HARARE......ANORARAMA NEKUTENGESERA VANHU MITI KUNYANYA MICHERO

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 чер 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 18

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 19 днів тому +1

    Sekuru vakafanana nasekuru vaya vagogo Musami venyoka.good job kule

  • @JAMES1234575
    @JAMES1234575 19 днів тому +1

    I love it

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 19 днів тому +1

    Zvino tendwa izvi

  • @BeneditoMucono
    @BeneditoMucono 18 днів тому +1

    Ndiko kubasa

  • @itaimarega1615
    @itaimarega1615 17 днів тому +1

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 19 днів тому +1

    Chibaba icho 😂😂

  • @sharoonmukuna3986
    @sharoonmukuna3986 19 днів тому +1

    Good job, well done!

  • @veeee7248
    @veeee7248 19 днів тому +2

    Munimu for blood pressure.

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 19 днів тому +1

    Baba avo Sando dzavo nekuchebgeta miti. Miti iyoyo ichizotoita Shelter yezvisijwa zvakaira se shiri etc.Miyi iyo release oxygen etc🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 19 днів тому +2

    From topic iyi ndafunga kuti ndinyore zvinotevera. Ndinoda miri ingaite se maroro, muchakata, mutsubvu, muzhanje, musasa, mutsvoritsvoto, mushavhi, nhemgeni , muhure, mupfuti etc . All in quantities like 3 or 4 or as recommended. Andinotenga from tinotaurirana kuti asvike aite basa rekudzvara. Thanks

    • @queenbee322
      @queenbee322 19 днів тому +1

      Kune muti unonzi muhure nhai?

    • @user-bz1lv2bz4v
      @user-bz1lv2bz4v 19 днів тому

      Haasi kuda kureva kuti muhute hr kana ndisinga kanganise

    • @zimzimm-qe5in
      @zimzimm-qe5in 19 днів тому +1

      @@queenbee322 thanks kune vaona kuti ndange ndichida kuti muhute. Sorry team DM. Didnt mean to cause controvesy

  • @membersd
    @membersd 19 днів тому +2

    Am so addicted to this channel yet am worried by the way views are dropping. I take it as my own channel. Will you humbly allow me to make a few contributions that we may need to conaider.
    1. The stories you do quaify over and above for more views howwver l feel the way you introduce a story is turning viewers away. 5 minutes or more dzekuimba before getting into the story . I propose song iwuye ku end it will surely boost vanhu vanenge vasisade zve kuita fast forward to the story

    • @membersd
      @membersd 19 днів тому +2

      There is to much competition now for views and stories from content creators. Hopefully we get back to the top views and trending stories were we belong through restrategizing

    • @user-qc8yh1kx8z
      @user-qc8yh1kx8z 18 днів тому +1

      Yaaah ndaiti ndini ndega ndrikuzvionawo

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 19 днів тому +1

    😂😂😂

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 19 днів тому +1

    Sekuru vakafanana nasekuru vaya vagogo Musami venyoka.good job kule