Mwana Mudoko chaiye anogona kukwira mu Chikuva iwe munhu mukuru uripo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 193

  • @Mbwido
    @Mbwido Місяць тому +16

    aaah vazukuru ngatizivei nzvimbo dzedu kana tarerwa nemadzisekuru ngatiregei kutonga misha dzevanhu ngatidzedze kutenda kana tachengerwa kwete kuda kupamba 👏🏽👏🏽👏🏽

  • @user-md7xb5pe5v
    @user-md7xb5pe5v Місяць тому +22

    Mai vako ngavakuratidze kuna baba vako unotonga ikoko 😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Місяць тому +39

    Ndiani anotenderana neni kt dare raMambo Mutasa rine chivanhu ,iri harisi rekudheerera ,ini ndavhunduka hangu ,pane zvandaona

    • @josigurupira9905
      @josigurupira9905 Місяць тому +1

      I saw that, sometime ago. Its good that someone has seen what i saw..

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 Місяць тому +10

    Shumba Mutasa Mambo one akadzidza ane vision and wisdom dzidzisai vanhu vazive chivanhu chedu ❤❤❤❤❤❤

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Місяць тому +10

    True Mambo Mutasa is saying. My stepdad went to Harare and never looked back at his family. Mbuya vacho vakatora a 2 year old boy which is my brother vakamuudza zvekutaura kuchikuva kachitevedzera. Baba vakauya the next few days vasina kana kupfeka just bhurugwa chete apa vachirohwa neshamhu nemunhu asingaoneki but vaiti varikurohwa nababa vavo who has been dead for years even more than 10 years ago

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому +1

      What? For real? Inga zvakaoma

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому +4

      I believe you, madofo ndoo chete asinga believe kuti chikuva is our alter and chine meaning. Chiku-va, Gu -va . Meaning kuti unotaura nevari kumakuva kuchikuva spiritually until it reaches the main spirit who is God. The creator

  • @praisekuwaza5673
    @praisekuwaza5673 Місяць тому +9

    Muzukuru mboko.Ungatorera vana sekuru musha. Unopenga.unoda kurohwa

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Місяць тому +20

    Bvunza Mai vako kuti baba varipi uende kumusha kwako iwe,enda,Siya musha wavanhu young man😅

    • @user-qb1pf6ym3t
      @user-qb1pf6ym3t Місяць тому

      Very true

    • @JossieChiwaye
      @JossieChiwaye Місяць тому

      Kuzosiiwa mugroup remhuri akasiirwei kana ari munhu kwaye mubvunzei kuti akasiirwei

    • @LorettaMangoma
      @LorettaMangoma Місяць тому

      Kkkkk

    • @eunicezimunya3991
      @eunicezimunya3991 Місяць тому +2

      @@JossieChiwaye panenge paita mtengesi somewhere,kkk,zvakare Ari mumusha make mkadzi uyu navana vake,zvemagroup zvinebasa rei

    • @Olcool
      @Olcool Місяць тому

      @@JossieChiwaye family politics.

  • @walterngwarai5181
    @walterngwarai5181 Місяць тому +5

    Mambo mambo mambo ???? How many times did I call you??? Mambo munezizodzo rakazodzwa best chief ever

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Місяць тому +7

    Ndiyo midzimu yandoda iyi yekuti ukaidenha inobva yakumamisa ipapo ipapo. Mupfanha abva apihwa zvinhu zvake fast haana kana nharo futi. Watsemurwa akabva azorora. Kwete zvenyu zvaana nehanda izvo zvisina direction

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому

      Do you mean the real Nehanda or nehanda?

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Місяць тому

      Usatambe na Nehanda wangu. Imbomira wakadaro.

