I think these guys were under influence yemadrugs that's y vasari kueuka zvimwe zvakaitika. Vava sober now, vari kutoshamisika kuti ndivo here vakazviita. Lord have mercy
This case does not need kufamba or midzimu. This is a police case. There are accomplices and eye witnesses. These guys shouldn't go home but police station.
Taura hako. Varikutokanganisa kufamba kwenyaya pasina zvavarikutaura kungoita ruzha chete . Attention seeking spirits or fake. What’s the o point of just shouting and yet not saying anything constructive to contribute to the case
Baba taps we love you nekutigonera kwamunotiita muchitipa zvinowaraidza vamwe hatitombokupei kana cent even yedrink but very soon yedrink tichamboisa❤❤❤❤❤❤
There is a criminal element in this case there is a murder case here so this issue has to go to a criminal court. These traditional leaders has to take a leaf from chief Mutasa.
Very true and the Chief has no direction ,the boy with a long red coat is misleading the this Court . incompetence of the Chief and lack of wisdom from the Chief .it's a pity and a shame
Zvimatare izvi all they do is kumbinyikidza vanhu. Allow munhu kuzvidifenda semapiro amunoita mhepo idzi time kutsanagura. Kana munhu akati he was nowhere near the crime scene allow them time kuzvibvisa pamhosva. Court should be an opportunity for the accused to defend themselves and give side rake. Haringaiti dare rinongoda vanhu vano bvuma nyaya chete here? Those suggesting kuenda kumuteyo you’re misguided hapana n’anga inochenura munhu. Ukabvuma kuenda kumuteyo makesure you have the guts to take control of how the muteyo is done and you should make sure it’s a random process.
@ Where do you draw the line, ukatsika ropa yangozi another tsikamutanda tells you ukakwazisana nemunhu aponda newewo yangozi, the list is endless. Belief and maexcuses amunopa mhepo idzi it’s too much without asking specific questions. How can a dare only accept the Prosecutor’s version.
@@dhavetembo7654 Your problem is that you don't understand what is Ngozi nor muroyi. Now go and ask muroyi to defend themselves in a NORMAL court of law. There was a case of a passenger who was in a truck which ran over and killed some man. The passenger was the one who 1st got out of the truck and saw the squashed guy. Ngozi punished that passenger. Was that fair? To avoid ngozi there are certain things which must be done by someone who sees the dead body. Ngozi has it's way (we may say unfair) of avenging. Innocent people will die until the killer eventually remains ALONE with no relatives. This DARE/traditional court or any court in the world has no power over ngozi.
@ I thought a court gives both sides equal opportunity to defend or prosecute equally. Why give the prosecutors more time. That’s why these traditional courts rubber stamps zvese zvataura nemhepo, n’anga ne maporofita without even verifying authenticity at the expense ye tangible evidence. Kana munhu ati he was not on the scene why not verify his defence? Instead they force you to admit mhosva. The problem is you put trust in mhepo over munhu arikutsanagura zvaurikuona but you choose to believe zvausiri kuona.
Ngozi havaizive kune vakabvisiswa 195,each family 27 by 7 including sabhuku , huraya usaite tsiye nyore iwee wakaurawa sehuku kusiiwa uchiora iwe unehama 💔💔💔
This is soo primitive this is a criminal matter that should be handled by law enforcement.The CID that handled this case should have just put the 8 criminals behind bars.
