officer very jelousy of the third wife more so kutanga mumumba too much more so hanzi ko pegkugara ndinozopawana kupi why couldnt she get pekugara from the first marriage
Be fair chief amai mupurisa inzhenza from one man to another, apa urikuyenda pabarika, now she is jealous of the third wife ,asi varume vapera munyika Chief don't support Chihure mudare renyu, munotadza kuremekedzva
@castontigere2210 but haubhariswe nokuti masiyana. Polygamy has been there for centuries. She is jealous that there is 3rd wife and wife has a baby. Dindingwe rinonaka richikweya vamwe kana iro rakukwevawawo raku chema. Think of amaiguru how she is feeling after all this. When the man told her he is married she should have said no straight away. So she thought this man was not going to look for another wife.
Amai avo varikutora advantage wechipurise hakuna munhu anobhadharwa kudanana. That has never happened anywhere. She is jealous of the 3rd wife. Stop that and move on whats if amaiguru does that to you. Dont pay her anything she is using police job that what we call corruption. Zvazvekuda kuti ndoda kukurakidza kuti ndini ani. In history hakuna nyaya yekuti ndarambwa ndibhadhare . Vanhu vanodanana zvopera zvako zvashamisura chiiii. Pamwe mungadai makarambana kudhara but you threatner murume uchimuti ndiri mupurisa.
Amupurisa hamhuna ryt yekurwa shanje makauyawo wani pamurume wemunhu
officer very jelousy of the third wife more so kutanga mumumba too much more so hanzi ko pegkugara ndinozopawana kupi why couldnt she get pekugara from the first marriage
Shanje vanadzo ko maiguru varipi
Bvuma kusakara singing hangu
anogoita jealousy seyi naiyewo akatora murume wemunhu ( first wife )
saka wife yekutanga hairwadziwe nezvewakaita here.
Murume murume zvesure
Mai ava ngavasiye chete
Mai mupurisa mukungoda kuti murume arambe mukadzi wechi2
Be fair chief amai mupurisa inzhenza from one man to another, apa urikuyenda pabarika, now she is jealous of the third wife ,asi varume vapera munyika Chief don't support Chihure mudare renyu, munotadza kuremekedzva
Mudhara uyo imhombwe chaiyo uye aneutsinye

Zambian