MadziBaba Ishmael Hapana Chavakatadza

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 232

  • @trisssingaga8076
    @trisssingaga8076 6 місяців тому +5

    Vharirai uyo

  • @wilfredmuhlahla763
    @wilfredmuhlahla763 6 місяців тому +16

    Baba Ashby anonyepa akafonyorwa fungwa zvenyu nekuti tsananguru hazvingodzikiri kuCannan kwenyu

  • @ShamisoSetura-qh1cj
    @ShamisoSetura-qh1cj 6 місяців тому +8

    Vana veZimbabwe ngatinyengetererei vanhu ava vagone kubudiswa muhutapwa huneurombwa vanhu vakavhiringidzwa nezvikwambo zvavarikuti Mweya mutsvene havagoneke vanhu ava kana vasina deleverence

  • @ProgressMatungwsna
    @ProgressMatungwsna 6 місяців тому +18

    Kwanai madzibaba husimbe endai munotsvaga basa kuda kuchengetwa nemumwe murume nxaaaaa

  • @DumisaniZondo-n8n
    @DumisaniZondo-n8n 6 місяців тому +6

    Must bring back Proffesser his belongings

  • @LorraineZiwire-bo1ee
    @LorraineZiwire-bo1ee 6 місяців тому +9

    Inhubu mbavha mhombwe ne varoi hapana chinamato cherudzi urwu .

    • @GremmaMahleka-bf4tk
      @GremmaMahleka-bf4tk 6 місяців тому

      Baba vamunangagwa ngavavharise tsvina idzo hakuna chinamato chakadaro varoyi avo mhombwe tsvina dzevanhu ngavarege kureva zitaramwari pasina zvamwari please vamunangagwa ngavatumire masoja ambonorova imbwaidzo

  • @beaularnyamayaro3484
    @beaularnyamayaro3484 6 місяців тому +2

    Kana newewo SLY uchaguma waraurwawo navo madzivaba Aya uchinyeperwa nezvidhoma zva Eshimairi

  • @ElizabethMutarini
    @ElizabethMutarini 6 місяців тому +1

    Tiitireyi mushe imi madzibaba regadzayi kuzodzungaira muchiita zvisina maturo ndizvo zvinokupayi kuramba vabereki vakakuzvarayi ndosaka muchidzungaira kwanayi munozoda johwani seyi wamusingazive muchiramba vabereki venyu vamunoziva Verengayi bhaibheri madhofo imi

  • @NellyHove-jj3fr
    @NellyHove-jj3fr 6 місяців тому +4

    Tipei pic tione dunununu iro rakatorwa pfungwa naIshumairi

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 6 місяців тому +2

    MADZIBABA ASHBY MODA KUROHWA MAKAZENGAIRA IMI MATUMWA HERE HAMUNA KUKWANA INGA PROFESSOR MAKAMUURAYA MAKATORA HUPFUMI HWAKE MURI KUPARIRA MHURI DZENYU IMI. MWEYA WAISHUMAIRI WEHUROMBWA ZVAMWARI HAUPONDE VANHU NETSVIMBO . IMI NDIMI MAKATORA MHOSVA ZVICHADZOKA HAZVO. MAKAMBONZWA KUTI KWANEGOMO VARI KUURAYA VANHU MUNOPENGA

  • @BeautyMudzingwa-gz2if
    @BeautyMudzingwa-gz2if 6 місяців тому +8

    Musanyepera mweya mutsvene ,kudenga kuchanorohwa munhu uku,

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 місяців тому

      Zvisingaite......naana papa vaako haa Mwari atinzwire tsitsi

  • @DumisaniZondo-n8n
    @DumisaniZondo-n8n 6 місяців тому +9

    Wayivepo here vachironga izvozvo,ndosaka makaponda Proffesser muchida zvinhu zvakhe

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo 6 місяців тому +4

    Stekkkkkiiiiiiiiii mhombwe

  • @christinechirawo2728
    @christinechirawo2728 6 місяців тому +3

    Musiyane netsika yekuvhurira vana mazip nekurara nevakadzi husiku humwe Toda zvinhu zva professor urikuti takapihwa makapamba zvinhu zvake

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 6 місяців тому +1

    MADZIBABA ASHBY KANA MUSINGAZIVE ZVAKATAURA NA JOHANNA NYARARAI AKAKUUDZAI KUTI BATAI VANA CHIBHARO AKAKUUDZAI KUTI RAMBAI VABEREKI VENYU NEHAMA IMIKA ITYAI MWARI

