CHIEF NYAMAROPA BABA VAKAROVERWA CHIKERETI CHE $400 VANE 4MONTHS VATIZA MUSHA
Вставка
- Опубліковано 8 лют 2025
- Join this channel to get access to perks:
/ @zimquiktv
makandiwa #uebertangel #theclosurednashow # #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnchamisaews #harmonize
Banda mupenyu here Ziso rababa avo harina kudzikama panyaya iyi
Uyu akatoponda Banda ziso rake iiiiiiiii
Chief ava vapusa mazuva ano. Vanenge vaakutongwa nevanhu havasisina power zvachose. Chief varikutya apa fodya yotoorera mumunda nekuti mambo arikutya gandanga iri. Vese nemapurisa namambo varikutya gandanga. Mambo mapera mwongo hamusisina deal. Kukumbidzana moto negandanga here iwe ibvai apo
Kamusasa ari Bully ane hutsinye husingaiti. Ungarova munhu kusvika atiza musha. He can kill a person
Not fair at all, this family shld pay their debt of 400 first
Akaurawa uyo
Zviripachema Amai awo ngawakwirire dare munhu wawakapa ma cliper Kwete murume uyo
No Kamusasa ane hutsinye. Pamwe akatouraya Banda
Murume uyu ari dangerous imhondi chaiyo ummmm kana aine mkadzi ari muchoto mkadzi iyeye ummm
Mambo ngwarirai munhu uyu he is dangerous mu community