people might say a lot of things, but I believe that in the bible Simon the witchdoctor akatoshora Peter and John when they exercise the power of God asi after varwere vapora n`anga yakaenda nehusiku kuvanhu vaMwari ikati ndinoziva kuti you are a real man of God because of the healing you did to my clients, so sell me some of these powers. Acts 8:15-20
I just wonder why pakauya sekuru vanhu vaniti ichokwadi ahh sekuru vakaoma pakauya prophet zvonzi akutsvaka mari pakauya madzibaba zvonzi kunyepa . guyz dzidzai kunamata nemoyo zvepasi pano hamuzvipedze in the end you are completely alone dont fight these prophet nhingi bhoo zvekuti battle you never know whose right or wrong.
Hanz Mweya pawakauya nevatanga tanga chaivo wakasarudza namatira padondo uye media yarambwa nemweya ...wakati unokoka wega vanhu kuburikidza neminana inenge ichiitwa nengiroz . But nowadays myb thngs have changed n the holy spirit said u can use media 🤷🤷🤷
Saka vanhu mukutobvuma kuvharika here hapana chikuitwa asi makavharika i was one of them hapana masaramusi andisingazivi ndongotenda Mwari vakandiponesa ndikasiya kunyepera vakavharika asi Mwari haavharike zvekudaro
Only God who holds the power of life and death ,vanhu voparara nekushaya zivo...
true 👌
Varume hama ngatiyedzeyi kutevera nhanho dzezwi nekuti nguva hatichina , regai kutevera mado enyama kana kuzvidza mutumbi , teverai izwi muwanirwe nyasha kuti imi mugoponesa nyika , ndoozvinotaura shoko .Dai tagona kutsvaga kuyera kwekudenga zvimwe nyika yaipona .
Iam also in mamelodi I need this Church
Munoimba henyu vanhu vamwari 🤝😊😊 you remind me back home 😥😥
Chipostori chakare ichi chàsiyanawo nemazuvano chete handina pachiverengwa bible but mharidzo Ina Jesu mkati
Murikuita basa madzibaba .Batsirai vanhu vatambura panyikaka pano
people might say a lot of things, but I believe that in the bible Simon the witchdoctor akatoshora Peter and John when they exercise the power of God asi after varwere vapora n`anga yakaenda nehusiku kuvanhu vaMwari ikati ndinoziva kuti you are a real man of God because of the healing you did to my clients, so sell me some of these powers. Acts 8:15-20
Shaa uchirikuda kuti idzidziswe panhau yechiporofita book rinoti prophecy must comfort edify and exhort Asi apo uri kungotyichidzìra vanhu
Vanhu varikungofa vasina kurwara vanoshora shorai henyu nekusaziva
Why do we have an interpreter when they are both speaking same language. Im.confused
Seiko muchida kungoita tsvagurudzo isina basa zvinebasarei itawo zvako wega zvinoita zvacho kudakungotsvaga chakaipa pasina
You need to know what is interpreting. Zvinodzi anoturikira zvinoitirwa kubata zvaturwa.
