Guwa Rakafukunurwa Mushure Mekuviga mwana Box Rakaonekwa Mumba Memunhu Mutumbi Ukashaika

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 лип 2023

КОМЕНТАРІ • 73

  • @AdmireMugwagwa-ip6qo
    @AdmireMugwagwa-ip6qo 9 місяців тому +4

    Mambo munotigonera hedu, chivanhu munochiziva. Mune maLeadership skills. You are extremely excellent

  • @samsonmatsikachando7207
    @samsonmatsikachando7207 9 місяців тому +1

    Mr chigodora you are number 1Chief
    Copping

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb 11 місяців тому +5

    😭😭😭😭😭😭 Abantu baphela emhlabeni ngenxa yabantu abazezisayo abazezisi sebebanengi emhlabeni Yooh why why why mara shuwa isibindi esikhulu kanje lisitholap sokufuna ihlala kahle ngegazi labanye abantu Mhhhhh why lingazisenezeli kodwa fundani ukundla amaNdla enu Bantu zisebezeleni Bhekani ukuthi abantu bafa kabuhlungu njenge nkunku Abantu bafa belandelana emhlabeni abantu bayaphela intandani lamanyawup segcele emhlabeni ngenxa💔 yenu💔 bazezisi elifuna into yemahara eselikhuleka usatan Yeshi linjan vele vele kahle kahle lina plz bantu 💔weeee shiyanani ukukhuleka usatan khulekani ujehovah

  • @yvonnemucheta8725
    @yvonnemucheta8725 11 місяців тому +2

    Chaaaayiiiiiiii saka mutumbi wemwana wakatoshaikwa zvikatovharana zvakadaro😢😢😢😢😢😢😢 saka machira akazobuda here guys

  • @ConnieSebatamarema-hn5ht
    @ConnieSebatamarema-hn5ht 11 місяців тому +5

    I wish this headman was in our area ,you are talended😳

  • @Mamawama2K
    @Mamawama2K 11 місяців тому +3

    Kugara kwedu kose, pane zvakadaro here kuti guva rinocherwa mushure mekuvigwa kwemunhu mobviswa box remufi nenhumbi dzemufi asi mutumbi dololo, 😢 Mwari huyai vanhu venyu vatanga. Varoyi vanovhura vovhara asi izvi zvelive zvandityisa

  • @Tomezacariaszacarias-mx7nd
    @Tomezacariaszacarias-mx7nd 3 місяці тому

    Well done 💯✅

  • @preciousnhau2866
    @preciousnhau2866 11 місяців тому +4

    Sando dzako magirazi❤

  • @gwatsvairarumbidzai4761
    @gwatsvairarumbidzai4761 11 місяців тому +2

    Headman uyu anogona zvake. Sando dzenyu headman.

  • @beetricetakaza
    @beetricetakaza 11 місяців тому +1

    Waiting

  • @BongieMpofuDube
    @BongieMpofuDube 10 місяців тому +1

    Hayi kunzima manje ungafelwa yisihlobo wohle ufake iconcret ngoba these days bayakugebha bakuhambise emozambique

  • @leemajuru9752
    @leemajuru9752 9 місяців тому +1

    sando dzavo headman, vanogona basa

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 11 місяців тому +1

    Vanhu ava ngavaende kwa Sekuru Kanengo kana Chapora

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому +2

    Vanhu hamusi kutora nyaya iyi serious remember guys kuti panemutumbi wemwana wakashaika aripi mwana mureyana unode kuchaiwa

