I agree.i am a 100percent christ but we all know blood was shed over this land.our ancestors sacrificed for us to be free.honestly we should put respect 🙏 🙏 on our ancestors
Munhu achatonga Zimbabwe aripo kungoti ari mu processes yeku pinda.Ndini ndiri kumuziva vamwe momuziva kumuona asi hamusi kuziva kuti ndiye akasarudzwa.Right now munhu iyeye haasati ane political party but ari kungoitawo ma highlights munyika imomo.
@@mariashereni7140 😊😊😊 Sure munhu wacho ari ku tryer to highlight people but some they support him and some they not.They always putting him down so that yofa yaka loader.Soon he will rule it.
Queen died today and this guy said it. Taurai tinzwe. Even Jesus pane vanhu vakamuramba achivaudza kuti ndini mambo ndauya. Hahaha guys pakaipa apa. You mukumuramba ka nekuti mwana and mutema akafanana newe.
Vechidiki musatuke svikiro....munhu uyo Mukuru vanunguna zva Chamisa hazvishande kana pasina kugadziriswa another 40 years of Chamisa zvichinetsa kana mukasa terera
Nguva yese maivepi makuda kutaura nekut kwane ma eletions for the past 4 years dzese mainge makangonyarara muchigara kumasowe enyu now kwane eletion makuda kutaura zvekumama manje
Kana washaya zvekutaura wadii kungo nyarara zvako. Who are you to disregard other people's point views? Ko macompany akavharwa munyika same Zanu yavapo pachigaro sei usingaone kutadza kwayo. Shame on you.
Iwee unonyepera vanhu iwe kana wakaudza na Mwari kwakaenda US17billion yachoo taura kaa Unonyepa iwewe wakatadza ku porofita nezve hondo yeku Ukrean ne Russia wakatadza iwewe unotya kuurawa nana Mnangagwa kutii anokuuraya usanyepera vana va Mwari iwewe Uri mu Zanu pf iwewe saka vakakupa ma mines iyo Zanu iyoyo TB Joshua ndiye ega aka porofita chokwadi pakati pe Ukrean ne Russia 2013 bt hondo yacho yakatanga this year Ibvapo iwee ma bond ana Mnangagwa
Jesus is the Lord.Mwari vanogadza munhu wavanoda kuti atonge vachibvisa munhu pachigaro wavasingade.For your own information Mr Bond God has rejected the current president and his Zanu Pf government.I saw a new Zimbabwe and I saw a new city being built in the rural areas.God has already anointed President Chimisa to be the next president.Believe it or not Mr Bond this will come to pass not what you are saying.You are not under the Spirit of the Lord but under a certain spirit.You are actually confused.
I agree.i am a 100percent christ but we all know blood was shed over this land.our ancestors sacrificed for us to be free.honestly we should put respect 🙏 🙏 on our ancestors
Madzibaba bond vanotaura chokwadi musavatuka avo😢
👏🏾👏🏾👏🏾Ndiwe muporotita we chokwadi panyika yedu yeZimbabwe. Ndiye 1 atanga kutaura chiporofita chechokwadi kuburikidza nenyika yedu. Baba ava vanopihwa chokwadi nyika ye Zimbabwe ndeye mudzimu dzokerai kuchivanhu chedu tikangodaro tichave nekusunungurwa. Ndatenda hangu baba muporofita ramba muchifamba nedare ramuri kufamba naro. Ndatenda hangu 👏🏾👏🏾👏🏾
taurai kwamaswera imi vanhu
uchazorangarira tsananguro dzamurikushora idzi mangwana zvaitika porofitai zvamoziva imi💞☝️☝️☝️
Chero varungu vanozviziva kuti nyika inechivanhu
Uyu munhu ndiye anechokwadi chenyika yedu uyu. Nagatimuteerere. Tinoyambuka.
@@jabumidzi ngatifambei naro gobwe renyika yedu vanoshora vachasara vakadaro 👏🏾👏🏾👏🏾
Baba midzimu haina kumbosika nyika ino, nyika ino ndeyaMwari.zvekuti Zanu haibve izvo ndozvimwechete zvekuti Mugabe aiti ndichatonga kusvika Amen,aripi izvozvi.zanu haitongi kusvika kare, zvichapera baba.
