Zvinoyera zvinotyisa zvinoshamisa nezvinoda kufumurwa - Mai Taku and Taku in the studio
Вставка
- Опубліковано 31 лип 2023
- Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013 - Розваги
Inga aitaura wani kuti mwana wenyu ari kumvura. I think baba vemwana uyu vakafa zvisiri kuzikanwa nemhuri yekwavo. Zviri pachena his spirit was pushing through mwana wake so that vekumusha kwake vamutsvake.
Well said, i commented in the first Episode kuti mwana uyu might be haunted by her ancestral spirits
It makes sense..Zvinogona kudaro.
True vava vake vakafa varikudha kutswaka
1.Ko maFriends ake ekumaraini achirikutamba navo here
2. ko mwana wemuclass make vekudzvokorwa nemaziso eRed akutiiwo
3. ko maiguru vakutii nevana vavo vekumboendeswa kumvura
4. Havana kunyatsotaura kuti hama vakatii, ndivo vaidariso mwana? satanism? Kunevamwe vakambodaro??
Tete mwana uyu ayi tunga mirirwa ne nhepo dzekumusha kwake zvogona kuti baba vake vaka shaika
Ini ndinoona sekunge lardlord wamai Taku ndivo vaiva nesatanism yaishandisa mwana. Izvozvi mwana ave right ndopavava kuti ngavachibva pamba pake zvorevei
Zvogona kudaro vaona kt havachina pekuisa zvinhu zvavo
Ngavamubvise pachikoro paari kudzidza or change environment all the best
thank you Jesus mwana ava right💃💃💃veduwee chivanhu chiriko, Mwari vakanaka shua mwana aingodiwa kumusha kwavo zvotopera
Tete tilder for President ❤❤❤❤
Tete Tilda must have her own country weduwe cheers to us who will vote for her to be President
Imiiii chivanhu chiriko veduwee hezvoooo
tete tildah mwaichallenger svikiro remusha😂😂😂😂😂
nhaimi mwana uyu Ari cool kudai mmmm mhepo dziriko veduweee yooo...zvaari sweet nhaimi
Landlord avo bho here vanzwa dambudziko retenant vodzinga munhu.patinokwira makombi do you know who you are sitting next to?... anyway apa Taku sounds so sweet dai mwari vavaitira zvakanaka
Glory be to God 🙏🙏
I'm very happy she's back to normal ❤❤
I'm now confused,I don't think it's satanism because azopedzesera otungamira Mai vake kumusha and abva aita munhu kwaye mushure mekunge aswika kumusha.
I would like to believe kuti imhepo yekumusha kwake,sezwo vekumusha vati wedu agara anouya.kana kuti paya payinzi pano panongogara chero Ani nekuti panopindika meaning kuti angaasati aswika kumba kwavo.
True
Zvinhu zvacho zvazvakawanda pamunhu umwe chete yes it was satanism asi vekwake vakamirawo naye
It seems maspirits anga Amanda, body yake yanga yatongodhererwa, inga akatotaura paya kuti takangouyawo kuzogara pano pahuyai mose
Aitaura wani kuti Lucifer mukuru wedu
Zvanga zvasangana
Chivanhu here kana kuti i satanism? Bottom line mhepo iripo. Our life is spiritual
That's a miracle I'm happy she is now ok .....and she is so calm....
I think ndezvedzinza rekwake zvaimutevera
Thank God mwana ave right but I think landlord avo mumwe wemasatanist why moyo wavo wakaoma kudaro
Thank you Tete , for bringing this story to us mother's vamwe because of bitterness tinenge ticdingotanbudzwa instead mwana atsike pamusha pawo chete zvatoita , kudenga kuna Mwarii wee , kana tazogara chivanhu chiriko wee
Ndafara kuti ave ryt mai vake vagona kuterrera mhepo paitika zvimwe thank you tete tilder
Nekuti muri Mwari 🙏🏾
Eish this life hayo ka 😢
We're grateful mwana aaright but zveimba inowanikwa imwe Mai Takue. We have you in our prayers.
