DJ please research nyaya ye bible.Inga zvazara pasi kuti inyaya dzakabanidzwa yezvinu zvakaitika kare kare munguva dzakasiyana siyana kwakubatanidzwa ne varungu kwakunzi ndo shoko ra Mwari.Mukai vanhu vatema chokwadi cĥazara pasi rose.Nezuro ku America varungu vakapisa ma bible vanzwa kuti Jesu wacho munhu mutema.Endai pa Google pama news channel America. Just google burning of bibles in America.
Ummmmmm mangwana tichanzwa zvakawanda ummm satanism yawe kuuya nenzira dzakawanda,Sparks ko wakoshiwaa here Baba Bond waiitii paye ko tawe papi izvezvi
Hayaaaaaa unobva watoshaya mupanda wazvo. Mudzimu ukangoona wave kuita zvekunotora ivhu kumakuva, unenge wave nehurombwa mukati usually iwe wenyama unenge wavekuwedzera. Tateguru vakachena vanosuduruka pakadaro team zhinji kuchivanhu and christianity vazara nehurombwa.
Thank you DJ Sparks. U are enlightening us
Marii kuromba ikoko😊
Tipei number dzamadzibaba Craby
😂😂😂rombai muwande
Vatsvage kutiktok
Akuramba ma Pastor nemaporofita kumutambo wavo, apa kuramba zvaMwari Asia ambozviti ndini Jesu kuvanhu Vatema
Confusion kikkk
Amen Am eb
Musamuti madzibaba plzzzzzxx uyu ahasi madzibaba in,anga iyi
Mukoma nyorai ma part Kuti part one part 2
Panyaya yeBinga parikutaurwa chokwadi Binga inoremera chero maprofita, hongu machurch ariko emweya bt in terms of mishonga Binga inotyisa
Unonyepa wangu. Iti chipinge uko Chero Gokwe.
Haa Binga haina varoi Gokwe ndoine nyaya
Ask relevant questions please
😂😂😂😂 Sparks apererwa hanzi heyiiiiii
Aaaa tirikurarama munguwa dzekupedzisira dzirikutsanangurwa muma gwaro matswene
Zvakaoma hazvo
Hakuna chinonzi magwaro matsvene. Bhuku riye rakagadzirirwa kupusisa vanhu
Patsvimbo apo I disagree with you
This is nyami nyami from kariba
In'anga idzi😊
Mbiri ndeyababa hapana achaiparadza creby joshua chiuya titambe ngoma
Haa paangotaura zvebinga ndapera strong
Kkkkkkk ummm craby namata zvakutaura yamhepo iyi
Mubvunzeyi kuti tsvimbo yake yakabvepi ? Ya Bond tsvimbo akaitsanangura kwayakabva.
Uuuuu guyz mwari ariko dai asiko chimbozvibvunzai kt wakabvepi chekutanga
KUNZWISISA NEKU UNDERSTANDER
Anopenga uyo
Creby manyama😂😂😂
Bt Jesu airapa asingabhadharise
😅
Freely you were given and freely you shall give
Vadzimu n'anga idzi apana madzibaba vakadaro bond 2 uyu
Anonyeba uyo arikutsvaga cash
Paangoti Gokwe ne Binga chte ndokwaakatorera hurombwa hwake kamusoro bhangu kako Creby
Ko vakakutsamwira?
😂
Pakuzotaura kuti tinorombesa zvisina Ropa asi zvine mhiko..Plus kushandisa ivhu repaguva remutorwa parukawo..Pafungisisei apa, 🚩
Panemhiko pese hurombwa
Haaaa ndokuroya kuripachena taurai henyu.
Abuda pachena wani haana kvadza muroyi in'anga
Kkkkk uyo haisi mhosva yake ,kwaakakurira ndokuneyese,apa mota yacho ikungotaurwa kkk
Interviewer apererwa kuita se arikutya
Bvunzai zvakakosha Dj sparks
Ko vadzidzi venyu jesu varikupi
Uyu anopenga ndomuziva paainamata kuno CAPETOWN,,,
wadzokorora or is the same interview?u pos new
Endei mopone zvenyu zviri nani kuenda Kwa Tasvu aripachena kana Kanengo
Nyaya yamicho ataura chokwadi
DJ please research nyaya ye bible.Inga zvazara pasi kuti inyaya dzakabanidzwa yezvinu zvakaitika kare kare munguva dzakasiyana siyana kwakubatanidzwa ne varungu kwakunzi ndo shoko ra Mwari.Mukai vanhu vatema chokwadi cĥazara pasi rose.Nezuro ku America varungu vakapisa ma bible vanzwa kuti Jesu wacho munhu mutema.Endai pa Google pama news channel America. Just google burning of bibles in America.
Zvakavadzika bata mashoko
Ta subscriber Unendoro 🎉 thanks.
Zviripo .u bible nguva ya moses
Newewo unoti kukwana hr uko
Zvakaoma chokwadi
Ummmmmm mangwana tichanzwa zvakawanda ummm satanism yawe kuuya nenzira dzakawanda,Sparks ko wakoshiwaa here Baba Bond waiitii paye ko tawe papi izvezvi
This guy is a Scam anoti ndokupa pfuma nemota dzakanaka iye ane Benz ya 2004😂😂
😂😂😂😂
Kkk 😂😂😂
Iduzvi
Face yako Creb irikuratidza kunyeba. Chenjera kumagumo
Bhodhoro rinochekwa kugaro moiswa zvitanda zviye rovharwa ne glue.Ndakariwona kuma 90s bhodhoro rakadaro.
Yakagadzirwa nani
Akatengepi tsvimbo
Mubvunzei mhani
Imota here iyoyo 😂😂😂