GOMBWE BOND ROTAURA KUTI NDINI NDAKAURAYA N'ANGA YECHIPINGE INONZI CHIBVUMO NE MHENI | INTERVIEW
Вставка
- Опубліковано 5 жов 2024
- GOMBWE BOND ROTAURA KUTI NDINI NDAKAURAYA N'ANGA YECHIPINGE INONZI CHIBVUMO NE MHENI | INTERVIEW
#madzibond #bhozhongora #starfm #tetetildahlive #tetetildahlivestarfm #karangandatv #drewmastv #slymedia #madzibabamagirazi #madzibabamoze #madzibond #bhozhongora#starfm #gombwebhonda - Розваги
Ndonzwa kufara listening 🎧 to Gombwe renyika ,dziva save muri mwana wangu I'm happy for you
Hoo ndi msaigwa Avo
Manyepo nhasi zvripi
This guy knows what's going on. U will see everything going to pass. I once hrd someone prophecy abt this. Gombwe vakato nyanya manje
Ah maZimbabweans let's take this guy srs cz nyika imwe neimwe ine zvinotongamo that's why muchiona kunana England kuriiko kune maProphet bt zvedu ndezvevadzimu nemasvikiro so ini hngu ndinekutenda kwakazara mauri Gombwe uyezve nyaya yauri kutaura yetsvimbo nekugadzwa kwapresident mutsva after a century ndakairota zvechokwadi asi kungoti maZimbabweans akatakurachirungu zvisiriizvo
Very interesting. I remember a story about King Arthur and the wizard merlin. Our own stories are not packed in nice robes. We are a people with a forgotten faith. A faith deemed unclean by those who aimed to conquer us. The issue about faith it's not about them but us as a people. What do we believe in?
Mwari havasanganiswi ini hangu handizvitendi tiri kuda shanduko mu Zimbabwe Pamberi na President Nelson Chamisa
Pamberi😘♥️
Ndini mhepo yenyika
Zvanga zvichida Tete Tilda,Sparks vaita mutete panyaya dzacho.
Achakurawo sparks , vanaTilda neDrewmas ndiwo maDhara
Kkkkk i gus
Ini hangu handisi kushoora but ndine problem ye kunonoka kutenda mheno zvandingori so😊😊
Kklkkk kkkkk kkkkkk saka takafanana kkkkk kkkkk
Uri good xaaaaa vanhu ava vanozviisa pamberi panguva yavanenge vachifanirwa kuisa mwari pamberi so zvinoshupa
Rember santinc iri ko guy ndononoka kuunderstander zvinhu vanhu ityai mwari midzimu vakuru vedu vaita asi zvemazuvano zvazvisayana mwari uyu anoonesa
nhasi akunzi akupenga Bond uya
Sparks varikuda kubvunza kuti uriright right here iwe but simba racho havana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 facial expression inondipedza iyo kikikikikiki
Kkkk arohwa neconfusion
Kkkkkk ndazvionawo
Coz confidence inemurume uyo nezvaarikutaura so uuuuhm hatichaziva arikutaura naMwari pakati pavo vari 2 naMadungwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk usandinakidza iwe
Kkkkkk usandinakidza iwee
Mabvi ose achapfugama achiti Jesu ndiye Ishe ndimi dzose dzichapupura kuti Jesu ndiye Ishe ..l stand with Jesus this are last days Matthew 24
Taura hako wangu
Amen Jesu ndiye Mambo
True jesu ndiye mambo
Amen
Hoooo aaaaaah I used to wonder kuti y vaitora misoro yemasvikiro edu vachinoichengeta ikoko haaaa vakashata mhani vanhu avo,viva ica viva Zimbabwe 🇿🇼
Keep on going, his sayings have the lights of relief to Zim
A lot of confusion in these 21mins😅😅🙌🏿handina zvandanzwaaa
Kkkkk taura hako he is confused. If u listen very carefully to him unoona kt anotopenga chaiko kkkk
Expression yaSparks kkkk That moment yaunoita realise kuti i hev spent my resources and time on a wild goose chase🤣🤣
Isu chichemo chedu kuti nyika yedu inake,tanzwa nekutukwa nyika dzatiri
Dzokerai kuchivanhu chenyu
Pakaipa
Haunyepi ipapo, chotoda kti nyika inake chete
Gombwe to the fullest Vaenda Queen vabaya vazorora vafa
This is very true, UK was so hot recently
And its been cold here
SPARK KANA WAKAWANA TYM NYIKA INO NDEYEMATARE KUNE NZVIMBO INONZI CHIMIO KUMOZAMBIQUE KWAKAFIRA VANA VEZIMBABWE MORE THAN 10000 VANHU.UKAENDA IKOKO UCHANZWISISA KUTI ZIMBABWE CHIII,ZIKUTAURA VAGOMBWE ICHOKWADI.
