Inzwai Nyaya YaAmai Ava .....Hilarious
Вставка
- Опубліковано 15 жов 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Ko Robert hauchatiudze kuti wakasiya kuSlymedia ndosaka isisanakidze,tatokuteera kuno.
Vakupizve mukoma Robert
Akataura wani.ane yake yakanzi Robert Tapfumanei
@@TauraiMawere vakuita ne @zimnewsbeats
Zvakataurwa wani even iye Tapfumaneyi akataura wani kuti Robert asiya basa avhura yake
@@TauraiMawerepano pazimnews beat
Pasi nezvitsverudzi ( zvinyadzi)batsirai sekuru muno muZimbabwe hatifarire zvinyadzi zvekudaro ,zviri kutibvisa hunhu ,u cant listen to Sekuru Tasvu uine hadzvadzi ,zvakubhohwa
This doesn't make sense
Nhai veduwee kuita sekunge vasiri kunzwa zviri kutaura munhu.Inga varikungotaura shona iri kunzwika wani mbuya avo.
Taura hako sekuru ava vanondibhowera zvinyadzi
@@emmzy3296 Endai kune imwe n'anga isina zvinyadzi.
@@tsitsimutombo2216 Ndiwo matare ake iwayo,hamuudze munhu zvekuita mumatare ake.
I FEEL LIKE GETTING OLD IN OUR COUNTY IS A CRIME ZINATHA MUST DO SOMETHING KUNANGA DZENHEMA IDZI
😂😂😂😂 Matambire awo bho here sekuru. U made my day 😂😂😂
Muroyi chete ndiyo anorwadziwa nemi nasekuru kana mwana muroyi.kwandiri more fire
U are the best Tate Guru
Haaaaaa vakomana respectaiwo mwana wacho mukoma Uyo aripo pamwe nemuroora 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vanotori sabhuku haaaaaa and vakauraya vana vanakomana voga very said Pomerai Tangai Tatenda my best friend ummmm
Thanky you tateguru❤
Dai muchitoisa mhiko vachifira bcoz varoi vakaipa
Fantan mwari awe newe
Haaa veduwee ka ....muturikiri Uyo ngambozvinyima zvekuda ...hachanaikidze kuona hake yooo
Dumbu kuita mimba muteko kudaro
@@TafadzwaMbira Ummm Kudya ngaite kushoma henyu kuita ka tatya
😂😂😂
Kumbozvinyima
Ummmh nyadzi noo totambura hedu asi izvi haibo
I can't wait to see tete guru tasvu pamberi nebasa❤
Modarireiko sekuru apa pane vabereki vane vana vavo, zvinyadzi zvacho zvakunyanya
Ava ndevekwedu iyooooo vapedza vana vavo mai ava 😢
Teteguru Tasvu makatumwa namwari imi
Kkkk kukuonai ndiri SA
😅😅😅😅😅😅😅😅 haaa zvirimuZimbabwe ma1.Toti kurarama hupenyu hwekuita kunge kutamba njuga toita vamwe vanoita havo dambe nematambudziko 😂😂😂😂😂😂😂😂
Varoi variko but hatikangamwe kuti vabereki vedu zvekare sekuru mubvunzo wenyu hauna kunaka mungabvunze Mai vakuru kuti manga marohwa sinhi here Ari mubereki wenyu akubvunzwa kudaro munonzwa sei
Mhepo yevakaenda kare vainzi sekuru Tasvu ndiyo irikutaura saka mhepo inotaura zvainoda haina chekunyara
even though mukasakanganwa kuti vabereki venyu, vanenge varoya muroora ka saka munomusiyirei kumatare.
for instance avenge aurayirwa mwana, sake osiyiwa just because muroora ipomoea papa mwana wake
Kana munhu akagarwa nemhepo kaa mhepo Instagram zvayotaura uyo arikutaura haatiziye zvaataura mhepo ikakubata. Inoita chaizvo izvo zvaiita munhu wacho chaizvo izvo hnt mana wazoti ndikunzwa kunyara ndipei ndivhare ndikuoona sendisina kupfeka
Tichadya dovi seyi ka a rokuiwa nemachende nematako kkkkkk waiwepo eree
Pakaipa kani
Wandiuraya zvangu 😂
Pakaipa
pamberi nekufumura varoyi. its unfortunate kuti varoyi vakanga vari kuMberengwa vakafa it is good that mubayiro wezvivi rufu.
dei varipo vafumurwawo
Can't wait to enjoy Tate guru Tasvu
Is he tateguru or a businessman abusing the vulnerable?