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo9879 11 місяців тому +3

    Tsvaka dzako kufambira dzafambirwa nevamwe kwana iwe

  • @TarisaiChinjenge
    @TarisaiChinjenge 11 місяців тому +1

    Kkkkk pamberi naChigodora

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb 11 місяців тому +3

    But why why abantu selithatha umusebezi kaJehovah liwufake ezandleni zenu ligenwa yini kahle kahle umuntu akasonkukhu lizithathap izibindi zokuyehlukanisa inyama lamathambo kaJehovah end ujehovah uzalitshaya ngoswazi olukhulu kakhulu Yekani ukukhuleka usatan khulekani kuJehovah ofuna ubunothi kazisebezele ngezandla zakhe zifundiseni ukusebeza umuntu lo muntu akandle amandla akhe bhekani ukuthi intandani lamanyawup segcele kanjan emhlabeni ngenxa yabantu abafuna ukundla amandla angasiwo wabo abantu abakholwelwa kusatan liyayangi Yooh into eliyezayo ibuhlungu sindubeka ngenxa yabantu abafuna ukundla kwamahara shuwa ungafuna ifuma ngegazi labanye abantu why lizinjabulisa ngenyembezi zabanye abantu akulunganga lokhu shemu noma ibhayibhili liyasho ukuthi ungazi njabulisa ngenyembezi zabantu

  • @MarvellousMoyo-xb3mo
    @MarvellousMoyo-xb3mo 10 місяців тому

    Kkkkkkk machira ngaanotorwa asi chenjerai umwe anofa mafiro akaita uya wekutumwa nemachira, Gada anenge n'anga ngaaende naye, pamwe muchasviko sangana nemutumbi wemwana

  • @anesumbabvu7078
    @anesumbabvu7078 10 місяців тому +1

    Mudara uyoo anoda pfuti mumusoro kunyepedzera kudzungaira

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Vana vemadhara ava havana Hasha deno ndirini mwana wavo ndaiva chaya zvomene

  • @panashembongo6967
    @panashembongo6967 10 місяців тому

    😢😢😢😢zakariah

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo9879 11 місяців тому +1

    Nhaiiwe nyaya dzekaranganda unodzi dii haunyare

  • @Sandramkunyade266
    @Sandramkunyade266 11 місяців тому

    Vazukuru mune mashoko.mikanwa mese zvenyu nemi sabhuku mudhara uyo face yake inototaura kti something behind chete ngaarohwe haangaurayi mwana weumwe vake ainanvo Dai akauraya wake

  • @user-lb7vr1gt2q
    @user-lb7vr1gt2q 11 місяців тому +1

    Headman sando dzenyu munogona zvenyu

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk Місяць тому

    Magirazi wapedza nyaya

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 7 місяців тому

    Ummm zvakaoma chokwadi 😢😢

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Baba anehembe yepink nemagirazi uyo.unogona kutaura and unobate nyaya zveiri deno ariiye sabhuku

  • @user-dz4yl4ok2s
    @user-dz4yl4ok2s 9 місяців тому

    Headman chigodora tipei number dzemaporofiti veduwe tatambudwa isu

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds 10 місяців тому

    Nhas neshamba haapo here

  • @gracemasango4490
    @gracemasango4490 8 місяців тому

    Vanoda kurohwa zvakaipisa,basa rekupedza mhuri dzevamwe dzavo dzakakwana

  • @user-bx5jq2db5l
    @user-bx5jq2db5l 11 місяців тому

    Ma1 baba Taps

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Haaa vaMagada moziva zvamoita imwi

  • @emelykapita4181
    @emelykapita4181 11 місяців тому +1

    Vabatei ma bhora vanomhanya kunotora machira

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Magirazi sungira madhara ayo play Mureyani muroyi mukuru ngavaburise mwana

  • @munekanimunekani6115
    @munekanimunekani6115 11 місяців тому +3

    Chigodra madiro anoita mari is so disgusting. He should be cautioned. Kwaari headman hakuna chief here?

