Tateguru Tasvu doing extremely well ..murume arikubatsira vakawanda uyu basa ngariende mberi .pekutanga l was not believe it but now haaaaaa as l go through every basa ravo ndikuona kuti vanhu varikudavira zvinhu zvavo nekwavaka zvitora saka 5 🌟🌟🌟 🌟 🌟..to Tasvu
Veduwe ini andichawoni kugara ndisingatereri mvura idzi nagogo netest ravo sekuru tasvu kuseri 1 tasvu big up sekuru
Mwana atamba uyu chokwadi 💃 👯♀️ 💃 ♥️ .
Ndafarira pavati icho patamba mudzimai wavo I salute this man basa ngarienderere mberi sekuru Tasvu
Thanks mukoma Robert utombokangamwa. Nhamo yako wena ini ndadikitira nekutamba.... Sekuru Tasvu to the world
The little Madam can dance 💃🏿 😍 💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿
I agree.
Musikana mudiki anotamba anofanira aine zviri paari
Ndafunga traditional dance kuPrimary
Tateguru Tasvu doing extremely well ..murume arikubatsira vakawanda uyu basa ngariende mberi .pekutanga l was not believe it but now haaaaaa as l go through every basa ravo ndikuona kuti vanhu varikudavira zvinhu zvavo nekwavaka zvitora saka 5 🌟🌟🌟 🌟 🌟..to Tasvu
Vanobata basa vanhu ava
He can form a band and perform live shows
Sekuru Tasvu can dance
This band can do well internationally
Sekuru tasvu ndewechirungu vari ever smart kwete mamwe mazisvikiro atomboona anotyisa
Mudzimu kana wauya anobvisa bhutsu .chirikutamba ihomwe kwete mudzimu.
Mbuya munotamba munoyemba ngazviyende mberi mwana uyo anotamba zvake nemukadzi uyo arikukwakuka uyo mwana uyu hanete kana well done mbira
Nziyo ne hosho,,,haaaaaa I salute sense of rhythm 👏👏👏👏👣
This is 2050, I am listening and watching this mbira music, I enjoyed the play, kunge studio work, perfect vocals mixing
Kkkkkkkkkk 2050
Sekuru Tasvu 1 🤛
Sekuru tasvu hire me ndiridze ngoma iyo aripangoma arikunyozera
Produce the Muroyi hapana, i m in love with the song please
Ndabva ndanzwa midzimu wangu kuda kubuda! Mukuwasha wangu Ari kuita basa muzimbabwe
I'm jus happy to see sekuru dancing
Me too
Sekuru Tasvu.i salute
Mwana anotamba uyu 🥰💯
Apa ndopaunonzwa rimwe richiti chivanhu chinoitisa chirombe mmmm imika kwanai pple worship to God differently
Chii chamwari chaitwa apa.siyai zita ramwari pazvinhu zvenyu
Ini handizvinzwisisa pakubuda midzimu nekuenda kwavo can someone explain for me ndopanekunyeperana ipapo
Little sister can dance
Sly ndipewo 1gwenyambira asina mkadzi tichengetane😊
Kkkkkk
@@tektekchihera8466 murikutoseka ndorevesa
😂😂😂
Kkkk watofunga merechi
Kkkkkkkkkkkk Ruth huya kuno
ko kumbo recorda please motsikisa album
Ndafara ndaona Dion
Anechido mwana uyu sure chekutamba maybe ane chayinacho sure😂❤❤
I need to learn playing mbira from these guys.
This family❤😊
Mwana uyoka🤔👏👏
Chivanhu ndizvo sekuru
Sekuru murivahombe simbi yebsa kp it up
Sly wauya wauya wauya ako ako kkkk ndanakidzwa sly
Ndokumbirawo address yekwa sekuru Taasvu mukoma sly
Sekuru Tasvu muri pamberi and munochena futi. Munobata basa nemazvo.