Kunzima ukukholwa uma ungakezwa lutho oluhlangene nokuthakathwa
Ngusomabhizimusi, wonke umuntu ngumthakathi 😂😂😂yah neh
Imwe mibvunzo itaiwo muchinyara vakomana imi tsverukaiwo mungabvunza mukadzi mukuru zvinyadzi
Semuturikuri uyo dzungu racho kuramba uchibvunza Mai wako zvakadaro izvozvo zvichi zvematare ere weduwee pane mwana nemuroora
Apo nyaya yacho hainei nehuroi vanofunga kuti kupotsa warepwa kunonakidza nhaimi
😂😂😂😂kukuya nzungu nechiii sekuru
Kkkkkk sekuru kaaa machende kukuya nzungu nematako ndri kukuonai ndri kuSA
Madhanzi manyama asi dhafu assistant or rather interpreter waSekuru Tasvu ari kungo zvizunzamhira kuita kunge arikumbunyikidzwa kutamba kwacho 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
😂😂😂😂
Vatogona kutaura pachena zvichaponesa mwana wacho nemhuri yake pane kunzi munoroiwa nambuya Ivo varivo zvavo
Sekuru ndikukuonai ndiri SA family yedu yatambura sekuru tinovimba tinosvikako
mukoma Robbie udzai sekuru zvinyadzi vakuzviwanza pliz tigere nevanyarikani pliz pliz
ahhh iwe kwana iwe ibva pahama iwewe kwete tsvina dzauuksasa
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Ndokumusha kwangu ikoko village yacho varoi vega
Munobva kwaMunyikwa hre.kwaMatombo
Yaaar ndokwandobva
Kkkkkk sekuru vakutaura zvesinhi kkk haa ma 2000 anasekuru ava
😂😂😂😂handidi hangu nemasoko angu.
Kambo aka ndayi ndine mwana ndinokafarira ndinogara ndakakaimba kana zvinhu zvandiomera nokuti vana vangu vese vari 2 vafa😢
Sorry dia
Sorry sahwi
Kufirwa chinhu chakaoma hama dzangu
Zvakaoma hama
Chokwandi hama kana usati wafirwa hauone kurwadzqa but ndino tenda mwari ndakasiirwa vazukuru ndini baba amai Gogo zvakaoma
Umm matare anhasi zvinyadzi huye kana
Vanhu vadzidze,izvi zvadzidzisa vanhu kuti hauyende kumatare nemunyarikani..uyo mwana akaenda mkadzi wake dare remusha
Kana uine mari yacho unogona kuenda newaunoda kuenda naye. Dambudziko rako haribuditswe for the public. Ava vanhu vasina mari yakawanda.
@@rascocky6366 hatina kunzwanana,ini ndanga ndichireva kuti kudare remusha kunobuda zvese zvese,zvino uyo mwana mukomana akaenda nemudzimai wake,iro riri dare remusha.ndipo paakatadza.mukadzi wake haaifanira kuenda
@@williemazurutse1880 Ndinobvumirana newe asi pane dzimwe nguva kana zvichifungirwa kuti iye muroora ane zvaakabata anogona kuendawo kuti aratidze kuti nhamo iyi haisi kubva kumusha kwake. Uyezve dzimwe nguva kana zvaonekwa kuti muroora haanei nezvirikuitika anogona kunzi abude panze. Asi kana zvinhu zvacho zvichinetsa mumba make anekodzero yekunge aripowo.
Tateguru nhas mune energy
Ndokuti zviite kathat
The interpreter is OVERWEIGHT, sekuru must help him reduce weight
Kunakidza kwebasa 😂😂😂
Mati mamuona achitamba here kkkkkk
Zvoita Mari kkk
Aaaa kwiye kwiye yaaa
Sekuru tasvu ko kuzobvunza zvekumira kwechinhu was it necessary 😮😮 pamberi pemuroora here
Mhepo inotaura zvainoda haina chekunyara. Remember kti vanenge vachitaura apa imhepo yaSekuru Tasvu kwete mutumbi wamunengu muchiona
Mwana ndiye akatadza kuenda nemudzimai wake kumatare emumusha.ndiwo mubairo wacho
Nhai apa dzanyadzisa tasvu😢😢
Sekuru takumbirawo zvinyadzi bodo
Ibvai pano vakuona kuti mukutadza kunzwa valgar
Ummm iyi nyaya manyanya zvinyadzi sekuru tasvu
Tasvu 1❤
haa pachafa tasvu pacharoiwa benzi 😅😅boys rese iro rotosimba coz revenge yacho anenge ari ma1
😂😂😂😂😂😂
Vakataura kuti chimpfana will carry the torch😅.. Chiya che rasta chibaba
😂😂😂😂
@@pmuringa1 shuwa zve boys rotaura nyobvo iro kana urimurooyi zvako🤣
@@muchenyuradorcas4538kkkk lol ndanyepa here
Tasvu chibaba ichi ndipeiwo nguma sekuru ndirove yepaMrewa
Pamurehwa papi ndopangu haaa pane anoirowa kwendu anobva mubhuku remachirema uuu mukomana iyeye kaaa kana levels anosara pasi bodyslam chaiyo
I feel sorry for neighbours in Mabelreign. How do they feel about all the noise and voodoo practice
sekuru zvinyadzi tikuona nanababa nehanzvadzi nevana mati tiitewo seiko
aaaaa episode iyi irikunyadzisa
But zvine chitsotsi
❤ TATEGURU TASVUMONGORA ❤THE ONE ❤
Hanzi wakamira wakaita check standing yekwa snake 🐍 under grass 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
Sekuru Tasvuka kkkk hanzi wanga wamborohwa sinhi here kkkk
😂😂😂 ayas
Taivepo apo ichokwadi chaicho
Tateguru woye ndateterera huya uzoona
Zvekupukunyuka kwamai avo zvine chekuita here nehurombwa ndapota sekuru musarasike mumatare epasichigare nhanho dzenyu dzakudzikira
Zvinyadzi zvawanda ,tinobva tashaya kwekutarisa
Mmm zvinyadzi yoo
Dunda kuwedzerera😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Haaaaaaaaaaaaa benzi iriiii
Tateguru Tasvu isimbi inogura dzimwe simbi .