    • @Ivy-fv8mz
      @Ivy-fv8mz 6 місяців тому

      Nhsi zvenyu imi iye johwani mweya uchimubata akatochiva tsika nemagariro evanhu ndosaka akatanga kutaura pavanhu waita chivanhu chawo saka Ava mweya wavo Uri kutaura Pana ishumairi Uri kubva kupi

  • @RuniasBenara
    @RuniasBenara 6 місяців тому +3

    Hapana zvaari mutaura apa

  • @elizabethmarume4784
    @elizabethmarume4784 6 місяців тому

    Sly Media ka 😮, hazvina maturo zviri kutaurwa nevanhu ava

  • @JamesMasocha-b6h
    @JamesMasocha-b6h 6 місяців тому +1

    Baba vanorwara pfungwa plse ngavatariswa vanhu vese ikoko

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 6 місяців тому +2

    Imi munowaindavhuwa ndimi makuoenga ava vanhu vakaiswa muhari na ishumairi

  • @LorraineZiwire-bo1ee
    @LorraineZiwire-bo1ee 6 місяців тому +2

    Professor makavaurairei mukaviga hama dzake dzisingazi bvumai kuti murikunganisa uye makakanisira vanhu PASI PANO NOKUDENGA.

  • @TraceyKarimbika
    @TraceyKarimbika 6 місяців тому

    musanyeperi baba Johwani imi muri mhondi siya baba vaJohwani

  • @David-n9j7v
    @David-n9j7v 6 місяців тому +1

    Ndokutopenga baba ava Nxaa

  • @fungaimuranganwa7381
    @fungaimuranganwa7381 6 місяців тому +1

    Ma degree acho sandiwo here amakuchitsvaga kuti akumiririrei mu court. Lawyer munoridii kana musingaite zvemunyika

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 6 місяців тому

    We're trying to build our Zimbabwe but iwe ne cult members muri kuti dhonzera shure xaaa
    Ndimi vapandukiri ve hurumende
    Mhumhi mu makwai
    Be careful Mr Munangagwa ne team iri
    Riri kutoronga army yekuti ritonge nyika
    Brain dze dofo dzaka dhakwa

  • @PeterMtetwa-qr4tj
    @PeterMtetwa-qr4tj 4 місяці тому

    Amen madzibaba

  • @DumisaniZondo-n8n
    @DumisaniZondo-n8n 6 місяців тому

    Hapana zvaunoziva abt Holy Spirit,huronbwa straight

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 6 місяців тому +1

    Hamusi Johane Masowe usanyepe

  • @evelynchadoka1295
    @evelynchadoka1295 6 місяців тому

    Tibvireipo..Johwani haana kuuya nechinamato chakadaro..basa rekusvibisa chipositori nehurombwa...namatai muwanirwe nyasha

  • @FADZAIMpofu
    @FADZAIMpofu 6 місяців тому

    Vanhu ava veku sowe kwa Ishmael vanenge vakadyiswa kushure kwamadzibaba Ishmael,

  • @christinechirawo2728
    @christinechirawo2728 6 місяців тому +4

    Iwe Ashby enda unoita yako nyika kwete Zimbabwe dai uri pedo neni ndakurova nembama iwe

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 6 місяців тому +1

    Majere avhurika ngavakande Baba avo mujeri

  • @veeee7248
    @veeee7248 6 місяців тому +3

    Pfusteki iwe inga wani muri kuti Ishmael Mwari. Satani

  • @AgnesShorayiMutsigwa
    @AgnesShorayiMutsigwa 6 місяців тому +1

    Madzibaba ava havana kupindura mubvunzo Kuti sei muchishandisa zvinhu zvakauya nevarungu ,etc maphone,nemachines .Ndinoti vanhu ava ngavatangire kunhembe kuratidza Kuti varikuita zvechivanhu

    • @sethil9269
      @sethil9269 6 місяців тому

      Exactly, kutaura slow sepfungwa dzake dziri slow. Hapana zvaanoziva chaanogona kungotevera Ishmael achiti ishe kkkkkk

