If you listen to this guy, haana kana kuenda kuchikoro, ndiyo type inoshandiswa neZanu Pf kurova nekuuraya vanhu, because nguva yokurizina hapana. Its unfortunate.
Avo vakadzidza vari ku hurumede varikuitei bcs muno fafana mashona chikoro achi tu kuti munhu angware zwiri kwahuri kungwara uno zwaranazwo not kunyepa
The interview was too fast. So many unanswered questions. Interviewer should improve. Ipfuma yakakura sei yakasiwa, how many were they in the family, describe the relationship with his brother, details of the fight, how did he feel afterwards ,how he escaped to Moza, he stayed with his inlaws why they didnt report him etc. Its too rushed. And the guy doesn't seem remorseful. Kungoti maybe his IQ is too low as well since he didn't even finish primary school.
@@nyaraitapoka9303 there are many factors to consider when dealing with the public. If he is a qualified journalist i hope he understood the context of my comment. Thanks
If you listen to this guy, haana kana kuenda kuchikoro, ndiyo type inoshandiswa neZanu Pf kurova nekuuraya vanhu, because nguva yokurizina hapana. Its unfortunate.
Kungopiwa krango chete kwakuto bvuma kurova vanhu.
Exactly and type idzodzo hobho due to our failing socioeconomic environment.
True
Avo vakadzidza vari ku hurumede varikuitei bcs muno fafana mashona chikoro achi tu kuti munhu angware zwiri kwahuri kungwara uno zwaranazwo not kunyepa
The interview was too fast. So many unanswered questions. Interviewer should improve. Ipfuma yakakura sei yakasiwa, how many were they in the family, describe the relationship with his brother, details of the fight, how did he feel afterwards ,how he escaped to Moza, he stayed with his inlaws why they didnt report him etc. Its too rushed. And the guy doesn't seem remorseful. Kungoti maybe his IQ is too low as well since he didn't even finish primary school.
Ndowaziwa vanhu.awo i family yemagandanga team Masamvu Nyanga yacho ndoiziwa up to Fombe
Anotooneka kuti haasi kana kubatikana nekuuraya munin'ina wake
Akamutema payi,paiva nani,iye akati chii mufi paakatemwa ,kumozambique akasvikirepi? So many questions dzamusina kubvunza arikungomhanya patova pazvidzidzo,ok imwe mhuri irikuti kudii,siirai tilder kna zvichinetsa
Taura hako nhai
Musangoshoora regai munhu aite basa rake....onai dsekwatilder dzacho inga dziri ko wani achimgodimbura dimbura vanhu. Tapfuma is far much better
Kuzoreswa door door yaitove punishment + good move😂😂😂
Kkkkkkkkkk ndaonawo sekudaro ini kkkkkkkkk dai n'anga dzose dzichiita zvakadai tinofara
Chokwadi punishment chaiyo kunzi zora svina unhuhwe uri svina
Kukumbira ruregerero haagoni uyo ko mombe dzaakatengesa no sorry ko waakauraya handina kunyatsonzwa sorry chaiyo
Beware of false prophets
Absolutely
Wangu wangu itombogara ikoko ndokwako chaiko uzi dhodhi chairo saka wakahwinei
Pana Tilder akati i surrendered myself to Police in Nyanga
True story iyi haa dzidzai kuzvidzora mukuru kana mabuda nekudzidza kushanda zvenyu
Kkkkk n'anga yakangwara kuzoreswa tsvina kwaitova kuiswa munyama asi wakaresva
Andichamamire musango futi, dhodho rangu vangarishandira 🤣🤣
Mukoma madhodhi💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩💩dai zvaibvira mafira ikoko , you're hamful to the society ,
Veduwe kuzora tsvina here kuwedzera nhamo pamusoro peimwe shame kushaya Jesu Kwakashata
Ko kumbotererawo Drewmas Media
Ungauraira munin’ina wako mombe mbiri nemadhongi mashanu ndosaka waizoreswa dhodhi
Padhodhi n'anga ndoipa sando kuranga vasina njere unofani kudzivirira nt kuti ndozorapa
Hahahaha kwaaa 😂😂😂😂 m death a funeral 😅😅
Ummm vanhu vakai matoilets padzimba zvekuitira tsvina musango zviridangerious
Kwaaaaaaaaaaaah
Kkkkk yaenda kuno kangangwa puu yako yawasiya musango kkkk
@@primrosesalika398 imagine ichiiswa mishonga nen'anga eiiish
@@muchenashumirai6984 gegegege
Mic yenyu yakareba akoma tsvagaio pfupi
Sly media munonyanyawo kukopa muronda tsimba waTilder
Mr Tapfumanei could you plz ask those who Mader kuti ngozi vanoiona hr
Uyo dai akapihwa death uyo, wairarama zvakanaka uchiparadza pfuma yevamwe vese nekuponda here.
