Netsai and vhovho alongside jatiwero's gal friend ❤❤❤❤can someone hit the like button for my comment 😊
Netsai tora Malove ako❤❤❤❤❤❤❤ plz ipai netsi zviononderana naye gyz❤❤❤❤❤
Mitchell unogona dear kuita kunge real chaiko love you babes❤
Aaaah mdara michelle was on ZTV ka on KUCHINA THE GENESIS muya mune ma stars baba thts y achigona sterek usatambe nekubuda pa national tv series baba
Akanyora script iri anogonesa ,keep it up!
Netsai auya ne fight ndiye hama yemuroora imwe yacho here iyi 😂😂😂😂😂❤
Netsai pfacha 😂zvinhu zviya zvotangidza
Four season media tiisireiwoo 2 episode guy's plus time yenyu idikii rebesai video purizi chikumbiro
Fans for netsai lets gather here💥
Netsai akusorova zvinhu zvose manje good netsai ❤❤❤
Haaaaa Ronnie kurerwa Mutray se chingwa .Soft life ichakukangisa hupenyu hwako unofunga kuti mari inongo nhongwa watopihwa $10 waakuti ishoma.
I'm happy to see Netsai ❤ she is the best
Pamberi na netsaiii🔥🔥🔥🔥🙂↔️
Muromo wangu watodhamba nekusmiler. Good work guys❤
Chokwadi Netsai solve the problem ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉
Netsai to the fullest ngadzirisa sister yako inedzungu inoda kuzviputsira imba yay yega
Netsai pfachaaa haaa choogona mhan chimusikana ichi
Hoyoo Netsai is back waiting,,,,
Finally, Netsai is here! Thank you for bringing order pamba.
The missing link is here welcome Netsai
Here comes Netsai magadzirisa zvese ,gadzirisa vanhu❤
Four seasons media the best tv❤
Sisi vanosanganisa mvura ne oil Netsai anotobvisa oil mumvura kkkkkk
Guys sando dzenyu kunyatsoita kunge kusiri ku actor, muri manaturals guys ,Jati ka smile kako uina Mitchy ka ummmm kakapenga.Asi waimbovepi , sando dzako❤❤❤❤
I'm happy to see netsai achidzosa zvinhu zvese muorder❤😊
Michelle and Jati's love is so mouth watering, they are meant to be together
Boom main event has finally come let's well come@Netsai here guys❤🎉🎉
Can't wait zvadirwa shuga
Netsai pfacha zvadirwa huchi
Netsai waita zvakanaka muroora uyu anokonzeresa violence uuuuum.hazviko .makoti kunyima food .
Tora netsai❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ ndeako ma love ese wotopa vhovho mamwe than wopa mitch 3 than jat womupa 6
Ronnie ndaona mberi uko atambura zve soft life zvapera izvi.
Netsai netsai welcome ❤❤❤
Well done Netsai gadzirisa sis vane hunhu hwakafumuka 😂😂😂😂,Jati and Mitchie love yenyu ndeye German ❤❤❤
Zipfana roni ndikari tarisa rechiyema ndonzwa hasha rekuda kuri rova😂😂😢
Muroora ari natural kip it up
Well done Netsei I like the way you stand up for amwene
Netsai tora ma love ako❤❤❤❤❤,and mese guyz munogona god bless u
Netsai fans lets gather here❤❤
Yaaa Netsai auya manje svikai ku100 gyz
Ten hapana mari kkkkk. Kavekuputa mutoriro. She has destroyed that boys life achimuyemedza
Netsai pfeee
Welldone guys apa ndaifunga kuti Netsai auya kunovedzera kunetsa vamwene ndanyara ndichiona she isnt taking her sister's side arikutoita zvakanaka.Manje dai Jati asina Mitchelle ndaida Jati abva atora mainini ivawo bt relationship yaJati neMitchelle i am.loving it.
😂😂😂 I'm loving netsai mukadzi uyu anga anyanyisa
Hoyoooo netsai vapindira vachiita zvinhu kwazvo bt sisi zvadhakwa murume hakusisina
Ko Netsai wange urikupiko,zvakifaya manje,Vovo naNetsai munogona
Mai Matemai hokoyo na mainini Netsai .
