You are right chokwadi ndochino pedza Bhora. Myself wz devorced ndine vana 2 but am happily married ndine vana vangu kuSecond marriage tichirarama zvakanaka tine peace Nd happiness as 1 gud big family not even an outsider can tell kuti vana havasi vemarriage iyi kana asina kutoudziwa
Nothing bad about it Freddy is good apa. Vese vane vana ngavachengete vana vavo pamwe chete kanavachidamana. Prophet mabetsera mangwana zvaizonetsa.chokwadi
Nothing can ever be hidden . Chokwadi chinobuda one day pasina kana kuti chazoporofitwa . Tell no lies and live a burden free life ma secret ndeumwe mutoro usingaite kana mazogara
This is a real church, why should a person hide such a big issue, she should have disclosed everything, for the man to know the type of life jacket he was suppesed to wear before plunging into the ocean fathoms deep.
Worship team iyo mmmmmm haina ka that. I think they must listen to Heartfelt International Ministries praise and worship team vanzwe kunonzi kugona or kungoterera ku UFIC worship team.
3 children bro that's more than enough, yet the lady as also was suppose to come out clean to her husband with her side of the story kwete zvekufumurwa pajekerere izvi
Iies in a marriage are like building a double storey brick house on a log foundation. Lying is evil. Wombless for an old man or a important man( uya akanzi haufe wakazvara murume iwe).
Ndochinhu chandakadzidza kty kana ndichipinda mirelationship no secret kana ndichidiwa ndodiwaa sezvandiri secrets destroys everything panozobuda chokwadi.
You are right chokwadi ndochino pedza Bhora. Myself wz devorced ndine vana 2 but am happily married ndine vana vangu kuSecond marriage tichirarama zvakanaka tine peace Nd happiness as 1 gud big family not even an outsider can tell kuti vana havasi vemarriage iyi kana asina kutoudziwa
Only the truth shall set you free, madzimai tinoroya... Thank you prophet
I like this man of God,he was given a real talent by God..
Keep it up man of God,you truly are blessed..
Thankyou Prophet mabatsira nyaya iyi nekuti murume uyu dayi ayizozvinzwa nemakuhwa panofa munhu.
Prophet mabatsira apa nyaya iyi yaizonetsa mberi zvakanyanyisasasa😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢 uuuuuuummmm zvakaoma
Nothing bad about it Freddy is good apa. Vese vane vana ngavachengete vana vavo pamwe chete kanavachidamana. Prophet mabetsera mangwana zvaizonetsa.chokwadi
It's painful 😢😢😢💔💔💔chokwadi chakangonaka munhu anokuda uri zvauri
Uyu mukadzi arikuimba anondikombirera iyo Kuti yeka Kuti yeka uuuuuu unogona keep it up unoimba pasina kuzvida kana Mwari akukomborere
like the energy ine praise n worship team
Kana vazvinzwa regerera mukadzi vako vana munawo wani
Rovai bsa. Prophet rashe
Thank you prophet
Wow prophet t Freddy makanyanya
Zvinobatsirei kunyepa zvinhu zvakarema kudaro 😢 ndavanyarira mai avo😮
Thanks to with forgiving hearts l need grace to forgive too
It's painful 😢😢😢😢😢😢ummmm 0:41 zvakaoma chokwadi mufunge
Akadini kuudza murume chokwadi zvaiva kwaari kuzvitambira kana kuti kwete,ndiwo vanhu vanozoparadza ma families evanhu vachiti ndiri kuroyiwa iye achiziva chokwadi.
Congratulations 👏🎉 kwabashadileyo
Prophet muri number 1
Praise and worship chinjanai mic 🎤 church yese ingashaya vahauri ere vambo batsirana nasisi avo.vambo backerwo
Anopenga murume uyo uchachemei hama utsotsi hunotooneka shaaaaaa usachena
Sis vane pink haaaa energy hobhoo
Mainini makatadza dai makauudza murume chokwadi
Heyi dzimwe secret so 🙌🙌
Rovai basa Man Of God❤❤❤
Amen Amen
Baba t Freddie
T Freddy I love you
Ummm prophet itai henyu bt kana makuputsa dzimba dzevanhu hapana chamunenge magona
Mwana wekubatanidza ukama zvakangonaka ,imba yatoparara apa trust hapachina
Vakadzi vanoenda kwafreddy so mmm nyaya dzavo ma1
Truth shall set u free bt pamwe pacho unenge uchitya kurambwa iwe vakapinda😢
Munhu ngadzidze kutaurq chokwadi ungavà murume kana mukadzi munhu dzidza apa chinonzi secret pasi pezuva zvichabuda chete rimwe zuva
Nothing can ever be hidden . Chokwadi chinobuda one day pasina kana kuti chazoporofitwa . Tell no lies and live a burden free life ma secret ndeumwe mutoro usingaite kana mazogara
Uyacula cc Siyabonga uyasibusisa qiniso
Iwee yahwee iwee😅... vocalist 🎉
Vana ndeveyi makasangana mese munevana
Dadie kudiiii ipapa aaaah 😮😮😮😮
Profet makanyanya
Kahappy happy
Mhururu kuna jesoo
This is a real church, why should a person hide such a big issue, she should have disclosed everything, for the man to know the type of life jacket he was suppesed to wear before plunging into the ocean fathoms deep.