100% truth wena, Youn can say that again
Unonyepa iwe kana pasina charity kuona regera kunyepa. Rev Ndabaningi Sithole vakange vari mufundisi . Kunyepa kwako Mwari ngavakubatsire utendeuke mupfanha. Unonyadzisa iwe mupfanha. Uchaona yave kutongwa
😂😂😂😂 dzopenga idzi dzakutya kusungwa dzaku supporter zanu
God is greater than the devil and his hosts, No demons have Power, the devil's purpose is to confuse people through demonic utterances such as these.
ngenyi muchiramba
Vanhu ve ZANUPf vamurikuti ndi Mwari akavagadza Pavari apa, munoziva kuti Mawoko avo azere ropa rakawanda uyezve Mwari haatodi kuvawona mumaziso ake.
Chivanhu varikuita kumashure uku saka vakaisa chi statue chambuya nehanda, asi nyika irikutonyanya kudzikira. Dai pasina vanhu varikunamatira nyika dai makaita hondo inotyisa nekuti Mugabe aive nevaimutsigirawo. Vaitoda revenge. Nyaya dzenyu dzekupfeka magemenzi muchiita futi hun’anga Mwari we kudenga anosemeswa nazvo.
Seeking relevance , ko iwe unoitireyi zve church kana uchiziva kuti nyika ndeye vadzimu .
Taura zvako iwewe
truth
Hehehede my people perish due to lack of knowledge.😪😪😪😪
😂😂😂😂
Aaaah mwari akasatunganidzwa mberi mungaitei pasina mwari
Anofanira kutariswa njere mukomana uyu Zimbabwe ine basa zvaarikutaura zvakangofanana prophet Madungwe vanofanira kusungwa vanhu vanounza kusagadzikana munyika
Munhu achatonga Zimbabwe aripo kungoti ari mu processes yeku pinda.Ndini ndiri kumuziva vamwe momuziva kumuona asi hamusi kuziva kuti ndiye akasarudzwa.Right now munhu iyeye haasati ane political party but ari kungoitawo ma highlights munyika imomo.
KkkK ndiwe uneyese
@@mariashereni7140 😊😊😊 Sure munhu wacho ari ku tryer to highlight people but some they support him and some they not.They always putting him down so that yofa yaka loader.Soon he will rule it.
Urikuudzwa zve kutaura kuti vanhu vasa vote.
Ko VaBond kuzoti vakuru vauye tizogara pasi .muvhunzo wangu mangodii kungoigadzirisa tigozowana simba rekukuteyererai takaguta tichiti ndimwi maunza kuguta
Faro nen’nga dzake vakatadza kufembera kuti vachapararira mumvura
Tinotenda madzibaba nekuzadzisa basa ramakatumwa tinongoti dayi Mwari nevadzimu vakusinbisayi kusvikira nyika yedu Tanaka nokuti shuwa sevana veZimbabwe tatambura zvakanyanya
Shuwa lts true
Tsek
Haaa bond wakupenga
Queen died today and this guy said it. Taurai tinzwe. Even Jesus pane vanhu vakamuramba achivaudza kuti ndini mambo ndauya. Hahaha guys pakaipa apa. You mukumuramba ka nekuti mwana and mutema akafanana newe.
kkk u thought queen would not die? even you, will die kkkk he is talking nonsense after having been fed with zanu pf. foolish
Guy um confused now, I just don't know what to believe
Hamuzi makuzvinyanya madzibaba.all along u wre quiet now zvakufamba sei
Madzibaba endai munoita zvechivanhu musadaro plz isu zano kwete taneta isu nezano vaporofit siyana inezve matongero enyika hausi mwari iwe
Bond ahuna chaunoziva iwe ne ZANU yako
Tsikamutanda uyu ndamushaira mashoko nhema dzake ne confusion yaarikuda kudyara muvanhu yakanyanya kudarika zvinoita satan.
Saka Zimbabwe yakasikwa nemidzimu
Veduvee Mhondoro iyi tikateerera zvaari kutaura, zvinhu zvinogadzirika.Munhu mukuru uyu .Munoona seanopenga asi haapengi. Muimbi umwe wakati,pane akaudzwa hondo nebenzi akati kunyepa,izvo benzi iri raitoporofita. Ngatitevedzerei zviri kutaurwa namadzibaba Bond .
🥴🥴🥴🥴🥴🥴🥴🔔🔔🔔The lord is coming soon....
