When it comes to evilness the devil has no limits anokusiya wave pamhene regretting. Better kuve murombo ,unorara hope dzinotapira wadya hako matamba kana mambishi chaiwo other than kutambudzwa nemweya yevafi ichikushaisa hope , ko idzo mhiko dzekurara pasi kusiya King size bed ,seiko vanhu vakapusa
And ugoona you were doing well there was no need for this mari yacho inozonaka here its best utendeuko and loose everything and start afresh at least vana uinavo
weduweee through listening to these confessions kaaa .we are not safe in this world expect kuna Mwari chete,kunamata pachokwadi ugonzvengeswa mu hondo dze vakaipa .imagine now vana vakunzi uraya saka unoti mari yacho ndeyei .hey mukoma tendeukai before its too late,and once vangourayisa vana wako ruzhinji ne hama dzose dzichabva dzatoziva kuti muroyi ndiwe.
There's no tragically he lost his wife and two children. Ndokuromba kwaakaita kuti awane simba rekurombesa vamwe. The fact that he only lives alone it was a red flag for you to run away. Kuromba mweya wesvina, ndozvinoda mweya yacho munhuwo we dh*dh* This is very SAD. Vanhu PLEASE enrol in business management classes😒
Yes God is showing you the death that you planned for. Apana kuroyiwa kwawakaitwa. Saka pawai driver waitoziva haaakooo zvichaitika? Manje chii chawakagona? Kutsvaga mari nenzira yakapusa so. Greed. Chokwadi there's no peace for the wicked
The devil doesn't give you something for free you pay heavily 😮
😅🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂
When it comes to evilness the devil has no limits anokusiya wave pamhene regretting. Better kuve murombo ,unorara hope dzinotapira wadya hako matamba kana mambishi chaiwo other than kutambudzwa nemweya yevafi ichikushaisa hope , ko idzo mhiko dzekurara pasi kusiya King size bed ,seiko vanhu vakapusa
After seeing how your friend is not enjoying the fruits of his labour u still went ahead mukoma yoooh
And ugoona you were doing well there was no need for this mari yacho inozonaka here its best utendeuko and loose everything and start afresh at least vana uinavo
Uuuum mari yehurombwa haina rugare yhooooo
Zvekuromba muchazvirega henyu.Easy money dont come cheap
Fully knowing that your friend sleeps in horrible condition you still went ahead .
weduweee through listening to these confessions kaaa .we are not safe in this world expect kuna Mwari chete,kunamata pachokwadi ugonzvengeswa mu hondo dze vakaipa .imagine now vana vakunzi uraya saka unoti mari yacho ndeyei .hey mukoma tendeukai before its too late,and once vangourayisa vana wako ruzhinji ne hama dzose dzichabva dzatoziva kuti muroyi ndiwe.
Ende Havana kana remorse bamnini. Kana mari yadai yashata.
Kuromba uku zvakafanana nokuti ari kuchikurubi maximum prison
Morning mkoma Nash thank nema confession aya you saved one person from kunoromba after ateerera all this.
Uuuuuu vanhuka kuuraya vana ozodiko zvino
Aah😮 kuromba uku vanhu try kugutsikana nezvamu nazvo mari yacho inonaka here yeropa revamwe
Ngaigare zvayo mari yacho aaah ini ndiri murombo asi ndiri kufara chaizvo idyai henyu mari yacho hainakidze pakadai
Aaaaaah kuromba uku itai mega iiih ungashaiswe rugare Shuwa nenyaya yekuda mari ZvaSatan zvine mubhadharo mukuru veduweee yaaaah I think vanhu vadzidza chinhu chinonzi Kuromba kuti chiri cy so Strange mkoma mkoma Nash nyaya iyi yamaverenga. Such a painful Story😒😒😒😒😏😏😏
But u were doing quite well wani nhai veduwe, muchiticha nekutengesa mota, imwe mari yawanga wakutsvaga ndeyei futi, veduwe ngatityei Mwari.
Rombai mega
Hurombwa nechikurubhi maximum same same yooh hai zvakaoma shuwa
The love of money is the root of all evil
Ndiwe wakazvitangira wega after vana zvichanzi Mai na baba hausati Watanga bhururu.
If you want peace make no friends because that's where u get the most wicked and stupid advices
Hey! Hey! Hey! mmmm.
There's no tragically he lost his wife and two children. Ndokuromba kwaakaita kuti awane simba rekurombesa vamwe. The fact that he only lives alone it was a red flag for you to run away. Kuromba mweya wesvina, ndozvinoda mweya yacho munhuwo we dh*dh*
This is very SAD. Vanhu PLEASE enrol in business management classes😒
Umm😢😢 Mwari vachakutonga hako
Zvemahara zvinodhura
The devil doesn't bargain
Shuwa ķutamba nerufu rwevanhu three denga muchaita rekugugula
Nhai mwari pindirai nyika yaipa veduwe iye akaunza kuromba Ka ane hutsinye
Ini zve N'anga NO
Lobhud ngusatani
Yes God is showing you the death that you planned for. Apana kuroyiwa kwawakaitwa. Saka pawai driver waitoziva haaakooo zvichaitika? Manje chii chawakagona? Kutsvaga mari nenzira yakapusa so. Greed. Chokwadi there's no peace for the wicked
Uyaz amadoda esishonen yiwo arombayo ngobuneng pliz bafaz becarefuly
Nama doda esi ndebeleni nawo its only ukuthi they dont disclose my martenally relatives ngama ndebele so i know
@@samanthamkono5076 yooo kuzima bantu
Unduly tribalist
Ngavatsvage rubatsiro nguva ichiripo
The love of money is the root of all evil