Ndakapengesa vanhu vakawanda | Ndinoisa vanhu mubhodhoro Madzibaba Creby interview with Djsparks Zw

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 кві 2024
  • #madzibabacreby #madzibabacrebylatestvideos #madzibabacrebynews #madzibabacrebycontact #madzibababond #madzibabamagirazi #madzibabamasango #madzibabamoze
    Ndakapengesa vanhu vakawanda | Ndinoisa vanhu mubhodhoro Madzibaba Creby interview with Djsparks Zw
    Facebook Zimrealityey...
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 21

  • @lorrainchanda6803
    @lorrainchanda6803 Місяць тому

    Koitayi Zim inake all those potholes gadzirayi nyika yatambura

  • @djlenonbhemavalleysounds1853
    @djlenonbhemavalleysounds1853 2 місяці тому +1

    Paangoti ndakaenda kuBinga aahhh case closed 😂😂😂

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 2 місяці тому +3

    N'anga combined with chiporofita im seething seething😮 hakuna zvakadaro zim reality ichadonha nevanhu ava.. ko wakazviwana kupi

  • @RichardZakora
    @RichardZakora 2 місяці тому

    Saka zvinoshamisira here ,,imbwa iyi

  • @bosslady933
    @bosslady933 2 місяці тому

    Mukazviisepi zvinhu zvacho🤣🤣😂😂🙈🙈🙈

  • @ernestmutero6155
    @ernestmutero6155 2 місяці тому

    Munhu uyu anonyepesa maZimbabwean takadzungaira ipapa pane atobvuma dai ariwechokwadi agara kumba kwake achiita tsotso dzake sa the let ndunge aivingwa arikwake .

  • @Mozambique347
    @Mozambique347 2 місяці тому

    Inini ndinobiliva Kuna god

  • @it3788
    @it3788 2 місяці тому +1

    Uyu ndi kambqnje mental illness ❤😂🎉😢😢

  • @NqobileMaduma
    @NqobileMaduma 2 місяці тому +1

    Arikunzwa mweya wepachangara bvunzai Google yepapfumbamwe

  • @sifelanimpofu7615
    @sifelanimpofu7615 2 місяці тому

    Hmmmm

  • @bosslady933
    @bosslady933 2 місяці тому

    Saka vaka mutsirwa vanhu vesouth chete here koisu tiri kumba

  • @user-tg8di6oj6x
    @user-tg8di6oj6x 2 місяці тому

    muroi uyo

  • @rayandria2722
    @rayandria2722 2 місяці тому

    Ko DJ sparks muri muCapa?

  • @user-vd7pz3ur4l
    @user-vd7pz3ur4l 2 місяці тому

    Pengesaka uyo atinetsa munyika ka tione

  • @priscillamwembe7162
    @priscillamwembe7162 2 місяці тому

    Creby unonyepa iwe masangano emasowe akazara kuBinga uko

  • @bosslady933
    @bosslady933 2 місяці тому

    Kunorapa or kunotora masimba kuda kudzidza hedu

  • @Mozambique347
    @Mozambique347 2 місяці тому

    Anonhepa mbava iyoo

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 2 місяці тому

    imi wakomana makandimisa ku Hartcllifee ka Crab na Spaks imi😒😔