Vechidiki musatuke svikiro....munhu uyo Mukuru vanunguna zva Chamisa hazvishande kana pasina kugadziriswa another 40 years of Chamisa zvichinetsa kana mukasa terera
Ini ndiri kungoda kuti nyika inake kana pane zviri kunetswa zvigadziriswe zvekuti yatongwa nani handinei nazvo so long takuraramawo zvakanaka
Blaz muri kutsvaga mbiri. Tiri kuvhotera CCC 💛💛💛.Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼👎
Unonyepa iwewe bond.hapana chisingaperi shamwari.urikutsvaga mbiri yehurombwa iwewe.
Nguva yese maivepi makuda kutaura nekut kwane ma eletions for the past 4 years dzese mainge makangonyarara muchigara kumasowe enyu now kwane eletion makuda kutaura zvekumama manje
Mari takadya wangu mudzimu weyi usatitambisira nguva
Though shall not worship the dead or marine water spirits
mhata yamai vako bond
I skunk here yamuri kushandisa mkuru
Chokwadi ichi Zimbabwe ndeye ropa ngavauye vakuru mugadzirise nyika yedu iite tinotenda
Kana washaya zvekutaura wadii kungo nyarara zvako. Who are you to disregard other people's point views? Ko macompany akavharwa munyika same Zanu yavapo pachigaro sei usingaone kutadza kwayo. Shame on you.
inga akutaura wani nhai dofo iwe kuti ingozi mhepo yenyika yaiva yakatorwa kunze assi hausi kunzwa here, iya chamisa anongotaura zvebanana chakuti chakuti mukotei nhau dzake paRally kudhara uya zvaanotaura childish
Midzim irikosure anambuya nehanda vaiva vanh vemudzimu wani
MIDZIMU upi wakapa Zanu simbarekutonga iyo Zanu ichiwira vanhu
Bond hama uri kuita zvakanaka asi dzora tsoka zvishoma hama yangu asi kana riri Inzwi hazvina kuipa
Are you related to Madungwe broo
Anorwara uyo
Mari haina kurasika asi yakabiwa nevarikunyepera kuitsvaga vacho.
Ngaidzoke ka mari yacho tirarame nhai madzibaba .munhu unoteyera akaguta kwete kuteyerera akasunga dumbu
Zvinenge zvino meka sense hameno chiprofita here
Vanhu murikutuka bt chivanh chirik
Iwee unonyepera vanhu iwe kana wakaudza na Mwari kwakaenda US17billion yachoo taura kaa
Unonyepa iwewe wakatadza ku porofita nezve hondo yeku Ukrean ne Russia wakatadza iwewe unotya kuurawa nana Mnangagwa kutii anokuuraya usanyepera vana va Mwari iwewe
Uri mu Zanu pf iwewe saka vakakupa ma mines iyo Zanu iyoyo
TB Joshua ndiye ega aka porofita chokwadi pakati pe Ukrean ne Russia 2013 bt hondo yacho yakatanga this year
Ibvapo iwee ma bond ana Mnangagwa
Look at yu poor minded are we in Russia here
vakasarudzwa nani duzvi
Uyu munhu ndiye anechokwadi chenyika yedu uyu. Nagatimuteerere. Tinoyambuka. Zvinhu zvese zvaataura ndizvo chaizvo. Nyika ino inoyera uye yakadiwa naMwari zvikuru. VemaChurch havana chavanoziva mayererano neIDENTITY yeZimbabwe. Haisi mhosva yavo ndoosaka vachitomhura Mbuya Nehanda. Ngatibatei pamwe nemurume uyu nyika yedu iyambuke. Mwari ngaakudzwe norudo rwake kwatiri kutitumira nhume iyi.