Tinzweiwo Mambo 🙏
We thank God Taku is a living testimony Praise God 🙏
thank God mwana uyu ave nani veduweeee❤❤❤...ndafara zvngu Mwari ariko
🎉thank you aunt Tildah ndafara kuti mwana asunungurwa uyo
❤❤❤❤Tete Mwari ndavakudzwe chose. I think mwana mhepo yakumusha kwake vaimuda kune mamwe madzinza haadi ropa rinopararira musango.
Chinobhowa manje ndechekuti bhangu wekumhuri ikoko ndiye anenge akatiza mai nemwana. Vakadzi tine nhamo shuwa
Zvakaoma hazvo nekuti baba vakatiza iri nhumbu
Tilda paya paakati tapararira pano ndopaka dzokera demon kumvura. Saka mai Taku ngaatsvake zvokwadi anamate ashumire Jehovha weChokwadi.
Ngavakudzwe ishe Jesu Kristu! Mai taku msirirwa nyasha chaidzo chokwadi rambai muchinamata kunashe wakadika denga nenyika, mukadaro azvichauyizve
Glory to God. Imba inowanikwa mai Taku.....Mwari havakusiyei murimega
Thank god bless you 🙏🙏🙏
Mwana ndewavo ehe ngavaripe mhosva kumusha kwamai Taku.Mai Taku vane hama dzavowo.
Maitire awo ndeekusada kuripa aya 😢 apa mai taku is ready to jic let her go koz she suffered a.lot
Mai Taku vanofanora kuramba vachichengeta mwana wavo sekungochengeta kwavaiita before. Hama dze kumusha kwemwana dzinokwanisa kuuya dzichimuona kana kumutora for holidays but kumuendesa ikoko it's like giving your child to strangers. Unoziva sei kuti anonobatwa zvakanaka. Futi mwana can be psychologically affected with such a move. Vasakanganwe kuti mwana may already be struggling psychologically since she was raped a few times. Nzou hairemerwe nenyanga dzayo, vanofanira kuchengeta mwana wavo mai Taku. Taku anotodawo support yamai vake neyevanhu vaanoziva.
We thnk God wish u the best
Paaiti tapararira pano ndoonasokuti aiti taperera pano ,ndipo pamba
No kkkkk zvinhu zvaive paari ndizvo zvaitaura coz after that the mother said mwana akabva Tanga kubvunza kuti tirikupi
Ndizvozvo eeee asi kuti vaivavakushaya kuti zvikurevei saka zvaitireva izvozvo kunyange papanezvaitungamira ndozvazvaireva
Zvaiva paari ndozvakaparara kubva Taku chaiye adzoswa. Zvakange zvapedza basa kubva zvaenda kureva kut mhepo iye yakaenda nhamo yapera
Zvaimutungamirra ndizvo zvaitaura
Yes zvongoreva zvimwechete
Thank God sure ummm God is faithful 🙏
God is great
Thank you Tilder Live. This family deserves assistance Zimbabwe
Ndakamborwadziwa asi nhasi ndafara zvangu kana mwana asununguka kudaro jesu makanaka shuwa
Life is spiritual the spiritual world controls the physical world
True
Thank you Lord 🙏🙏
Nyaya yaindibaya moyo iyi denga rine nyasha chokwadi 🙏🙏
Woow thank you Lord and thank you tete
Namwari hapana chinoramba thank god
To God be the glory for deliverance, rambai murimunyasha dzashe Amai Taku and Taku and the rest of the family.
We thank God Taku find her Father and her Reletive
Thank God for healing taku
Glory to God 🙌🙌
Thank you god ndafara chaizvo tete tildar
Finaly thank u tete
Praise be to the Lord. Mwana zvaakange ave kuita uuum ma1 Mwari vakanaka
Glory to God 🙏
Ivo Mai Taku .tamai mundotanga new life
Wow tete thank you
Aida kuenda kumusha kwavo mwana uyo
God is soooo good. Dai society yagamuchirawo mwana uyu❤
Glory to God
Mbiri kumusiki wedu zvinofadzwa tete kana mwana ava back to normal
Thank you for this story, Tilda when you get chance please if possible can you also translate from Ndebele to Shona on your other programs when you get Ndebele callers sometimes we also get lost on your programs like Secrets and Confessions and Issues dzemudzimba, thank you for your programs.
