Kkkkk ko mai loki kuzoita chirimi immedietly when she is about to reurura .Mwana ane mutupo wemakanyanise. Madzimai Eureka uko uko uko, musaite girls high paboys high
Let me start by giving a round of applause to the rich talent in this skit. Handizve kuti ndononga upi ndichisiya upi. Mbuya vaPiyasoni kuva pasi pehlava kwatoshaya basa makaenda kuMasowe kwamunohodha guhwa nebhero 🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣hanzi kana makaba marata ingotaurai kuti makaba
Mufaro kwamuri kwacho mbuya Piyasoni vodozarigwa 🤣🤣🤣🤣🤣
Munhu uyu anonzi mhosva akambobvepiko kkkkkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂
Kkkkk tsverukai madzimai aaaaah avaa prefect pamasowe🤣🔥🤣🤣🤣🤣
Kudada nechitadzo for me🤣🤣🤣🤣🤣
😂🤣🤣prefect wepamasowe haiiii kkkkkkk madzimai ndohwa kuzarirwa
Mufaro kwamuri kwacho 🤣🤣🤣
Madzimai Eureka ma1 💯💯💯
To those who repeated lets gather🤣🤣🇿🇼🇿🇼
Kkk madzimai eureka vanonzwa kuzarirwa nekutaura 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣l love this combination mhani 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥munogonesa guys
Vanhu havasi kureurura zviri straight shame 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥prefect wedu imbava apa madzimai Eureka hanzi mufaro kwamuri kwacho🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Unotoseka even uriwega
@@tindok2826 🤣🤣🤣 shuwa
🤣🤣🤣🤣🤣this z too much
With subtitles. You will make a lot of money. This is classic. Very funny and well done
Prefect vedu imbavha akomanaka😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk ndaseka zvangu
🤣🤣🤣🤣🙌it's the "ah" and "Mwari wangu" for me 🤣🤣🤣🙌
🤣🤣🤣I cant stop laughing the combination is just lit..Kuty Kondo,Mai Loki,Mai Vhai kuzoti Mbuya vaPipi🔥🙌🙌🙌
Eureka to the nation of Zimbabwe 🇿🇼 Winky D💥💥💯
Aaaaa prefect wacho imbavha kkkkk
Mbuya Piyasoni Kwai Ahoyii maComrades 😂😂
😂😂😂🤣🤣😂 vanopenga avo
Titende ko mbuya vapiyasoni ndanga ndisina kuvaona🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂🤣😂😂🤣Yakagokwa iyi kkkk mhosva kwakuseri kkkkk
😂😂😂😂😂😂 madzimai Eureka mandikuvadza nekuseka makanyanya gyz🥰🥰
Watching for the 20th time ....Mai lokiii🤣🤣🤣🤣
Chakanyanya 🔥🔥🔥
Madzimayi Eureka
Madzimayi Dolly Parton gegegegeh
Am here for madzimai Dolly Parton 😊
Vanenge vanotonamata ikoko🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂 ndohwa kuzarirwa
and munondinakidza shame ndaseka ndaseka futi🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣madzimai Eureka waremerwa wakutoda kupakura kkkkk 🙌
Asi mai Vhai kaa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂bodo kkkkkkk
Hakuna church yakadaro you made my day you guys
Hanzi siyayi chirungu..spoke out🤣🤣
Kkkkk haaa ende soo combination mbuya piya & mama vee
kkkkkk mufaro kwamuri kwacho😂😂😂😂😂
Mufaro kwamuri kwacho 😂😂😂😂😂 Mbuya vaPiyasoni
Madzimai Eureka vane half gig, munofumurwa mese 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi prefect wedu imbavha kkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Munotigonera anhu woyee 💥💥💥💥💥💕💕
Spoke out 😂😂😂😂😂
mbuya piyasoni ayas ma good girl pa boys high 🤣🤣🤣🤣
Kkkkk ko mai loki kuzoita chirimi immedietly when she is about to reurura .Mwana ane mutupo wemakanyanise. Madzimai Eureka uko uko uko, musaite girls high paboys high
Madzimai Eureka mazarirwa hr 🤣🤣🤣🤣
Maiweeeee mbuya piyason aakutootaura kkkkk
zvisineyi Mufaro kwamuri KWACHOO🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂nhasi ndafa nekuseka ndazomuka ndakuiswa mumochari aaa Mai vv
Ahoooyi ma comrades pasowe here madzimai Eureka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Prefect wedu imbavha🤣
😂😂😂😂mufaro kwamuri kwacho
Reaction ya mbuya piya pasimuka Mai vhai vachireurura....am in stitches 😂😂
,+
Let me see futi
Mandikuvadza mbadvu nhasi🤣🤣🤣🤣🤣 rambai muchiitirwa nyasha mese henyu 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Kkkk Kk madzimai Dolie vakapinda nemwana anemutupo unenge makanyanisi
mufaro kwamuri KWACHO!!!! 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 stitches.