Andina mai baba vakaenda....mandiregerera😢😢😢😢😢
Mwana anotamba uyo
Sekuru tokumbirawo mubatsire vakomana vatsikise mimhanzi yavo vanogona
Mukoma Robert murisei zvenyu ko nyaya arose yakazoperera kupiko
Taura hako nyaya ya rose neya Enock
Inenge yakaperera kwakanengo
On point
SEKURU TASVU VARI SMART ZVIMWE NDEZVIMWE
Taura zvako wena takura n'anga dzisingagezi wena kkkkkkkkk
Zvemidzimu ndezvekupenga
@@tinatinashe in your eyes
Mwana ane mudzimu chete
Igombwe
Nice wena he is a giver Baba Ava vane rudo
Mwana abvisa butsu juzi ane zviripaari seriously hanyare kana arikutamba chaizvo
👏👏👏vakuru vebasa
❤❤
Cc avo vakaoma. Pavachakura vanenge vojamba. Chaiko
Kana uine shavi rinoda attire ipi uine mhepo yacho inotokuudza chekupfeka ini kana ndikatobudirwa nedzviti rehondo ndotopfeka jira reshumba shanu coz mhepo igere pauri ndoozvainoda
Ko Cameraman ukutitadza kupi today kuona sekuru Tasvu vachibudirwa Fobert tell your Camera man
Sekuru tasu vanobhadharisa here kuvaona Kuti vagadzirise zvinonetsa muupenyu
Mbira exallant
Sekuru ndokumbira ma directions kuswika kwamuri
Ini ndikutoda iri song iyo yekuti mukuru wanyanya kupedza hama zvakarongeka khonapho
Sly media auya... auya auya 🙏🙏🙏
Nyika yedu haife yakanaka vanhu munotamba nechivanhu izvi hazviko mudzimu hauitirwe mudzimba dzemazenge hamupfeki shangu riripi doro rechivanhu iripi mombe yabaiwa izvi ndezve mufirimu zvamurikuita
Panoitwa zvedoro rinenge riri bira zvavari kuita izvi kupembedza mudzimu chete
Saka yese mbira yaridzwa ndeye mudzimu, zivai nguva nematare
@@violetmashanda716 okay ndanga ndashamisika 👏👏👏kudzidza hakuperi
Chiitayi imi munoziva nyika inake
Varikupembera chete havasi kudaidza mudzimu awoooo but kana vaakuita zvekudaidza vanoenda musango or kumusha apoo varikupembera or kufara zvavo vachitenda kufamba zvakanaka kweMatare awo ndizvo chete
Sly ndokumbirawo kuziva kt imarii kpinda mumatare
Neniwo
100 us
@@margaretmashababe284 $100
@@bridgetmkazi2116 uno Booker sei
100. Moiziva here. I chokwadi here
Zvaungati Gogo vaita Ka godo nyana🤣🤣🤣patamba amai avo
Kkkkk munhu wenyama
Anazvaainaz o mukadzi uyo. Achatozvikirwa uyo
KKK vachibva vasungiswa zambia.kkkk munhuo dxinombopotsa kuoonaka unotsabvurirwa wakatemba
Ndazvionawo 😂🤣🤣kuchengererawo ndorudo
👏👏👏👏
BSA sebsa sekuru tasvu munotigonera chose
That's great band
Sekuru Tasvu salent I want him to my family
Mwana anotamba uyu ndafara mheni
Sekuru murikumberi ndatenda hangu
Matamba sekuru matifadza
Haaaa Sekuru vatamba chokwadi 👏👏
Ngoma iyo
Sly ini handizi kuda kupinda mumatare asi ndiri kuda kuuya kuzoombera nekudaira chete
Kamasisi in white mmm can dance
Tafara Kuona homwe Inosvika sekru Tasvu ichitamba lol
Sekuru Tau one ndovega havo vanozviginera havo
Vanogona sekuru Tasvu
Woow so nice
Ko Dudhla aripiko nhai veduwe
Sekuru munochena vamwe unoona vachiita kunge mapenzi
Kkkkkk
🤣🤣🤣🤣
Hekani waroo
It seems the process for the spirit to manifest is far too long, I think.
Wooooow 💃💃💃💃💃💃💃
Zvinodakadza izvi
Ko bhutsu hamubvise
Munhu aitora video asi aisada zvekutora hr nhai kkkkkkkk
Cc vechidoko vatambisa
Wonderful✓✓✓✓✓
Sekuru vane mamonya
Hokoyo neingwee kkkkkki
Kamwana ako mugarwi chete
True kamusikana lane white dress. Kamugarwi.
True
@@lisapeters5114 yaa anosutswa chete achiviwa nemhepo arimupwere
Hakasi Kega .energy yake..ummm.
Ndazvionawo ini cz her energy is too much 👏👏
Song idzi dzine vene vadzo kkkk
I think Tasvu is now mixing cultures, that headgear is for the Zulus if I'm not mistaken
Handiti iye comes from Mozambique
Even in Zambia and Malawi they wear those so what do you think of your imaginary borders in your head
Ragara ririko kwatiri kumatebeleland ..for macultures
Pamwe rinenge riripo nhasi ndere chizulu
Hmmm you need to read history of Southern Africa. You would understand that we are one. Monomutapa state etc.
Mwana anotamba uyo
Anagwenyambira ava vanogona veduwe