ngozi iyi hayina ari kudzikamisa hayisi kuteerera kana mambo or kupa vamwe nguva yekutaura ndosaka ngozi yekwa Tensen yairohwa rohwa pachipfuva netsvimbo kudzikamiswa
Warume awa warikunyepera kudzungaira wachinyepera madrugs cos dai wange wakadhakwa wasina kugona kuita basa racho nemazvo,these guys were acquitted by court cos wakagona kubvisa evidence,kurewa waiziva zvawaiita
Musataure zvekupenga. Takango kura akadaro. I know this because he's a family relative. Hazvisi zvanhasi. It's always been like that. And the dressing, he's always been fashion forward. Hapana zvamuri kuziva about him as person. Jajai zvamunoziva
I love The way sabhuku yavanotaura nayo shows a lot of wisdom and maturity l salute you Sabhuku
Tru
😮😮😮😮😮😮 mkomana uyo arikutauta munyama hakuna mweya kna mudzimu wakangwarakwanduka so, ane speed tomuch😮😮😮
Sabhuku is a retired District Education officer,vaishandira pa Murambinda in the early 2000s,uncles Mutukumira
@petergwati120 l salute him he is a true leader
@petergwati120 l salute him he is a true leader
I think these guys were under influence yemadrugs that's y vasari kueuka zvimwe zvakaitika. Vava sober now, vari kutoshamisika kuti ndivo here vakazviita. Lord have mercy
I agree with you because earlier on drug in beer was mentioned.
I agree with you because earlier on drug in beer was mentioned.
I agree with you. This was done whilst drunk, for bravery
Vakazomwa zvavo kuti vaite zvivindi but already vanga vatove neprogram yavo
True @@RebeccaWashaya
This case does not need kufamba or midzimu. This is a police case. There are accomplices and eye witnesses. These guys shouldn't go home but police station.
Chokwadi I thought of the same if it was chief Mutasa police yaidai yafonerwa q
❤❤❤❤karanganda woyeee dealer naye taura naye waiepo ere usasooshoora
Sabhuku ndibaba chaivo maturity 👌 at its best
Haa kutotyawo mambo kana tiri Ku village kwedu yoweee tinotambura nawo
Varikubudirwa avo mmmm full of drama, cant get it anymore 😅 azviko izvi
Taura hako. Varikutokanganisa kufamba kwenyaya pasina zvavarikutaura kungoita ruzha chete . Attention seeking spirits or fake. What’s the o point of just shouting and yet not saying anything constructive to contribute to the case
Zvakutoda Econet izvi 😂😂😂
Iyo mhondi yekwaMakunura akapinda mumishonga neurombwa hwemhando dzese. Akachekesa zvigunwe zvese nekuda quick money.
Watching from USC United States Of Chitungwiza.
Karanganda Huchiiii
Baba taps we love you nekutigonera kwamunotiita muchitipa zvinowaraidza vamwe hatitombokupei kana cent even yedrink but very soon yedrink tichamboisa❤❤❤❤❤❤
There is a criminal element in this case there is a murder case here so this issue has to go to a criminal court. These traditional leaders has to take a leaf from chief Mutasa.
Obvious vanoenda ka ku police hazvishamisike patori ne CID Mutorashanga
Very true and the Chief has no direction ,the boy with a long red coat is misleading the this Court .
incompetence of the Chief and lack of wisdom from the Chief .it's a pity and a shame
Muface webhatye remafrawuzi naMagaya ndavayende kwaTinashe Mugabe kuma dhi eni
My thoughts exactly 😂😂😂
You can say that again
Baba taps wellcome tinokupai support
Karanganda thanks for everything nemaupdates ari best takabatsirika nemi nekuburitsa vanhu vanobatsira vakawanda
Ko uyo weka bhachi akatanga kutengesa zvigunwe zvekumakumbo, thnx baba Taps great shot😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 akapiwa honda fit vamwe vachipiwa maGD6..i stupeti...