If u understand what they are saying then there really shouldn’t be any confusion 🤷🏿♂️
Ndozvinoitwa kumasowe amai
Vaturikiri vagara variko kunyangwe pasiri pakereke
Hatipike nezviri pasi pezuva, kana mudenga kana nenyeredzi kana nemwedzi kana nezuva ... Ndizvo zvinotaura Jehovha
We have an interpreter in case of those who can't get what the prophet said
Pls u will help a lot
KoAron aita sei mubible Kuna Aron ngwarai vakuru ndimi muchadyiwa neatsanqngudzo
Amen tinomborerwa madzibba mune bsa
Another problem is that you see yourself as God...no man is greater than God ityai Mwari vanhuwe
true vanhu ngatityei Mwari ndiye ega anonamatwa
Ma Zimba ane problem yekusa tenda uye kuziva chokwadi vazhinjisa vanongo shoora chero zvakanaka ko munoda ivo Mwari vamusingaoni muchivenga mashoko akanaka anopupurwa newamunoona Seiko gamuchirai mweya mutsvene ukusunungurei hama
Amen kuimba kwakanaka kunodana ngirozi ❤
Masowe hamungamanzwisise kana musina kumboendako .... The activities taking place there ka haungamanzwisise
in South Africa Jhb where can i find this church please? Listen to music i feel emotional , i feel like crying
City deep or jorbug central just after town
I'm churching in this church ⛪ in South Africa I can add you in this church
@@prinemrewula Yes , please...😍
That's angels 's voice to the people thru those music
Chandinoziva hangu johane masowe haibvumidzwe zvemavideo pamasowe nekuti mafoni chaiwo haatobvumirwe mumasowe zvachose ukasvika pasowe rakayera ukapinda nefoni inofa zvekusatogadzirisika chaiko
true
True
Yes chokwadi
True
True because the is truth that we can expose in the media kana uchida kuona mweya unoenda kumasowe
Precious
Dayii Mwari vandigonesa ndatsikawopo netsoka yangu
Pamberi Nebasa madzibaba murikugonesa nunurai vanhu
Ngoba same shona ekhulunywa lokhu ethi komunye yenza i aleluya yena kwenjani ngaye no mina ngeke ngisonte lana yositsotsi les
Rwendoruno Sly akasaporofita achaita n,anga kkk
😂😂😂
Apopanhongwa tsono apo mdara ngaabatsirwe uyo nyika haina tsitsi Mambo
Vachaveko maprofita emashura vanoti gomo ibva ipa enda apo richienda kuti zvichigona vagone kutsausa vanhu
Rufaro kwamuri ...... rufaro kwamuri.......ini zvangu ndinokomborerwa ...... Ameen
That's pefect
Lapha ngilombuzo ukuthi yena kankwanis ukushumayela kungela omlandela but kez kahle uygqiliza abantu
Rinoita kunga dambe kana zvichidai but Ichokwadi ichocho
Abrama Winnie seach toriyo ummmmm madzibaba moda shamhu imi johanne haakumbotaura zvakadaro
Just a clarification. There is no bible reading or reference?
I don't understand why this church doesn't read the Bible but that's a holy book and it's a living word
I just wonder why pakauya sekuru vanhu vaniti ichokwadi ahh sekuru vakaoma pakauya prophet zvonzi akutsvaka mari pakauya madzibaba zvonzi kunyepa . guyz dzidzai kunamata nemoyo zvepasi pano hamuzvipedze in the end you are completely alone dont fight these prophet nhingi bhoo zvekuti battle you never know whose right or wrong.
true: zvepasi pano hatizvipedze
True don't judge only God knows
I support you, guys you never know only God knows and he is in control above all
True
Poverty in Zim ndiyo yakonzeresa dai hurumende yabatsira vangu kwangosara industry yezvimachurch zvisina kana direction kusvibisa zita rechinamato
Apa unopasvika nyangwe unemari unless kana wakaromba unotuka urikure
Ihhhhhh guys murume achema zvandisiririsa hangu😥😥😥😥
Vanobatika sei madzibaba Petros tipeyi namba dzavo titaure navo 1 on 1
Why kuzoita go back to sender.
God is good all the time but I didn't see them reading the Bible.
Hanz Mweya pawakauya nevatanga tanga chaivo wakasarudza namatira padondo uye media yarambwa nemweya ...wakati unokoka wega vanhu kuburikidza neminana inenge ichiitwa nengiroz . But nowadays myb thngs have changed n the holy spirit said u can use media 🤷🤷🤷
Unopfekerei mbattya asi uchivenga camera zvakagadzirwa nemunhu 1 ?
Hausi huchenjeri hwamwari here here uhu?
Kungovhunzawo zvangu
Fambai neshoko baba nyika iporeswe
Thanks.madzibaba
Ndevepa Trojan kubindura uko
Vanogarepi madzibaba ava ndinodakubatsirwa ku harare here e
Maita basa
Am not against any thing but bible ngariverengerwe vanu.
