Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
TOKUMBIRAVO KUTI AMWENE NE MUROORA RISVIKE EPISODE 30 KANA USHIDA KUTI RISVIKE 30 EPISODE SIYA LIKE ❤
@@NoeJoaomateusMateus ngaripfuurire pliz varikubaker mhani mabakers edu
As for the ❤😂❤❤😊😊😊😊😊😊😂😂😂😅😊@@trustzvikomborero222
Ngavapfuure ipapo vakugona mhani vanhu ava 👏👏👏👏
Mafans aMicthell isai like
Taisa🎉🎉
*chogona*
Tiripo @Sazita
Ndokumbirawo amwene nemuroora imbononoka kuguma cos drama ronaka zvaro iri chero rikasvika Epsode 30🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mitchell and Jatiwero murikupisa muround HOOOOYOOOOO ❤❤❤❤❤❤❤❤Siya like kana kana uchinakwirwa naMitchell naJati.
Guys makambozvoona hr episodes regarega Ozemwa ane new word masasiake Boe zvokuti ndiye man actor Ozemwa Boe guys🎉🎉🎉
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama jati na ozizie
Yaa
NDIZVO ZVINODIWA IZVI KWETE KUNONOKA KUBURITSA NDOKUNONZI KUGARISANA NEVAMWE UKU 😂😂😂😂
Mitchel is the best muroora
Jamukai amwene aaah,,,, muroora anyanya uyu mhani
This is what we are facing in real life ❤❤❤❤ those who agree with me isai like
Bermuda anosiririsa kuteera kwacho ummmmm
Jati and Mishi mukupisa😅😅😅
Amwene musatenda kujairwa nemuroora chiri kuisa ichi ❤
Amwene imbodirai mbama Muroora uyu haaa aenderera kunge drezi riri kubvaruka
haaa Mitchell wakanaka zvako 💯 and Ozemwa u are the best on this dram Amwene nemuroora u ar the main Actor wakanyanya, karip netsai ndakusuwa
Vamwene vazojamuka manje avachada kujairirwa
Yes ngavarambe vakadaro muroora akunetsa uyo😅😅
Tirikuda muchato Jati naMitchie😂😂😂 private wedding gulez wachipopota kumba imi murikumuchato😂😂😂
😅😅😅😅😅 💯 💶 🎉
I am with you 😂😂😂😂
I'm here for Ozemwa , team guz mogonesaa❤❤😂
I love husahwira hwaJsti na Ozi
Ozemwa 😂😂😂😂😂😂 haa l love shamwari dzakadai 😂😂😂😂😂😂😂😂
Mitchy unondigonera wena❤
😂😂musape Ozemwa mari yeroora haingasvike veduwe❤😂
Mukapa ozemwe marii yeroora mantura😂😂😂😂😂
Yes kna 50 episode chaiyo ngaisvike tikutoida isu mishie murume watotora
Kkkkk can't wait for roora day raMitchi n Jatwero kkkk,try to make yr episodes long nyana soo guys chikumbiro
Jati hanzi tongofuga gumbeze chete kkkkk🎉🎉
Mukoma jatiwero ndichakudonerai ndimbokupaisando pafoni
Vovo anogona veduwee❤❤
Yee LOVE ya jatiwero na mish iiiii ihombe 🌟🌟🌟🌟rambayi makadaroo tisvike kure team Four seasons media tichakupayi malikes mahombe🌟🌟♥♥♥♥♥♥
Four season to the world 🎉🎉🎉🎉🎉
Bhemunda anoteerera veduwe 😂😂
Vovo well done chokwadi halleluya Ameen and Ameen ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Welldone Ozemwa piece of mind chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kumudyaidza bikai modya zvapera izvo bhemudha bikaiwee ❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Mungai Ozemwa hokkoyoo❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Endai morore bhozvekuti manyura ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Haaaa Ozemwa apa character yauinayo ndoyako chaiyo 😂😂😂
Kkk 0zemwa mukomana wema diri😂😂
😂Ichooo....well done guys rambai makadaro🎉🎉🎉🎉🎉💦💦💦
Amwene vakuzvimiririra😂😂😂
Bhemudha ndi Taku futi here.😂😂 Jati and Vhovho alongside Ozizi... murikudhonza tambo. Keep it up ❤❤
😂😂😂vajaira kumuti bhemudha maybe on this aifanha kunzi Taku so vakushandisa ese😂😂😂
Um muroora ma one
Missing Netsai😢
me tooo
kuti haasi iye tete vaMitchy
Please panozopinda Netsai apinde achiita zvinhu kwazvo kkkkk cos ndopanebasa rese paye
Netsai anenge mai vemukadzi waJatie 😂😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅
Ahunyepe kkkkk😂😂😂😂
@@epiphaniamuzenda3692 kkkkkkk uyu arikunetsa kaaaa zvofita
@@DelonyZuze kkkkkkk haaa Netsai ma1 Mirai henyu mone paanopinda kkkkk panebqsa rese paye
Ozemwa anondigonera
Jati ngaaroore umwe mukadzi tionerere 😂😂😂😂😂 muroora uyo anedzungu
Uyu mroora akajaidzwa uyu...mai vani vaunotaura navo uchidayi😂😂😂😂😂at least amwene vataurawo nhac 😭
Mishi uri bhooo
Mimi usaone jatiwero kuuya kwauri coz hazvi batsire kugara mumba hombe usina mukadzi ane rudo😂😂❤❤❤❤❤❤❤
Haaaaa owemwa Mari hasvitsi apa kkkkk
Amwene varikujamuka mbichana mbichana
❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉but munofana kutipawo two 2
Vovo unopedza basa hako asi usazopedza isu toridawo basa iri ❤
Ozizi uri creative wangu. Mamhorosere awaita madzimai ayo nekuzviita link ne acting yako hahaha zvave muropa. muri kugona mese guys!