Ndatozvionawo zvigunwe zvake bhoo here akaromba uyo wekabhachi
Cameraman kuzozuma manje
😂😂😂😂😂😂akatotanga kutengesa zvigumwe zvake ndachiti ndini ndega ndazviona😅😅😅
😂😂😂😂😂
Ndauya ndauya ,asi ndanonoka ndatangirwa kuisa first comment
Mmmm ini ndine ma doubts apo pamachindaa arikubudirwaaaa awoo haa 😂
Parikuda nyanzvi ngatevere kwafamba Tensen,vapomerwa varrikutokakavadzana big time nevadzimu vatereri vosara neconfusion.
fanika ane blue uyo anenge tsola bt uyu mface anozora hake ekusabatwa
Ko ngozi yakazotanga riini kupfekedzwa jira ummm
Zvaanenge asina zvigunwe zvemumakumbo vebhachi
Haana zvigunwe muboots @@estherchigondo7189
Achapedzisira kubuda muzimbabwe ngaasiye adzima magetsi 😂😂
Haaa this is nonsense 😒
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Magetsi acho ekudzima hakuna ba, wekupedzisira ngaasiye akwenya machisi full stop! 😂
Zvimatare izvi all they do is kumbinyikidza vanhu. Allow munhu kuzvidifenda semapiro amunoita mhepo idzi time kutsanagura. Kana munhu akati he was nowhere near the crime scene allow them time kuzvibvisa pamhosva. Court should be an opportunity for the accused to defend themselves and give side rake. Haringaiti dare rinongoda vanhu vano bvuma nyaya chete here?
Those suggesting kuenda kumuteyo you’re misguided hapana n’anga inochenura munhu. Ukabvuma kuenda kumuteyo makesure you have the guts to take control of how the muteyo is done and you should make sure it’s a random process.
Wakamboona Binya richibvuma here iwe unenge wakauraya woo
Paasiri kunzwisisa ndepapi inga zvanzi wakatsika ropa ukatakurana naro saka bvuri remufi ndiro raanaro anongoda kuchenurwa but arikungoita nharo dzisina basa
@ Where do you draw the line, ukatsika ropa yangozi another tsikamutanda tells you ukakwazisana nemunhu aponda newewo yangozi, the list is endless. Belief and maexcuses amunopa mhepo idzi it’s too much without asking specific questions. How can a dare only accept the Prosecutor’s version.
@@dhavetembo7654 Your problem is that you don't understand what is Ngozi nor muroyi. Now go and ask muroyi to defend themselves in a NORMAL court of law. There was a case of a passenger who was in a truck which ran over and killed some man. The passenger was the one who 1st got out of the truck and saw the squashed guy. Ngozi punished that passenger. Was that fair? To avoid ngozi there are certain things which must be done by someone who sees the dead body. Ngozi has it's way (we may say unfair) of avenging. Innocent people will die until the killer eventually remains ALONE with no relatives.
This DARE/traditional court or any court in the world has no power over ngozi.
@ I thought a court gives both sides equal opportunity to defend or prosecute equally. Why give the prosecutors more time. That’s why these traditional courts rubber stamps zvese zvataura nemhepo, n’anga ne maporofita without even verifying authenticity at the expense ye tangible evidence. Kana munhu ati he was not on the scene why not verify his defence? Instead they force you to admit mhosva. The problem is you put trust in mhepo over munhu arikutsanagura zvaurikuona but you choose to believe zvausiri kuona.
Ahh. Kkkkk mudzimu une kepisi mudzimu unotaura wakagara pachair guys. Vanhu vanoactor. Kunze uku
Hapana mudzimu AP vari kutaura nyaya zvavanoziva chete kusarohwa uko
This is coercion and the so called headman is clueless and is being led by these charlatans masquerading as possessed spirits
much respect kuna sabhuku, masoko avo havangotauriba, vanogona kusefa nekubatanidza mashoko
Vanhu vekwaMakunura makapusa fani muri mbwa marume emahara mungati ngozi pinda uuraye mumusha medu murkuda kuuraisa vana vasina mhosva matimbu azara honye ngozi hamuizivi zvakanaka
The chief and the traditional healers are suppresing the defendants
Mkotsanjera ❤anopedza izviiii
Vakangobvunza Tencen kwaakaenda haa zvese boe
Ngavaende mazoe ndokune anopedza masports
Zvoda magada
Muface ane bhachi uyo bhoo here😂😂😂😂😂😂
@@TafadzwaTafadzwa-km5kzanonzi ani ari kuMazowe
Kana zvisina Mukotsa hazvina kaThat❤
Who is he?