Aaa waitonzi uri tsvina yemunhu kusafunga kwacho umm
Jeri harina kumbonaka vadikani dai tagara tichinamata kuti tisapfekwe nemweya wakaipa unozotipinza munjodzi
Usanyepera vanhu iwe kunamata hakuna zvakunoita #Witness
@@mzee5533 do you know the meaning of Prayer kana uchiti hakuna zvakunobetsera
@@mzee5533 Kunamata kunobatsira nekuti kurwisa mweya yakaipa isati yaita manifest palife yemunhu
Munhu haisi huku ropa ra Abel rakachema wani imika its not easy killing
Kkkkkkkkk my god like really human poo for protection if u have done something wrong u have to repent and pay the consequences my brother
Mr interviewer please improve kaitiro kamunoita interview. Take notes from Tilda Moyo please
Mune pamuromo imi ...interviewer is great 👍..... endai kwatildah... tilda is tilda ...tapfumanei is tapfumanei.. musajaire kungoshora
@@EnifaOnlineAndMigration ndoyacho nekut pano panouya isu tinopada
Ko ange akadhakwa here mu Grade 5 uyu
Ko kusatya ngozi samanyika musadaro
Tilda moyo ndoo mboko manje
Kuzora tsvina chaiyo here vedu kkkkk i think n'anga idzodzi dzinosara dzichibvaruka kuseka kuti munhu akapusa uyu
Kusadzidza kufa. Unless iri triangle yake or yemwana wake maybe.kkkk or yemombe or yehuku. Yemunhu Haa laughable
Pane akaendaa kun.angaa achida kuurayaa girlfriend yemurume wake akanzi nen.anga zvidiki izvi uya nedhodhi re rwaivhi kkkkkkk
Hanzi pfuma yenhaka #inoparadzaukama chokwadi 🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪BT pakuzozora duzvi APA 🙄🙄🙄🙄🙄🙄🙄🤣 #FirakoiweuriDuzvi
Paati tsvina tahwisisa zvekuzoti dhodhi zvabvepi 😂
🤣😂🤣😂 but n'anga dzikafa Hadziende kudenga kuzoresa munhu tsvina isiriyake sure
Ndaseka haaaaa zvakaoma ndofunga vamwe vanotoidyiswa chaiiiiiiii
🤣🤣🤣- kana yako inotonetsa kuzora! Hayas
Kkkkkkkk dzisadaro
Inonzi tsvina sekuru, that word is too deep
Uyu wakamuburitsa anono uraya futi
N'anga inokuzoresa tsvina ukati eke.
Very poor my brother you are bad in asking questions you should leave Tete Tilda you are forcing things
Ini akandibhowa paayi interviewr mscana akarepa mwana ndopandakaona kut mmm achirikure
Njere shoma dzinoparira vatenzi tsano munhu haisi huku munochemberera mujeri pfuma yacho uchaidya hre ,uyu anokodzera kugara mukati
Improve your interviewing skills they are poor
Improve your English
I think he does a great job
Kungozvishandiravo kwakanaka
Interviewer rerutsai mukanwa learn from your colleagues in same industry. Matadza kuti tsvina yemunhu here🤷♀️
😅😅😅😅
Ko harisi dhodhi here ah imi.
@@nyaraitapoka9303 there are many factors to consider when dealing with the public. If he is a qualified journalist i hope he understood the context of my comment. Thanks
Kwai dhodho rakaramba kushanda ķkkkķkk the word dhodhi kills me
MR MADHODHI VANDINAKIDZA 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mhosva ye Murder yavharwi neMadhodhi
Kkkk ye dhodi iyo ma one
Chapa dziye dzinongo dhotera pose pose ndofunga mazvihwira kuti chinjai maitiro. Tsvina yako inopedzesera yaitwa mafuta ekuzora. I hope payaka sanganiswa nemafuta eshumba muridzi wayo haana kuzoita mudumbu mune hasha seshumba. Padiki padiki madzvova mudumbu muye.
😂😂😂😂😂 Padhoti Apa ma dhoti here
Mwari dai ave newe mhosva inoparwa asi kudzoreka nekudzidza kwauri kuita kuchakubaysira ndafarira kuti wakuda kuziva Mwari
The Masamvus have 2 types of children.
(1) Vasingaendi kuchikoro wane chipositori mumusoro
(2) Vanotodzidza up to tertiary and graduates.
I also went to school with half of the clan up to university
True i work.with one of them kuno ku nze kwenyika
Ko zvekutarisa types dzewana zvinei nenyya iri kutaurwa zvewekwenyu mapedza here mutiudzewo
@@tendaimichaelsakarombe6100 kkkk thanks for the comment
@@tendaimichaelsakarombe6100 marombe ndiwo anozourayana nekurwira pfuma yenhaka kkk
Kusadzidza kwakangooma, kuzoreswa tsvina uchida kuvharidzira mhosva yako. Zvakaooma hazvo.