Who is simabhi kkkkk handina kunzwa pachimboimbwa Jesu ...lm so confused
Changamire musanyepere kudzungaira pano ,zvemasowe ndozvakakurerai izvi saka dzikamai
Simabhi meand Jedus
Simabhi that's an angel , you can't talk to Jesus direct
@@faraimasuka1275 thank you....tiri kutodzidza...but pakuti we can't Speak to jesus directly ndapokana napo
@@faraimasuka1275 apa wanyepa. Jesus tinotaura naye
U zvakaoma mwari itai kuti vanhu wa tendeuke
Chokwadi
Tsananguro ndidzo taurai baba johwani vakaramba kubuditswa nekutorwa nhau dzobuda pazvivhitivhiti
Saka vanhu mukutobvuma kuvharika here hapana chikuitwa asi makavharika i was one of them hapana masaramusi andisingazivi ndongotenda Mwari vakandiponesa ndikasiya kunyepera vakavharika asi Mwari haavharike zvekudaro
Plus vemacamera vaziva sei kuti kuchaitika zvakadaro
Kutsvaka vanhu pano zvinorayidza kti hazvisi zvamwari
@@donaldchikweva1839 Taura hako
True
Dambudziko munoripedza hr
Apa muriku bvunza Ani coz akarora ndiye muridzi we Channel Mazimba weans kurai
Amen
Tendai mwari ndimi mayambuka kuimba vane chipo chekuimba
Ko camera yanga yauya. Kuzoitei
hakuna mutumwa akadaro uyezve hazvibvumirwi kuita zve media anobhadharisa iyeye
true 👌 hakuna mutumwa akadaro
True
Imi zvevideo ndiko kufambirana nenguva hatisi nguva yekudhara iye vaifambiranawo nenguva yavo isu tave manew curriculum Saka bhoo
Inini ukatotanga kundiudza zvekuti uriwegore rakati nndikumamisa pachurch ipapo
Musi wakaroverwa Jesu pamuchinjiko vakawanda vakaenda divi ra bhanabhasi.
Kunamata kwakanakisa Bva zvinoda Zvaita Jesu pachena zvisingaputsi Ukama "Rudo" Jesu wakasiya Mweya Munyaradzi not kunyonganisa
Saka ingozika not muroyi
Haiwawo nhema idzo .kuda kuzivikanwa . Zvanyanya zvemu zim . angova Masora ema sango ema church .chabuda hapana. Kushandisana ne nhema chete. Kkkk zvanyanya izvi.
Moenda kudenga kunotsvagei yet humambo hwekudenga tohushewedza kt uuye panyika saka farirai kugara pano uye ndopane musha venyu
Interpreter never kumakuhwa uku kumasowe pliz usativhiringidze vanzwa
Imi vanhu imi tsvakai Mwari achiripedyo
Munosiya mahure nemhombwe mustreet moda kunotsausa vanamati. Murimutsvene here imi
Asi muri mupentecostal kai?
DNA
Vanopedza
Nyika inorwadza
Tuporofita tunenge tuchiporofita number dze i.d hatuna kana zambuko koz panenge pasina kana mweya tunenge tuchifembera toda kumamiswa😂😂😂😂
Too much songs yooo we buy data
Madzibaba Ava ngavakurudzire vanhu kuenda kuchipatara, diabetes can kill ngavaite Minato asi vavaudze vaende kuclinic for medication
wakamboona diabetes ichinamatirwa ichipera here
Ndosaka vanhu tichitadza kubatsirika church yeJohane masowe haina kuuya nhasi inga varikuudzwa chokwadi wani vamwe tine mademon asingade kunamata nechokwadi
Aaaah??
Mmm nhamo ine nharo hayo
ini ndingonzwa kufara kana pachibatwa mabasa amwari
Mharidzo yezvokwadi
Wakatumiwa madzibaba kopedza nhamo dzewanhu
Vanowanikwa kupi
I read comments for living hayi hayi.. People u tooo much.. Ndachema zvangu... 😂😂
Kuporofita nemonemo asi dambudziko kuti vazoripedza ndopanenyaya
Pakundiso apo pane basa ndosaka vanhu vachizopedza pasi nekufamba from one masowe to the other.