Ummm kuroya chaiko
Haa musiye mkadzi uyo haana chokwadi
Vakuru ava vanoona
Zvinorwadza kuzozvinzwa muporofita 😢
Prophet ava chavo kungoparadza mamarriage evanhu.Handisi kumboona pane shoko rekutendeutsa vanhu uye kuumba mamarriage avanhu
Song iyi unonziyi chiyi ndingotere rangu
Tsvaga anechibereko
Ini ndoshaya chinotuma munhu kunyepera munhu waunoda unofunga kuti zvicharamba zvahwanda kusvika rini musadaro vanhu weee
Pakaipa zvapo, myb ndoosaka akasiiwa kut haachina chibereko kutaura kune uyu zvangazvisisaite guys
❤❤❤❤❤
Daddy kudikoo😂😂😂😂ko kutaura chokwadi
Nhai dady kudiiko ipapa
Kk kk sorry daddy l love you
Kkkkkkkkkk Hanzi sorry hako dady nxaaaaa mhani
Haa mwana ngaapihwe zita rke rakazvimiririra
Worship team iyo mmmmmm haina ka that. I think they must listen to Heartfelt International Ministries praise and worship team vanzwe kunonzi kugona or kungoterera ku UFIC worship team.
Ndarwadziwa
Zvinhu ngazvigadziriswe ....pamberi nekupona
Endai henyu mega kuchurch kwacho 😂😂😂
Hey chimwe chiporofita chozonyanya ummmmmmm kwave kufumurana
Taura hako zvimwe zvinhu hazviite kutoputsaka ukuuu.endai mega kuchechi kwacho
🎉chokwadi chakangonaka
Jesus is Lord ❤
Prophet l am trying to whattsap irikuramba, l am in Lusaka Zambia.
❤
Chimbobuditsai album prophet Ku music uku
Yo ears need help
3 children bro that's more than enough, yet the lady as also was suppose to come out clean to her husband with her side of the story kwete zvekufumurwa pajekerere izvi
Eish haaa
Secret ma one inourayisa mufunge
l,m sorry l love you 😢😢
Haaaa imba iyi ichanetsa hayo
Umama lowu amanga sure sorry bhudiwakhe kuzalunga kubuhlungu uyazi
Zvakaoma. Chokwadi
Prophet ndioneiwo plz
Wochemera chibereko 😂😂
Mufundisi dzimba dzinoparara nezvamakutanga izvi ini handiuyi zvangu ikoko
Vakadzi so! Ahh yah ndapera simba.
Very sorry my brother
Chengetanai mese hanti mune vana mese
Mushauri manyama vane energy havo sisi avo
Yaa prophet makatumwa ndatenda hanku,,ndinouyako this coming monthend
Kkkkk.kuzomukira padenga mhama .kungwarira manyama hokoyo😅😅
After God fear women 😢
Iies in a marriage are like building a double storey brick house on a log foundation. Lying is evil. Wombless for an old man or a important man( uya akanzi haufe wakazvara murume iwe).
Chokwadi chakangonaka vasikana kana achikuda anokuda nezvauri mhani
Pakaipa😢😢😢😢😢😢😢😢
Chokwadi chakangonakao everytime
😂😂Lol m sorry daddy I love you
Kwana iwe
Vakadzi munehutsinye husingaite mesenevabereki
Ndimi motidzidzisa
Asi ku church kwacho ndizvo here
Iiiiiii veduwee munhu akuda nemoyo wese womurwadzisa
Guys be honest with your partner
Chengetai vana 5 ivo vakawanda wan
Zvichabetserei imba yatoparara ipapa haiwa
Pagara yanga isiripo imba kkkk vanhu ngatitaurei chokwadi
You have kids already. You don't marry someone Waka tageta vana. Even vamwe vanazvo zvibereko can't have kids. Wipe those tears and move on
Vana munavo already
Chokwadi chinongo buda pachena but mudiro acho zvinorwadza
Sorry hanzvadzi yangu 😢😢
Zvayatova Relationship Loyal Test😢 muChurch
Kkkkkkk kuputsa nekuvaka
😱😱😱
Zvigoita basa reyiko mese mune vana baba ava ngavaite mushe, hapana horror