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 місяців тому

      Nhembe hadzisi chivanhu....thats economic production.....apa warasika

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo 6 місяців тому +3

    Pfambi ndiyani imi muchiita ma porno murume kurara nevakadzi 7 mu one room 😂😂😂😂😂

    • @FADZAIMpofu
      @FADZAIMpofu 6 місяців тому

      Imbwa idzi vanhu ava Ishmael iduzvi chairo

    • @Monica-lm2xc
      @Monica-lm2xc 6 місяців тому

      Kkkktrue ndivo vemaporno😂
      O

  • @maryagneskaingwe6286
    @maryagneskaingwe6286 6 місяців тому

    Induzwi Ishemal pfusteke madzibaba ishbai

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 6 місяців тому

    MADZIBABA ASHBY MUNONZWISA HASHA MODA RUMAMISO RWAKASIMBA MASHIRESA CHISHANU IMI

  • @JeanZonge
    @JeanZonge 6 місяців тому

    Freedom to worship kwayazotisvitsa

    • @taa-jg9gw
      @taa-jg9gw 6 місяців тому

      Hmmmm its getting out of hand sure

  • @eljayjay7884
    @eljayjay7884 6 місяців тому +1

    Vanowanekwepiko ava varikutaura.ngavabudikireka timbovaone 😂😂😂😂😂

  • @TracyGeorge-go5eo
    @TracyGeorge-go5eo 6 місяців тому

    Ishmael akangofanana naking pharaoh

  • @violetmaluleke183
    @violetmaluleke183 6 місяців тому +4

    Ngavadzose zvinhu zva professor kuhama dzake

  • @ZekeyMedia
    @ZekeyMedia 6 місяців тому

    Haa hu soft hwacho nyangotaura mukupedza nguva. Hazvina kuipa kutevera chinamato chaunoda asi kwete kutsikirira vamwe uye kutyora mitemo

  • @aginelah6387
    @aginelah6387 6 місяців тому +2

    Tibvirei baba imi kuzungaira kwega

  • @essymadziwa-yq2bs
    @essymadziwa-yq2bs 6 місяців тому +1

    Madzibaba Ashby vakafonyoka brain

  • @brendamelindakwedza439
    @brendamelindakwedza439 6 місяців тому

    Sly haaa watipedza nhasi "@ tingati muri vanhu vakangwara here kana kuti makapusa, saka vanhu vachizoti ... makavharwa pfungwa, maitiro amunoita muchiisa sadza muma plate avo 😂😂😂😂

  • @faithchipere6126
    @faithchipere6126 6 місяців тому +6

    Brain. Dzacho hapana munoda nyasha zhinji

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508 6 місяців тому +2

    Ashby unopenga iweee

  • @EllenDuri-k7n
    @EllenDuri-k7n 6 місяців тому

    Zvino arikugara kujeri forever

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 6 місяців тому

    Kwana madzibaba imi moti ishmael ndiyemwari wenyu koisi vabereki vana hatichina vana hre

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 6 місяців тому

    VekwaNyakudya anoenda kuschool ndakadxidza nevana vacho kwaMakumbi mission

  • @GivemoreMuzembi
    @GivemoreMuzembi 6 місяців тому

    Kana ari John the Baptist akauya saka Christu makamumirira here nhai madzibaba

  • @MarthaChikwa
    @MarthaChikwa 6 місяців тому +1

    Saka sipo dzamukugadzira hazvina kubva kuvachena xaaaaa

  • @tendaichuba6284
    @tendaichuba6284 6 місяців тому

    This guy never answered the questions asked 😂 ,urgent mental checkup needed on this guy

  • @CeciliaMakanda
    @CeciliaMakanda 6 місяців тому +1

    Please take off your picture 📷 we want to see the person you are talking to thank you

  • @BOSSMUREVAZVIVIL2
    @BOSSMUREVAZVIVIL2 6 місяців тому

    Hayihwawo kupedza nguva muchiita interview nemhondi idzo ngaa sungwe uyo

  • @LianaKatemauswa
    @LianaKatemauswa 6 місяців тому

    Kwamarange havarambi Hama havawige vafi nemushonga sezvamurikuta Ku Canaan kwenyuikoko kwamarange Vana vanoenda kuchikoro munonyepa madzibaba makaromba kuchechi kwanyu ikoko mhiko yakafumuka mhanje munokaura chete

  • @mukweveri
    @mukweveri 6 місяців тому +1

    😂😂Kuisa zimbabwe muplastic bag....here lshmairi anoda kurohwa

  • @vengysnapo4825
    @vengysnapo4825 6 місяців тому

    Bvisa pic rako Silvester...... Zvonobowa coz hapana chatirikuona yet data rikudhura