😂😂😂😂Rufaro kwamuri
Todohwa kuzarirwa
spoke out ,
'siyai chirungu'
😅🤣🤣🤣 i am failing to can🤣
😂😂😂😂😂 madzimai Eureka mowa kuzarigwa 😅😅
🤣🤣🤣🤣🤣madzimai Eureka vanozarirwa
kkkkkk madzimai Eureka vakuda kuita download
🤣🤣🤣
Inii ndendakangotarisaa hnku mama veee excellent 😅😅
😂😂🤣🤣🤣😂🤣 Iiiii haaa mbuya piya namhosva you won't go wrong pandangovaona ndotoseka ndisati ndplayer video yacho
Kķkkkkk
Kkkkkkkkkk mbuya vaPiyasoni mazarirwa neguhwa here
🤣🤣🤣 Mbuya Piyasoni i surrender kkkkkk
😂😂😂😂hanzi prefect vedu imbavha🤣🤣
Kkkkkk imagine
🤣🤣🤣 spoke out here nhai prefect 😂😂😂😂 ndachema zvangu
Kkkk ndachema zvangu
Madzimai Dori Parton 😂😂
Kkkkkk
Madzibaba kondo straight chireururo😁😁😁😂😂
😂😂😂hanzi manyanya kuita prefect
Madzimai Eureka keep it up 🤣🤣🤣
Dai ndirini bamunini ndaidzorerwa mari yangu kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣 Zviriko here izvi
Nice one .good advert . Ya bhora mberi
Hanzi good girl paboyz high🤣🤣🤣🤣🤣
Mbuya vapiyasoni hanzi ndikanzwa nyaya ndonzwa kuzarirwa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vakutomhanya Naya
Mbuya Piyasoni ne 1gig yavo. Mese munofumurwa. Nhasi mandisetsa hangu. 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk ndafa nekuseka vanhu we
Mama vee hakuna anopisirana newe😂😂😂 ndikaswera ndisina kukuona zuva rangu harimbofambi mushe. You make me lough of my sorrows 😅
Kkkķkķ kureurura kupinda mumusha mevanhu nemwana anenge makanyanisikkkkk nyanyest
Madzimai Eureka speed bhoo here apoooo kumhanya nemakuhwa ndapotsa ndakanda Audio pano kkkkkkk Big up Mai Vhai nechikwata
Mudzidzisi wacho kubva apfira vanhu kudaro kkkkkk zvakaoma, nekuba mbudzi inodya payakasungirirwa
Kkk mbuya Va Piyasoni ku mberi munoda ku rohwa ne bapu re gwai. Aiwa munotigonera mhosva tv.
🤣🤣🤣🤣madzimai eureka kaah
Ahoi macom 😅😅😅
🤣😂🤣😂 finish vatozariwa😂😂😂😂
I can't stop laughing mama Vee never disappoint us 🤣🤣🤣
Isowe ripi rinogara varume nevakadzi wakasangqna😂😂😂😂😂😂
Mbuya vaPiyasoni budo chokwadi 😂😂😂😂 you made my day guys 😂😂😂😂
Haaaa it's the song for me mama Vee and mbuya piyasoni
Well done , munogona vanhu imi
This combination i surrender shym 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk haaaa ndafara zvangu mbuya vaPiyasoni varemerwa
Madzimai locky vane vibe chairo 😂😂😂😂.....
Mbuya piyasoni vogwa kuremerwa😂😂😂
Aaaah l surrender😂. Iyi combination iri "dangerful" not dangerous.
Mbuya Piyason is a predicament.
PA church apa pakaoma😂😂😂
Siyai chirungu siyai chirungu 😂😂😂
Mbuya Piyasoni is now singing that song too🤣
Prefect wedu imbava 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkk mbuya Piya hamuite
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 aiwa pakuda full movie apa
Kuita kunge murikudada nechitadzo🤣🤣🤣🤣
Maiweee hokoyo namadzimai Eureka
Mupfidze kureurura 🤣🤣🤣
Madzimai eureka
🤣🤣🤣🤣ndaseka nhasi this combination Yoo I lapusvusvu
Let me start by giving a round of applause to the rich talent in this skit. Handizve kuti ndononga upi ndichisiya upi. Mbuya vaPiyasoni kuva pasi pehlava kwatoshaya basa makaenda kuMasowe kwamunohodha guhwa nebhero 🤣🤣🤣🤣🤣
Madzibaba stay in your lane🤣🤣🤣🤣🤝🏽
Mbuya VaPiyasoni The Best of the Best
Good gero pa boyz high🤣🤣🤣