    • @Olcool
      @Olcool Місяць тому

      immediate effect. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @it3788
    @it3788 Місяць тому +7

    Mkomana dzungu ropedwza namambo mtasa gogo has sense of humor

  • @user-bh5kv5ed4c
    @user-bh5kv5ed4c Місяць тому +5

    Hapasi pako muzukuru enda kwawakanzi ndiko kwako.Usanetse mbuya the rightful person

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Місяць тому +6

    Shona haasi mafunnies its not a kids game 😂😂😂

  • @PaloSant
    @PaloSant Місяць тому +1

    Nyaya dzake dziri kutowanda, rambai muchitaura😂😂😂mudhara uyo anoita tuma comment turi funny😂😂. I love his sense of humour

  • @ynmnn4946
    @ynmnn4946 Місяць тому +12

    Dare iri rinokoshesa chivanhu chedu zvinofadza mhani

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng Місяць тому +3

    Muzukuru gara pasi udzikame iwe ahhh.ndiwe waifurira mbuya dii,waakumira pamberi pedare kuti gogo nambuya vaisaonana.iwekaaa

  • @demetriakanyemba7119
    @demetriakanyemba7119 Місяць тому +2

    Magona Chief Mutasa mwana wemukwambo haatonge musha usiri wake vanamai ngatidzidzisei vana vedu chivanhu nehunhu

    • @FaithKamutsungira
      @FaithKamutsungira Місяць тому

      Hapana zvozikanwa nemuzukuru uyo iye namai vake indyire dzevanhu plus ari kupesanisa vanhu nemakaro

    • @HW-be7zw
      @HW-be7zw Місяць тому

      True that, muzukuru ngaabve pamba pambuya.

    • @FaithKamutsungira
      @FaithKamutsungira Місяць тому

      Kuda zvakapusa sehonye tsvee kushanda zveupenyu hwake. Vana mai vake ndivo vakaipa vanovenga muroora nevana vehanzvadzi yavo. Vatakati vevanhu zvino hezvo anga orohwa nezvemasikati

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Місяць тому +3

    Ndatenda chivanhu chiriko sure, vana vevakuwasha siyayi zvinhu zvisri zvenyu mofira mahara. Endai munopihwa hupfumi kwenyu.

    • @makonidanies7851
      @makonidanies7851 Місяць тому

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw Місяць тому +1

    Hahahaha muzukuru uyo kungofa zviri funny ingozi iyo ndodzonzi ngozi manje midzimu yemusha ichiuraya uyo uyo achimuka ngozi hake ipapo kuti makandiuraya ndapiwa nambuya

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Місяць тому +1

    Chief vane education yakawanda, knowledge, experience, wisdom and Intelligence zvakawana pekugara zvino zvirikushandiswa nemazvo.

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 Місяць тому +2

    Mateya sepinjisi, zidzoro kunge crate yema super

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Місяць тому +1

    Chief Mutasa vakapuhwa zodzo rekutonga matare nekuenzanisa pachovanhu chaipo.Hichenjer8 hwavo pakutonga is above the board.Ndokumbirawo mukande ma likes kana muchiqirirana neni.❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤

  • @Mbwido
    @Mbwido Місяць тому

    aaah vazukuru ngatizivei nzvimbo dzedu kana tarerwa nemadzisekuru ngatiregei kutonga misha dzevanhu ngatidzedze kutenda kana tachengerwa kwete kuda kupamba 👏🏽👏🏽👏🏽 bvisai juzi tsano honai makufenda

  • @Smoyo
    @Smoyo Місяць тому +2

    😂😂😂 mwana wemukwasha wakunyadziswa mudare manje . Mai vako ngavatokuudza kumusha kwako.. kungoti wauya warova mutoriro hako.

  • @wandiemako9009
    @wandiemako9009 Місяць тому +3

    Nyaya dzeminda unofira mahara muzukuru iwee,mira ne stand yako unofa wakanyenama sembwaa utori nepako pekurima zvimwe zvaurikutsvaka ndezveyii

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Місяць тому

      And paari kuti ndepake ndepa mai. Haana rudzi namai vake. Haana kodzero yekupatonga futi pamba pamai vacho.
      Ngaatsvake rudzi rwake aende.

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 Місяць тому

    Mambo Mutasa to the we we we weld 🎉. His ruling has ka that and brings the community together. Madzimambo mamwe should have workshops with Mambo Mutasa.

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Місяць тому +10

    Maepo here

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo Місяць тому +1

    Ndiani naani wazvionawo kuti tete avo seems to be disturbed mupfungwa varikuita sevasina kukwana

  • @PaloSant
    @PaloSant Місяць тому

    😂😂this is hilarious. Kanopenga kamukomana aka. Kukwira chikuva chaani? Ngaaende kudzinza rake aguta kuchengetwa.

