Prophet T freddy odhomoka dhomoka Kumukadzi akaenda ku n'anga kunogadzira Murume kuti Nhengo ikure

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 вер 2024
  • #prophettfreddy #prophettfreddyvideos #prophetemmanuelmakandiwa #prophetpassionjava #prophertmiraclepaulvide9s #prophertmiraclepaul
    IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
    follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
    EMAIL US trustysparks@gmail.com

КОМЕНТАРІ • 67

  • @viratkuntawong5953
    @viratkuntawong5953 3 місяці тому +4

    Ashame ndanzwa tsitsi mubatsireiwo Papa

  • @MelusiTimoti
    @MelusiTimoti 3 місяці тому +3

    Muchati pamedzra data zvimwe tenge tazviona mozvodzosa mongoziva kutimaziso anoda zvinhu😊

  • @pixiemasauso1370
    @pixiemasauso1370 3 місяці тому +2

    DJ Sparks plz tell vanhu vekwaFreddy kuti vatsvake Jesu nguva ichipo....

  • @Edithmaradzika
    @Edithmaradzika 3 місяці тому +3

    Ini matairire emurume uyu we zim reality snongondibhows

  • @PrimeChaparira
    @PrimeChaparira 3 місяці тому +2

    Taurayi munhu waMwari

  • @BrendaChifamba
    @BrendaChifamba 3 місяці тому +1

    True man of God

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 2 місяці тому

    Dj Spax ngatsvage rimwe basa kwete kutibhowa

  • @blessedsarema1076
    @blessedsarema1076 3 місяці тому +3

    hakuna zita rekuberekwa rinonzi Dj Sparks

  • @PatienceKasawaya
    @PatienceKasawaya 2 місяці тому +1

    Unotipedzera data nekutaurisa iweeee aaaaaas

  • @TafadzawaMMoyo
    @TafadzawaMMoyo 3 місяці тому +2

    T Freddy makatumwa

  • @PrinceChisumbanje
    @PrinceChisumbanje 3 місяці тому +1

    Kkkll spark huchii

  • @jazztryphine6524
    @jazztryphine6524 3 місяці тому +1

    That's why I don't have a friend

  • @MunyaradziMuteerwa-tv1kn
    @MunyaradziMuteerwa-tv1kn 3 місяці тому +1

    Umm ndabvuma zvangu kune shamwari dzine hutsinye kufurira munhu kudaro ...

  • @nyasharichardson9249
    @nyasharichardson9249 3 місяці тому +1

    Ndinotenda wataura chokwadi kuti hauzive kuti simba ririkubva kupiko. Regai tione zvedu. Ziii takadaro kudenga kure kure

  • @evanschamburumbudzaa1410
    @evanschamburumbudzaa1410 3 місяці тому +1

    Hezvo

  • @flique731
    @flique731 3 місяці тому +2

    haa content munoitsvsaga nedemo

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 3 місяці тому +1

    Hautonyari kuita kunge ndiwe watanga kubudisa apa zvatova ne2weeks or more

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 3 місяці тому +1

    Mai avo imbwa chaiyo nxaaa

  • @RutendoDzingisa
    @RutendoDzingisa 3 місяці тому +1

    Ndosaka ndisina shamwari yacho

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 3 місяці тому +1

    Video rine 2 months tationa nxaaaaaa

  • @enockdzanas2420
    @enockdzanas2420 3 місяці тому +5

    this is borinng sparks find beta content coz this video is in the public

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 3 місяці тому +1

    Aaaaas

  • @AbgailGwatirera
    @AbgailGwatirera 3 дні тому

    Asi amai mangwana mupangwe munerenyuvo zanomunozviputsira imbayenyu nemaoko enyu usafa wakatembashamwari apaisinq mrm munorqnganq chii

  • @easterdhlomo-fg6il
    @easterdhlomo-fg6il 3 місяці тому +1

    Kkkkk yoo women we do things that will backfire us

  • @TinoChipangura
    @TinoChipangura 3 місяці тому +1

    Vakadzi dzikamayi shuwa

  • @CaroDlamini
    @CaroDlamini 3 місяці тому +1

    Kkkkk ndaona munhu wekuziva mu church

  • @brightgwanunga2311
    @brightgwanunga2311 2 місяці тому

    Maivavooooo

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 3 місяці тому +2

    Sàlibonan bazalwane abahle

  • @LilianLefunat
    @LilianLefunat 3 місяці тому +1

    You are too much papa

  • @AtrwellKambadzo
    @AtrwellKambadzo 3 місяці тому +1

    Chibba ichi

  • @memoryncube8391
    @memoryncube8391 3 місяці тому

    Kkkk ma1 ndaiona hangu pa page rake

  • @GetrudMroiwa
    @GetrudMroiwa Місяць тому

    Makanyanya mnhu wamwari

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 3 місяці тому

    Tinenge tazviona kare kare
    We need your own content bra
    Not zvako zvekuswero teedza ma pages evamwe

