Family Drama: Man Kidnaps His Own Child from In-Laws | Chief Chinhamora |Publicsphere
Вставка
- Опубліковано 2 жов 2024
- SUBSCRIBE to BUSTOP TV official UA-cam channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.
Anodherera mukomana uyo zvekuti akawana amudzimai zvapinda papi uri benzi remurume.
Nhai kuonererwa kwakapusa ko iko kuda kuudza vanhu kuti kamusoja
Benzi kamusoja kematuzvi aka tupeti yako
If the mother is not staying with the kid the father has the right it seems like the mother is not able to stay with kid due to her new marriage
Ngaaroore musoja uyo and mwana is under age Ngaaende kuna mai vake
Mai vake vapi ivo mai vacho vakatomusiyawo kwa gogo
Vanhu avateereri nyaya,vangori side remukadzi,tezvara ndiyo mboko yakapa mwana asagara nemurume
I like how the ex is focusing on how she is now married koo iwewe? You are married too
Uriduzvi iwe kuxamisira nechisoja
Ari kuda kutyisidzira vanhu nechisoja ,plus handifunge kuti mutemo unomubvumira kugara nemwana ma camp
This type of case inoda maChief akaita sa Nyamaropa muface uyo anodherera cz musoja Satan,,, Chief imi don't be soft for such a serious case muface uyo anemhosva hombe
Uyu mfana anojairira masoja anoona saMwari
You can say that again. Kusakwana nekuda kusvibisa zita reZNA. Kutoshamisira spoiling zita reZNA. I think he needs punishment
Mkomana ngaasashandisa chisimba chisimba chisina basa.We have many reputable soldiers who do much better. Grow some balls marn
The ex boyfriend suits the young lady (age wise) whereas the "husband" is way older for the young lady. He looks more so to be the lady's "father"
Hehehhe hanzii nemastandards angu havasi kugona kuchengata mwana
Mwana anochengetwa ne any of the parents if not both kwete nambuya na sekuru. Gunners should pay mombe 1 . Kadare hakana musoro aka.
First dare iri harina jurisdiction kutonga nyaya yevana. Inoitwa kumagistrate or High Court. This is a community court. 2nd roora was abolished and no longer enforceable at law. 3rd mwana anogara neparent yake any ine environment inoita zvakanaka for mwana. Sekuru nambuya havabvumidzwe kugara nemwana vabereki varipo. Only that matare aya most anotongwa nevanhu vasingazive. Kuchengetesa mwana next door is abuse.
Pamombe hakuno mutemo wakadaro. Ndirini handibvise chero 1 ndoenda mberi nenyaya he will win his case.
Shandisai the right word pa topic.Haana Ku kidnapa but akatora Mwana wake zvisina kutaurirana bedzi.Tikatobvunza mwana Kuti anoda kugara Nani anoti nababa vake.
Ummm chitare Ichi chakaoma chaiko chinotonga Nyaya isina kuuya mudare Ummm zvimatare zvakadai zvofanira kurambidzwa kutonga vanhu.Nyaya apa ndeye Kuti Mwana akatorwa Kuna sekuru zvisiri pamutemo.
The guy did abandon his pregnancy and only wants the child because he now has a maid. He didn’t learn his lesson of how parenting is hard. If he loses his wife he will go back to not caring for the child or not my child. It’s a good judgement to make him pay 4 cows to the family for abandoning and referring them to custody court for way foward. If I was the mother I would take the child to new marriage and get maintenance. Because the step mother is the one caring for that child not the father. If the stepmother is being forced to be the nanny that is detrimental to child
He should have been fined for being disrespectful to say the child is not being faked cared of according to my standards. Where were those standards when the ex was pregnant needing food and preparation. That same family is the one which took on his responsibility when he was running away
They's no need for damage coz yaisavemhandara iyi damage inobviswa kumvana ere aifanira kubvisa mombe 1 yekuroora mwana wake thats all, Mambo marasika ipapo
Damage kuzvarisa mwana wevanhu Mombe yechimanda ndoinobviswa kana mudzimai ari virgin
Dako rako nehusoja hwako imbwa yemunhu shitii dhemeti duzvi
Ngaakuvadzwe iye airambirei ne muzukuru wavo. Apa baba vacho Havana kuroora
Kuswero taura ndiri musoja kuda kutyisa vanhu nxiii
You can’t live in the ba🎉racks with a child.
Mkwasha anoda kuratidza kuti anetunhu twake
Mwari ini handidi mukuwasha akadai. Ndinogona kupika jeri. Or ndingaguma ndamurombera chaiko 😂😂😂
Kkkkkkk anokutangira kuromba aona zvauri
@@richardmaposa5876 kubva makwikwi 😂😂😂
Zvokuti ane murume inei nazvo ko iwe hauna mukadzi here ibava apo
Saka urikubirei mwana wawakanzi haasi wako
Kana wanzi mwana haasi wako saka urikumudiyi hanzi ndaona akafanana neni dununu kungoti chisoja chinopinda chero ne madofo
Taura hako makore ani vakungokumbwa kumaruzevha uko voendeswa kuZNA yake iyoyo kiti yemunhu iyi
Haa mfnana isascum uyu nxaa
Aaah mazuvaano vanhu vakugara nevana kumabarracks here
Mambo must do a spot check vanotuma nhume yavo on a random day kuti vaone kuti mwana akuenda nababa kubasa shuwa here cos l dont believe kuti zviriko zvakadaro
Zvokuti akaroorwa hazvina basa nokuti iwe wakaramba mukadzi irimimba saka chaimutadzisa kuti awanikwe chii dei wakanga uchimuda dei asina kiroorwa ingadai akakumirira
haaa mkomana uyo akangwara nhema ngaadzikame
Hello to the participants on this content? What was the verdict reasons being that I do not understand the language? Allegedly I have commented negatively... Please can anyone explain what was the verdict? /Thank you.
Ita mushe iwe we
Kamukono ketsambarafuta 😂
Shame on you. Why insults pamunhu wausingazive. Acquaint yourself nemmutemo yekuchengetwa kwevana unobatsirika
@@EddiDube I don't care why are u talking to me unondiziva here.leave me alone this is a public place so I am here to give my thoughts though
@@EddiDube usandishandisire chigandanga on my thoughts otherwise ndokushandawo pano nxaaa
Matare aya ngaave reruzivo neChildren Act Chapter 5:06. Baba ava ndivo vanekodzero yekugara nemwana not sekuru unless baba vati havakwanise. Mai vakaroorwa somewhere so can not go nemwana. Dare ritori biased zvaro ndosaka nyaya dzevana dzichiitwa nemahogjer courts
Shuwa
Yes dare must use this act haikona kuhumana kwavari kuita
After form 4 wobva wati ndakapedza chikoro, only in Zim zvinonzi ndagumira pa form 4
Mwari havanwe doro onererwa zvako uchiti mwana hasi kuchengetwa
He has a type 😅 those ladies look alike
Mwana is underage waisafanira kumuba
Kuvhaira ne imba ye basa it's sad ko wagarirei naye mwana iwe une mukadzi uyu murume murwere uyu
Mastandard ako api awunotaura iwe uri muurwawo zvako 😢
Humble Chief
Ka babe kakamitiswa kanyama kudarika icho
Noise mhani
😂😂😂😂