Council of chiefa murikutii nedare iri...this is abuse at it best.why kupusha munhu and not listen to the people brought before you.this is so horible humn rights muripi
Usabvisa gupuro now,go n sue zvikomba izvozvo then take the money n pay this judgement wosara nechange wobvisa gupuro woroora umwe mukadzi nemari iyoyo yasara.thats businesses
No this old man is not respecting the court,Dai vatomuripisa mombe again,he was supposed to demand roora mwana ari mupenyu not kuda kutora advantage yembatya dzakasara,according to our culture vaifanira kutuma vana tete or vanin'ina vemufu kundotora cz mukwasha anorogedza sei mbatya dzemukadzi wake?
Dzimwe vana Mambo wangu matongero enyu haasi fair. Uyu murume haana mhosva uyu. Uyu nyaya inoda imi mutomubatsira kuvakuwasha vanozvidza tezvara.
Haaa apa parikutorwa pfuma nechisimba kubva kuvarombo, uye macheni ayo haakodzeri kuiswa cheni murume uyo, haana mhaka yaapara. Munoshoresa madzimambo nazvo izvi. Msadaro hama
Apa Hapana zvaChief apa …iri dare rinoda kusungiswa chaiko …itai apeal baba musambunyikidzwa nevanhu vasiri vana Chief …
Munoshoresa musangano nxaaa
Ndarwadziwa guys ndibaba vemukadzi vari kushungurudzwa kudai nemukwasha….
Uyu mudhara haagone kutonga 😂
Ràmbà kumbunyik8dzwa baba rambai
Dare iri nderekumama vanombunyikidza vanhu baba avo havasi kupiwa time yekutaura
Ndapinda ndchida kunyora exactly zvawanyora ufunge... Idare reWeti
Vanamambo vakadi vanofana kusungwa ingoko 😂😂😂😂
Mambo vakatengwa ava, kana munhu afa nhumbi dzinogovewa murunyararo manje vakuwasha vakuda kungwara ngwara
Ah ndosaka ndichiterera dare rekwaMutasa mhani machief manyama anonyatsotonga nyaya sezvairi. Kkkkkk iwo mapurisa acho kuda kungokanda njema ndozvirimumusoro.
Reason yekusungirira munhu pa danda iye asiri violent ndeyeyi. Dzimwe nguva zvatinoita hazvina kunaka.
Aizve munhu anosungirwa padanda sooo heiiiii
Aaaaaa vanashe Ava vanopenga nxaaaa
Baba havana mhosva haiwa
Iridare rinombavha nhumbi dzoparadzwa kangani vaidii kuuyisa zvinhu zvopqradxwa pamwe chete
ZviCourt zvenhema izviiii
Who is this headman
Vatongi imi murimbavha uku kutonga kwete kuenzanisa vanhu vatongi makaita uwori pasi nemi dare iri,akachengata matata vakuwasha kwete tezvara vakadii kuuyisa ka1 pasi nemi dare rino mbavha day light robbery pasi nemi,nyaya iripachena iyi kutonga kunodawo chikoro
Where the cuffs necessary?
Was the chain necessary though.
Mambo apa mazvishoresa apa
nzwisisai mutemo wakaiswa na mambo , kwanzi mambo vakati matata haachengetwe finish and klaar
Zvekupenga izvo,,,
baba Havana mhosva but ana mambo vakutoda kubhadharwa nemunhu asina Mari plus handcuffs where not necessary
Dare iri rakadhakwa zvisingaite
Council of chiefa murikutii nedare iri...this is abuse at it best.why kupusha munhu and not listen to the people brought before you.this is so horible humn rights muripi
The so-called council of chiefs is very corrupt. They interfere in internal family issues of Royal families
Baba avo varidzi vemwana vari ryt mambo ndiye arikungodawo mombe yamahara coz pakagovewa zvinhu maplates avepi hakuna manyaradzo anoitwa kaviri kana kugova nekuungana kwevanhu kaviri pamusoro pemushakabvu umwe chete zvinhu zvinoinganidzwa ka1 kana zvisati zvaungana there's no need
Hvana mhosva baba vanhu vedare kungovhiringa munhu haiwa, baba ngavaite appeal or kuramba zvinhu zbacho baba don't be forced baba
Saka simbi ndedzei, rubbish court
Usabvisa gupuro now,go n sue zvikomba izvozvo then take the money n pay this judgement wosara nechange wobvisa gupuro woroora umwe mukadzi nemari iyoyo yasara.thats businesses
Hapana reason yekusungirira munhu pamuti . Uriko here mutemo WAKADARO?

Zanu Style