Haaa ndoona sekut madzibaba makureswa manje tozviziva kut magara muri muzanu imi tozviziva
Nhamo yapinda mupfungwa nemuropa revana veZimbabwe shuwa.Shuwa munhu akataura chinhu mototuka nezvinonyadzisira shuwa here guys???Anoziva ndimwari kut achatonga ndiani nyika ino plz stop hunhu hwenyu right now mafamilies akawanda haachawirirana cz umwe ndewe Zanu umwe ndewe CCC or any opposotion.Right now ukataura kut haude opposition unotukwa zvisingaiti guys ko vakafuma vaakuworirana vabatana CCC neZanu munozoitaseyi imi muchidayi so Politics is a dirty game guys
very correct, uyo atumwa ne Zanu to emptilise the straingth of the opposition parties
@@obertmagara6638 horror zvazobuda muna 2023
Kkkk pane asina kutumwa here muno muzimu musatambe nesuiwee kwana
Iwewe na java tirikukuziwai mapostori ese tikukuziwai
Iyo nyika chero mukaivhara zvongoita futi
CCC ndiyo yaticha votera unomama iwewe ne Zanu pf yako
Koo zvaiti ndiwe ukufanirwa kutonga zimbabwe koo zvachinja papi fut nhai madzibaba makachidzwa ne bag kaa mnj manyangira yawona hatizi vana venyu isu ccc ngapinde mkoma
Bond unoda kumbokandwa mutoilet
Jesus is the Lord.Mwari vanogadza munhu wavanoda kuti atonge vachibvisa munhu pachigaro wavasingade.For your own information Mr Bond God has rejected the current president and his Zanu Pf government.I saw a new Zimbabwe and I saw a new city being built in the rural areas.God has already anointed President Chimisa to be the next president.Believe it or not Mr Bond this will come to pass not what you are saying.You are not under the Spirit of the Lord but under a certain spirit.You are actually confused.
Wapihwa chikokiyana here nezanu
Munonyeoa unofunga kuti vanhu vanga tambura kusvika Patasvika apa iwe uchizviti urimwari .Isa wega musoro pamwe .hakuna chiporofita chadaro kunyepera vanhu
Gadzirai makanyarara .masoja akapfura vanhu.mwari vanoziva it happened during the time of Pharaoh vaitoveko vakadai vaiita mashiripiti.
Chivanhu chinotogwa nechivanhu saka musa sanganisa izwi ramwari nechivanhu ndinotenda kumzwi ama taura mbiri nekuzvikudza zvakafa zvisinei mataura mazwi anobatika ndaombera
Baba vamunongoti baba ndevako wega here bvaapa
Unenhamo yei Mari dzaunobhadharisa vanhu
Mwari vane nhamo munhu wese anongotaura zvemusoro wake achiti atumwa naMwari
Kwakatanga zvihuta IWE diamond 💎 rakatozouya zvihuta zvararamisa vana
Manja kuGombwe guru rine nhau dzendonga yenyika takotama mambo wangu muera save
Nxaaaa morwadza vanhu imi vanhu nxaaa munoda kumbobatwa nese nehurumende iyoyo mumborohwa kusiya matandadza 😡😡😡😡😠😡😠
Kwana iwe washaya nyaya here?
Warasika chinamato iwee politics dzawakutumwa kutaura idzi,kana iwe ichidya uchiguta kumbakwako nyarara, 95 % yevana ve zimbabwe varikutambura,urimutengesi
Iwee chimbomira vanhu vatange va voter,usade kurasisa vanhu iwee
Bond uyu????????
Vakasarudzwa nani iwewe uuuu wakunyanya
Akutopenga uyu nematamburiro arikuita vanhu otawura nyemba idzii
Ini handinei nazvo chandoda kut nyika inake
Vanhu varikurwara vachifamba wedu wee.
Haaa atumwa uyuu..usatinyangadza
Futsek mupfanha iwe uridhodhi mugodhoyi
Shit kabhurungwa tibvire apo vatengwa hre iwe duzvi nezanu yako shit pamberi ne triple c
Uyu anorwara uyu anofanirwa kunorapwa njere
Mmmm magutiro enyu akashata vakuru ngapinde hake mukomana not nhema idzo
Haaaaaaaa mari yakaenda muhomwe baba
Baba marasika zvakanyanya makutaura zvevadzimu futy,zvematongerwo enyika siyanai nazvo baba
Saa iiwe wakaratidzwa ppachiwanhu here..
Uchafra kujeri
Musatonyoko
Uku kutengwa ne zanu makuona. Uyu atengwa uyu
Kwemakore manganese muchi promoter mbavha
blaz arikuwanza mbanje uyu
Mwari itai kuda kwenyu taneta nemaporofita Aya hatichaziva enhema neechokwadi
Madzibaba bond ndokumbira no dzenyu ndinehope dzandinadzo
Shamwari kunyepa nekusakwana vanhu vari kutambura but iwe uri nu;;! Kutaura zveujende
Saka urikutii
Kkkkk
True man of God not zvana papa
Iwe ukutambudzika nekuda kufahako wakubata motoiwe
Dzikama iwe ndiwe ani iwewe wazosarudzwa naMwari kutiudza izvozvo Asi wakadyawo Mari yacho kamuzanu kemunhu
Zvichapfuura hazvo