Engine down ....iri kusmoka . ..haichadhonza sepakutanga so we need to visit doctors first...kana Iwo Baba wazviona kuti chief varikuporofita kana nharo haana
ED is generally misunderstood in our culture - we have the mistaken expectation that a man's engine will continue to work at the same pace throughout a man's life. Stress, diet and physical activity matter a lot for men than is widely acknowledged
The man might be diabetic ndosaka irikuramba kumira, plus chigunwe chirikutaurwa icho. Plus hosha hombe chaiyo might be at play, mwana akafa uyo. Havasi kubuda pachena vanhu apa, vanenge vakazoranazorana zvavo😂😂😂 and maiguru vannenge varikutotya kuenda kunovhenekwa
Wise mambo kuchipatara first cause mamwe matare vanhu vakungofamba vachinonyeberwa futi. Welldone mambo
Engine down ....iri kusmoka .
..haichadhonza sepakutanga so we need to visit doctors first...kana Iwo Baba wazviona kuti chief varikuporofita kana nharo haana
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2 vakadzi unodhamba mudhara ...shaya dzinooma idzo..isu tine one but unotofanirwa kumira zvakasimba ....😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 unokuwara chete kkkkk
Chief modadisa ❤
🎉 Weldone Bushu .murume ndaende kuchipatara anoongororwa .🎉
Yaaah chero paakauya last tym angaarinani apa atopera
Duzvi rababa kutamba nevana evanhu unoda kupengesewa nxaaaaaaaaa mbwa yemunhu uone kuipa kwaro pameso
Umm mambo vaona baba avo hutano hapachina ummm vakagwabayaaaaàaaammm
Nhai Zigo. Nyaya iyi yakazofamba sei.... Any follow up😅
Zvaitori nyaradzo adhara ava😂😂😂
Chief bae Ka laugh kenyu ka😂😂😂😂😂
Chief Bushu vanopa munhu death sentance vachisekerera
😂😂😂😂ndokanoita ndinzwe kuvada ikako
@@Chiheramaimuku3088 kkkkkkkkk ndaifunga ndini ndega
Zvapazere ma jokey pano
@@JudaMugomba 😂😂😂😂utikwanire
Vakadzi tichimbodeiko pabarika😂👐apa une uchizvinzwa kudarika maigru ndiwe wakurambwa.
Mambo Nyamaropa havasati vadzoka here kubva kunze kwenyika😅ndavasuwa
I have seen this couple before 😂
Nyaya dzotongwa kuShamva ndedze barika nebonde chete 🤣🤣🤣
I will start by laughing ndisati ndapinda munyaya nyaya dzebonde dzri kutrender too much ths days zvri kuitika mudzimba zvakaoma shuwa
Double clutch haisi dhirivhiwe nemunhu wese.Double clutch ndedzekare shamwari.Barika mukore uno.nenzara iriko iyi.Plus Mambo matarisiro avaita paasimuka vatoona kuti hutano hameno
Nematambudziko 😢😢kufirwa kunorwadza
ED is generally misunderstood in our culture - we have the mistaken expectation that a man's engine will continue to work at the same pace throughout a man's life. Stress, diet and physical activity matter a lot for men than is widely acknowledged
Chese chinonzi ED chakabva kuna Satan☠️😄
@@ognick466 ED idambudzo hama
Pasi neED
😊😊q@@ognick466
Shamva mjolo ,lock manyanya
Baba avo is a moving grave kkk
Aaaaah vavasati watowa nevana pakaipa uyu murumekaaaaa imboko
Dzimwe key idzi key idzo hurombwa munopedza vana ne mhuri
Nzvimbo iyi ykazara chihure nekugadzina zvese
Mrume ngaasamamya zvokuroyewa ,mambo magona kuti vanhu ngavaende kuchipatara .
Kkkkkk bota rodiwa
Pane uroyi Pantanal iyi mwana akafa sei
Shamva neBindura ndeyelula Lula kwete zvekutanga
Mainini ndibatey hangu ini kana marambwa ndirimo mubindura umo
Mambo magona vanhu tinofa nezvirwere zvinoda chipatara tiri zvedu mudenial.
The man might be diabetic ndosaka irikuramba kumira, plus chigunwe chirikutaurwa icho. Plus hosha hombe chaiyo might be at play, mwana akafa uyo. Havasi kubuda pachena vanhu apa, vanenge vakazoranazorana zvavo😂😂😂 and maiguru vannenge varikutotya kuenda kunovhenekwa
One man down, I repeat one man down 😂😂
Murume uyu anotopenga. Mambo vanoziva kuti nyaya dzokuroya ndedzenhema. Munhu anorwara fungwa.
Munhu anouya mudare ototanga kuita POETRY instead of answering simple questions, kureva kuti anotorwara.
Uku kunotongwa kuba bota nema barika chete ❤❤❤
Kkkkkkkk ndati ndini ndoga ndozviwona
Ma1 vanotonga manyama
Mukadzi mkuru arikuziva zvaakaitq
Asi chief kaaaa hanzi zvunhu zvese azvisumuke
Ngaanake amainini avo?
Scientifically the chief is correct
Baba murwere avo
Tumatare twenyu potai muchifambirana nemutemo wenyika..zvekutaura roora siyanai nazvo
ndipeiwo number dzaMainini ndiwapedzere
Kkkk key, tsono
Ukudei pamdara uyo?
Vakadzi tine nhamo chokwadi baba avo murwere avo
Uhm maiguru vandibata bata hngu, varikurwadziwa
Panopera 5 years kumamisha kunenge kuchigodhoma Aids They are very careless adults out there. Zviweti zviri pama 1 mudzimba umu.
Yooo ndonyara
Nyaradzo group ma1
Machine wakagadzirwa
Chief Bushu vane kahu romantic kari pavari sooo, vakafitira kutapira parudo apa
Hezvo mweya wechihure watangaa
Hezvoo ko ndokwayave. 😂😂😂.
@@JudaMugomba
Kkkkkk mhepo ye night shift
Kkkkkk
Kkkkk
Murandarume 😢
Ok
Saka wakasungwa nani kwese hausi kushanda
Ndaano rapwa TB uko
Vakadzi 2 unovadii nhai iwe saskam. Ko 1 wanga wamupedza here?
Irombe
yaaaa varume hakuna shuwa
Higher quality video and audio
Murume
Ndri kureurura ku testa baba aids nemaziso😂😂😂
😂😂😂😂😂
@killer t