Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
This guy is exceptionally talented!! 👏🏽👏🏽😂😂😂😂🙌🏽❤️❤️❤️
Talent mhamha Vee. I won't miss watching your vedios Thanks
😂😂😂😂😂😂shiri yakabvuta rekeni rwendo runo ndiko kwatave uku 😂😂😂😂😂😂😂 kwabvawo baba avo vatadza kuchisa mudhebhe hre 😂😂😂😂😂😂😂😂
kkkkkk zvakaoma
Kkkkk trouse rinenge rangotorwa mubhero kwaakutopfekwa kkkkkk
Kikkkkk kwabviwa kwacho kune materms and conditions.... havaitiswe zvisiri pa job description....ironing is not part of it
😂😂😂😂😂
Manner from heaven 🤣🤣🤣🤣😅l love you mama Veee
Our own Madea. Extremely talented❤❤❤❤
I love this man he is crietive I keep watching his videos because I feel good watching him.
You nailed it .sando dzako mai vee.
Haaa Mama Vee has it all.She has got the dose for this kind of husband's 😂😂😂😂
My favourite munhu Mai Bhai🤣🤣🤣🤣munotivaraidza Mai vhai
Ndozvavanoda izvi zvino vamwe varume vanobva vadya kkkkkk
Chadonha mudenga mana from heaven 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haa mai Vee ndimi muneyese shame ndatenda hangu wena 🤣🤣🤣🤣😅
Munogona mai Vhai kkkk enda kumba kwamai vako uone kuti ndinosara ndikatambura here ndizvo
Mama vee mavakumberi. Mune chipo chenyu . Tinokudai mama vee. Ngazviende mberi
Haa mainn vanzwaa chokwad 😂😂😂😂nekutumwaa ....ko murumee wachoo kunge kupusa 😂😂😂😂😂
🤦🤣🤣🤣🤣🤣ndava nyarira baba avo mai vhayi wakuita zvezvikomba here
Kkkkkkkk more fire rambai muchitinyima Mari vanababa 😂 munosvika tauraya mombe
🤣🤣🤣🤣🤣. Mama Vee chiendayi munorara mumba kkkkk kwa ndazosipakwa🤸🤸🤸🤸🤸
Im actually adicted to his acts, will be checking every now and then if there is something new posted on his page
Honestly mama Vee you keep me going thank you 💕💕💕💕
😂😂😂 wakabata zai kana razor ndiani 😂😂😂.shame ndazonzwa tsitsi baba vai vacho kuzove very humble
Kkkkkk mari yave kutengeswa banduro kwaaa kuita kusizwa murume uyo,asvoda
😂😂😂Ndafarira mhinduro dzenyu mai Vee, 🍾
Kkkkkkkkkkkk maiweèee zvarwadza murume mukuru ungatoita zvekumbovhunza chikafu ko kungodya munhu anyerere
Munogona mama vee 😂😂😂😂😂😂 kunonzi kuranga murume benzi mapedza dzungu rake kusvika apeta muswe
😂😂😂😂 Vaudzei chokwadi mama vee ngavazive zvekudya chete kwete kubvunza zvakawanda🙌🙌🙌
Mai Vee mapedza masports 😂😂😂😂😂😂😂😂 zvekuvhundusirwa hakuna kkkkkkk
Mai Vhai to the fullest haaaaaa mandipedza, enda kumba kwamai vako uone kuti ndinosara ndikatambura here
This guys acts more than most woman, she, sorry he makes it so real.
Yahhh anogona mface uyu
Mai vhai booo here kkkk
Yes
I think people are talented in different ways.
True
Mama Bee to the fullest 😅😅😅😅😅
If you hurt Mhosva you will get confused 😂😂😂😂😊
Chadonha mudenga 🤣🤣🤣🤣🤣mai Vhayi can act shame 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Akajaidzwa murume uyu so kufarira kuona mhuri ichitambura hazi ndakasiya pasina mari😂😂😂😂 so tomirira humbwende ihwohwo 😂😂😂 love you mama Vee
Irozibhurukwa rakaita seratsenkwa nedhongi nxaaa
Wakabata mazai ndiani😂😂😂 nyadzi zvadzinoita so apa munhu ane mhosva.. Mama vee makanyanya
Mainini huyai nerice,,, Mainini huyai nedrink 😅😅😅😅😅😅😅
Kkkkkkkk excellent mama vee mana from heaven
Kkk yaa good size chaiyo ende mai Vhai you nailed magona munhu
💥💥 fire, fire mai vee, tell them, mari yavo totenga bundle 🤣🤣
Re $10 kkkkk Mai vee kuseri
Mama Vee chikafu chauya Manna from heaven 🤣🤣🤣🤣you never disappoint ❤️❤️
Kkkkkkk Kkkkkkk Kkkkkkk
Kkkkkkkk ndokut chiranga mapenzi kkkkk😂😂😂😂
Manna from heaven ha ha ha ha dzakairasa coz dzakafundisa mukadzi kugara ega
Machiwanepi chikafu chakanakaChabva mudenga😀😀😀😀😀Bundle re $10 haaaaa
😂😂😂😂 baba vada kutyisa nerekuti ndakuenda😂😂😂😂 hazvichashandi mukore uno .Mai Vhayi you are a rare gem .
