ndibatsireiwo kuona sekuru vanoikwanisa here mhandara iyi ??

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 сер 2024

КОМЕНТАРІ • 82

  • @MaxwellGwama-sp5iy
    @MaxwellGwama-sp5iy Місяць тому +14

    Iye mudzimai unoita semurume

  • @peace6296
    @peace6296 Місяць тому +5

    Mambo ava I would love to meet him and just get a picture, my husband and I love watching kutonga kwavo vanogona zvekuti

  • @sherphardmashonganyika6447
    @sherphardmashonganyika6447 Місяць тому +10

    Mdara aita mutete haamusimudze uyo

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 Місяць тому +3

    Mambo Bushu nevamwe vavo vanogona

  • @malvinndlovu5478
    @malvinndlovu5478 Місяць тому +7

    Yah pakaipa shuwa unenge uchiti waroora ummmm madhara roorai vezera mugare zvakanaka mudzimba kwete izvi

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Місяць тому +4

    Hahaha Mambo Bushu nedare ravo vanogonesa mhani! Kutonga nyaya zvese nekupa advice vese vachisekerera zvavo!😂🙏

  • @it3788
    @it3788 Місяць тому +3

    Mambovanoterera kana ndanyura murudo song😂😂😂

  • @bonuspawari7819
    @bonuspawari7819 Місяць тому +2

    Bushu anotonga chihure chete😂

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Місяць тому +2

    Age matters anhuwe madhara anodhuva kuda zviro hw many yrs difference apa

  • @elizabethshonhiwa
    @elizabethshonhiwa Місяць тому +1

    Kwaaa madhara achinyaya ...mambo ndonakirwa navo zvangu😅😅

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 Місяць тому +1

    Mambo vagonesa iyo family matsotsi less than gore vanga vatodya mombe dzese ngavatsvage mombe vadzosere vasare nehure ravo shit mhani zitsotsi redzikombi

  • @HazelKupakuwana
    @HazelKupakuwana Місяць тому +1

    Kkkkk. Ayaaa , mabishu amambo Bushu ayaa. Ungaadii.

  • @it3788
    @it3788 Місяць тому +1

    Kkk 😂chief hanzi kuchereswa mwena wembeva😂😂😂

  • @VioletMdlongwa
    @VioletMdlongwa Місяць тому +1

    Kuda zviri fresh iwe wapera mhazha kusvika kugotsi

  • @Samholdings247
    @Samholdings247 Місяць тому

    Zigo is just a journalist 😂😂

  • @RumbidzaiKafurama
    @RumbidzaiKafurama Місяць тому +1

    Kkkkkkk 😂😂😂😂 mari yanga yanyura

  • @tauraikaunda5531
    @tauraikaunda5531 Місяць тому

    Shango mungakwanise hadzi iyo here

  • @stanfordkanjeza1546
    @stanfordkanjeza1546 Місяць тому +1

    Mambo ipai nguva mdara uyo atsanangure

    • @jabulanimgomesi7950
      @jabulanimgomesi7950 Місяць тому

      Rinovira zuva achitsanangura mudhara uyo, atobatsirwa apo.🤣🤣🤣

  • @tapiwachindanya2672
    @tapiwachindanya2672 Місяць тому

    Mudhara iwe uri dofo.

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 28 днів тому

    Mkadzi here kana murume uyu

  • @EnoughGwenzi
    @EnoughGwenzi Місяць тому +2

    Ama 2k vanoda bota,mudhara haangarisimudzi,ngaasiye hake atsvage mbuya vezera rake

  • @MariaKonyani
    @MariaKonyani Місяць тому +2

    Chihure chatekeshera

  • @tc2jann
    @tc2jann Місяць тому

    chaos everyone is talking

  • @NyengeteraiMuringiswa
    @NyengeteraiMuringiswa Місяць тому

    Kkkkkkk kuchererswa mwena kkkkkkkk

  • @user-ue7eu6ut3d
    @user-ue7eu6ut3d Місяць тому

    Age doesn't matter kuzvibata ndochikuru

  • @Redeemrise
    @Redeemrise Місяць тому

    Zogo as a Journalist 😊

  • @priscillatembo6760
    @priscillatembo6760 Місяць тому

    Kkk baba ava so😂

  • @matthewnyabereka414
    @matthewnyabereka414 Місяць тому

    ichi chinotonga ichi

  • @kudzaichifamba2922
    @kudzaichifamba2922 Місяць тому

    Hanzi ndoda mombe dakutoishandisa kurooresa umwe😂

  • @christineruzave1136
    @christineruzave1136 Місяць тому

    Changamire nemakurukota musaite sekuti murikutonga murwere wepfungwa, muri kumbunyikidza mudhara uyo ane kodzero dzekutaura zviripamoyo pake.

