Chitunha cheGokwe choramba kuvigwa - Tilder Live
Вставка
- Опубліковано 15 вер 2024
- Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa nezvinoda kufumurwa - Mutumbi waMunyaradzi uyo akapondwa kuZhombe waramba kuvigwa uye wanetsa ku mortuary yekuKwekwe. Tine hama dzake, sekuru vake, maiguru vake na driver akanomusiya pamusha wevanhu vaari kuti vakamuponda.
Bt munyaradzi dai ambotipa ma votes edu akabiwa ne zanu PF
Makeke Makeke 🎂🎂ndigadzireiwo ndigonetsa kana ndafakkkk
zvakaoma wena ummmmm vamwe vanhu havauraiwe
Pkaipa wenaaa...
Ramba wakadzvanya upihwe maparts ako Munya
Haaaa zvakaoma hazvo
Umm pakaipa
He
Bt hatisi kunyatsonzwa
Dzidzai kani