This man Gombwe Bond is the real deal
yaa c kt hapana arkumupikisa....zviya zvana Chiwenga zvekutuka vanhu
Haaa Zimbabwe is an interesting country 😅😅😅😅
Kkkk Kune mafilimu
😂😂😂 movie yemahara
🤣🤣🤣🤣 kwanzi ndini Mwari kkkkk. Aaaah Comic pastor should recruit this man. He is a comedian
Gombwe to the fullest we are zimbabweans
Lol the confusion on Sparks' face!
He is excited to hear this😳😳❤
This guy knows what he's doing, he once mentioned about Micho. He is telling the truth and Micho used to address this issue and no one listened to him but Mugabe knew and that's why he had so much respect on him.
Mukuziva zvamurikutaura vanhu vakawanda Micho havamuzive
I wish this was taught from primary school. We need to know our heritage. I have never even heard that name Micho. Very sad.
We are ready for final results
Amen ndakambozvinzwa panemumwe mutumbi, Zimbabwe will be the bread basket of Africa again
I even read the book of prophecies it was written by the profet Elijah from Israel 🇮🇱 wachit zimbabwe 🇿🇼 shall be the bread basket of Africa nyika zhinji dzichauya kuzoponera mu zimbabwe. Wakataurazve about Mugabe asati Asati afa akati achabva pachigaro then obva azofa..uye zanu pf ichaparara yese wacharwisana pachawo.ndokuchinja kuchabva kwaita nyika so we should pray 🙏 as chamisa arikupinda pachigaro.
Dai zvadaro
Amana kaaa ini ndashaya remuromo guyx confussion is deep
Is he a prophet with rastas
Truly speaking um confused
Waiting for Chiwenga to comment
Sentimental Naviety
It will wont not work sorry it will work you will not work
Uuuum Chiwenga apa anonyura waita mutete chaizvo iri isvikiro reNyika hazvisi zve dramma izvi
This makes sense ...THIS IS TURNAROUND for ZIMBABWE .....THE TIME HAS COME ...THE PROMISED LAND .. ANGELICA uuuuuhhhhhhh( NJUZU)
I wonder what would happen tikavasanganisa namadungwe
Yeah ngawabosangane bond namadungwe panoita basa chairo
Panoita basa chairo
Imi madunge ane umwe wake kkkkk
Matauura zvechokwadi ipapo nyaya yekurasika njere yatekeshera
Biblically we have Madungwe lunatics and traditionally another one has emerged mwari pindirai
Uchafa nekushaya ruzivo. Ramba uchituka uchidaro hauipinde nyika ino rehwa iyi.Let me remind you a verse concerning you and your spirit: Every tree that my father has not sowed will be cut down in these times of judgement.Alelila 🙏🏿🙏🏿🙏🏿
This is too deep for our DJ.....the only people who can easily understand this guy are the ones who are the most looked down upon (mapostori nevemudzimu) because most of the things he is saying have been said in those circles for long. not saying he is telling the truth or not. personally i feel maybe he has a speck of the truth, i mean a definite maybe because i have been following and researching on these matters and what he is saying is within the info i have been finding
But ariku campenera Zanu zviripa feya... Ndochokwdi..
