Headman Chigodora should become a private consultant anoyananisa vanhu as a private business kana kuita talk show. Anything you do Headman, we will follow you
Zimunya said there is only 1 substantive headman kwaZimunya the rest are acting so why did he dismiss only 1 acting headman if all of them are acting. Since there was no fairness hence GODO
Chigodora has definitely made Zimbabweans appreciate the importance of our culture & traditions. Zimunya should understand that man like Chigodora are rare, he needs to seat down and resolve to improve what Chigodora is doing.
Comments section yese is supporting mr Chigodora even me am the one soo please mhuri tirikukumbira Kuti siyayi vaChigodora vagadzirise mhuri asi kana mukati varegedze kubhadhara vebhadharwa ne Goverment chatirikuda kwavari kugona kwavo kugadzirisa mhuri chete
@@TheChekasMubvunzo kwauri ndekuti unomboroyerei zvekusvika pakuvenga munhu anoedza kupedza kana kuti anorwisa huroyi. Zviripachena kuti you are a beneficiary of witchcraft
MAMBO zimunya kungopinda zuro nekutsvanga nyaya dzisina basa kana nyaya imwe yatambonzwa kwakuboda vachinga ma Headman varikushanda basa ndazvisaya ini
Well done Chief Zimunya makabvisa this bully nevanhu varo Uyo ane maglass is a bully Forcing people kuenda kun'anga Nevanhu vanovenga family iyi yakajeka Ngaasadzoserwazve this headman Very boss and forceful
We love you Headman Chigodora. Zimunya hamba
Voice of the voiceless Chigodora chero vakakumisa mukuru chipo havatori
Agreed
Vhurai yenyu kambani yekuyaninisa mhuri Headman Chigodora. Mazita aya anoita MUYANANISI CHIGODORA, CHIPANGA MAZANO CHIGODORA, SORO JENA CHIGODORA, MUNYAI CHIGODORA, MHODZI YERUNYARARO itai zvenyu mega vanhu vanouya
Headman Chigodora should become a private consultant anoyananisa vanhu as a private business kana kuita talk show. Anything you do Headman, we will follow you
Godo rina mambo zimunya sooo umm headman itai henyu basa muziii we are behind you
Ko aita godo rei. Chigodora was just an acting headman for 2yrs and his term expired ndicho chekutanga before all those allegations
Akaita dare anosungwa nemutemo aka ha ari acting not substantive so 2years dzakapera
Zveterm hazvisizvo zvakamubvisa panyanga bt zvakazoshandiswa kuti abviswe nyore. Dai Zimunya arikuda kuita zvirifair aingomuwedzera mamwe makore
Yess dai vakangomuudza kut temu yako yakwana chete@@husseinmhlanga5880
@@bla-den612acting headman haawedzerwi makore, constitution moiziva here imi. Kana mhuri isati yatowanda wekupinza panyanga panototsvagiwa umwe futi after those 2yrs uyezve kana wakatomboita acting hauchatokwanise kuita substantive headman. Zvakatovharana
Zimunya ngaasiyane negodo Headman Chigodoro to the fullest
Ko aita godo rei. Chigodora was just an acting headman for 2yrs and his term expired ndicho chekutanga before all those allegations
Zimunya said there is only 1 substantive headman kwaZimunya the rest are acting so why did he dismiss only 1 acting headman if all of them are acting. Since there was no fairness hence GODO
Zimunya ane godo plus imbwa yemunhu zimcare futi
Ruhwe ruhwe
Eheka Chigodora anosima mhodzi yerunyararo Chero mukamubvisa mhodzi inomera chete
Mambo Zimunya vane jlsy nekugona basa kwaHeadmman Chigodora
Yaaaa true headman vanotonga zvakanaka ava varoi ngavabatwe
Chigodora has definitely made Zimbabweans appreciate the importance of our culture & traditions. Zimunya should understand that man like Chigodora are rare, he needs to seat down and resolve to improve what Chigodora is doing.
Vachigodora siyanai navo ndibaba pakutonga nyaya ❤
We love you headmanChigodora Zimhunya ngaagare pasi.