  • @memoryzawirima2248
    @memoryzawirima2248 6 місяців тому

    Mukoma isai Ishmael kwatasvu ari one munzwe mashura

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 6 місяців тому

    TSITSI NERUDO MUNOZVIZIVE IMI VANHU VEKWAISHUMARI INGA PROFESSOR MAKANZI MAKAPONDA WANI

  • @MandlaSimanga-iz9jn
    @MandlaSimanga-iz9jn 6 місяців тому

    Ava baba ava ngavasungwe

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 6 місяців тому

    Ndopaunoona kutipfungwa dzakatotorwa Na Ishmael bhaibheri rinoti kudza baba namai vako nxaaa hurumende ngavabviswe tsvina idzo

  • @LisoTumbure
    @LisoTumbure 6 місяців тому +1

    Vanhu Ava vakatopiwa mushonga Kuti vafuratire zvose

  • @perpetuayeukaichoto7805
    @perpetuayeukaichoto7805 6 місяців тому

    Baba ava vakutopenga chaiko 😂😂😂😂hapana kana chinemusoro chataurwa apa

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508 6 місяців тому +6

    Madzibaba akutopenga ayaaa

  • @JamesKasoro-v4g
    @JamesKasoro-v4g 6 місяців тому

    Ini chandrikuda kuti chiitwe torai maporofita eJohane Masowe makuru makuru ndavaungane vambotipawo side ravo nekuuya kwaJohane kwete zvaIshmael oga,dzimweninguva tingabatsirike zvedu,nekuti humwari hwevanhu ava,kana tichit mwana weJohane masowe echishanu asi achiwondonga hutsika hwamwari,nhau yavo haisiyo nekuti vanoti zvevachena hazviko asi mweya mitsvene yavo inoti ndini Moses,ndiniJacob,ndini Abraham vaisava varungu here ava varikutaura pavari

  • @fridandlovu9094
    @fridandlovu9094 6 місяців тому

    Vagwere vepfungwa awa. Vavete. Kugadzira pfuti yekupfura mwari 😂😂😂😂 mwana uyu anenge ngozi. Zita rake chairo anonzi ani .iye Ashibhai benzi remurume. Chidhumudhumu😂😂😂😂😂

  • @brendanawate3048
    @brendanawate3048 6 місяців тому

    Iko ukangowona munhu akuzviti Ashby woyoziva kuti kufunga kunomurwadza tibvigwepo endai munorutsiswa 😢😢

  • @simbarashetazvihla4573
    @simbarashetazvihla4573 6 місяців тому

    Kidenga kuchanorohwa munhu uko... Mwari wavo ndeupi chaizvo. 😢😢

  • @EleederSibanda
    @EleederSibanda 6 місяців тому

    Kusvora ndochekutanga chichavatadzisa kupinda denga anamadzibaba

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 6 місяців тому

    Mukoma Robert vamwe vanhu vamuita interview modirei kupedzerwa nguva imbwa irikutqura iyo irimurunwe na ishimairi

  • @ssam1430
    @ssam1430 6 місяців тому +1

    Ashby futseki ana manyengavana, mota dzamuodrivha hadzisi dzevanhu here? Answer the question kwete kutsika tsika

  • @EthelKamuriwo
    @EthelKamuriwo 6 місяців тому

    KO Johani wacho munhu mutema here

  • @fanisomdenda2528
    @fanisomdenda2528 6 місяців тому

    Vanhu ava vaka brain washwa for sure, hakuna vanhu vakadai , you can't even hold a fruitful interview because anopindura yake mibvunzo, he never answered even a single question which he was asked .haaaaa I give up! He is even proud kuti there was a professor amongst the them 🤷‍♂️ May God deliver the people from these wicked hands

  • @PhillipKanyayi
    @PhillipKanyayi 6 місяців тому

    Nyika inohaisi yevachena uye haisi ya Ishmael inyika inevanhu vakaenda kuchikoro uye akaunza pfungwa dzechikoro ndiye mwari uyo arikutaura uyo anoda kusungwa zvakare wese arikutaura zva Ishmael anofanira kusungwa

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 6 місяців тому +1

    Denga rekupi rinoda mhiko pakurarama.