  • @ElvisMahubo
    @ElvisMahubo 15 днів тому

    Dj 😂😂😂

  • @austenmaguduru1677
    @austenmaguduru1677 3 місяці тому +1

    😅😅😅 pakaipa

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni 3 місяці тому

    Imarii stage 1 and
    Stage 2 zvedrilling izvo

  • @MemoryMbizvo-ti8vr
    @MemoryMbizvo-ti8vr 3 місяці тому

    Wy uchitaur nonsense uchipdza data video harise rako ita zvako

  • @Bill123-s8n
    @Bill123-s8n 3 місяці тому

    That time you decide to be a blogger on churches you create trouble for yourself. Even when it seems okay but one day jus one day

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo 3 місяці тому

    😂😂😂

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 3 місяці тому

    Shame wat an evil friend mubva mapfira pasi murege zveshamwari

  • @chiedzamatumba9130
    @chiedzamatumba9130 3 місяці тому

    Nonsense paridzai shoko rinoraramisa

  • @williamkaliyati5642
    @williamkaliyati5642 3 місяці тому +1

    Uyu anonzi Sparks anotorwara ane ake maprophet anotevera achivapa mbiri , I want to tell you 1 thing Freddy haana kutanga nhasi chiporofita ichi akatanga kare ari kuma 14-15 years asati atomboimba Messiah komborera. Usarwadziwe mfana iwewe

  • @Hungwe
    @Hungwe 3 місяці тому +1

    Zviporofita zvenyu zve kumama

  • @memoryncube4181
    @memoryncube4181 3 місяці тому +4

    Vanhukadzi ngatidzikamei vedu moziva murume anenge achitoedzawo munoti iwe wakunotsvakana nezvimwe uye munhu mukuru unoti shamwari yekudiiko nhai grade 1 yoti friend imi Mai vakuru moti friend futi aaa zvimwe zvinhu kurai mhani

    • @AliceZimaima
      @AliceZimaima 3 місяці тому

      Kuita shamwari hakuna kuipa asi ziva shamwari dzekutamba nadzo chte

    • @memoryncube4181
      @memoryncube4181 3 місяці тому

      @@AliceZimaima manje unoziva cy usina maziso emweya nani kutotamba ndenga hangu

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 3 місяці тому +1

    Iwe mufesi iwe unogara urikumashure always kana washaya zvekuita enda unorima kumusha

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 2 місяці тому

    Imi blaz imi tiitireyi mushe. Izvi zvemaporofita n'anga izvi zvekunyepera vanhu siyanayi nazvo motsvaga zvimwe zvinobatsira vanhu kwete rubbish iyi.

  • @RachaelChiundiza
    @RachaelChiundiza 2 місяці тому

    Eeh

  • @IgnatiousSagumbo-n5k
    @IgnatiousSagumbo-n5k Місяць тому

    Amen Amen

  • @IgnatiousSagumbo-n5k
    @IgnatiousSagumbo-n5k Місяць тому

    Zvinosiririsa izvi Mashamwari

  • @CarolineNdamba
    @CarolineNdamba 3 місяці тому +1

    Hamheno kuti isu vakadzi sei tichinyamya Kuda kubatsirwa apo wazviputsira imba nokutevedzera

  • @EuniceNcube-n1g
    @EuniceNcube-n1g Місяць тому

    Amen 🙏

  • @SydamMalambo
    @SydamMalambo 2 місяці тому

    Haaa pakaoma apa

  • @LilianLefunat
    @LilianLefunat 3 місяці тому +1

    Makutumwa prophet

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 2 місяці тому

    Mubatsirei prophet akaita nekusaziva kuda shamwari yakatomushandisira mushonga Kuti asapepuka

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 3 місяці тому +1

    Amen prophet

  • @crypticoptimist4408
    @crypticoptimist4408 3 місяці тому

    apo unenge uchiti une shamwari yako wotoona shamwari yako ichiombera kuti mazuvano hakuna shamwari kwaaaaa

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 2 місяці тому

    Dj Spax

  • @RuthMunzwembiri-sx2sy
    @RuthMunzwembiri-sx2sy 3 місяці тому

    Aa shamwari dzakashata ndati,