  • @marthamahleza9597
    @marthamahleza9597 Місяць тому +1

    Number one Shumba rambai makadaro 👏👏

  • @user-hw9xu8wl3w
    @user-hw9xu8wl3w Місяць тому +4

    Mmmmm why did Gogo say mzukuru asare mumusha maybe she knew the boys mother was fathered within the family these are some secrets kept by Elders.
    His Stubbornness has some question marks???

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Місяць тому

      Haaa kana aitauraka kana zvanetsa ngavafambe

  • @medina3002
    @medina3002 Місяць тому +2

    Nhaka kudyiwa kwadzo hakuneyi nekuwirirana vanhu vakakurova nhasi mangwana uchifa ndivo vadyi venhaka

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Місяць тому

    Mambo Mutasa to the fullest sekuru Mukotsanjera chivororo chengoziii mumanicalend

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Місяць тому

    Mambo mutasa suite 💯💯💯

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Місяць тому +1

    Muzukuru angaakuda kunyepera kudakunzi mbuya wasvika achimumiririra kkkkkkiest

  • @NothandoShoko-nl2ou
    @NothandoShoko-nl2ou Місяць тому

    Muzukuru uyu izungairwa chairo roda kukwaturwa chinungwa 😂😂😂😂

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in Місяць тому +1

    Kwa chief mutasa hakuendwe zvekumanya. Kunoda preparation. Tinotenda kuve na chief vakadai

  • @St-G2
    @St-G2 Місяць тому +2

    Vana mbuya vekare vaironga dhende. Isusu taive navo vazokuru vakadai takakura tichavati vanamukoma. These days vanamukoma vaye vakuticherera mvura yekugeza mbuya wakaenda.

    • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
      @kingsdaughtersaltoftheeart5194 Місяць тому

      Taura hako. Ini amai vaamai vangu vakanyoresa zita rangu pamba yavo baba vangu vachiramba. Vafa zvakati zvonetsa. Ndakapotsa ndaurayiwa ndakangonitaura kuti handichaide. Iye zvino irikuvanetsa. Ana amabuya vekare was full of nonsense.

  • @estheresther1963
    @estheresther1963 Місяць тому

    Kuda kutonga kumusha kwaamai kwenyu unokuziva here kkk

  • @RobsonMhandu
    @RobsonMhandu Місяць тому

    😂😂 ma 2000 never disappoint kupira yere kwa sekuru

  • @leviasmadzivire5911
    @leviasmadzivire5911 Місяць тому

    Magora anonetsa,ngaandotsvaka baba vake iko asiyane nemisha yevanhu

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 Місяць тому

    Hanzi wondipa mudzanga wefodya woti waroora😂😂😂

  • @tendaidanana3298
    @tendaidanana3298 Місяць тому

    Just love this Man Mambo Mutasa kumberi

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 Місяць тому +1

    Sando dzenyu chief ❤

  • @Elshadaitv
    @Elshadaitv Місяць тому

    Vanhu pane zvamaona kana kudzidza ..midzimu iriko zvedi mkomana atone awingwa ichidzedzereka ipapa...kutonga musha usiri wake

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Місяць тому +3

    Kudhakwa 😂😂😂😂😂

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 Місяць тому +1

      Ndaona sechivanhu ini

    • @Peeshava
      @Peeshava Місяць тому +1

      Ambenge achitaura zvakanaka wani akatodzikamira zvazobva kupi

    • @madamboss7216
      @madamboss7216 Місяць тому +5

      @@Peeshava ehe hanty maona pazvatanga nyaya dzanga dzakutaurwa hr kkkk nkt anga akutaura zvisingaite kt mwana wemukuwasha aite mumusha mevanhu kkkkk

  • @natashatapomwa3187
    @natashatapomwa3187 Місяць тому

    Mwana anga akutomonywa pakazara vanhu

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Місяць тому

    Anambuya vedu ndivo vanokonzeresa zvese izvozvo nekuti vanoda vana vevakuwasha kudarika mwana wemuroora apa ndivo varidzi vemastand or maproperties woonekwa wakutongwa nemwana wemukuwasha bodo.vazukuru ngavagare pastand panenge papihwa amai vavo period not kuda kutora kwese kwese in the name of best mzukuru waambuya

