Now yo wife is the one paying for yo sins shame yah better usarambe uchimuzvarisa bicoz chikuru une vana having boys doesn't guarantee kti vachakurangarira, mostly girls ndivo vakitotora mukombe mwana mwana gutsikana nevaunavo kune vasitorina vamwe vatori ne zvirema be grateful & thankful 4 what u have
Nyaya iyii yandindidzidzisa zvakawanda warume munorwadzisa
Vana vacheche havadi chihure mumba iwo mahure enyu anobata mishonga chawaimupira ma picture emwana chii hupenzi murume mkuru.
Varume munobhaiza kana maona magirl friends munodaidza satan mumba
Makatadza zvikuru kuratidza girl friend mwana uuumm musadaro veduwe honai manje makaurayisa mwana... tsvagai vanobatsira mupihwe mwana mukoma...
Yaa varume vakaoma havo zvakaoma
Kumwe kuhura kwacho mobva manyanya kuti nepfungwa dzese pfipfipfi. Mungangoti henyu kun'anga hamudi asi pamwe dambudziko renyu ndookwarinotonovana rubatsiro, pane kupuhwa tsananguro dzisina kundiso. Siyanei nehunhu hunenge nyoka inoruma chaisingadye.
Haa varume bodo nenhau yechipfambi zvakaoma
Kusuka tsvimbo kunze ingozi
Murume haisi hama shuwa ankuurayisa
Now yo wife is the one paying for yo sins shame yah better usarambe uchimuzvarisa bicoz chikuru une vana having boys doesn't guarantee kti vachakurangarira, mostly girls ndivo vakitotora mukombe mwana mwana gutsikana nevaunavo kune vasitorina vamwe vatori ne zvirema be grateful & thankful 4 what u have
Haaa makautaisa mwana maawonaka ma results e nhema nechihure but endai kuchuch dzemweya munobatsirika ndofunga tose tadzidza