@@ladyk.b.2257 😂😂😂😂😂.... Ndiye ega anokoshesa vadzimu here, if your answer is yes then probably you are right but if your answer is no then he is only decampaigning Chamisa
@@crypticoptimist4408 kkkkkkk
Kkkkkk
Uuummm pataurwa chokwadi apa ,l agree with you
This guy aaaah I salute him.
Chokwadi ndechekuti this guy arikuda kuita mutongi wenyika fullstop by ginya by 🔥 ndochokwdi ... Ndosaka achitenderedza nyaya iyi.. wish Robhati was aravhi
Airhead dai bobo aripo
Zimbabwean is largely a Christian nation but nhamo yacho irimo kaaaaaaa yakatooma, kuooma chaiko chaiko . Zvimwe zvinoda kudzokera kuchivanhu chedu nekuti varungu vasati vauuya madzitateguru edu vaiziva kuti kuna Musikavanhu and they talked to Musikavanhu(Mwari) through our ancestors . Nyika imwe neimwe ine midzimu yayo, that’s why the British still honour the monarch ndochivanhu chavo ichocho. Pamwe pacho hazvidi kuudzwa asi kungoona wega kuti nyika iri kufanirwa kudzoswa kuvadzimu vanhu topira kuti tiratidzwe gwara. Because zvechurch clearly zvatoramba apa .
Gombwe iro ndabvuma Queen Elizabeth is dead guys
100% facts murungu ndiye muroyi akanyanya, mhondoro dzinonwa muna Save, even Maskiri always sing about this tradition
Sparks confused as ever kkkk🤣 the look at the gombwe killed me
😂😂😂😂😂😂
Nhai mwari madirei kutarisa zvakadai sure. Unopererwa ukaona munhu ari kutaura unopera power kkkkkk
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Ini hangu ndinoti zimbabwe has always been spriritually deep and we are the only country who lost our ways and traditions even the bible says youve got to respect your parents meaning even our ancestors so i believe in what hes saying have heard the same story from other sources before him too
Dai zvaibvira vanhu vambodzokera kumavambo
Not only Zimbabwe even your neighbors here in SA..we have lost our spirituality
Yaa chivanhu chinodiwa, i learnt the hard way
Mwari ndiye mubatsira musarasike ipapo kunyangwe maudzwa zvnofadza sei ,ar kumusoro ndiye Mwari
Strong words
Hapana kwatiri kuenda senyika 🙌
Kkkkkk
Umm ngaachiita action tione uku DJ Sparks akuda kubvunza kuti uda kuedza kuti chii bt akutoshaya pekutangira kkk hanz ndini Mwari
But the country is already producing billions from diamonds and gold
where is the billions going
I still remember song yataiimba tiri vadiki kuti Mhondoro dzinonwa kuna Save yaa now I understand kuti sei vaiti Mhondoro dzinonwa kuna Save
Ahh hapana kwatiri kuenda senyika🙌🏻🙌🏻🙌🏻zvino uksanganisa chokwadi nenhema zvoita senge wopenga, uchateererwa naani
Sparks amover from initial confusion to further confusion hàa apera strong hake
Ndoona sekuti dzakurwadza upstairs 🤸
Kkkkk!
Madzibaba Bond your Amen.
Qeen sezvamaka reva aaaa padudziro dzenyu kuti vachati siya ndatenda hangu.Nyika yedu ngaichinakawo tatambura tiri munyika dzevamwe kutiza vadzimu vedu nekuda kwenhamo.
Sunungurayi vana veMadzimbabwe tigare munyika yedu.