@@tsitsimutombo2216kufamba kudaro kusatenda vanhu Vanoda kupona asi vanenge vachishora futi so ukashora wawashora Unosvika uko ngirozi yako yaReporter
chokwadi izwi redi rakadaro kutengesa izwi
Munotinamatisa madzibaba
Totenda basa ndaririziva iro
Mapositori anonyepa asi ndakambonyepera hangu kubuda demon ndichida kuona kuti vanodii vakatanga kundiporofita nhema kkkkkkkkkkkkkkk
Cuz ka😅'
Kkkkk
@@deemutamba3944 kkkkkk ndakazviita ufunge ndaive ndaona vamwe vachingodonha ndikati rega ndizvidonhedzewo kkkkkkkkkkk ndipo pavakatanga kundiudza nhema
Ah Bule wazondisekesa lol
Avasiii vese vanonyepaa zvinooenderanaa nezvaunobeliever Kana Musina zvizhinji zvamunozivaa don't underestimate please
Ndidapiwa ini pano, zvoreva kut ndakauraiwa ini, ingozi iyo
Tsvimbo iyo
Vanamadzibaba havapedzi uroyi ngavaende kumukuru wevaroi tasvu remember mumwe muroi aipinda madzibaba zvisingaper
True vanogona izvi ndeve nguwo tsvuku chete na tasvu
Ava vanotaura chokwadi ichocho kunevamwe vanongotaura havazope zambuko racho
Tsvee kubatsiravanhu nhamo dzavo maakuita zvemakore,nxaaa maporofita enhema
Chokwadi titaurirei tizive chokwadi
Zvemedia izvi vanhu vaakubhadhara mari kuvanhu kuti vaekite
Isa rufaro 😂
Kuna muroyi akadai ingozi iyo
That henge up
ndizvo here zvamavakuita vakomana . hazviko maakutsvaa mbiri. macamera akarambwa pamasowe.
marasika
Uuum why you scary people like this,sei chiporofita chacho chiri chekungotyisa vanhu chete aah?
Taurai henyu
Kumaporofita ndezvekungovhundutsa ...hmm bodo
Vanhu vakaparadza nokuda kwekushaya zivi
Interpretation same language kkkk doesnt mk sense at all
Ngariparidzwe vhangeri
Pavaisa musoro pakat pemuti vandinakidza aiwa😂
Twumasongs twekumasowe kkkkkk twunondispaka 🤣🤣🤣🤣
Kkkkk
Amana🤣🤣🤣❤️
why this church dont have kids
Im surprised too 😅
Muchamama nenhamo
Mutumwa imimi here nhay madzibaba ........hayaaaaa kudenga kure chaiko this is bullshit
Shuwa Shaa vanhu vanonyepa Yoo much
Unedambudzo
Rova.bsa.munhuwashe.vanhu.vayambuke.vanoshara.vanosara
Ndoochikafu.chedu ichi..ndokwatakapengera.chaiko.
Kunyepei
Hezvooo munogamha rufu madzibaba kkkkk
Rwekuroiwa runogamika nekuti harusi rwaMwari
@@tsitsimutombo2216 ichokwadi
Mutambo werombe inziyo nzemapira kaidzi..
Ndevekupi madzibaba avo Sly Media
Trojan bindura
@@deemutamba3944 ok
Ko panogara pasina vanhu indava kutotsvaga vanhu pasocial midea here vanhu vakutsvaga Mari nenzira dzisiri idzo
Kana usingade kuenda rega hakusi kutsvaga vanhu baaaa ibasa re slymedia kuratidza vanhu zvikuitika wangu
Asi vari kupisa crying alleance hr
Huhu
Go back to sender ah in'anga iyi akuna jeso anoita izvi mybe inyenyedzi yavo
uri mwana wa Satani
Madzibaba ava imbavha . Sly media stop advertising thieves.