Kkkk zvakaexpire kare biii
Mai vhai musadaro vavakuchema baba
Bundle re 10 mari 🤣🤣 kunyasosvotesa kkkkkkk munogona mai vhai
Mama veee u a the best 😂😂😂
Kkkkkkkk Kkkkkkkk 🤣🤣🤣ndookugona uku mai Vhai
Manna from heaven,,hoyooo mapedza mama vee
Hahahaha sis tindo. Vapedza ma sports kaaa mama Vee
Maswera here shefu kkkkkk shefu vachingatengi chikafu Mumba
Yu are gifted my brother
Anouya hanzi mwanangu dad vane nzara vabva kubasa havana kudya 😂😂😂😂😂 kuti akutaurire hazvibude vanhu ava 🙌🙌🙌🙌🙌
Chakanyanya wena 😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌
@@mancue9191 🤣🤣😂🤣🤣🤣
Kubvunzwa kuti wararepi kudhara ikoko kkkkkkk iwe idya wakanyarara nxaaaa
Mai Vee kaa Hai makanyanya 😂
😅😅😅😅😅 hanzi from Heaven 😅😅😅😅
Kkkkk bocha production bhora mberi
Anhuwoyee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi manna from heaven
Sando kunamai Vhai, hanzi ndakabva pano pasina mari, saka uchaita sei 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 Rega kudya aah
Akabata mazai reza kana tsono ndiyani kkkkk
Nekushayei chinonditsvakisa mari🤣🤣🤣wakabata razor kana tsono ndiani🤣😅😅
Kkkk chadonha kubva mudenga good mama veee Keep going
Mama vee u r so talented eish
Kkkkk mai Vhayi kwanzi tora rice padashboard
Kkkkkk mapedza masports mama vee good one
Good size Mai vee wedzera Moto munhu azivi zvaakuda
Kkkkkkkk Mai vhayiii soooo...ko Mari yacho yakutengeswa bhandol kuratidza kuti Haina basaaaaaa
Mama Vee you are the best of the bestest 💗💘 bhora mberi rambai makadzvanya ipapo
Kkkkk kkkkk kkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣 ko trouse kuwunyana hanzii kkkkk kkkkk
Small house haina iron 😂😂😂😂
Mai Vhai muneyese hanzi hapana akabata razor or tsono uye kusabvunze munhu kuti wararepi kupedza masports kkkk
Bhurugwa rababa uyo bhoo ere kuunyana😂
Ko sei vanhu musati maona ichi🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🌟🌟🌟 ndaseka hangu Ini maiveeee nhasi yabvita tekeni shiri 🤣🤣🤣
Kkkkkk idyayi makanyarara....haaa makazvitemba mama vee nemashoko enyu munhu anonyara ega shame
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kugadzirirwa size inokwana chaiko
Mhai Vhai vwanondipedza ini, ahaaaaa, ndikashaya new video, bviroto konzwa idi, rambai mwakadaro, muonokunda amwe anhu ese, ndospakwa zvangu, kumba tatone addiction, gggggggggggggggggggg
😂😂😂😂😂😂😂Mai vhai kaa munogona mapenzi
Mama vee you are so talented ❤❤❤❤❤
Mama vee u for real ...ndozvanoda kuitwa varume ava
Dash board ndeye mota 😂😂😂😂
Avo mama Vee ungavadii hapana
🤣🤣🤣akuna mukadzi akadai...idyai makanyarara....
Chokwadi kkk
Kkkkkkkkk
Kkkkkkl anekadzungu murume uyu manje adzikamiswa namai vhai pulloooooooooooo mama veee
😂😂 wow wow keep it up
Kkk mainini ipai dady chikafu hanzi chikafu chadonha mudenga.mai vee kuseri.hanzi ratova dramma idya munyerere chikafu chizere kumasitorokkk
Manna from heaven 😂😂😂😂
😂😂😂 mai vee nailed it
Ndaseka nhsi. mufunge mama vee 😁😁😁😁
Kkkkkk mai vhayi kaaa unondipedza zvangu
Rice pa dashboard, what a talent
Mai Veee...bunduro re 10 waya umwe wangu kkkkkkk
😂😂😂 mondinakidza zvangu ini mai vai
Ko deshboard mumba here kkkk
Kkkkkk
😂
kkkkkkk kuzonyatsoti huyai nechakati mupe daddy
Pane wakabata mazai here🤣🤣🤣🤣🤣
Unobvunzawo daddy mamuripi😂😂😂😂
😂😂😂 eheka chikafu chinobva kuma storo🙈
Rice riri padashboard🤣🤣🤣
Kkkkk pane akabata mazai er 😂
🤭🤭🤭🤭🤣🤣🤣🤣 shewe varikuita kunge varikutaura nemwana but vachitaura namai vacho
Kkkkkkk kuita kunyadzisa munhuAnhuwoyee
Kkkkkkkkk mhamha veee to the fullest
😂😂😂😂manner from heaven kkkkk
Mama vee realy 😅😅😅 yah ndiko kugona munhu 😂😂😂
Hahaha 🤣 ndozvavanoda varume Ava kkkkk
This guy is exceptionally talented!! 👏🏽👏🏽😂😂😂😂🙌🏽❤️❤️❤️
Talent mhamha Vee. I won't miss watching your vedios
Thanks

Machiwanepi chikafu chakanaka
Chabva mudenga😀😀😀😀😀
Bundle re $10 haaaaa

Kkkkkkk kuita kunyadzisa munhu
Anhuwoyee