  • @Vincent-vu4hx
    @Vincent-vu4hx 6 місяців тому

    The guy must be arrested iyeye arikutàura

  • @TmanWayne
    @TmanWayne 6 місяців тому

    Saka vanhu avo vanonamata Ishmael ndiye mwari wavo

  • @FelunaShumba-nz5rn
    @FelunaShumba-nz5rn 6 місяців тому +1

    Vanoda kurohwa chaizvo vanhu ava kumbunyukidza vanhu nhai kunyepera mweya mutstswene

  • @spiwezimidzi1778
    @spiwezimidzi1778 6 місяців тому

    Mibvunzo yese irikubvunzwa haasi kupindura arikuzvambarara pamusoro pemibvunzo hapana zvaarikutaura uyo

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 6 місяців тому

    Madzibaba Ishmael is a cult leader. Problem is our laws are not sufficiently developed to deal with crimes of this nature. Saka he will go scot-free, unfortunately.
    That said, i am amazed at the number of people who do not know how Zim is governed at the spiritual level

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 6 місяців тому

    Kkkkk anopenga here. Saka varungu havasi vanhu Mwari. Munopenga madzibaba.vanhu vomweya ngavamboenda nzvimboiyi

  • @irinemasawi2939
    @irinemasawi2939 6 місяців тому

    Aaaaa nhayi baba ava Nxaa😢

  • @lovenesskatai-vc9cb
    @lovenesskatai-vc9cb 6 місяців тому

    Baba ava vanopenga vanofunga kuti kunamata church yavo ndokunamata hre hakuna johani

  • @ShanduraiChiturumani
    @ShanduraiChiturumani 6 місяців тому

    Ko kana Ishmael akafa hama dzake dzikauya vanodzingwa semblance varegei vachirega Misha ichiwa

  • @tafadzwatapeza7840
    @tafadzwatapeza7840 6 місяців тому

    Chatadzidza hapana mukoma Robby vakadhakwa vanhu avo

  • @LawrenceChimphile
    @LawrenceChimphile 6 місяців тому

    I think it's a bigining of new zim political opposition part

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 6 місяців тому

      😂😂😂😂😂😂😂

  • @EllenDuri-k7n
    @EllenDuri-k7n 6 місяців тому +1

    Penyera nyika 😂😂😂😂😂😂kwanayi imi

  • @josephinezata7529
    @josephinezata7529 Місяць тому

    Hooo saka zvinoyerayera ndo zvekutora vana vane 12yrs muchiita vakadzi

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 6 місяців тому

    Nonsense, nonsense kunyepa kune kupenga kunotyisa. These are the most dangerous and idiotic people in the whole world. Musanyepere Mwari imi. Muri ma hypocrites ane satanism iri pachena. Unbelievable!!!

    • @LouisTinarwo
      @LouisTinarwo 6 місяців тому

      I don't support kusaendesa vana nechilld marriage nekuramba hama asi nyaya nemweya arikutaura chokwadi

  • @luxonpanganai4081
    @luxonpanganai4081 6 місяців тому

    mhosva unopara usingazivi or kuziva........unotonzwa nevamwe or kudare

  • @thenjiwesilemba3387
    @thenjiwesilemba3387 6 місяців тому

    Baba Ashby lawe kudala wabrainwashwa, i feel sorry for you yazi

  • @PaulineChiadzwa
    @PaulineChiadzwa 6 місяців тому

    Vanhu ivavq neve kwamarange vanobhowa kuku zvidefender kacho kanotobhowa chaiko

  • @ShingiraiKamwaza
    @ShingiraiKamwaza 6 місяців тому

    Ngaachinje Jeri kuita canan

  • @GileadKwekwe
    @GileadKwekwe 6 місяців тому

    Asby wacho akadii kusungwawo

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 6 місяців тому

    Aiwawo tibvireipo ishimairi wenyu akafuma afa ndopamucha dzengerera nemasango mashaya kwekuenda vana vake vachakudzingai

  • @Ivy-fv8mz
    @Ivy-fv8mz 6 місяців тому

    Wakasarirei pakasungwa vamwe baba ava ?

  • @SarueMaijudah
    @SarueMaijudah 6 місяців тому

    Ashby wakatodhakwa mese na ishumairi yacho

  • @LastDhliwayo-ms3sk
    @LastDhliwayo-ms3sk 5 місяців тому

    A vo ndivo mapenzi chaiwo

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 6 місяців тому

    Sichupeti iye anyora heading iyo sichupeti

  • @cronyxcool6055
    @cronyxcool6055 6 місяців тому

    Ava baba ava itori benzi repfungwa riri nani pane vamwe zvaarikupindura nemubvunzo hazvisikupindirana zvachose sorry kuvana vake vakumuteerera 😢