My question paManjuzu apoo mato supporter kuti zvinhu zvakanaka here? Because mati kune ava ndeve fake moreva kuti kune vechokwwdi here Muporofita... 😢
The husband is an idiot ungati munhu akuroterei zvechihure chako asi mabasa ako murume akaipa ..shanje rudo prophet hadziuraye .. but murume imhondi akauraya vana vamkadzi wake ..dont blame this wife she is protecting her marriage
Watching from Botswana tibatsore munhu wamwari I'm proud of you
Zvabuda murume akaenderei kun'anga ega hoyoo zvakunetsa mumba no children now ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Alright mukadzi uyo angaasina maburitsiro aangazviite kunemurume Kuti unemwana saka akaoma way iyoyo irinani kwaari
Watching from Pretoria Powerful profet Freddy
But pamukadzi handione problem zvangu. Haana kuita Chivi kudawo kuona mafambiro eyimwe part yake. Aisanzwisisa munhu wake akaitawo ungwaru akazvibata pamwe dambudziko rozongoitawo kuti aiti airota chete. Otherwise hapana zvakaipa zvaaiita
praise and worship ikushanda more uniform to them Prophet
Prophet pandikuuya kuzim ndikuuyako Kuchch🔥🔥
Mudharaaa kkkk handisi mudhara ndri profey😂😂❤❤❤ l love it
Watching from Cape town South Africa .My Prophet
I like that hymn song ooh my God 🙏🙏🙏 I remember ndichienda kuAFM kuchurch
Prophet vanopisa ava🔥🔥🔥 yuwiii vari kufukunura hombe hombe uum
Yowee Sithole wekuNyakomba ku Nyanga anorombesa hiii😮😮
Shuwa kuenda kwasithole nekurombesa kwaanoita kuye kkkkk anochiona chete nasithole ma1
Asi ihama yenyu
Watching from south Africa makanyanyisa profet
Watching from Modimolle 🙏
I love it,varume inhubu vanomboita zvisina basa but kurota koda uchiroteswa zvese
Trueth & true man of God.. As long as you Believe ❤
Voice remuface uyu rakafanana neremumwe muimbi
He is true man of God ❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Watching from Pretoria I will definitely come to you prof ndopa kutenda
😂😂😂 kunonzi kunhonga tsono murima chaiko❤❤
Batsirai prophet ❤❤, ngazviite
Kwa prophet koda watanga wavatipa kut musa dhipisa please 😢
Wakadzi ndozvawanoita wanoda kunzwa zveumwe but zvawo hawade zviriko hr guys
Prophet vanobvandanyura kuita kuyanika chaiko
Ndizvo zvandiri chaizvo ndinotorota kana murume aita something 😊
But this happens to.me😢😢😢i don't know manjuzu or what😢😢😢Mwari ndibatsirei
Watching from United Kingdom
Iam watching in Pretoria.
Hatidzitye hondo dzedu dzose dzinokundwa nemi
Fire halleluya ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
I like this song Ooh my god
Ukaona watopihwa mhiko siyana nazvo
Prophecy par excellence
So most men vanoita zvegold vakabata
Mwari muri nhovo vedu 🎉
Zviriko hre izvo
Watch from Johannesburg Wendy
Thank you jesus
Thank you so much prophet
😂😂😂😂 ma earphones😢😢 amai kaaa
Zvirooto zvirotoo
Yeah thank you prophet ❤❤❤❤
Thank u Profet,I like that hymn
Taurai Prophet
Thank you to the Holy Spirit 🙏!
Mari inechitema hama dzangu
Keep it up munhu waMwari
Secret yenyu Mai bhoo haina basa makagonesa
Hatidzitye hondo
Thank you holy spirit
The prophecy is true more than you think only I don't know about the source of the spirit.
This woman is very clever😅😅
Ndipeiwo directions ekuuya kuchurch pliz from Town
My Prophet🎉🎉
😂😂😂😂😂😂😂 kkkkkkk aaaaah huye fut nikis ndapera zvangu strong
My prophet
Kuromba uku... But kuchiva kwabva kwakuparira .. inga wanga wapihwa mhiko iri easy wani siyayi zvekuromba izvi
Kkkkkkkkkkķ ichokwadi here
Amen 🙏
Umm pakaipa
My Prophet ❤🎉🎉🎉❤
Babe ari innocent ko unototeereraka munhu wako kt arikuitei.
Kupusa kwake kuri legendary 😂😂😂 7:15
To ligada cá em Nampula _Moçambique gostaria de ver esse prophety pessoalmente como faço???
Secret yaBaba inorambisa iyo zvokwadi ndourayamunhu
chibaba ndaataure
Oti kuhura woti nyora,achingo recorder, vakadzi vanogarira nhamo kupusa chaiko nekuroyiwa
this is the Definition of profecy.. i love your God.. ❤❤❤
Mukadzi haagone kuimba uyo yooo
Wakakwana?
Ummmm zvakaoma hazvo asi Mai avo is not wrong at all woti kushaya mwana ikokutona Jayden
My question paManjuzu apoo mato supporter kuti zvinhu zvakanaka here?
Because mati kune ava ndeve fake moreva kuti kune vechokwwdi here Muporofita... 😢
😂😂zvanaJaydne kkkkk
Clever woman 😂😂😂
Kalaugh kaprophet 😂😂
pakaipa
If u heard NDODHOMOKA ma1 atanga.
Song iyo vepraise n worship vanoiresva but I hymn manyama
🙏🙏🙏🙏🙏
Kkkk matsotsi akasangana
❤
Reach out to me also...
Secret yemukadzi iyo haisi nyaya ba. Masmall small. Iye anohula hula kuti zviite sei. Mukadzi osekerera pakadaro. Murume akazviparira uyo. No mari, no vana nemukadzi, wekusyd uyo i hope ndewake otherwise anogona girlfriend arikutora advantage omuti ndewako
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 nhasi ndaseka zvangu kunyepa kurota veduwe
Kkkkk chero jayden haasi wake
Go dipper
Pray for me
maProphet manyama...😂😅
Prophet
Follow ❤❤❤❤❤
😂😂😂
Can someone school me here,is this true prophecy or mafia?
The husband is an idiot ungati munhu akuroterei zvechihure chako asi mabasa ako murume akaipa ..shanje rudo prophet hadziuraye .. but murume imhondi akauraya vana vamkadzi wake ..dont blame this wife she is protecting her marriage
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dhomocracy
My prophet🎉❤
❤