side of the durawall why? Ndipo pane downfall yenyu. In practical life, cut your ties namainin venyu ivavo and continue to pray together with the salt and other spiritual elements. Salt haimbofa yakachinja kuita chikwambo kana kurombeswa musanyeperwa zvenyu. The moment yamuchangoti aaa mainin vangu vakandichengeta regai ndivanatsire or kuenda kunovaona, that’s when you will realise your downfall. Munhu ngaarege kuita tsitsi nemuroyi wake hazvina zvazvinobatsira coz unoramba uri mu bondage chete.
Rambai uchikusha salt uchinamata imwe uchigeza nayo
Ndaona senge mange mayambudzwa kubva mune zvakaipa asi makadzokera kunotora zvinhu zvinhu zvamange makundiswa
sory hidey but if you take this issue serious kuenda pa battle yemunamato one on one iwe namwari wako im telling unokunda chete
Enda kwasekuru kanengo
Your life is prayerless and godless. Unofunga kuti ungakunde sei usirikufamba nemuridzi weupenyu.Tsvaga Mwari.
Mamukasei vakoma
#1st Zvawakukwanisa kurota chinamata zvakasimba kuna Mwari nekuti zvavakakupa murume havangatadze kukupa mwana.Chandiri kuda kukurambudza usaende kuma porofita in the name of kutsvaga mbereko no.Iwewe zviri kudiwa pauri kunamata kuna Mwari uchikumbira kuratidzwa kwekubatsirwa kusingazokupa dambudziko pamberi apo nekuti wega haungambozvigona izvo.And also unogona kukumbira mukoma Robert Tapfumanei vekuSly media tv kuti vakuendese kunana sekuru or ana mbuya vanobatsira pachivanhu varoyi vari kukushungurudza avo vatange vabata hupenyu hwako huitewo zviri nani.
First
Second
How can you have a child iwe mari yako yeroora yakadyiwa nerudzi rusiri rwako. You need to tell your husband the truth
Inonzi sandwich not saungage😂 I know the pronunciation is different from the spelling lol
Be careful of those herbs uchapiwa kuromba iiiii why do things without your husband,