Ndoosaka vaMugabe vakamboti pasi neZanu Pf vairevesa paya. Head Chigodora is the man for the job. Jealous has always been the deadliest disease
Comments section yese is supporting mr Chigodora even me am the one soo please mhuri tirikukumbira Kuti siyayi vaChigodora vagadzirise mhuri asi kana mukati varegedze kubhadhara vebhadharwa ne Goverment chatirikuda kwavari kugona kwavo kugadzirisa mhuri chete
Mukuru wemaChiefs ngagare pasi Headman Chigodora vadzororwe pakutonga please 😢
Chief Charumbira
Hakuna chief ane simba pamusoro pemumwe chief. Mambo wese ane simba munyika yake bedzi. Chiefs council haina simba muma tunhu.
Headman is the best i love you Chigodora..Zimunya way
Dare iri rakangorohwa nge jealous, a marvel of community justice
Ko aita godo rei. Chigodora was just an acting headman for 2yrs and his term expired ndicho chekutanga before all those allegations
Musoja uye aitonga naHeadman Chigodora naivo vaChigodora ngavadzoke vese pabasa by public demand !
KkkkkkkGucci kkkkkk
Musoja upiko😊
@AliceMawoko iwe unoziva musoja upi ...usangohakire nyaya yausingazive wanzwa watch your back
Zimunya ane godo zvichibatana naPanashe aitaura nadj T1. Imbwa dzavanhu. Headman kumberi manje, anotonga zvandinoda Chigodora. Pamberi nebasa headman❤❤❤❤❤❤❤
Ko aita godo rei. Chigodora was just an acting headman for 2yrs and his term expired ndicho chekutanga before all those allegations
Chokwadi anopikisa dare ra headman chikodora anoroya muyananisi chigodora anechipo chehutongi ❤❤❤❤❤❤😂😂
Dare renyu Headman ka rinonakidza zvekut.pane channel yakambobudisa ichi maregeswa kutonga ndakatsamwa nhas ndafara kuona muchitonga❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Kana ini ndafara ndakatsamwavo 😅😅
Hanty izvo zvakatsikiswa recorded in august before vamiswa
But headman vanogona vakaita godo
Neni ndakanga ndazvinzwawo
Chigodora havasati amiswa zviripamutemo ramba uchitonga zvako iwe
Wese ano ramba hutongi wa headman chigodora muroi akaromba
Say it again
@@NicolletteGariyawo t6t6t wakaroyiwa neakafa, haubatsiriki
Manje akabviswa tichaita sei 😂😂😂😂😂😂
Ndezvegore ripi izvi kwakapfekiwa majuzi
August @@ConstanceTsuruseni
vazimunya mukwane imi cy mune godo rembwa kudaro Chigodora⭐⭐⭐⭐♥️♥️♥️♥️♥️🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nhai henyu
Ko aita godo rei. Chigodora was just an acting headman for 2yrs and his term expired ndicho chekutanga before all those allegations
Munofa nekurasirurwa twakangwara tuchienda kudzin'anga. Imwi ndimwi bin raamweni ese mumhuri
Akauraiwa muripo munomuziwa here. Headman sooooo
You will be missed Headman Chigodora. Izvi zvinovengwa nemuroi chete izvi.
Mambo Zimunya varikuzviziva kuti headman Chigodora ndivo vane chimuti Saka ijelous rekupindwa nekuti iye haana chironzo
Headman chigodora to the world 🌎❤❤
Long live headman.hamuna kubvuta makasarudzwa
Headman Chigodora to the world
Headman chigodora munhu asingade varoi vakakumisai havafare vane godo
Chigodoro number 1
Chimuti chaenda naHeadman Chigodora one murume anogona kutonga
Anogona kutonga kusvika Zimunya aita godo manje hatizive kuti anefridge rekuzochengetera godo racho here
We shall miss this Community Court😔😕🙏🏽
Vanhu vasadaro veduwee,zvinonaka zviri kwaa sauti,
Headman pamberi nemi .pane vari kukuitirai godo
Headman is the best pamberi mukanya . We love you mhodzi yerunyararo
Pamberi nemi Headman Chigodora❤❤❤
Headman chogodos to the fullest zimunya ibva paruvengo chawaita nhasi mangwana ndiwe hanzi ukaitira umwe zvakaipa wazviitira ukaitira mumwe chakanaka wazviitira
Mambo vakabvisa Headman Chigodora vakandicheka nerakagomara asi Havana kubvisa chipo chirimavari Ishe wangu
MAMBO ZIMUNYA REGERERAI CHENGE KANI ANHU ANOFA NGE ZVIDHOMA NE MIKWARAKWATU KWA CHIGODORA UKO
Kkkkk iye zimunya wacho anenge suspect that’s why akazvivharisa
Mambo Zimunya haamugoni basa renyu regai chigodora achitonga
My opinion, Zimunyu anenge umwe wevaroyi zvaisa mufadza zvaitwa headman chigodora.