Tiri kubatwa nevaroyi Tateguru Tasvu tatambura
😂😂
Kkll kwaaa
Hoyoooooooooo 🤼♂️🤼♂️🤼♂️🤼♂️
Kkk chimwana nanasekuru wanga wapanze😂😂😂
❤❤❤❤
Ini zvangu Sekuru Tasvu havachandinakidza maitiro avakuita ezvinyadzi nekuinterupter munhu achitaura nekungoimba padiki padiki hazvichina order zvavekubhowa kuona
Sekuru tasvu vanosota asi kuzonyanyavo kubvunza mai avo kubata zvombo
Tasvu 1
Takamirira ngaiuye
❤❤❤❤❤❤ 16,1
Ummmm sekuru dzimwe nyaya dzamunobvudza pamberi pemuroorra nemwana komana kuchirikurapa hre haàà izvi hazvachaita sekuru batsirai vanhu dambudziko
Ndinobvumirana newe. Zvavarikuita izvi hazvina kunaka chaizvo. Ngadzive nyaya dzinoita nezveuroyi chete kana kuti dzine connection ne uroyi.
@@rascocky6366 taura hako nekuti zvese zvavanga vachibvudza hazvina nechokuita nehurombwa ndanga ndichitofunga Kuti ndichdzwa zvakudzi ndomamakaromba APA varikumanikidza munhu Kuti Ziva ruvara rwehembe Yanga yakapfeka munhu 14yrs Imi ka ngavasadaro sekuru
Remember kti mutumbi wamuri kuona hauna shoko raunaro bt mhepo yevakaenda kare vainzi sekuru Tasvu ndivo varikutaura uyezve mhepo inotaura zvainoda haina chekunyara
@@adv128 It may be so but it seems the spirit is now making a show for the youtube audience. Do you really think kuti dai pasina ma-camera ndizvo zvaizoitika izvozvo. BTW if you go there and you pay what is asked of you, the problem is solved professionally and quickly WITHOUT all this fanfare!! These shows are reserved for those who can't afford the full fees.
Batai mupfiti
Dhunda uyo akutosimba kudarika muridzi wematare
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tasvu mari yawandisa akuita matare akadhakwa
Akubvunza kukura kwezvombo netsinga zvichi zvematare here aaa zvimwe zvacho
Tasvu ☝️one munobata sekuru tinotenda
Tasvu vanemoto nhasi
😂😂😂😂😂
sukuru mune chipo ndatendazvangu
Uyu sekuru uyu anombobhowa sometimes, zvekumira kwenhengo yebhinya nekukura kwayo zvine chekuita hre nematare? This guy is scammer
Svikako ugoona dia...he is real
Am in agreement
Ko kuenda munozvionera pame kungwauta zvamusingazivi
Kana vanhu vasingazive Bvunzai kwete kungotaura .Kana sekuru varipavar vaitaura Portuguese nekutaura zvinyadzi ndozvavanongobuda vachiita .havachinje nekuti vazouya kuZimbabwe nekuti munhu akafa.Chekungoita kusaona nevanyarikani chete.
Sekuru tatambura vazukuru venyu vapedzerei varoyi ava
Kkkk pakaipa
😂😂😂😂😂😂😂
Ndikuuya soon sekuru
Bumpshot kamukandanyere 😂😂😂😂😂
You can see kunge drama coz zvinenge zvisir kwenyu. Vanhu ava are my relatives zvavari kutaur its not fake vana vakafa zvir mysterious nekuzviuraya vose its adisaster. Not fake# my cousin sister #aka husband
Dhunda wakadhakwa ndikumuona hangu
Ane dzungu uyu
Dzingu risingaite kani
Drama chairo , vanhu vachirohwa mari
Kana usina usina zvaunoziva nyarara duzvi
Tasvu1 Chimutasvu 0
This is an embarrassing comedy 😂😂😂😂what's the purpose of this 😳
Mavirgin anodiwa nasekuru
Asy wakambodanana navo?
Tasvu wematuzvi chii chinonakidza pakumanikidza mbuya avo kutaura zvinyadzi pfutseki
Sekuru munogona muroyi ngaafe hake vanoziva Kana vakambogara nemunhu anobudirwa mumwe mudzimu Unotuka zvinyadzi nekuti sekuru ihomwe chete havasiwo vanotuka asi dzimu Ravo ndiro rinotuka zvinyadzi
😂😂😂😂😂😂