Kkkkkkkk saka aizora tsvina yemunhu waasingazive 😂😂😂😂😂kutozvipa nhamo
Word rekungoti madhodhi haringoite guys😂😂
Kkkkkk veduwe vaye vekuzvibatsira musango mazvinzwa ka kkkk zvakaoma shuwa ahhhhhhhh vanhu vanoitiswa veduws
Who is this and what are they talking about we must know 🤔another 10000 of them coming to our country apart from Zimbabweans Mozambique Nigerians
Wakaoma tsvina chaiyo unyope wekusada kushanda zvaive zvako here zvinhu zvacho
Yanga isati yatova lockdown here 2019 May
Yanga isati yakazotanga 2020
Why do that to your mother nhai?😭
Zvimwe zvinhu so, sure kutakura netsvina yeumwe munhu
N,anga yakakukwurisa yaitoita kt upfidze hubenzi
Yeduzvi yandi pedza sorry kkkk
Kwaaaaaaaaaaah .... ko kunhuwira vanhu horaiti!
Waka nyeberwa ne n'anga mupfana munhu haaurayiwe kunge huku gara mukati
Kuzora chiiii🙄🙄🙄🙄🙄😂😂😂🤦🏾♀️😂🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️
Haa nyimai sadza kujere ikoko
Ko tsvina yemunhu nhaimi😂😂
Yakasona gumbeze kuita Gemenzi kkk indururani iyi
saka mudhara kana vafa mai variko wakutotora nhaka ko mai vodii
How can l sand him the bible
Matezwara varoi,saka vanochengeta mhondi
What an idiot. Nhaka ipi. Madhongi 3 ne gejo
Team Masamvu mabhinya aya.
Ngozi dzega dzega
Ati arikuita grade7 ??
Tsvina yemnhu sure ,mhosva hairovi chikomana
It's grade 7 for me
Uuum n'anga idzi nikis
Zvakaoma sure
Robert mask iripi asi wakarecorda corona isati yaako?
Kuuraya munin'ina wako wozora madhodhi kuti zvipere iwee ka dei wakapihwa 50yrs
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 pliz toda kunzwa kuti mapurisa vakareacter sei vachinzwa smell. Lol this is the funniest behind bars interview ever.
My question is akari nyamura sei akari takurira pai aizora sei aito namura se Ambi ozora here 😅😅
Mkoma duzvi kkkkkkkkikest
🤣🤣😂😂😂. DHODHI REMUNHU
Dhodhi rakatadzaa kushanda n.angaa iyi kaaa hairionee dengaa dhodhi here iiih
N'a nga wakooma kuzoresa munhu dositazi
N'anga dzinotoziva kuti wakaresva ndosaka vachikuzoresa poop kuti unzwe buter
dzopenga idzi kkkk kudzoka kwatezvara for what
Shame my brother 😳😳
Vabereki ngavangosiya vagova zvinhu zvavo vachiri vapenyu kana kungoudza vana kuti vagare vazviitira zvavo kwete kumirira kuti baba vafe vagourayirana pfuma shua here kusvika pakuzora madhoti here shua rekungononga kutoita trip yekunotsvaga dhodhi aaaaaa vanhu ngavazive Mwari vatye kutadza munhu ngaafarire kushanda
Wanamamvu totowaziwa ndobasa rawo rekuuraya iroro
🤣🤣🤣 Kubva nhasi story yako ndichayi remember ndichiti Mkoma vemadhodhi💩💩💩💩
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkkkkk dhodhi n'anga yaida unhuhwe haaa there is nowhere dhodhi ringaite mushonga .cz haridiwe even nemuridzi waro
Kkkkk mkoma dhodhi 🤣🤣🤣
Kkkk bla dhodza
Eiish sis smiering human poo tsvina yemunhu)
Matuzvi akaramba kushanda, n’anga dzine mafunnies😂😂😂
KUITISANA 😂😂😂😂😂😂
Zvakaoma hazvo
Uri dhodhi seravainzi zora ...handifungi kuti vakadzidza ...l mean chikoro chishoma
Ndeyani yamakaenda nayo kkk
Ana tezvara vacho vanopenga vaichengeterei mhondi
Aaah uyu hagone interview tete Tilder vanogona
Tete venyu vanova emotional
Kuti mumhuri amuwanikwi mese muriwatano uyo murwere wedzinza rekwavo shem kushaya moyo seurikuitira mutorwa apa ropa rako unorwadza hama uyo waunawo mutongo mudukusa pane yawakapara kutotsvaga nzira dzekutsitika xaàaaa wandibata..bata shem
Yohwe
Wakazora chimbuziii
Izvi siirai vana tilder hamugone kubvunza mibvunzo bambo
Hanzi madhodhi emunhu kkkk ayas
KKKK MAPOROFITA FUT SO KKK PAKAIPA HAZVISHANDE MHANI KKKK IWE
Ini ndanzwa kt n'anga not maporofita
This is too fast interview kana musinga gone pls siirai tilder cz pane zvakawanda zvatisina kunzwa zvamusina kubvunza saka pure interview
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haibo kubva mati dhodhi hr haaaa blaz avo havagoni interview regai henyu henyu ku interviewer vanhu
Kamuroi zvese nemukadzi
Kkkk asi mwari
Gara ikoko iwe mhondi nxa