Can't wait for 11
Asi Jati kaa hanzi dance according to the tune ita zvinoda Maiguru vako..Achiudza Bhemuda
Ichooo Netsai... Chakanyanya, sis vako vane dzungu hako iwe, vadzidzisewo hunhu shuwa👌👌👌
Thank you Netsai wawuya kuzogadzirisa sister ne bro yako. kkk gogo nabamunini vagarika
Four seasons bhoo here we are waiting tane nyota iri kuuya rinhi amwene ne muroora episode11
Wangauripi netsati shamwariii..... happy to see you❤❤❤❤❤. Chimakoti ichi chachanetsa. 😂😂😂😂 tears of joy. Michelle ❤jati love is sweet. Dei upenyu nevarume wakadai. Bermuda, we like. He is so chilled out, haiti hasha kana kutsamwatsama. Vhovho, sooo sweet looking. Saamai chimboitawo hasha, shuwa mungatukwa nemuroora.?? Musha upi iwowo? Kambama zvayo... angadzorera mai. Dei jati akamuramba... kuitoitwawo king na new makoti.. four seasons pamberi❤❤❤❤❤
Aaaaah Netsai izvezvi ahachatangike kaiva kare kaairohwa ❤❤❤❤
Come on netsai sisi vako vanomboda ichoo👊👊 ndokusurpoter dear❤
😂😂😂😂😂😂 guys u a doing a good job gys well done mukugona basa love you ka2 everyday na2 guys mukugona basa 🎉🎉🎉🎉🎉
I'm happy to see Netsai❤
Hoyoooooooo Netsai auya akakanondigonera manye rova munhu netsai zisiai rako hutsinye
🔥 🔥 four sesaon ndimi mune chimuti
Thanks for coming Netsai wakuchinja zvinhu😘😘😘😘😘💯💯💯🔥🔥keep.it up
Netsai wagona wauya hako movie rakunyatsonakidza now ❤❤❤❤
Hmm, amalevels❤. So glad to see you Netsai! ❤️. Can't stop smiling panobuda Mishi naJati! You are nailing your parts! Respect 🎉
Aiwa Jati aaah dance according to the tune kudii,, mai vachitukwa nemunin'ina vako
Keep it up Nestai . U are best .Only the skybis the limit
Pamberi mberi mberi na Netsai. wooooooooooooooww.😂
Yaa Netsai sando dzako sisi vanoda kurohwa vaite mushe kupa dofo 100us.
Hoyo Netsai ndokufarira mnje wanga watononoka kubudikira😂😂😂😂😂
Zvakunakidza ka izvi gadzirisa zvose pamba pasisi apo netsai ibva wavatorera murume 😂😂
Great movie 🎬 great to see Netsayi in the mood 👍 😂😂😂😂
I love Netsai❤ Vovo❤ Mishi❤️ Jati❤️ Ozemwa❤ I love all of you mani❤❤❤
I love jati n Mitchell
Order order isa vanhu panzvimbo Netsai much love ❤❤❤
Netsai the game changer 🎉❤🎉
Netsai naturaly hahatodi naVovo saka Sisi be careful
Tese takavenga murova which means part yavo vakuigona keep it up team
Apindira Netsai.chiri kundiitira bho ichi.Amwene ne muroora
Gud netsai dzidzisa sisi vako hunhu kahanzvadzi kako karikujaidzwa nasisi vacho avo
Jati vanodira rough kabisira kkkkkkkkkkk hanzi vanhu vekubasa vanoziva ndine mkadzi but handishande nemkadzi kkkkkkkkkk
Big up netsai chitwasudza benzi 😂😂😂😂
Welcome Netsai gadzirisai cc vako zibenzi
Umm ndanga ndasuwa netsai nhaimi ❤❤❤
Michele well done and whole crew munogona ❤🎉
When I see Netsai I know that ma1 atotanga well come Mainini
mishy is natural, i love her
Kkkkk haaa maita hwoni Netsai apinda nemoto deni matipa 2 ma Epsode kuvhara chikwereti chazuro necha swera zuro
Zvaiwana ngwarati pamwana wamai vako chaiye alongside mishie
*to be Honest lm really enjoying your works guys keep the work on*
Wakanonoka kusvika netsai bamukuru vakatotorwa na Michael sisi vakurambwa mamanje
Hoyoo welcome Netsai muroora angaotobhowa kufumuka semaputi asingagezerwi mavoko.
Netsai Netsai yeeeeeee❤❤❤❤ ndafara nhasi
Pressure yauya na netsai kumberi atleast pakawanikwawo anomira namama zvirinani wooow .takuzonakidsa wani
Cmon netsi netsi!!!!!!!!❤❤❤❤ please ramba wakadaro
Well done netsai please next episode
Sibonge imfundiso esiyithola ku naiza boom qhubekelani phambili ngomsebenzi omuhle eliwenzayo❤❤❤❤ lots of love to you'll guys.
Kwauyiwa....unogona kurerutsa ndima
Welcome back Netsai I'm soo grad to see you on this episode ❤❤
Keep on kufayisa tosimbisa ❤❤❤
Well come naiza boom with another episode l am ready to laugh god bless you all naiza boom ❤❤❤❤❤❤
Netsai anopedza bhora. Zvaiwana ngwarati
Ronnie idhanda head mfana uyu kkkkkkkkk hanzi harisi bhuku re maths ibhuku rekuchikoro iri kkkkkkkk
Netsai anopedza masports malikes kuna mainini Netsai
Team netsai ngatifarei kutii main actor azouya ayimirirwa ne munhu weshe❤❤❤❤❤ love kuna netsai .