Seek kingdom of God first
Which kingdom imi muchifa nenhamo muZimbabwe, zvimwe zvacho chimukaiwo
mkomana uyo isvikiro ...he deserves recognition
That's true,paarikuti ndini ndichatonga nyika imhepo iripaari saka vanhu havasikunzwisisa varikufunga kuti iye personal,mhepo yakamupotera
Amen .let's keep on praying Zimbabweans
Ola dj sparks eish man as South African we don't hear can you please if it's possible can you kindly please interview them with English
This guy is comfused, arikuda kukanganisa 2023 Election
Simba racho riripo zvaro HR rekukanganisa kkk
Correct. Mabasa eZanu kkkkk
Chokwadi muvhiringi uyo
Tisunungurei tayaura gombwe woye tanetseka kani 👏👏👏👏👏
haaaa inmunhu uyu ari serious here hasi kuaplyer kurohwa here
He will disappear hake soon kana asina kurohwa kkkkkkkk
Kkk Madungwe #2
Apa nhasi queen afa. Truthful
Nongedza Chamisa wangu
Guys kana muchifollower Ian Ndlovu akambopa prophecy abt this ,,,akataura kuti vaona a beast with another name ichibuda mugungwa ichava ,ndoona sekuti uyu ndiye beast wacho .Plus zvaari kutaura abt Zim kuti ichava like Dubai ,prophet Bushiri akambazvitaura .Mafloods akaitika in Durban umm guys aiita kuchera makomba so zvinogona zviri shuwa kuti njuzu dzaidzoka .😎
Ini hangu i believe him
You always say the truth 🔥
haaaaa .....taifunga kuti tave bho na Madungwe then boom Gombwe to the fullest........tinodzidza zvakawanda gore rino
😂 😂 😂 😂 😂
😂😂🤣Ndabvuma hangu ahhhh🤣😂😂😂
Ini munhu uyo ka ndatadza kumunzwisisa .ngaachiita kt ED achibva
Kana neni kkkkkk anopenga uyo
Kkkkkkkk
@@elizabethchikona5166 zvakaoma asikanaaa haaaaa sakaapa akuda kutonga nyika haaaaaa
@@josephlupiya6626 haasiri iye anotonga kwete mhepo inenge yakamupotera,chivanhu chinonetsa kunzwisisa
Angelica #Angel of #Ica truly speaking 🔊 👏
Does this guy help people? If he does how does one get in contact with him.
Did u ever find him ? Did u consult with him & got the help u needed ? If not, thank God ne Vadzimu vako, ur Gombwe is in deep fires 🔥 now, akapabuda apa pakaipa 😂
@@nkonie7177 Nope. I have become Very suspicious with these people, especially the ones who seek public glory
I believe this guy
Veduweeka mwari chete ndivo vanofanira kurumbidzwa. He is a jelousy God mufunge. He cannot share his glory with anyone else. Satan naye anenge achitoriwo pabasa trying to confuse people kuti vasatsvake mwari ah zvakaoma shuwa. Tave mumazuva ekupedzisira jesu akazvitaura izvi kuti vanyuka vazhinji vachiti ini ndini ndauya kuzodzikinura nyika (christ or the saviour )ah imi mweya wamwari ngauchengere vasangurwa vamwari varasiswe ivo vatarisana nekorona
Taurai henyuuu
Musataura zvamusingazive Mwari makambomuona here imi
Bhaibheri rinonyepa zvaro
Dj mukomana ngaadzoke Queen hakusisina as said by Gombwe
vele bond ukutoshandiswa zveshuwa ipapo haunyepe becz matiro ako andipedza mafuta😄😄😄
Haa inini hangu i am now as confused as sparks is🤣🤣🤣 ndatemwa nemusoro ini.
Hahahaha uyu muchinda uyu akatoterera munhu achibenga🤣🤣🤣
Wandiuraya
Saka vana ve Zimbabwe votambura imi muchona here imi
😀😀😀😀😀😀 ha ha ha ha varume ityai Mwari Hanzi ndiani.Mwari.ha ha ha Inguva yekupedzesera vazhinji Hanzi vachanyura apa haa
Queen agara anga akwegura .but they knew each other birds of the same further
Kutaura chokwadi history yaari kutaura nemakore ake hanzi enderani gombwe une chokwadi iweeeee ndokutsigira i
Oh my word... Jesu chidzokai kani nyika yatakura kurema. Ndiyo tsvimbo yainzi yakavigwa na vaMugabe here? Ko ngaingouyaka mari yacho ka vanhu vadzungaira nenhamo
We won't judge let's give the man a chance n proof all he is saying.