Dai wambomudzinga mukhadzi wako jat arikushungurudza mai vakho utore Mitchell ❤❤❤❤❤
Nhasi shabhani yakadzora mwando, mama Vovo vazviramba zvekujairirwa hanzi “I have had enough” 🤣🤣🤣🤣🤣 go Vovo
Jartwell akapinda neemoyo chokwadi krndawo Out chookwadii ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Can't wait kuti Mishy aende kumba kwajat kkkk
😂😂😂mitchel uno acter hako kkk i like yout freindship na Ozemwa pls ktofarira kt uyite mai jati ko jati ukumuitei hauzive kt anonyara hre😂 hnzi handisi ayn❤❤❤🎉
Mitchel is good at acting ❤❤
Jatiwero ndizvo chaiko malike ako awo👍👍
Welldone guys chokwadi mhayiwee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ozizi ngaa chitsvakirwa ka chair kekugara pliz mubhedha wave nevaridzi uyo
Nx misvike esp 50dakuona muroora achipeka Mai ini varip paden
Jati wanyura murudo 😂😂🎉🎉🎉❤❤
Ichooo cheers to us who like b4 watching ❤❤❤
kooo kana anyuraaa jatiiii 😂😂😂😂 rudoo ft
Mukomana jatii wakanyura murudo naMicthell
Hoyooooo❤❤❤ jati apinda roora jati
Jati kunyara kwacho hre , amwene vhovho nhsi mazombodaira muroora zvandifadza anodakuty imi musataure nevanhu kuitasaiye hre
Muroora uyo surrender ya
Kkkkkk tombofuga gumbeze ka1
Tatomirira bikaitidye munogona thanks ❤❤
Mishie wapinda shaa.heyi.aaah vhovho akutaura chokwadi.muroora haadi kuti vanhu vepamba vataure nevanhu vekumaraini
Jati jati jati😂😂
Mitchell we love you 💓 ramba wakadaro
Hanz unonhonga chigubhu muroad woisa mvura😢😢
Ndanga ndakusuwai gyz 4n yanga yakafa mondiitira gyz
Haaa bhemudha ane moyo murefu dai ndriini ndatorova maiguru mbama kudharaa
Ahuuuheebo jatii ndatingofuga zvee 😅😅😅😅.
Jati unonyara wedu wee😂😂😂😂😂😂
Muroora role yake ma1 but she’s nailing it down ❤
Ozi wakutaura Afrikaanz ndakunzwa hangu... Moonie worry van....
Vamwene maveko manje.... Ichoooo vovo❤
Ozemwa azotize you mari 😂😂😂😂😂
Haa mukapa Ozi mari yekuroora haisvike😂
Mitchie unogona kuActor...I enjoy watching you guysOzzie OzzieMatemai mapinda neheart
Vhovho atanga wangu ❤❤❤❤
Kana ndanyura: Jatiwero is happy hake 😂😂😂😂
Ozemwa anotuka veduwe 😂😂😂😂😂 mazita akupiwa maiguru yoh yoh....Ozzie haasvitse Mari uyo 😅😅 Mitchell ❤❤❤
Kwanzi kumba kune Jerenyenje uko 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk zvazitaura nyaya yako mitchell wandinakidza
Haaaa munogona guys keep it up ❤ we enjoying.
Kkkkkk haaa Jati atadza kutaura zvaarikuda hanzi kufuga kumbeze. But muroora uyu acharidza mhere hake cz hauna wako waunoti ndewangu vanhu vose vanotadza
Mitchell to the fullest 🎉🎉🎉 keep it up dea you are beautiful ❤❤❤ and jati
Muroora achazvionera pamhino sefodya😂😅😂
Jati taura nyaya yako andisi ayini ini 😂😂😂😂❤❤❤
Well done guys👏
Gud vovo muroora anojairira uyo 😂😂😂😂
Good sahwi
Ozemwa😂😂😂😂 haaaa
Ozemwa Ozemwa iii tumwe tumazwi twauno hwereketa 😅
Mitchell uriko ooo 👌🤛
Buditsai ka 10 yacho moda kutipa rinhi❤
Keep up the good work 💯

Bhemudha ndi Taku futi here.😂😂
Jati and Vhovho alongside Ozizi... murikudhonza tambo. Keep it up ❤❤

Mitchie unogona kuActor...I enjoy watching you guys
Ozzie Ozzie
Matemai mapinda neheart