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 Місяць тому

    Mukomana wamboda kuedza Mambo Drama dzoga dzoga chiiko Ngwaropusa 😂😂😂

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo Місяць тому +1

    Mwari itai kuti vana vangu vasarwira pfuma yevabereki vangu ngavaende kumba kwavo kwete pavabereki vangu

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z Місяць тому

    Mwana watete,katsi yemunhu.endai kumusha kwenyu.nhiriri yemunhu

  • @admiremuronzi2442
    @admiremuronzi2442 Місяць тому

    Muzukuru anenge Jay jay Okocha paface

  • @talentmasarakufa1908
    @talentmasarakufa1908 Місяць тому +1

    But nyaya yemkomana uyu iri tricky coz like ini ndkunzi mutsai kitchen yambuya venyu nekuti yatodonha apa vazukuru vacho veropa ndevekuchirungu isu tisu takakurira ipapo nekuSabhuku takatombobatiswa tikazosiirawo varidzi. But paKitchen yambuya iyo ma1 nekuti mbuya vanenge vasiya vataura saka poitwasei

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 Місяць тому

      hamusi vepo munotonga kwenyu

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 Місяць тому +1

      @talentmasarakufa1908 musavaka pasina hama dzambuya uye vanakomana vavo vasingazivi mozivisa sabhuku anokupai gwara kana achiziva chishona kana asingazivi endai kwa headman ndiye odaidza vana vemumusha uyuu .musaite mega mangwana zvokunetsai

    • @elandbull9419
      @elandbull9419 Місяць тому

      Siyira varidzi vemusha iwe ungatobatsira nezvekushandisa

    • @user-lr8xs3px3o
      @user-lr8xs3px3o Місяць тому

      Udzai vazukuru vacho we chirungu.
      Kana mukagadzira ziwai kuti hapasi penguin

  • @Mukubvu
    @Mukubvu Місяць тому

    Mambo vangu

  • @annamabheura7030
    @annamabheura7030 Місяць тому +1

    KwaMutasa kune drama 🙌🏾

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 Місяць тому

    Hazi ndakugara pasi zvikazi mirayi mbuya

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Місяць тому

    KwaMutasa naChigodora kunotongwa dzeland ngozi nehurombwa.
    Bushu,Nyamaropa,Makope,Dotito namambo Chireya,Makoni kunotongwa dzemujolo

  • @VimbaiRwakatirinda
    @VimbaiRwakatirinda Місяць тому

    Chief ndatenda zvangu

  • @omegadzimba9643
    @omegadzimba9643 Місяць тому

    Mambo Mutasa vanoziva chivanhu ndabvuma hangu

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 Місяць тому +1

    Ska chiVanhu hachizivikanwe nevanhu vakawanda 😅

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Місяць тому +1

    Vanatete iProblem

  • @FungaiKafurandi-sb5vi
    @FungaiKafurandi-sb5vi Місяць тому

    Ndoona zvangu sekuti vakuita ruchiva nemichero yakasiiwa nambuya

  • @stephenmarange1294
    @stephenmarange1294 Місяць тому

    Tsika nemagariro edu ngaachengetedzwe hakuna mkwasha anokwira kuchikuva

  • @SabastainManyati
    @SabastainManyati Місяць тому

    Dare iri runotongwa nyaya dzakawanda baba Taps, murikutipa shoma ngeyi

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo Місяць тому

    Nyaya yekufirwa iyi yakaoma mai wangu wakarutamba uru kudzingwa shuwa imba yaakavaka rip mom

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 Місяць тому

    Uyu mukuru uyu ka Ane ma1

  • @catherinemasomere2757
    @catherinemasomere2757 Місяць тому

    😂😂 imiwoyeee muone kukuvara ipapo

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng Місяць тому +1

    Umm kufirwa kwakaoma

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Місяць тому

    😂😂😂😂😂 uyo muzukuru arikutumwa namaikuru avo kuti muroora abve pamusha pasare pari pavo.iwe muzukuru enda kumusha kwako 😂😂😂