Ndi samabook
Cameraman shoka iyo murikunyanya kui zoomer munotirovesa nebuka😂😂😂
😮Ngawaende Kuma mazowe kwakabatsirwa tensen
Yes
Muchaiona ngozi hamusati maiona
Ngozi yechidhakwa ma1🙌
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk ahina order
Why are they not in jail
Ngozi iyi iri soft.
Ngaitore ma notes from Tensen wekwaRusape
Tensen kuchaja mombe 30 pamunhu wega wega akamurauya ,30×7
That's why i salute mambo Mutasa avaudzirwe zvekuita nemudzimu
Police dai yauya kuzotora vanhu
Plus mudzimu hautaure kupfuura Mambo and haubvunze muporofita usina kutaura wega maurairwo awakaitwa
Vanhu vanofira mahara shuwa nekuda kwevanhu vasingabvume mhosva dzavo,,ngozi youya yoparadza dzidza rese nevasina mhosva zvakaoma
Vakapara vacho vanenge vavakusundira vamwe vachipera kufa
Haaaa vachadzikama hawo . Bcoz dzinza iroro rakaoma
Taura hako iwe
Much respect kuna sabhuku
Kk paiita midzimu yechirungu apa mahug nemahug kkkk
Mambo imi shedzai police hamutonge nyaya dzine ropa mukati
Ndozi inoda mapurisa echiiko
Sambuku vanogona kutaura watching from Netherlands
Watching from Haarlem
Please don’t show your friends ikoko that this is present day Zimbabwe, please.
Why not?@@Tsunamiluva
Watching from Utrecht
Watching from nembudziya
Camera man patsoka yeuyo ane magaya bhachi bhoooo ere 😊😊
Ngozi ngaidzikame iyo inozoita kunge isiri ngozi
😂😂😂😂, yakùita sechii
Ko noise zvayo😂😂😂
Itsotsi iro
Ok nyaya iyi ndiyo yakambobudiswa nee Drewmas media
Ngozi havaizive kune vakabvisiswa 195,each family 27 by 7 including sabhuku , huraya usaite tsiye nyore iwee wakaurawa sehuku kusiiwa uchiora iwe unehama 💔💔💔
Saka vana sabhuku moda kuti vafireyi manje nokuti avasivo vakauraya munhu akauraya ndiye ngafe kwete kushungurudzana nevanhu vasina zwavanoziva zvinganakidze hre
Mr kabhachi anenyaya dzakawandisa dzisati dzabuda ane moyo wa satani chaiwo
The guilty culprits should all go to jail please
Dai vari Chief Mutasa police yatouya so.
😢😢😢😢munhu haaurawe sehuku,vana satani vevanhu😢
Haa vese vanoramba ava dai vaitwa yaiitwa naTensen yekuita mhondi idzi vakadzi kuyonini ikoko kusvika kwaruza zvekuti vanenge vakungozviitira pupu pasinq mabreak vakanyatsorwadziwa vanobvuma very quickly
😂😂😂😂
Uyo ane bhachi remaruva ndiGold Buyer muKadoma
Boss weMagandanga 🙃🙃🙃🙃🙃🙃
Boys rekusvikirwa iro ..mbanje chete 😅😅😅
Kkkkkkk urkuona maonero angu apa
@@HowardTobaiwa them woita headman akarova mutoriro akuteerera mbanje idzo kkkkk saka panechakanaka chobuda ipapa
hanzi iwe ndokumamisaaa kkkkk ah
Hanzi nemudzimu "iwe ndokumamisa iwe" manje soo
Hakuna midzimu yakadai
PachiNdau ndokuti ndokurova lol.