Yaa uriryt anejellouse chairo
Chief zimunya dzoserai headman Chigodora, vakasunungura vanhu vakawanda.
Varoyi nevakaromba havadi headman Chigodora.
Imhunzamusha iyo, ngaaende
Mwana wemuroi unongomuona....uri kubenefita muhuroi@@TheChekas
@ hunoitwa sei huroyi? Saka unotogaya kuti matoto aiitwa kwachigodora aipedza huroyi muzimbabwe?
@@TheChekasMubvunzo kwauri ndekuti unomboroyerei zvekusvika pakuvenga munhu anoedza kupedza kana kuti anorwisa huroyi. Zviripachena kuti you are a beneficiary of witchcraft
@@TheChekasurimuroyi iwe
❤ simbi yekubasa mukanya to the fullest munogona imi ngazviyende mberi.
My favourite
Headman chigodora tangai maongororora mvura yamunonwa coz munoitwa kafira mberi zvakaita Tsvanirai coz chief, Zimunya haakufarirei muvengi
Chief Zimunya bhoo zvekuti 😂😂 mwakachena here ko why kuvenga chigodora anogona basa kudai
Please musatumire nyaya dzekudhara muchitambisa ma bundles edu ...Mr chigodara former Herdman vakamiswa panyaya dze Community Court..
Chigodora power
Zimunya maziromo siyai headman vaite basa
Apa dzine chirimi
Nhai zvako DAI 5 years dzakwana chabviswa chikuzumunya chiya chechiti miromo
Headman Chigodora ngavadzoserwe panyanga vanogona basa chose
Munotonga nyaya headman Zimunya handizivi wy achidaro
Sevana we Zimbabwe tirikuti Chigodora ngaatonge
Headman ❤
Chigodora is the best 🎉
Headman🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
Headman manyama vegodo vakarwadziwa nekutonga kwenyu we will miss you
Haana kubviswa here headman chigodora
Chigodora to the fullest qnogonesa murume uyu
Pamberi nebasa headman munogonesa
Ndine mubvunzo koHeadman chigodora Zimunya ayiti tatora bhenji zvese vakaramba vachitonga vanosungwa vakazokundwa kahi vazimunya vaingowonekwa Kuti godo rakaputira Zimunya
Zviri muropa xvekutonga headman chigodora
Headman chigodora to the fullest 😂😂
Mamwe madzimambo ngavave vanoziva nekuda Mwari,vatongwi vavewo nesarudzo yekutongwa nana Chigodora venganga kana kusarudza mambo we Chrisito.Headman havasi balanced panyaya dzezvitendero.
Ndarara kuona headman Chigodora tongai tongai
Headman muri mutumwa panyika munobatsira Zimbabwe yose kusara kwevane godo vasiri kuda kuti vanhu vabatsirwe
Zimunya uyu anoshura manenji chaiwo indawa echiita ma fillings headman Chigodora ngavadzoswe please please
Rambai muchiyananisa mhuri headman chigodora
Mambo Zimunya ne team ravo vane godo naHeadman Chigodora nekuti vachenesa dunu ravo kubva kuvarombi varoyi pamwe nemhondi hhhhh Zimunya necrew rake varoyi vakaromba imhondi plu godo rekuti Headman Chigodora varikudiwa pasi rose nematongero avo zvino hapana angatonga kupfuura Headman Chigodora
I think Headman Chigodora na Chief Zimunya vese ndeve humambo humwe chete. Havasi vaera Soko yekwa Zimunya here. Kana zvakamira zvakadaro zvinoreva kuti Chief arikutya kuzotorerwa chigaro naChigodora nekuti pakubata basa Zimunya haana door naChigodora. Zvimwe zvese ratove drama chokwadi ndechekuti inhau ye protectionism.
Ehe vanhu one chigodora unotonga xem
MAMBO zimunya kungopinda zuro nekutsvanga nyaya dzisina basa kana nyaya imwe yatambonzwa kwakuboda vachinga ma Headman varikushanda basa ndazvisaya ini
Pasi negondo vazvimunya regai mambo chigondora vaite bsa ravo bvumai kukundwa zvine zvipo izvi zivai izvozvo muupenyu chero makavamisa chipo chavo chekugona kutonga hachiuyi kwamuri ndiko kunobva uroi vanhu
Chigodora mambo wenyika naMutasa
Iyi nyaya iripadare ndeyekudhara ..Herdman chigodaro vakamiswa basa ..