    • @websterjani
      @websterjani 11 місяців тому

      Haaa anoda Mari zvinotobhowa

    • @clemencemandipa7441
      @clemencemandipa7441 5 місяців тому

      Kwa Chief kobhadharwa a lot of money than kamari kaanobvisisa vanhu uyu, anogona kutonga uyu dzmwe nguva

    • @clemencemandipa7441
      @clemencemandipa7441 5 місяців тому

      Kwa Chief kobhadharwa a lot of money than kamari kaanobvisisa vanhu uyu, anogona kutonga uyu dzmwe nguva

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 11 місяців тому

    Endai kwaTasvo kanengo na Chapora chete ndokupedza nharo dzezidhara iro

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Muroyi ngaachaiwe

  • @sithabilebaloye
    @sithabilebaloye 11 місяців тому

    Sekuru tasvu baba handmen

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Baba muroyi unenharo nehuroyi uyonayo

  • @theresansamba9148
    @theresansamba9148 10 місяців тому

    Musha wese urimuchidende hapana anosimudza musoro

  • @esnathconstancemoyo3674
    @esnathconstancemoyo3674 4 місяці тому

    This headman is intelligent but too much listening to gossiping before sitting down .

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 10 місяців тому

    Sekuru Tasvu ndivo vanoigona danai ivo

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 11 місяців тому +1

    Magirazi wakanyanya sando dzako

  • @WaJohn25
    @WaJohn25 10 місяців тому

    Aaaaaaaaaaaaa ndiwe wadana vanhu paDare rako wovamanikidza kukupa mari futy mutemo wekupi uyoyo

  • @LilianDzingai-tn2ut
    @LilianDzingai-tn2ut 11 місяців тому

    Headman pamberi Nebasa mgona imi

  • @esnathconstancemoyo3674
    @esnathconstancemoyo3674 4 місяці тому

    Too much money money

  • @WaJohn25
    @WaJohn25 10 місяців тому

    But vanhu vari kujairirana kumaruzevha uko
    Munhu afa ne accident pozonzi Sabhuku otuma vanhu kuti fambai nekuti pane apumhiwa aaaaa

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    Madhara anode kuchaiwa wose hawo

  • @debranyoni305
    @debranyoni305 5 місяців тому

    Abathakathi bezigodo

  • @babrachakawata5992
    @babrachakawata5992 11 місяців тому

    Magirazi ane mashoko echirime mumusha mukawanikwa varume vatatu munoziva kuti musha

  • @wimbaimangwende8122
    @wimbaimangwende8122 10 місяців тому

    Emhlabeni kunzima hey

  • @user-rb8kq4yv8x
    @user-rb8kq4yv8x 8 місяців тому

    Sando dzenyu headman

  • @munekanimunekani6115
    @munekanimunekani6115 11 місяців тому

    Why vose vari meant to speak vasingango tori oath vese pane zvekuita 1x1 disrupting the flow of cases?

  • @nokutendachiremba7343
    @nokutendachiremba7343 11 місяців тому

    Tjooo mashura

  • @user-sh1yc1ko9o
    @user-sh1yc1ko9o 11 місяців тому

    VaMagada ishasha manje

  • @WaJohn25
    @WaJohn25 10 місяців тому

    Dereck aitoda kuseka zvake

  • @user-ww7eu6oj7x
    @user-ww7eu6oj7x 11 місяців тому

    Chigodora inemasoko

  • @innocentfarayijambaya6633
    @innocentfarayijambaya6633 11 місяців тому +1

    KomaGloves ndeechii 😕 ?

  • @WaJohn25
    @WaJohn25 10 місяців тому

    But ivo Headman vanodana vanhu kuzobvudza nyaya dzeMumusha mavo pasina akwirira umwe sei?
    Handi paifanira kuita umwe anono reporter

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 9 місяців тому +1

      Aaah ko anditi headman ndiye mukuru wenzvimbo
      Any disturbing news dzakaita sekushaikwa kwechutunha ane right yokudzitsvaga nokuunganidza vanhu nokuti mangwana zvitunha zvopera muraini

    • @patiencekumirai2931
      @patiencekumirai2931 9 місяців тому

      Ishura mumusha mavo rinoda kuvhunzwa ka iri panotoda chivanhu ko moziva sei kuti chii chichaitika

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 11 місяців тому

    Headman chigodora vanotora mkombe pakudisa mari