Ndine kakurasika vanhu awa saka vangavasina kuzvironga hre vanhu 8 vozongoguma vauraya munhu pasina kti varongana
This is soo primitive this is a criminal matter that should be handled by law enforcement.The CID that handled this case should have just put the 8 criminals behind bars.
Mfanha Ngozi mupei madrama gig. Chikwapuro👌
😅😅😅
Midzimu iyo,ndeye dancehall inomwa tumbwa nebronco
Kamukomana kanaRed ako besides kugarwa nemudzimu kakangwarisa
Munhu vacho aiva akangwara uyo
Nyakufa ndiye aiva akadaro ,ndosaka manzwa kti aiwirirana nevanhu
Ngozi dzamazuva ano dzakutaura nevanhu dzacheaper idzi. So mazuva ano vanhu vakutotaura nengozi ?
Hamupererwe wena matobura mumwe headman 😂😂😂
Haaa yaChimbwa irikutionesa zvikukutu
Nyararidzai mipengo iyi nxaaa tumwe tumhepo twenhema utwu twekuda kunzi ndakabudawo
Ngozi yacho ngaiite action kune vese vari kuramba 😂😂😂but ngozi yacho yakavhengedzera
Ngozi yacho shuwa no direction
ngozi iyi hayina ari kudzikamisa hayisi kuteerera kana mambo or kupa vamwe nguva yekutaura ndosaka ngozi yekwa Tensen yairohwa rohwa pachipfuva netsvimbo kudzikamiswa
It's drama
Saka arikusvikirwa apa ndeupi?
Thanks ka signature kedu kadzoswa waiwepo here ❤❤
Varikubudirwa avo ngavamire ma dramatic action this is a serious case
Ndimi makutotonga ka hour rese takutoteerera imika
Aambuya vemurume uyo webhachi dai madzikama zvenyu kupurira murume mangwana munonyara nazvo izvi
Vari kuzviziva zvakaitika
drama iri hakuna mudzimu wakadai. Apa Ishe vabhaizwa nevafanha vejira dzvuku. Haana respect kunyadzisira kwega kwega kukuitwa nejira dzvuku
Haa bhinya haribvumi zvekudaro asi umbowo uchabuda hawo ,ko zvigunwe zvakatotengeswa hre chii futi apo uum
true. tavakuvaziva ava
Zvigunwe zvakatoenda kumaGD6 kkkkk
Mambo akuprosponda 😂
BaTaps maitahenyu nenyaya iyi,taonerera.Munuu haarove shuwa
Kkkkkk vafana vawana pekuwan macustomer...vafana vane inside information zvavo...or vakaona havo zvaiitika...
kamupfanha kane jira re red kakanyanya `kuvhengedzera ako. kunyanya kumisa mambo nxaaaa
Yaaa dzungu riripo
Ehe nhai
Ko vulgur zvayo kutyisa vanhu vhinhu chakarongwa kumba jwavo namkoma nyakuponda vakubvuma avo otherwise sabhuku knew kuti mwana wavo aita mhosva havasi kuda kuti abvume ega vakuda police vakomana ava cid chaiyo
So this case .... The ZRP. is gonna be there for what now?