Queen vafa
Gombwe can I ask you kuti munhu achatonga nyika ndiani ????
Ndosi Terera second command from God as an entertainment (madungwe) so pane mumwe kp it up guyz
ummmm guys this man I think is going crazy
Madungwe haangatambi ega
Gombwe.rinotaura.chokwadi.pamberi
Iya
🤔Jehovha pindirai! Mwari huyai! Mukasapindira taparara. Hatichaziva wekutevera Mambo.🙄
kkkkkkkkkkkkkkkkkkk DJ Sparks akuratidza kuti he has been confused with explanation.
True zvatomushamisa interviewer turn to intervewee.
Inhamo here yakutiti tidai dai weduwe Zim ka 🙆😂😂
Kkkkkkkk
Tichiterera hedu bt kuregister ngati register kuvhota
DJ Sparks looks confused and amazed by this story
Kkkkk kuti abvunzisise zvanetsa
Queen ashaika ane anoona hake mukomana
Dj sparks facial expression ...kkkkkkkkk mavhunduka ka mdara
Haaaà vavhunduka I guess he was regretting doing the interview ndavanzwira Tsitsi shame
Is this a modernized gombwe or what😲😲
Itai kuti nyika inake tibve kunyika dzevatorwa kna uchitaura chokwadi
Kunyepera vanhu 😂😂😂 hanzi ndikasunungura pane Mari nyika yoita Mari haaaa atori murwere wepfungwa chaiyo
Hakuna munhu achakuitisai matununu seuyu.Mwana uyu anonyepa zvikuru uyu.
Amen prophet
Ska gombwe ndimi murikuramba muchigadza mnangagwa Ka🙆🙆🙆
Ma1
Team Madungwe iri kukura hama .
Aunyepi
Madungwe's brother
Ndatenda Queen akita
Confirmed Queen Elizabeth is dead, l did saw this video yesterday and today am shocked by the death of Queen Elizabeth
Old age and she has been poorly for a while .tese kuno toziva kuti mai Charles vairwara
Zvinei nesu
@@jackienyamadzi2107 oh i was answering ati it came as a shock. Sori if i offended you.
Qeen zvaizivikanwa Kuti is not well .. so obvious maziva ake Anga akwana . 96yrs it's not a joke mazuvaano kudzidvika
@@ladyk.b.2257 ehe ndozvandaireva bva zvanzi zvinei nesu.. unotoshaya kuti vamwe social media vanoishandisa sei chaizvo
Kkkkkk saka midzimu yenguwo tsvuku ndoyo sunungura nyika wakasiirwa masimba na Micho.
Ndambozvibvundza woo Kuti Saka pese APA tayinyeperwa zvana Chaminuka here zvese nanambuya nehanda????
We living in the last days for real.....kusimbisa humbavha already
matsotsi aya
Uyu naProphet Madungwe same team
Gombwe on the top of zim
At least he has admited that he is a magician not a prophet of God
Kkkkk
Haprakatapra
Haha Haha taurai henyu
Ndafunga kut ndini ndazvinzwa ndega
I heard him so clearly,he said he called the chief with magic Kkkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣Lord have Mercy on us taakurarama mumazuwa ekupedzisira
Amen
Kubva riniko kuchingonzi mazuva ekupedzisira, nothing true about the bible
deep staff ( creation) God's creatures but forgive me ....too much pride....
Kkkkkkk apa ndewe church woita zve politic iwe junior
Junior injuzu mpeperekwa uyo kkkkkk
Church dziripakasiyana vanhu varikunamata ana mwari vakasiyana siyana vakawanda havachanamata Mwari mutsvene.These days kwane churches of satan.
Ko daiii tsvimbo iyoyo yakapihwa passion java 🤣🤣🤣 taimamirwa mumusoro chaimo