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Місяць тому

    Inga muzaya une madrama uyu mmmkkmkk😂😂😂

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 Місяць тому

    Tisuzvevana Gwara

  • @TendaiBhasvi-kn1pc
    @TendaiBhasvi-kn1pc Місяць тому

    Chivanhu chiriko vanhu weeee

  • @RuramaiChaemaema
    @RuramaiChaemaema Місяць тому

    Chivanhu chiriko vanhu woyee

  • @owenkufahakutizwi4646
    @owenkufahakutizwi4646 Місяць тому

    Ngaaende kudzinza rake

  • @auxilliakapotsa168
    @auxilliakapotsa168 Місяць тому

    I blame maivemukomana uyu na sekuru brother ya maivake.ndovarikumupa masimba aasina ,ngaaende mumusha kwake before asati amonywa

  • @user-fg7uj4us5r
    @user-fg7uj4us5r Місяць тому

    Ngachiende kumusha kwake chimuzukuru

  • @JossieChiwaye
    @JossieChiwaye Місяць тому

    Vazukuru vasiri kuuya pamusha wacho ndiwanaani

  • @demetriakanyemba7119
    @demetriakanyemba7119 Місяць тому +1

    Nhasi karanganda irikubvira hama

  • @rumbidzainerutanga8540
    @rumbidzainerutanga8540 Місяць тому

    Muzukuru pamusha hapasi pako urimutorwa hauna hukama namai vako even mbuya vako vacho vaitovawo mutorwa pamusha ipapo wangu tsvaga dzinza rako unotonga ikoko

  • @user-rp1kl9he1e
    @user-rp1kl9he1e Місяць тому

    Arikunyepera uyo manhu arikuda kudonha anorembera hre

  • @Karanganda
    @Karanganda  Місяць тому +1

    ua-cam.com/video/b-CMLxx1Ck8/v-deo.htmlsi=pUrgQa8cNRx0DTX9 Hohoho naMukotsanjera

    • @user-be6uu1ii9l
      @user-be6uu1ii9l Місяць тому +1

      Nhasi madakadza nge mix mukotsanjera na mutasa number 1

  • @TrymoreMaruma
    @TrymoreMaruma Місяць тому

    Siyai zvidhaka varume muzukuru haafungi

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Місяць тому

    Pamwe mukomana uyo arikunzwa dzungu

  • @MercyChirambai
    @MercyChirambai Місяць тому

    Enda kumusha kwako satani kutoda kudzinfa vanhu mumusha musiri mako

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Місяць тому

    Kkkkkkkkk kwai unofa

  • @cresenciakaseke
    @cresenciakaseke Місяць тому

    Nhasi ndikushanda pano😂

  • @Rebhara
    @Rebhara Місяць тому

    Vanambuya vagara vanoda vana vevakunda😂😂😂😂😂😂

  • @upenyuchikaka5011
    @upenyuchikaka5011 Місяць тому

    Aaaa mafana unofa rakacheka nyika

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Місяць тому

    Hezvooo muzukuru wotomukirwa 😅

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Місяць тому

    Kkkk Iwe mfana

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Місяць тому

    Haana kunwa kambwa hr uyo 😂😂😂😂

  • @user-xd6hu6jh5x
    @user-xd6hu6jh5x Місяць тому

    😂😂 ko uyu mutotiro here

  • @SabinaMacheka
    @SabinaMacheka Місяць тому +1

    Ko muzukuru hanziiko kkkkkk drama chairo

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Місяць тому

    Kkkkkkkkkkkkkkkk kwai unomonywa apa 😂😂😂😂😂

  • @cresenciakaseke
    @cresenciakaseke Місяць тому

    Yooo Netflix nhasi iri kupakura chaiko

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz Місяць тому

    Zigoya ngariende kina baba aro

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Місяць тому

    Anofa uyu

  • @harmonymadondo1436
    @harmonymadondo1436 25 днів тому

    Unomonywa😂😂😂😂

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3h Місяць тому

    Kana asina kusvitisa mukomana uyo bvaa mudzimu yana sekuru yakasimba kupiwe woningi pamberi pevanhu 😂😂😂😂

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому

      😂😂😂😂May be gogo vauya ne nhombo vakakanda padare kkkk. Or he also came fasting saka nzara yanga yamubata, and/ he is diabetic or other medical conditions

    • @user-wi9wk7fy8t
      @user-wi9wk7fy8t Місяць тому

      Aresva paati ndokwira pachikuva

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 Місяць тому

    Sure mudzimu wekudara yayive tshokwati but now zva zvimwe

  • @marshalltsakatire3420
    @marshalltsakatire3420 Місяць тому

    Enda kaa kufamily yako muzukuru