Nyaya iyi inoda mambo mutasa vanovapedzera size
Can Somebody call Masiiwa 😂😂😂😂
Dedzai sekuru mukotsanjera vanopedza zvese izvi ne1 day 🤦🏽♀️asi camera man ko tsoka iyo yamanyanya kuzoomer musazodaro mukurarama handimhosva yakeba kuita tsoka iyoyo 🙌 haaaa iyi nyaya inonetsa vanhu vachiramba zvinhu zvirikutaurwa soo
Haana kutengesa here kuti awane GD6
Shout out to the camera man kuzvigunwe uko
😂 Dai mufna arikuzviti akubudirwa uyo dai azvitira kwamutasa aburitswa mudare kare kane kanonyepao kubudirwa ako, panongoda mukonzanjera chete apa
Kanonyepa ako kanotaura nyaya dzakakanzwa nonsense
Hama dzamaNgenda exallent tsikai.munhu abvume nyaya dzake munopera nechamudingazivi
Hapana nyaya apo matsotsi hapana Ngozi isingateerere mambo
Part 2 pliz baba Taps😂😂😂
What's happening in our loving country
Varikubudirwa ndeve hukama here dzemufi
Nyaya yondifungisa Konoriya Duri😂😂😂😂😂
Yu are wright Konoriyo kramba hake imka
😂😂😂😂😂konoriya😂😂😂
Part 2 coming Friday 13 th Dec
Haa vakomana murikuzvihodha kupi zvivindi zvekuuraya munhu sekuti mukuuraya mombe sua ungatonzi nemunhu ndoda ropa wotobvuma zvakadero ey Satan agere muvanhu
Uyo ane half shoe uyo imhondi chaiyo akatanga kuchekeresa zvake zvigunwe angazotya kuuraya ere
😂😂arikutooneka kuti ma1 mumaziso
Kamuface kedress dzvuku ako kaita kuguta nawo mahuggy kubva kuma baby manyama!
😂
Kkkkk caps chena svikiro bhooo here
Anezvetsvuku uyo mambo next time please ngaasangotaura zvisina order akuita kunge ndiye mambo
Warume awa warikunyepera kudzungaira wachinyepera madrugs cos dai wange wakadhakwa wasina kugona kuita basa racho nemazvo,these guys were acquitted by court cos wakagona kubvisa evidence,kurewa waiziva zvawaiita
This is a crime mapurisa arip
Pollice ngariuye..
Ummm this needs thorough investigation otherwise vamwe vanogona vachinyeperwq
Sabhuku vanogona havo kutaura sando dzavo
Yoooh nyaya dzemhepo zvodzoita kunge madramma nhai imi 😅😅😅😅😅 munhu wese akusvikirwa
Ngozi dzinemasahwira adzo anouya kuzobatsira
It's drama iro vanhu vatambura in Zimbabwe
😂😂😂😂😂😂😂 everyone akungosvikirwa hapana akutaura zvekubatsira kubuditsa chokwadi in a way I feel like the Ngozi was a good guy man kungokoriwa chete
Yaa true coz ngozi yacho it's very soft shame
Iro ndine blue,ririkunyepedzera Ndau accent rodaKumamiswa
Daidza tenscen ndiye ane yese
😂😂😂😂Tensen vanomugo a here mombe 30 hat nebhutsu😂
@@mesiMutepfanhai gogo irikupi nyya iyi
@@LettyShawty mhoro muzukuru wambuya. Iriku Drewmas media kwa Andrew Neshamba. Tarisa ikoko haaa iyoyainakidza zvekudaro
@@mesiMutepfa Alright gogo Tsoka regai ndisvikeko
Zvakaoma the law of evidence is being violated left right and center.
Drama pachikona apo nasister avo😂😂😂😂
😂😂😂
Repent... repent.. repent
Tsoka muripi
Mudzimu unotawura kuti wobva wabaya paden kkkkkk zvakaoma shuwa
😂😂😂😂😂😂
Iyi nyaya inofanira kuenda kupolice vengozi vanoripa zvavo asi mhondi dziri kujere mambo itai muchingwara ngwara kwete kudzungaira
Uyo arkuti he drain blood ngaendeswe CID
Musatikanganwe Friday Baba Taps this issue is complicated
Hezvoo uyu we kadoma makumbo bhoo here yoooooweeee
Akaromba nezvigunwe😂😂😂
Musataure zvekupenga. Takango kura akadaro. I know this because he's a family relative. Hazvisi zvanhasi. It's always been like that. And the dressing, he's always been fashion forward. Hapana zvamuri kuziva about him as person. Jajai zvamunoziva
Vakadzi vanosvosvera pfuysek kahure ibvapo...unopupurira munhi unoswera naye ert😮