Hazvina ndaa. Dakutotanga kumadzokorora ese ma episodes acho
so? Its not a secret
Dzokororo rinesimba.
@@robertapfumaneyi kkkkk musiyei uyo mukuru munoti vana vechii zviye..?🤣🙊
@@ZmoothsOperator vana ve........ havadi chakanaka, vanovenga chete hahahha
Chigodora ndizvoo
Akabviswa hake but aigona mnhu uyu Headman Chigs
Asi takambotaura Headman kuti ndiri kurwisa vaChigodora vanowengwa neakaromba ,mukwarakwaru ,akauraya ,nevaroyi ndiwo vakaenda kwamambo zimunya vachiti takufumurwa pamberi nebasa Headman kusvika vati tasa
Well done vachigodoea
Saka rullibg yaitwa na headman ndeyekumbunyikidzwa here.
Ndosaka mambo Zimunya vakataura zvisina basa pamusoro penyu headman cz voice renyu rinosvika parefu handifunge kuti mambo Zimunya vangazvikwanise ini.
Tete avo vakuramba kufamba but ndivo vataura zvekuti husband wavo akafa nanhasi vakangogara plus kune akaroorwa 15yrs ago no mbereko bhudhi vakafirwa nemukadzi nanhasi havasati vaita remarry hanzi ngatinamate chete😅😅😅 ndopatinozoti urambirei kufamba hatidi vanohwanda nechurch.
Ngezvariniko izvi, headman awa wakazodzoswa here, zvatakanzwa kuti wakagumurwa
Ndeyakare video iyi
Pre -record
Maba ava vanogona havo kutonga adi pane vanegodo neshanje kuda Chicago ichocho
Chigodora akadzingwa panyaya idzi dzekumanikidza vanhu ku n'anga ths why robert achihunza nya dzakadai dzakadzingisa headmen
Hapana chakamboipa kumanikidzwa kufamba nevamwe muroyi chete ndiye anoramba nenharo achihwanda nechurch
Ko chigodora htt akamiswa here
Ko zvakanzi Chigodora akabviswa vani
Ngavarambe. Chigodora haasi mutongi. Akangofanana najonathan moyo
Iwe unenge vakaromba chte
@munashematasva9784 zita rekuti munashe nderekuma2000, ko wapindwa nei mwana mudiki kudai kuremara pfungwa so nhai wechidiki
Iwe wakaromba chete iwe
@@BlessedMugabe uri benzi. Haunzwisisi kuti chigodora anotonga kadunhu kemasabhuku 15 chete. So kuromba kwevanhu vasiri vekwachigodora hakuchinjwi nekuti dofo iro radzingwa basa.
Haana kudzingwa basa time of office yake yakakwana chete@@TheChekas
Inga wani Headman Chigodora varikunzi vakadzingwa wani
Ndeyekare. Inoratidza hudofo hwaakadzingirwa
Chigodora moto unopisa
mabhinya ,varoi zvese zvakaipa uchaona kuwanda kwazvichaita headman uyu akaita rate idzikire yemabasa akaipa aya ndatonzwa pane achekwa rurimi kuBerma valley
Mdara is making sense, so hw can a Malawian spirit speak in Shona?
Vazimunya hapana kwamurikuenda negodo renyu tirikukuonai musati hutsinye hwenyu huchashanda apa haushande
Zimunya Usa uye mudare ne politics please tikwanire dzosa chigodora ne kukurumidza ndakatarisa hautonge kunge chi godora
Headmen chigodora munogonazvenyu
Moyo wangu urikurwadza shuwa vachigodora tovada back
Headman vedu sando dzenyu
Chief zimunya ndi mpara.
Well done Chief Zimunya makabvisa this bully nevanhu varo
Uyo ane maglass is a bully
Forcing people kuenda kun'anga
Nevanhu vanovenga family iyi yakajeka
Ngaasadzoserwazve this headman
Very boss and forceful
Vakaromba ndoo wamovenga vaChigodora.
Chigodora ndizvo
Chigodora ngaadzoswe
Chigodora huchiiii
Ndagara kuona chigodora
Saka chigodora arikutadza papi kutonga ipapa chaamisirwa kutonga,muudze kamambo kenyu Kaite mushe kasiye jealous.
2030 munenge muchipo headman chigodora