Ladies in future usaite bonde nemunhu wausina info yake please.. totenda Mwari Ave ryt l think baba vake vakashaya ndo vakamutevera
Kana voice ra Taku ra bhoo mwari wakapindira
Amazing God. Kuna mwari hakuna chinoramba
Am looking for those pseudo internet doctors who were fighting me. Please show yourselves up
Ndafara hangu ini Nemwana uyu kana avaryt🙏🙏
Thank God❤❤
Makamboonawo kuti kana tete vari mu studio umu volume inototirwisa chaizvo but kana olla 7kana arimo munenge muri loud and clear uku tete vanenge vaine nyaya dziri so sensitive but volume ne noise zvinoto disturber
Chokwadi tete Tidler ongororai pa Volume isu vadzigiri venyu tino tambura kunzwa kunyanya kune vamunenge muchitaura navo
Nemanwa Kumusha kwangu nemazuwa Aaaa welcome home hama yangu m touched for sure 😭😭😭😭😭
Me too ndobva kwaMuzvimwe
We thank God for that.
Thank u Jesus 🙏🙏🙏🙏😭
Thank you Jesus 🙏🙏🙏
Mwari vakanaka veduwe 🙏
Totenda mwari shuwa❤
Mwari ndiMwarii👏👏👏
Zvakaoma veduwe. Mwari ngaakudzwe
Glory be to God
Ndabva ndamerer a kumusha kwangu hezvo jehovha
Yoooo ndatya spirit iyi inotyida veduwee
Mavery very ndiye atanga kufona
Tinotenda Mwari kuti mwana avekunzwa zvakanaka.Zvinokudzwa ichii.
Asi pandisiri kunzwisisa ndepekuti saka chaikonzeresa mwana kuti asanzwe zvakanaka chiiko? Especially if the Dad is no where to be found at his home. Saka zvaikonzereswa nefamily 😢
Cause tine vamwe vana vasingazivi kumisha yanaBaba wavo , but it turned out differently. Ndibatsireiwo hama munashe.Unless if I have missed out this story aunty Tilda nemi more 🙏
We thank Jehovha that everything went well ❤
Nyaya yataku haina kusiyana narebecca
We thank God for this testimony.
Yes
Mwari ngaakudzwe
God is faithful
Glory is to God 🙏
Mari ariko shuwa🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Kudenga kuna Mwari 🙏🏻
With God all things are possible
We thank God mwana ave right
Tete Tilder munopedza sports makanyanya
Mwari akanaka tinomunamatira mwana uyo Mwari amuitire zvakanaka
Yooo chero voice ratosiyana shemu
Panorukwa mabhodhoro apa
Panemamwa ndopangu pa growth point,,thank god sisi tilder nebasa renyu .
Morning auntie KO nyaya yabby ackim yavepapi
Hanty ainzi takamusiya kumvura aivenasiriye uyu aive akapfekwa nevamhu vaya
❤❤Glory to God
Ende Tete Tilder zvivindi zvenyu zvakagochwaa sure kuchallenger svikiro remushaaa kkkkkkkk
Zvinorwadza veduwee
Mwana aidiwa kumusha kwake plus vadzimu vake vskasimba vakamurwira pakutsika mumusha make
Glory be to God she's free nw ❤
Morning Auntie
This story uuuuuummm!!!!
All the indications were pointing to satanism or should we say staged???
Anonetswa nezvenzinza ahaiite all those acts zvaitwa nemwana uyo especially recruitment of other kids and going kumvura etc!! Pane nyaya apa!!! The skit was running out of fuel😂 or still this child needs deliverance coz the strange happenings if true were pure satanism and not nzinza issues unless that nzinza is full of satanism!!!!!’
No dzinza rodaro hako especially mudzinza mune akaromba anotodaeo mudzimu une mwana uyo so mhepo yakaipa yaiuya pamwana nekuda kwewakaipa wemudzinza asi maybe paakanamatirwa mhepo yakabva pakasara yakachena
Exactly zvandakaonawo
Imi gadzirisai volume mhani asi you don't follow macomments ??
Totenda Mwari mwana ave right
Volume tete muri kutibaya