    • @HazelKupakuwana
      @HazelKupakuwana Місяць тому

      Akambozvitaura wani mulast dare. Check their previous court session

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo Місяць тому

    Ummm mdara uyo dzungu too much 😅😂

  • @TinotendaJoseph
    @TinotendaJoseph Місяць тому

    Kumamisha vanhu vanobatirwa sekuru havaskupihwa mukana wekutaura chii chakadaro

  • @user-ne5cx1ze3j
    @user-ne5cx1ze3j Місяць тому

    Mdara uyu atsikirirwa haana kupihwa nguva yekutaura. Tho the judgement was fair

    • @mathewmukosera9136
      @mathewmukosera9136 Місяць тому

      Haana kutsikirirwa. Nyaya yakambotaurwa so ange achidzokorora uye kutenderera.

  • @user-lc6eu5tf5g
    @user-lc6eu5tf5g Місяць тому

    Kkkkk sekuru vakura mukadzi vaita mu 2k😂😂

  • @Shashafiniace
    @Shashafiniace Місяць тому

    Ipai wanhunguwa dzekutaura

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Місяць тому

    Roorai vezera imi ana sekuru tuvana atwu siyayi 😂😂😂😂

  • @peace6296
    @peace6296 Місяць тому

    Varikuti age murikuziva tukadzi twemu nyika muni mazuvano

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf Місяць тому +2

    Mupei nguva mdhara Uyo atsanangure

  • @t.m1222
    @t.m1222 Місяць тому

    Kadhara aka ngakakure. Kaakunyadzisa Wana wako.

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi Місяць тому

    Hatidi madollar Mambo ngavape gupuro rinotenga Mambo pagadzirisei

    • @carliblisslucksonjnr101
      @carliblisslucksonjnr101 Місяць тому

      gupuro haridaro its must be a useless transfer mambo havakwanise kuchinja chikaranga

    • @peace6296
      @peace6296 Місяць тому

      Moti kuroora mari hobho negupuro futi😂😂😂

    • @VioletMdlongwa
      @VioletMdlongwa Місяць тому

      Gupuro ishereni hazvichinje

  • @geraldmaranda-rs7js
    @geraldmaranda-rs7js Місяць тому

    mdara hnzi tanhaidzamunosvikira wan amana

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi Місяць тому

    Mazuva ano vari Kuti age is number zvee but dzinenge dzinoda bonde idzo mudhara mbeya mbeya unotsvaga vezera rako unosvinwa Mari ukafa neBP

  • @newtonmavondo8400
    @newtonmavondo8400 Місяць тому

    Mudara achembera, kkk

  • @RuthMunzwembiri-sx2sy
    @RuthMunzwembiri-sx2sy Місяць тому

    Ndosaina kupi😂

  • @HazelKasinamunda
    @HazelKasinamunda Місяць тому

    Mambo magona baba vafara

  • @manakazhanda4089
    @manakazhanda4089 Місяць тому

    Kkkk bonde rukukwe

  • @TawandaTaambidza-lt1it
    @TawandaTaambidza-lt1it Місяць тому

    Haaa madhara aya ndazororore chii chakadaro

  • @user-bj5ng3yi2z
    @user-bj5ng3yi2z Місяць тому

    Kana takura stay away from kids

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b Місяць тому

    Mambo munogona kutonga

  • @zakaryzakary1850
    @zakaryzakary1850 Місяць тому

    Mhandara unoiziva here zigo

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Місяць тому

    😂

  • @CeaserZW
    @CeaserZW Місяць тому +1

    journalist journalist journalist

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Місяць тому +1

    Bota mudhara vanorida.

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf Місяць тому +1

    Zigo Is a journalist 😂😂😂

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Місяць тому

    Madhara ahadi kukura

  • @user-yj5tm2fd2w
    @user-yj5tm2fd2w Місяць тому

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @MatthewShava
    @MatthewShava Місяць тому +1

    Vadhara vemazuvaano havanzwe mudhara wangu ane79years asi akaroora 25years

    • @memorymagadzire8505
      @memorymagadzire8505 Місяць тому

      But kana ave mukomana anenge aroora gogo vane 75 zvinonzi mashura vanhu kwanai

    • @natashahweru9479
      @natashahweru9479 Місяць тому

      What iiiiii asi ane Mari hr

    • @jabulanimgomesi7950
      @jabulanimgomesi7950 Місяць тому +2

      Asi haina kunyanya hayo age difference nekuti mudzimai paachaita 50 murume anenge ave ne 104 chete😅

    • @peace6296
      @peace6296 Місяць тому

      ​@@jabulanimgomesi7950😂😂😂😂😂

    • @peace6296
      @peace6296 Місяць тому

      I really think kuda mari ini, it's happening everyday these days ladies know chances of a very much older man ekuti anotanga kufa omusiira zvinhu are high, I saw it with my own eyes kuti zvanyanya endai ku court munoona ma marriages arikuitika vana vadiki nemadara😮